ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Bunzamukombe The Calm And All tateguru who doesn't phone himself.
Sekuru Bunzamukombe vakuru zveshuwa❤😊
Sekuru munoona ichokwadi ndinogara kutsvimbo yanogara murume iyeye amen
Kkkkkk translater ummm pane paapinda Nemo nemo
Precious kana usina murume chibva waita hako mukadzi wake😅
Zim inonakazve ngoma kuvanhu sekuru ngavadzoke
next time take zvese nemakumbo tikope dance style ya Sekuru. Apa vanotamba havo zve a few seconds. Vanogona havo.
Ka short dance manyama
Simbi yebasa hadzi maidikingonyengera mabhurungwa emukadzi. Wenyu mumba kkk
😂😂😂
Beatrice andina mate nayo mulocation macho vazere varoyi l can't believe nanhasi Kuti mai vangu vakafa tichitaura
sekuru madiiii kooo kudzikisa mari yedaré toona kt mamwe màdzisekuru nemagogo vakadzikisa nokuti mkaita zvekutizamudzira sekuru ummm mari dzonetsa idzi
Sekuru bvunzamukombe mozvigonera basa henyu no pride
Haasiye wekutora ekwedu kwaMutoko here. Muongorerei sekuru tapera mabhurukwa kwaMutoko
Kwamutoko papi . Inbox Silvester 0773761800
P@@SlyMediaTv
Bluetooth mahwani vapera vanhu
Sekuru keep it up ❤
Tateguru Bunzamukombe nhasi varikunakirwa shuwa 😂😂
Uyooooo isupporter ye zanu pf
Sekuru vanhu vakatora mabhurungwa vavo zvichikuita kuti vaapfeke here madikusvipisa
Sekuru ko gate nderei pa car port yenyu imi musingatye mbavha
Kkkkk um doubting translater kkkk sekuru remove him
Sunungurai muzukuru wenyu tateguru 🙏
Saka madam vanga vatopererwa nedzekupfeka zvee
Kkkkk kokutora hembe dzemukadzi chii ? Ahh pakaipa
Ishavi rengerebata
Vanogona sekuru bunzamukombe
Yooo
Sekuru jive yenyu huchi tapi tapi
Madhara ekare chiinemi imi kubata mishonga kudero uumm ndatenda hangu
Kkkkkkkkkkkkk bunzamukombe ma1
Zvino maskirt emukadzi aitorerweiko ko iye aitadzawo kana kuzvifambira aiti zvirikuendepiko haaa zvakaoma
Gedza anema V11 manyama
Humble sekuru ava❤
Hayaa zvakaoma mufunge
Zvakaoma veduwee hembe dzemukadzi kuwanda kudarooo kuromba kwakaipa
Kuita mupedzanhamo wemanduwe emadzimai
Yowee chegutu papi takambogarako
Maskirts ese ayo yoh waiti arikuendepi shuwa odrop rese
Zvinodzimba
😢😢😢😢😢 zvakaoma
Hezvo hembe dzemukadzi musango here veduwee haaa zvakaoma
❤
Gegegege mupfanha wechidiki kkkkk
Zvakaoma chokwadi nyika yoenda kumawere shuwa
Hoda bhero pakaipa 🤣
Saka mvura isibganayi
Mapostori muriko hr😂😂😂😂
Zimonya vakuru riri kuseri kkk
ma1
😂😂😂bhero rema pant
Shame zvinorwadza ka,zvinoita hama soooo
Translater kkkkk
Aggh imi, ko ati haamuzive munhu uyu so akazomuudza kupi zvemombe yaari kutaura haaa fokof
Vakapinda mumatare first indava wakapusa soo
Chibaba icho
Kuita bhero remanduwe
Sekuru batai
Kuromba rudziiii
Ko ma skirt emukadzi aimadiiko zvakaoma
He’s a creep but kuroya is in his mind absolutely nonsense
Tavepo
Kkkkkkkk zvakaoma