Huyai Munzwe Mhiko Dzandakaitira Ex Husband Pataka Rambana Zim Confessions

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 21 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 30

  • @vimbaispiwe6370
    @vimbaispiwe6370 5 หลายเดือนก่อน +7

    Last confession...bho here..urikuwanei nekusunga hupenyu hwaX wako

  • @MrPercyvall
    @MrPercyvall 5 หลายเดือนก่อน +2

    Ramba huroyi gehena harina nyasha. One day you shall be free of all curses. God is the answer.

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 5 หลายเดือนก่อน +7

    Kugamuchira zvinhu zvekupihwa nevanhu vaakuda kufa it's a bad idea. 😮

  • @marklodprosper9129
    @marklodprosper9129 5 หลายเดือนก่อน +3

    I used to had a close similar situation with my x wife, akaramba hake kunamata and we failed the marriage. I still remember malast days ndakaona munhu mumba face to face kuzama kuudza mukadzi kuti lets pray akaramba till we fail the marriage, vanhu vane hutsinye kunze uku especially kana uri nherera isina both parents. mwari tigoneseio.

  • @GraceBanda-e4h
    @GraceBanda-e4h 5 หลายเดือนก่อน +1

    My sister Namata zvine Simba nothing is impossible with God .Join group rinondzi Courageous Esther pa face book .Namath mudiwa it shall be well dambura mhiko dzese dzakataurwa pamusoro pe hupenyu hwako

  • @sindy308
    @sindy308 5 หลายเดือนก่อน +2

    #1 my sister famba famba ubatsirwe nekuti wakasirwa huroyi nagogo vako, and nyoka unayo muchiuno umo.

  • @ZANDIJOHNSON
    @ZANDIJOHNSON 4 หลายเดือนก่อน +1

    Mmmh 1st confession ndapota shingirirayi muchinamhata gezayi ne ivhu raka saganiswa ne salt pamwe chete ne mhuri yenyu muchimwaya mhumba ita zvakare nemari yenyu muchitukirira mbuya venyu

  • @simisongwenya6495
    @simisongwenya6495 5 หลายเดือนก่อน

    Well done & keep the fire burning pamabvi apo hama yangu
    Raira mweya wagogo wehuroi nezita raJesu ngauparadzwe nezita raJesu kumwana nekwauri HALELUYA

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 5 หลายเดือนก่อน +3

    Well done mkunda kuranda kuroya fonerai mkoma Robert Tapfumaneyi munobatsirwa

    • @busimasina5083
      @busimasina5083 5 หลายเดือนก่อน

      Sorry to ask my dear, Robert Tapfumaneyi is he a man of God

  • @johnmakoni6642
    @johnmakoni6642 5 หลายเดือนก่อน +1

    Chikonyera pa Hwedza

  • @ciecie-bw1kl
    @ciecie-bw1kl 5 หลายเดือนก่อน +2

    Bviswa nyoka iyo udambure connection na mbuya vako. Endai kune vemweya or chivanhu

  • @johnmakoni6642
    @johnmakoni6642 5 หลายเดือนก่อน +3

    Ngaa ende kuna Miracle Paul

  • @preciousprecious263
    @preciousprecious263 5 หลายเดือนก่อน +1

    My sister namata uchizviramba, zvinhu izvi zvidiki pese pa unenge uri zvipoteredze nemoto we mweya mutsvene uye muende kundobatsirwa muri mega hamungazvigoni, mumba sevenzesa munyu uye upise mhiripiri nyoka iyeyo inotiza garayi muri pamunyengetero, apa pamwana mukasire asati awira mumoto nokuti hazvizorapiki kana moshandirwa endayi kuvanhu vakasiyana siyana uye iwe pachako unofanira kugezeswa ne chivanhu uye kufuratidza mhepo mhepo yambuya vako uye varambe

  • @estherykachepa1308
    @estherykachepa1308 5 หลายเดือนก่อน +1

    Wakapusawo dayi makafamba namai vako vakakuregerera dayi wakavadzosera vachiri vapenyu pasina zvose izvi

  • @noberthove8704
    @noberthove8704 4 หลายเดือนก่อน

    Only God knows.. so just pray usapera moyo.. Mwari havambosiyi muranda wavo. Chero zvodii Satan haana kana power .. funga nezvenyaya ya Job

  • @gracempofu526
    @gracempofu526 5 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma hazvo madzibaba ne n'anga same team vese varoi

  • @Grainger0123456789
    @Grainger0123456789 5 หลายเดือนก่อน +1

    Ist confession, Pray and fast usashandiswe nemweya wakaipa.God can change your life .
    Remember kune simba raMwari kune simba radhiiyabhurosi,Mwari vanokurira but you have to give your life to Him and you will be protected. Zvese zvirikuitika mu marriage mako nekushandiswa kwevana zvinochinja nekuti mweya wambuya unenge waenda.
    Ramba muchinamata but zivai kuti mweya wacho mukuru unotoda kusimba

  • @HappyKarigen
    @HappyKarigen 5 หลายเดือนก่อน

    Last confession sis muri muroyi chaiye pamwe nemaporofita ako masatanist! Hakuna mweya waMwari unobvuma kuitiswa chivi chakadaro nekuda mari!! Ko vehama awo vaikufurira sei usina kusunga zviraramo zvawo nekuti ndiwo vakakubatsira kuipwanya imba yako! Ex wako tambira kure chaizvo naye in terms of revenge! Nerimwe zuva gava richadimbura musungo inguva chete

  • @tre642
    @tre642 5 หลายเดือนก่อน

    2# ingo musunungura , set him free vamwe maporofita varoyi chaivo. Mweya waMwari hausunge vanhu .

  • @Grainger0123456789
    @Grainger0123456789 5 หลายเดือนก่อน

    2nd confession ucharangwa neshamhu yaMwari rimwe zuva ,kuroya hako 😢

  • @chiedzadube
    @chiedzadube 5 หลายเดือนก่อน

    What is the use kuroya munhu wawakasiya

  • @SharonKufakomwe
    @SharonKufakomwe 5 หลายเดือนก่อน

    Ndi gogo mai vani ava

    • @esterdube8894
      @esterdube8894 5 หลายเดือนก่อน +1

      Mother's mother

    • @SharonKufakomwe
      @SharonKufakomwe 5 หลายเดือนก่อน

      @@esterdube8894 okay you not related navo namata Kuna mwari nemoyo unorevesa vanodzwa

  • @ThuliMatarise
    @ThuliMatarise 5 หลายเดือนก่อน

    Endai munobatsirwa mwana asati agadzikwa bhandi iroro

  • @GraceMkura
    @GraceMkura 4 หลายเดือนก่อน

    Why usina kungosiyana naye zvakanaka pane kuzvitorera munyama nerushavashava nhaiwe

  • @IamHephzibahIsrael
    @IamHephzibahIsrael หลายเดือนก่อน

    The lady who was given belt confession: when you wake up, pray with the word of God counteracting the words your grandmother has said to you in the dream: use scriptures eg if she says you will not have peace, cry to God that Jesus is the Prince of peace and you superimpose the words she said to you, if she attacks your health, marriage, find scriptures about what God says about these areas. And renounce, denounce the snake/witchcraft spirit you accepted at first, break the covenant and rebuke the spirit and tell her spirit to leave in Jesus name and covenant yourself to Jesus Christ. It is well with you for staying strong and not giving in to witchcraft. May the Lord who reigns over all creation and in the affairs of men, fight for you, endow you with strength to keep the good fight. I pray God restore your marriage, your children, peace, prosperity and health in Jesus name.

  • @raychibvongodze5283
    @raychibvongodze5283 5 หลายเดือนก่อน

    Last Confession ,Hanzvadzi urimukadzi anodadisa ,type yevakadzi vatinotsvaga. Please usarega kuNamata .ukaona zvichioma unenge uchitokurira Satan nekuti destiny yako inenge yovhurika ,iva netime yekuitsma fasting kana katatu paWeek zimweya iri rinotaramuka kuyenda nenyika