Ambuya Voda Bonde NeMukuwasha Nekuti Anoda Bonde Ka7 Husiku One NeMwana Wavo Kunyangwe ArikuPeriod
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 10 พ.ค. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Vanhu vari kupara ngozi in the name of church. Pane imwe yandamboonawo hangu yemapositori akatiza nechitunha achida kuviga pasina hama dzemufi, sezvinei chitunha chakazoramba hacho kuvigwa. Iyi nyaya haitombodi mambo, kwedu tinoiti pfukwa, munhu kuchemera zvinhu zvake achiri mupenyu, vane luck ngavape mai zvinhu zvavo avo. Vakasiya mai avo vakafa vasina zvinhu zvavo inenge yava ngozi inozovanetsa mufunge.
Kana zvichinetsa mai ava ngavangorara, mhuri idzi dzozopedzerana nemweya wavo vafa. Vakasaibata zvakanaka nyaya iyi ingozi.
Ko ivo ambuya vanayo here respect ungaudze mukuwasha kuti ndaakuuya uzopedzesa bonde zvinotaurwa izvozvi kutobga kwacho unokushaya
Saka maida kuti vatii iwe vavafonera uchivaudza kuti mwana venyu arikuramba bonde pindurai saa mbuya tidzwe
ambuya vachowo ummm ????
Ambuya vakazvipengerwa
Iye mkwasha wacho pane basa ..hakuna vana tete here
Aida kuti vaitesei mkwasha imboko
Mkoma Robert kkkkkkk uyu mkwasha i benzi,,,ndatenda hangu 😂🎉
Mai mugangster!
Chai ❤
Kkkkkk
Bamunn itsotsi kaana usisina murume unoitwa yese yese,imi moda kusobvunzwa maimboregererei kudeedza mai vemwana at First
Taurayi henyu
Babamunini tinogona kuvati itsotsi ASI mukadzi uyo mahwani
kana murume afa hama dzinoita zvadzinoda uye kuda kutonga vana vemufi nedemo.Dzimwe hama ndedzekungo kanganwa sesumburera mukombi.
Amai vari right ava mukwasha uriduzvi remunhu wanzwa imi amai pihwai zvinhu zvenyu mukaera church yekupenga iyo
Mai vari right awo
Thank you so much Amai tonokutendai nebasa renyu zvakanaka zvamurikuita muchirikurarama nezvamurikudaa ndafaraa Amai nyayaa iri apa yataurwa nepasipo zvayoo
Piwai mombe dzenyu mhai 9 months it's not a joke
Vakwasha roorai imi musade kuhwanda nemutemo wexhechi..shuwa amai vapei pfuma yawo kuzvara nekurera mwana kwakaoma uku..roora ririko munyika yedu teedzai chivanhu chedu ndatenda
Maybe iwe chivanhu chotokunetsa. Mukwasha akapa pfuma kuvaridzi. Maiguru was supposed to sue murume wawo sarapavana
Bamnini is a problem. Kuda kutonyima maiguru muridzi wemwana pfuma yavo using church. Mai ngavapihwe pfuma yavo avo.
Pfuma ngavapiwe ko zvekunzi unoramba basa is it a must kuyitiswa basa
Hamuzive nyaya muna nyarara infuture the fact yekuti she attended the ceremony she is in agreement with the culture and tradition yacho. furthermore mukadzi akaroorwa anotevera mutemo wemusha iwoyo
Very true haaa munhu akatakura 9mnths onyimwa pfuma yake kuparira mwana nekut paachazenge omukirwa namai vake vanenge vomunyenyeredza
Ndrikuside kwamoms avo❤❤❤😂
Ndizvo zvimachurch zvana madzibaba Ishmael , we want to get rid of zvitendero izvi
No it's not uyo aifanirwa kurorera waanonamata nawo chete
Chikristu chese to hell!!
Mkuwasha akapusa. Akarambirei ainemunhu waabata aine chikomba. Kupusa kwake kwamutsimbirira
you are the Best Chief Dotito,Ropafadzwai vaNyawanza
Mai pihwai mari yenyu yemafukidza dumbu, mombe yeumai, mbudzi yemasungiro. Mbatya nemachira enyu pamwe nebhutsu.
Amai avo Ndizvo big up mommy❤
Chief magonesa vanhu vanoda zvinhu zvevana vevamwe
Mambo kurai ko ivo amai vanoudza mukwambo ndiri kuuya kuzopedzisa bonde nemukuwasha mavanzwa here pavati ndakazouya pehandzvadzi yangu panext door ndikati ndauya kuzoita bonde riya nemukuwasha .Mai vanoenda kunobvunza pfuma zvisingazivikanwe nanababa vemwana mai havana hunhu avo .Mambo imi munoti amai avo vakange vasingazive here ko sisi vavo vakaenda sei kana vakanga vasina kuudzwa uye mukuwasha ndiye anoudza ambhuya kuti ndave kuuya kuzoroora here kana matare ari echivanhu dziidzisai vanhu chivanhu chakakwana saka mwanasikana wavo asina kuuya atya kunyadziswa naamai hanzi ndaida kupfekera mukwambo gogo netrouse ndokukwana here ikoko puu jakarasi raambhuya
Vaitadza zvavo kutaura amai asi nyaya dzese 2 dzavamhan'ara vahwinaka
ko iye ndiye akatanga ka kuudza mai zvebonde
Chero varinjapisi vaipindudzana nemukuwasha kuri kurwadziwa mukuwasha ngaaite mushe
Ko ivo baba vakaroodza sei mwana Mai vasipo...tit fr tat Mai vari right ngavapihwe zvinhu zvavo
Iwe kurawo iwe. Ndimi vakwasha musingaroori imi. Munhu angazvarisa mwana wemunhu vana 4 asina kubvisa pfuma yaambuya sei....kana vakafa anozoipa ani.
Mombe yeumai should be the first.
Chechi yacho iyoyo pfutseki wayo...inotonga kuroorwa kwevanhu yakamira pachapter ipi.
Dare iri should be used as a model of traditional courts . They are very respectful. Vanoenzanisa. They do not victimise people. Chief vevadare vese vanotaura ne diginity. Keep it up. BUSHU Used to be very good but social media yavakumukanganisa
I need to help this mother give me her number
Hapana zvedare apa, havatozivi chivanhu. Pfuma inobvunzwa namai here
Pfuma haibviswe kuna Amai hazviko
Mm I@@user-pg2ts8wk9f
mashura anokambaira kupihwa nyama yehumai😠
Ambuya vanenge hure avo pmus musati chirikadzi havasi avo vakarambwa kare
Sara pavana makaregerei kuzotaura namai vemwana mapedza kuroodza
People must respect African culture. Church should never cancel how things were done muchivanhu. Church must complement. Ambuya must get what she deserves in full.
Amai avo itsotsi imba ekwani inopfirirwa ne 85 dollars imimi ka mukwane, apa maakutotaura futi kuti ari staborn ndosaka mukwasha asingazoku respectei hamunzwe uye pamaipiwa machira maimagamuchirirei Nxaaa kwanai
She's correct kupfirira imba kumusha $80
Ambuya vanga vakamiririrwa neblood sister yavo.
Mukwasha panyaya yeroora Havana mhoswa asi for the sack of peace, mukwasha ngaangobhadhara mombe yaAmai
Kkkk haaa sarapavana vasadaro mombe idzo vaifanirwa kupa amai muridzi wemwana then amai kana vaizoda kuvapa mombe aizovapa or kuvapa mari
Ipayi mai avo zvehumai zvavo zvekuti vakaita sei sei ratova drama. Nhumbu inorwadza mhoti.
Mombe yehu Mai ndeya Amai.
Amayi avo varashika big time & ndosaka vari kumikisa zvinhu zvakasiyana; zvisineyi nenyaya yavo chaiyo. Panyaya yavo, yeroora ravo, vamangarira wrong person. Mukuwasha akabhadhara kwatezvara (kuvarume vavo); saka kana mwana akapiwa vamwe amayi pakuroorwa ivo vasipo mwana wavo akabvuma hake mukuwasha anopinda papi ipapo?
Ini mamwe matare anotonga zvinondibhowa mai avo shes not wrong at all,dare must tongesa bamunn vakadya pfuma vega and havasi biological father fut.
Mai ngavapuhwe Bonde nepfuma yavo.
😂😂😂😂heee
Aah iweka 😅😅😅😅😅
Kkkkk
Kkķkk vane hukasha
😂😂😂😂
Kana ambuya havana kukwanawo vaiti ndouya kuzopedzisa bonde zvinotaurwa naambuya here izvozvo hava kukwana ngavazvigadzirisevo mambo magona kutonga but ambuya vakaresva muromo kumukwasha
Plus I type inodisa mari
Havana kushaisha. Vakazvitaura nehasha dzekuti mukwasha ungataure zvebonde nemwanangu kwandiri sei? Ndokuti kana kurara neni unogona kutoda.
After all ava ndimai havasi ambuya.
Dai vari ambuya angadai aine churu chemhosva chaicho.
She was right , hautaure zvebonde naAmbuya , mushoriwa iduzvi. More love kunaAmai
Mombe ye humai ichanetsa
Mkwasha haana hunhu uyu anetunharo tusna basa
Mkwasha haazvi chargee
... Anpoihwa list oita zvataurwa saka mkwasha isnt at fault
ivo ambuya vanehunhu here ava, vanhu ngavasatonga vachitsigira anemagirazi, makwasha arikuzvininipisa asi vadare vadzokawo votsigira divi rimwe
Hezvo kugona kugeza imhosva here.? Vakwasha vazvino Havana rurimi runorema. Mai ndimai chero varikidiga. Vazukuru vazukuru vavo. Zvorwadza if we dig deeper muchaona kuti Mwana iyeye akambunyukidzwa. Kuroorwa maybe not out of love. Asikupushiwa to benefit these church thing calprits.
Ngavapiwe zvinhu zvavo zvisinei nechitendero chomkwasha
Pluz chitendero ndechake mkwasha haauye koisa mutemo mumusha matezvara kuita kuzviudza kt ndinoda kuroora zvakadai kudyairira
Dare racho kutenderera. Tongai nyaya yauya kudare
single lady inoda mari iyii.ko kuzopfeka dhimazi.wrong turn
Maii ngavapuwe roora yavo chete
Kuzvara kunorwadza munhu ongoendesa mwana mahara shuwa muchaita ngozi
But vakazvarawo hure havo. Vanoda mari reroora but havadi kudzwa kuti mwana ahura.
Mmmm Ivo Mai Avavochipedzisa bonde nemukwasha.
Kuti mai varemekedze mukwambo ngaatange aroora zviro zvaamai
Ambuya manyama
Ko mkwasha asiirei mkadzi ivo vari vese munyaya dei tahwa side remwanasikana
Kuzvara kunirwadza veduweee...why kurooresa mwana amai nyakutumbura vasipo?svina dzevanhu kuzvara vana vanozoita marombe nekuti kana amai vasina kukupai blessing kureva kuti marriage yacho yakadhakwa??mukwasha ibenzi remunhu. Unoita vana 4 amai vakabereka vachinyunyuta hausati watanga mazingozi kuvana vako uchapfidza.
Ambuya avo votadza kuwirirana nehama dzavo dzakatambira magumbeze , votadzazve kuwirirana nemwana wavo , zvakare votadza kuwirirana nevekwavakanga vakaroorwa hre ?
Mukwasha is a control freak 😮
Sarapavana ane hunjwire pamombe nhatu aifanira kutora imwe.imwe yodyiwa pamafaro ndetechimand. imwe yoita youmai
Mkwasha Ari pama1 woti kuhurirwa Koti pfuma ikudiwazve kepiri
KKKKKK maone chaiwo
Sara pavana wakaresva iwe amai ndivo vairara vagara nemwana ndivo nyakusenga mimba
Ndatodzidzawo apa vangu mwana akaroodzwa ndisipo pasina kana hama yangu ndakutoendawo kudare
Hokoyo😂😂😂
Babamunini vanoda kubvunzwa havazivi kuti mombe yehumai inobviswa Iwo ndiwo vangauraya mombe yehumai here
Musiyei adye mari ko pamunoroodza mwana kusvika paku charger mombe 12 munoti zvinopera sei
Bamudiki you are greedy big up mama
Baba mudiki vane hudyire vaizo mhanya kuroodza mwana seyi vasina kuudza mai wemwana
Mabasa
Ipaiwo mukwasha nguva kwete kuda kungoripisa mukwasha muwane mari yedare ambulance ava vakachenjeresa mukwasha haana mhosva akapedza kuroora dare renyu ikangarooru court ipaiwe munhu nguva yekutaura kwete kuti aite zvsmunoda dare kutongana musungwa ngaapiwe nguva yekutaura
Ambhuya ndowakaita kuti mukuwasha avajairire hawana hunhu izvezvi havana Zambia mudare imi varume imi tongai nyaya???
Vanhu vanonyadzisa
Kadare ndekemadofo aka, kutanga naDotito wacho
Kane nkani kamukwasha aka nxa!
Hakuna ambuya vano suma mukuwasha..
Vabvuma wani kuti pakapotseka
@@nomsanyika151Saka hapana nyaya, asi iwe unofunga kuti mwana ndewemukadzi here,,, musatsigire chi single mother, tokudanirai Shadhaya
Saka ukureva mai hvapna chavanowana pakurorwa kwemwana wako@@Gonawapotera1
Kwanaaaaa iweeee vanotadzaa nei kusuma mukwasha kana panezvinyunyuto ne Mukwasha wavoo
Zvinenge zvanyanya munhu kufara mahara nemwana wevanhu
Vakaita hundyire. Havaikwanisa kudya mari yeroora musina amai vemunhu!
Saka muface uyu oti kuhurirwa apa akaroora, onzi bhadhara mbudzi, then bhadhara denga remba yamai vehure raakaroora. Aaaah ndokudheererwa ka uku
Ambhuya varikuzvi feela kkkkk
Taura zvako kuuya vakati zvigirazi popo kusada kuzivikanwa
Zvakaoma hazvo kuzvara mwana kurera mwana widyirwa pfuma mmmmmmgys musadero imi maingavapiwe pfuma yavo😢
Pakaitwa shaisano, kuti mai vasawana chinhu .Pakaenda hama dzamai vaiwa vapihwa mvumo nani .Itima iri
Kkkkkk ndanakirwa neTopic. Is it a challenge kkkk Robert
Haa amai ava ndisati ndateerera nyaya iyi amai ava vanoda kutsiurwa pazvizhinji vasati vave mudare
Nekuti vajamukira zvinhu zvavo here
Ayewaaa ayewaa kani uchizokurawo wonzwisisa panenyaya apaaaaa
Nekuti vadii? Vatori correct
Vatezvara vanehudyire vairoodza mwana maivake vasipo zvisina kubvumirana. Ngavamupe twake . Mai vangapiwa hafu yemombe zvapera? Zvinorwadza
Cameraman taridzisa camera kune munhu anenge achitaura
Mukwasha huya utore muchemedza ambuya 😂😂 kuitira paunondopedzisa bonde 😂😂😂..
😂😂😂😂 unoda shamhu iwe
@@sylviachigona 😂😂😂 sorry kani kkkk
Mwana wamai avo ari wrong futi coz kana iye asingadi kushanyira mai vake murume wake anozovashanyira sei
kana baba vako vafa baba vanenge vavepo ndevarikumusoro kudenga kana zvanetsa zvirinani kuveza kana kuumba umwe vamwe ringe ratove drama.
Ipai Amai twekwavo munoita Ngozi iwe mkwasha dzokorora kuroora😂😂😂😂
Saka mai Havana chavo kaa kna kuchinzi mombe yehumai inouraiwa dzimwe dzopinda mudanga rababa mai voenda havo vkarembedza maoko
Mombe yehumai ndeyamai nehama dzavo. Ndeyehumai hwavo, vakwakwasha hapana chavakaita. They will pay mombe iyoyo inotsika
Well done chief keep it up
Respect is earned mama tsvagai chiri kuita kuti musapiwa resepct .uye chii chiri kuita mwana asauya kumba kwenyu ,munhu haamanikidzwe kuuya kumba kwemunhu ,mwana wenyu is over 18 she can chosw what she want. Pane chakauraya zizi ,harifi rega ,tsvagai chikonzero chekuti asauya kumba uye musadaidzwa pa zvese
Chero mai vamadii ndimai azvichinje musade kuzviita varungu muri vanhu vatema zvokuvhiringai mangwana
Mamwe machechi ayaka anotadzisa kuti munhukadzi adzokere kuvabereki nekuti vanenge vachiti havanamate navo.
@@dhereckmherekumombe1945 varungu ndoo vakamuti asaenda kumba kwamai vake here ?
@@joinahmukanangana2993 read to understand not to argue
@@joinahmukanangana2993ndovane tsika yekut munhu aa over 18 aaneruramiro yekuita zvaanoda zvisinei neumwe munhu.
Mai mukuputsa imba yemwana batai mukwasha zvakanaka anongori mwana musamukaurisira mhosva dzevarume venyu zimhata renyu
Hezvo
Kadare kekupenga. Mkwasha haana kana mhosva Tezvara vabvuma kuti akapedza kuroora wani
Taura hako, hapana zvozikanwa
Kana amai vasina kuona zvamai zvavo so akapedza how
@@muzezuru chemukuwasha kubvisa kudare ranababa. Zvemambuya anevhavhu hazvitevedzwe.
@@TheChekas mmmm imi hakuna zvakadro
Haaaa ambuya varuda respect bt naivowo havatorina kana respect zvachose
Iripi church iyoyo nditomboendako
mkwasha mboko
Tezvara vane kakufurira mkwasha
ko munukuna waamai haasi amai here kana amai vasipo pamarooro
Idare rematofo ko kusapa munhu mukana wekutaura mkwasha haana mhosva mai havana hunhu kumkwasha ungaudze mkwasha kuti ndikuuya kupedzisa bonde
Tongai nyaya nechivanhu chedu kwete church
I think chitendero icho chongoda kuti vanhu avo varoorerane pachavo
Poor camera work. Why is the camera concentrated on one point?
Nyaya dzinoda madzishe ane ungwaru saChief Mutasa.Munhu anofanira kupiwa mukana wekutsanangura kwete kungonzi gagaga.Koo ivo amai ava vaizongodya nyama vasati vabika zvinhu zvavo sei?
ko pamakapihwa Jira makaripihwa muripi imi
Amai ava vanopenga ava ibenzi havatozive zvavari vari kupedzera vanhu nguva avo
Mafukudza Dumbu Chief masiirira
Ambuya avooooo itori mafia last shem
Avo havasi baba va Oscar Pambuka hre kamdara ako
Oscar baba vake varikuchiredz havasivo ndovaziva
Haaaaa bba ngavape mai mombe dzavo ivo vasare vasina nechitendero chavo
Well done Chief munogona kutonga
kwaaaa