Confession #2 : ko nhay hanzvadzi uchiri kuda zvekudzokera zveh kune varoyi ikko here ? Nyangwe ukati mkadzi wako haana zvaanoziva but the fact yekuti mai vake is behind all yo sufferings is not going to change and iye hapana pacharrama without involving her coz ndi mai vake
Vanozviita varume ivava ukavanzwa vachitukirira vakadzi vekuZim vanoita kunge ivo ve England kana zvazodayi manje vanenge vakuita kunge vaitirwa hitsinye
My brother went to SA n stayed 15 years married a South African woman and had children and investments in wife ‘s name . Takazongo phonerwa nevekuziva kuti brother was mentally ill , and we were told kuti mukanonoka munozomutora ave guvs .kwakutotumira mari kuti adzoke kumba nana malaicha.
Ukutoti mukadzi siya zvemunhu uyo utange life yako from scratch yaar ma1 zcakaoma ko vekumusha waivashaya here siya mukadzi uyo nhamo haiuraye munhu mared flag eivopo kubva pakatsakatika nhumbu
Kana matambudziko akanyanya unodzingwa sure INI ndakambodzingwa pamuporofita zvichinzi hapafekwi hembe dzisiri ndinemavara , kudzingwa sembwa , INI Japan chandaizivawo
Last confession siyai nemukadzi uyu mutsvake rubatsiro musiyei mkadzi uyu nekuti achakuurayisai itokanganwai nezvake mkadzi uyu nekuti as long muinaye you are in danger.Rambai muchitsvaka rubatsiro
Mudzimai wako mukadzi wechikwambo chavo hambuya vako wadii waebda ku go back to sender fonerai bhozho kune n'anga one yakazogona zvese zvaitaszwa nedzimwe n'anga gadzirisa usatinwafa muroyi hambuya vako
Vadzungu varume vekuZimbabwe handiti vanosiya vakadzi vekwavo vachiti havageze ndiwo mubayiro wacho uyu
Munozviitisa varume vekuzimbabwe vekunyika kwenyu munenge musingavaoni here
Knyura mumijolo, rooranai vematongo
Varume veZim vnodanana nemagaro nekutsvuka nesmooth skin chete, manje vkadzi veZim vanenhamo, hvana mgaro, garo rinotonga mumisoro yevarume veZim,,,,haaa mchapepuka
Taurai zvenyu ini handimbovanzwiri tsitsi
@@mavismataga4571manje kumagumo vanozongochema chete
Apa munenge masiya mudzimai achitambura nevana ku Zim varume musadaro.
Varume vedu vanovarairwa zvekuperera kuva kadzi apo vodzingwa vakawanda mukoma vakadzingwa mumwe akarwara neshuga akadzingwa nemu sasko ikozvino AVE kutambura kumusha asi kuno akavakaisa zimba zihombe nxaaa varume wake up muri kushandiswa fungai mhani vakai musha kwamunobva
Vazhinji vakaitwa izvi kuno kunze.
Kune vamwe sekuru vekuZim vakaita vana 8 nemukadzi wekuBotswana asi vakazodzingwa namai nevana vacho zvose.
Varume ngatimukei tivake kumusha nevakadzi vekwedu
Ndosaka vakuru vakati "Rooranai vematongo"
Dzungu varume vekumusha
Haaaa our husbands live us for this ladies and it neva ends well tikuvaona zvedu
Yeah varume vemuZimbabwe dzidzai kuroora verudzi rwenyu
Mukwasha wemoza uyo hapana chinokunda prayer ukavimba munamwati nemoyo wese vachakubatsira uyo mukadzi siyana naye namata
Sister thanks for sharing..
People are greedy
Chidzidzo kuvarune ve Zimbabwe havanzwi
Confession #2 : ko nhay hanzvadzi uchiri kuda zvekudzokera zveh kune varoyi ikko here ? Nyangwe ukati mkadzi wako haana zvaanoziva but the fact yekuti mai vake is behind all yo sufferings is not going to change and iye hapana pacharrama without involving her coz ndi mai vake
Rooranai vematongo
I agree with you mazim brothers edu ndozvaari kuita
Truck driver makadyiswa madhot chaiwo...muchikumuda mukadzi uyu kkkkk
Rorai vekwenyu hamudi muchapfidza
Namata mumweya nemuchokwadi zvinopera . U cnt fight evil with evil . Put a good spirit pauri. Mwari arimauri nr mumwe munhu
Uchinyaya kuda zvinhu muchisiya vakadzi veku zim
Mukoma very sorry ndapota torayi ihvu panotambira vana ne salt muchigeza 7 days
Tingangope hedu varume vekuZim mhosva kuti vanofarira vakadzi maSasko but chandinoona vanhu ava inyanzvi pakushandisa mishonga. Protection yandinongoona hangu pamunhu kunamata nekutya Mwari,unonzvengeswa mune nyaya dzakawanda.
Dai varume hama dzangu tawanirwa nyasha tinamate zvisina kunyengera ndokuti tivake mhuri dzakanaka uye nyika inova inonakidza kugara.
Siyana nemukadzi uyu
Muchinyanya
Mukwasha weku moza uyo wakazviparira wega shuwa ungaroore moza ko zim hamuna vakadzi hr zvino chiona manje enda kwasekuru tasvu unobatsirikana
Taurai zvenyu zambuko nditasvu mupeyo number dzatasvu anoda rubatsiro please
Ende zvirikuitika mufunge zvorwadza cy
Endayi kwa Miracle Paul mukoma we Mozambique
Ndinobvumirana nemi mukoma Nashy ... hameno kt varume WekuZim vakaita sei chaizvo
Kupusa
Varume vedu neni i fill sorry for them
Munenge masiya vematongo muchiti havaiti
Varume ve Zim murikushandiswa shame ngwarai mhani
Kupata kwevarume chaiko only a fool does that
Baba ve Second confession, makazvipusirawo imi, ungatongwe pamari yako, haa hazviko izvo
Confession 2# ummmm Bamdik vekuroorera mapepa, makatopedzwa nemi, chasara kupinda muguva, dai matotiza nehupenyu wenyu munogezwa, moshandwa . Mari inotsvagwa imwe. Upenyu haudzoke. Zvakatozvarana bamdik. Hapana hapana.
Hanzvadzi yangu yemukadzi wemozambique please move on nelife usati waruza upenyu hwako siyana nemukadzi iyeye and move on yadeuka yadeuka unoshandavimwe mari mukadzi unowana mumwe go back kuzim ubatsirwe coz ambuya vako havakude kana mukadzi wako haakude imba yavaida vanayo ibva muvanhu ivavo please
Achakununura ndi Jesu
Vachinyanya varume vekuzim and malawi hanzwe nekuda vakadzi vemuno.vakadzi vemuno vari very rough
Vanozviita varume ivava ukavanzwa vachitukirira vakadzi vekuZim vanoita kunge ivo ve England kana zvazodayi manje vanenge vakuita kunge vaitirwa hitsinye
Ko madii kuyenda kuMoza marapwawo nen'anga dzeikoko zvipedzerane nemishonga dzaambuya venyu
Igaro ziw kti mkadzi akanaka anokumbirwa achibva kuna Mwari but problem vanhu vanongozviita panyama
Uumm pakaipa imi babamunini siyanai naye mkadz wenyu wekumoza uyoo
Thanks
Kutanga riini varune vemuzim muchiroora ma South Africans vanezvavanenge vakahwandira
2nd confession maybe go look for help in Mozambique
Ngaaende kwaMiracle Paul anonobatsirwa zvinopera
Enda kwaskru Tasvu zvinopera izvo
Yes please tasvu
Kwadzinorohwa matumbu ndokwadzinomhanyira
Varume ava they know kuti ma sasco haana rudo runoenda mberi ndozvavanoda
Adya Mari yacho nemuseredzero
Kana Tenesi ,kana Gumbeze ravakatengera Amaiko nyakukubereka Hapana pasa kunoda kutambudzika ne Veku Mozambique kwavange usingazive ,aaa Mazvokuda mavanga enyora ayo ifa...😮
Zvakawoma hazvo mkoma siyayi mkadzi uyo tsvaga zvimwe aaah chiiko varume imi vhurikayi mhani
Vakadzi vemuno vanokukanga nemushonga ukafuratira nyika Yako zviriko shuwa zvirikuitika mkoma
Mrng mkoma Nashe
Endai ka kwasekuru Tasvu. Or muchirimakaputirwa.
Endai kwagogo Chihoro vakubatsirei mosiyana neve kuMozambique
Varume vekuZim marombe mdozvavatori kana Kuno ki moza ndozvavarikuita ende vanozviita pasina kana Hamã unoziva vanenge vasingachatoda Hamã vamwe vanenge vakatosiya mhuri kumba zvakaoma
Divorce your wife myb unogona kurarama, pamwe zvauchavasiira imba vachakuponesa
Murume uyo is from Malawi hakuna muzimba akapusa so 🤣🤣🤣🤣🤣
Mrng brother Nash
Kwaana ambhuya hakuvakirwi baba,ndozvakangofanana nekutenga stand kunyika kwemkadz
Varume vekuzimvabwe ngwarai mhani
My brother went to SA n stayed 15 years married a South African woman and had children and investments in wife ‘s name . Takazongo phonerwa nevekuziva kuti brother was mentally ill , and we were told kuti mukanonoka munozomutora ave guvs .kwakutotumira mari kuti adzoke kumba nana malaicha.
havadzidzi varume ivava kuno Botswana variko varikushandiswa saizvozvi vachizodzingwa saizvozvo vakapusa zvisingaiti varume veku Zimbabwe
Apa.vanoona.sevakangwara sey
Morning brother Nash❤
Wakawona wunu wa mai wemukadzi uyu uchirikuda nezwake siyana naye utange new life
Wemozambiquie Enda Kwa sekuru Tasvu
Ukutoti mukadzi siya zvemunhu uyo utange life yako from scratch yaar ma1 zcakaoma ko vekumusha waivashaya here siya mukadzi uyo nhamo haiuraye munhu mared flag eivopo kubva pakatsakatika nhumbu
Second confession enda kwaProphet Paul kana kwaProphet Fredy
Confession 2namatauzviise kuna mwari wototsanya kuna mwari kune zambuko
Ndodawo kuromba kusinawo nyoka kana xhikwambo mkoma
Muchiri kuramba muchimusheedza kuty mudzimai wenyu after all u went thru
Kana matambudziko akanyanya unodzingwa sure INI ndakambodzingwa pamuporofita zvichinzi hapafekwi hembe dzisiri ndinemavara , kudzingwa sembwa , INI Japan chandaizivawo
Last confession enda Kuna Prophet Miracle Paul or T Fredy
Namata chaizvo
Last confession siyai nemukadzi uyu mutsvake rubatsiro musiyei mkadzi uyu nekuti achakuurayisai itokanganwai nezvake mkadzi uyu nekuti as long muinaye you are in danger.Rambai muchitsvaka rubatsiro
Uyu weku Mozambique ngaende kwasekuru Tasvu or Amadu
Mkoma ko kuzoroora kuMoza muZim makanga mashaya mkadzi hre ndiyo inonzi wakada wekure uchiri kuda mkadzi wako uyo mwana wemuroyi matruck drivers muchinyanya kusafunda hre kunoita mudaro dzungu dzungu kani bata mukoma Robert Tapfumaneyi unobatsirwa .
Rooranai vematongo havanzwe
Vanovhunduka magaro😂😂
Mudzimai wako mukadzi wechikwambo chavo hambuya vako wadii waebda ku go back to sender fonerai bhozho kune n'anga one yakazogona zvese zvaitaszwa nedzimwe n'anga gadzirisa usatinwafa muroyi hambuya vako
Vakadzi vavana tsitsi
Unobatsirwa najeso chete ndiye oga anokununura
Ulizanka lendoda elingacabangiyo shemu
Mangwanani nash
Siyana naye mukadzi iyeye mai vake kana vachida meana wavo vachamusungura but as for you just leave tht woman dont
He is not a zim cz those man tallers cmes Malawi im sure
Endai kwagogo Chihoro vakubatsirei mosiyana neve kuMozambique