Behind Bars: Anyway Neshiri anotsangura mapariro aakaita mhosva yekuuraya mukadzi wake

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 24 ม.ค. 2025

ความคิดเห็น • 167

  • @ryanmax-grappler8654
    @ryanmax-grappler8654 ปีที่แล้ว +12

    I watch this to remind myself that my life could be way way worse. Greatful for what i have

  • @rosefazhe499
    @rosefazhe499 ปีที่แล้ว +47

    Tilder you have improved in thevway you interview these inmates, you are now respectful to them. I was about to unsubscribe to nrtv but keep it up

    • @LawrenceMutambara
      @LawrenceMutambara 11 หลายเดือนก่อน

      Haiwa unorwara wati ukamu unfollow tigorega kumu follower here

    • @SashCrandal
      @SashCrandal 9 หลายเดือนก่อน

      Kunzwisisa kuna netsaa.. munhu munhu, zvekuti munhu akapinda muJeri akungobvunzwa nema ways ari rough hazvibude ...no wonder why we are black.. yerrrr ​@@LawrenceMutambara

  • @LiliosaChivandire
    @LiliosaChivandire ปีที่แล้ว +5

    thank Tete Tilda taane clue kuti mwana aripi. taitoti akaenda NEMA floods. maita henyu Tete Tilda murambe makadaro. haatozive zita rababa vake sure

  • @hizibollahmupuro7343
    @hizibollahmupuro7343 ปีที่แล้ว +2

    Vanaamai ngatidzidzei kusiyana nenyaya dzekuma next door

  • @nhlanhlamoyo4521
    @nhlanhlamoyo4521 ปีที่แล้ว +4

    Babakazi tilda akukhulume lo Job sakala

  • @Chiravirwa
    @Chiravirwa ปีที่แล้ว +14

    Ini ndakazviudza kuti zvekudzimba kwevanhu ndezveikoko . Kazhinji ndomaparere enyaya dzakadai 😢😢

    • @Dadirai-xg3no
      @Dadirai-xg3no ปีที่แล้ว +1

      Sheedzera

    • @tafimutekwe2855
      @tafimutekwe2855 ปีที่แล้ว

      Bless you and never abandon this wise philosophy of yours!

    • @FaithKamutsungira
      @FaithKamutsungira ปีที่แล้ว +1

      Crimes of passion, both men and women let's try to be faithful to our partners to avoid murder cases.

    • @Dadirai-xg3no
      @Dadirai-xg3no ปีที่แล้ว

      @@FaithKamutsungira Amen

    • @NosleenKamwendo-k3c
      @NosleenKamwendo-k3c ปีที่แล้ว

      Mmmmmmm hupenyu wakaoma mufunge hey Mwari tipeivo moyo wekuzvidzora 🙏🙏🙏

  • @AubeyThePlumber
    @AubeyThePlumber ปีที่แล้ว +5

    Eish mukomana wekumaraini kwedu uyu,yaaa pakaipa zvinorwadza

  • @cdeChirasa
    @cdeChirasa ปีที่แล้ว +11

    Hasha hadzishande

  • @AlleasonKazingizi
    @AlleasonKazingizi ปีที่แล้ว

    Thanks tildah.vekwamagura mt Darwin vakuziva ngozi iyi

    • @rue3575
      @rue3575 ปีที่แล้ว

      Magura?

  • @mellinechirinda5136
    @mellinechirinda5136 ปีที่แล้ว +3

    40years ere uhhhhhhhh uri pamaone muface wangu

  • @moseskapfudzaruwa6194
    @moseskapfudzaruwa6194 ปีที่แล้ว +7

    Its a sad store tete this small gentleman was suppose to leave this woman now he is going to suffer in prison

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 ปีที่แล้ว

      Wasnt the women supposed to go herself if she was no longer interested in this "small" man?

  • @ganyaz
    @ganyaz ปีที่แล้ว +4

    saka zviripachena kt varume hatidzidzi from past events !! saka ukauraya/kurova mkadzi unobva wahwinei 🤷🤷
    varume ngatidzidzei kt kana wasangana nemuedzo wakadai mkadzi ngaende kumusha kwake ,honai manje 40 yrs mujeri plus Ngozi 😢😢

    • @ShortCircuit05445
      @ShortCircuit05445 ปีที่แล้ว

      @ganyaz I totally agree with you 💯 ukabata munhu achikuhurira siya zviyende coz not worth it to spend 40yrs behind bars plus avenging spirits bota unowana mumwe Hoboken vakadzi vari kutsva has kuroorwa.iyi inonzi chawagona hapsna😊.

    • @carolinechitura5140
      @carolinechitura5140 ปีที่แล้ว

      Makuhwa akashata mai vakaita makuhwa ndivo vakatadza

    • @ganyaz
      @ganyaz ปีที่แล้ว

      @@carolinechitura5140 kana Ngozi ichavabatawo

    • @aleckwalusa6548
      @aleckwalusa6548 ปีที่แล้ว

      You can say that again…Chingozvitambira kuti ndozvaktika chinhu chatambwa nacho…Just party ways…It’s not worth it to spend 40 yrs in prison kuuraira mkadzi kuti ahura…In this story lacks evidence of chikomba….Chikomba is there for justification of murdering the wife…Akuviga chokwadi this guy.

  • @ShaleenKudzaiMagwenzi
    @ShaleenKudzaiMagwenzi 9 หลายเดือนก่อน

    Hmmmm 40 years its too much yoooh😢😢😢

  • @ministernashe
    @ministernashe ปีที่แล้ว +3

    Tete Tilda can we hear other stories except murder and also can you interview people like Job Sihkala timbonzwawo his side of story than these people of murder thank you..

    • @dhereckmherekumombe1945
      @dhereckmherekumombe1945 ปีที่แล้ว +2

      Job she cant go kwaari thats a very sensitive story azvibude ngavaite vamwe vanhu varimo mujeri

    • @elliotronald1884
      @elliotronald1884 ปีที่แล้ว

      Are you for real its more like ku interviewa ED zvee

    • @Goost27
      @Goost27 ปีที่แล้ว

      Munokuvadzisa tete kwaJob vanoswera varohwa rohwa tete 😂😂😂

  • @paidamoyochemhazo2526
    @paidamoyochemhazo2526 ปีที่แล้ว +9

    Haaa mai vepa next door vari mujere ravo vega vachizvitongesa kuti dei ndakangonyarra

    • @Maria-yx5bm
      @Maria-yx5bm ปีที่แล้ว

      Ichokwadi hazvekuti ukaona chawaona otaura unozosara wastrss mufungwa dzako

  • @silindiwetshumasilindiwe7811
    @silindiwetshumasilindiwe7811 10 หลายเดือนก่อน

    Mazita acho Anyway 😮😢hayi Zimbabwe no mhani

  • @ChipoNdongwe-lj1ny
    @ChipoNdongwe-lj1ny 9 หลายเดือนก่อน +1

    Dai vakadzi vaitsamwa kusvika pakuuraya vahurirwa im sure inga dai kuma jeri kwakazara vakadzi but ladies we forgive and forget
    Guhwa rakaoma mai vakatipper munhu vanonzwa sei nhaimi

  • @ephraitmwitha9999
    @ephraitmwitha9999 ปีที่แล้ว

    😢😢ummmm zvorwadza

  • @shadreckngocho1445
    @shadreckngocho1445 9 หลายเดือนก่อน

    The way Tilder say, "MURDER?" 🤣🤣🤣

  • @BeatriceHaruperi
    @BeatriceHaruperi ปีที่แล้ว +6

    Vanhu siyanai nechihure ,siyai makuhwa futi

    • @solomonmachokoto1274
      @solomonmachokoto1274 ปีที่แล้ว +2

      Your reasoning is very shallow and very disappointing,instead of condemning acts of violence,you seem to be justifying that it's OK for men to murder their spouses if they discover that they're cheating. God says you divorce a cheating spouse. He is a cold blooded killer who needs to rot in jail.

  • @LiliosaChivandire
    @LiliosaChivandire ปีที่แล้ว +3

    ndabatikana family yekwaMagura was stressed mwana achingonzi akatsakatika nyamba mupenyu.

  • @tafimutekwe2855
    @tafimutekwe2855 ปีที่แล้ว +4

    Nyaya dze vanhu hadzi pindirwi. Zvino mai vepa next door vakaurayisa munhu nekuda dzvene. How will she live with her conscience knowing she has a grave and two orphans without a mother all because of her doings? At his age he could have left this cheating wife and started his life afresh with a better, more loving wife than what he did to take a life which will haunt him for the rest of his life without family or friends who now want nothing to do with him. My prayer is that amai vepa next door vari kupikawo jere mu hupenyu hwavo se jere riri kupikwa nemurume uyu.

    • @RumbiMoyo
      @RumbiMoyo 11 หลายเดือนก่อน +1

      Taura hako. That's why the bible says mind your business

    • @nokutiff
      @nokutiff 11 หลายเดือนก่อน +1

      @@RumbiMoyo kunyepa . Papi pacho mu bible.

  • @shammahjackson5950
    @shammahjackson5950 ปีที่แล้ว +8

    Can you do other inmates that are in for other reasons besides murder … the last episodes have just been about murder murder

    • @Artie-b9i
      @Artie-b9i 11 หลายเดือนก่อน

      True especially political prisoners

  • @warrenmagurah4347
    @warrenmagurah4347 ปีที่แล้ว +1

    Mmmmm zvakaoma Mudhara uyu kana arikwaMagura ihama yangu

    • @dzie101
      @dzie101 ปีที่แล้ว

      Endai munoona Hama yenyu veduwee

  • @ManyiwaRutsava
    @ManyiwaRutsava 3 หลายเดือนก่อน

    Ingozi yoga iyo

  • @NyarieMarozva
    @NyarieMarozva ปีที่แล้ว +3

    Yadzokororwa iyi

  • @MejuryDzinoreva-v4b
    @MejuryDzinoreva-v4b ปีที่แล้ว +1

    Shame😢😢. Very sad

  • @CuthbertChipendocuthbert-nm2dt
    @CuthbertChipendocuthbert-nm2dt ปีที่แล้ว +1

    Pakuuraya makatadza bro nemio vakadz siyai chihure

  • @dalubuhlekaseke1395
    @dalubuhlekaseke1395 ปีที่แล้ว +1

    Subtitles please

  • @esabelkarimagako7020
    @esabelkarimagako7020 ปีที่แล้ว +3

    I feel sorry my bra😢

    • @BadzaTapiwa
      @BadzaTapiwa ปีที่แล้ว

      Sorry yeyi l benzi unourya munhu ndiwe wakamusika siyana naye itsbake zvimwe

  • @crynetjosphat1492
    @crynetjosphat1492 ปีที่แล้ว +4

    So neighbor mukunzwa sei

    • @EndoCanna
      @EndoCanna ปีที่แล้ว

      It's fate.

  • @ShuvaiMutimwi
    @ShuvaiMutimwi ปีที่แล้ว +10

    Infidelity yemukadzi plus makuhwa emuvakidzani honai pazvasvitsa munhu

    • @Amarie077
      @Amarie077 ปีที่แล้ว

      Taura zvako neighbor iyi ndiyo yakasvitsa zvinhu uku.

  • @silindiwetshumasilindiwe7811
    @silindiwetshumasilindiwe7811 10 หลายเดือนก่อน

    Kunyangwe akahura 😢dai wakamusiya hure unongorisiya rakadero woridzinga

  • @DingleDingleBells
    @DingleDingleBells ปีที่แล้ว

    Wofanirwa kuuraya mai wemakuhwa

  • @mobaysparta7476
    @mobaysparta7476 7 หลายเดือนก่อน

    Okapi knife ranetsa pajecha 😭

  • @talentchatukuta4635
    @talentchatukuta4635 ปีที่แล้ว

    Makuhwa akaipa,anourayisa sure,dai pasina mai vane makuhwa zvese zvisina kumboitika

  • @MariaMoyo-vu8ly
    @MariaMoyo-vu8ly 7 หลายเดือนก่อน

    Vaidazvnhu mai ivavo

  • @braindanieltachiua3869
    @braindanieltachiua3869 ปีที่แล้ว

    Mau!

  • @emmahgovera8385
    @emmahgovera8385 ปีที่แล้ว +1

    Mai vepa nxt door vanonzwa sei chokwadi ummm

  • @ArikoisheGonzi
    @ArikoisheGonzi 2 หลายเดือนก่อน

    Mahorror dai wakangosiyana nemukadzi

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 ปีที่แล้ว

    Yooooo....chihure chakaoma weduwee.......ende ngatidzidzei ku minder ma business edu ....wotipira munhu obva auraya ...unozorarama sei hupenyu hwako hwese...uchiziwa kuti ndiwe wakonzeresa

  • @African-n3p
    @African-n3p ปีที่แล้ว

    Vanhu siyanai nemakuhwa zvekumba kwevanhu ndezveikoko

  • @hunbunchzw2
    @hunbunchzw2 ปีที่แล้ว

    Ini ndiri wekuchimanimani but makakanganisa mukoma vangu, vakadzi vakawanda wani

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 ปีที่แล้ว +10

    😢dai wakango musiya or kumuramba hako , just save your time mujeri, amai vekutipira makagonei zvimwe siya zvakadaro.

  • @nyaraitapoka9303
    @nyaraitapoka9303 ปีที่แล้ว

    People should learn to mind their own business...makuhwa anouraisa...mai vepa next door makuhwa enyu

  • @glorymuch6704
    @glorymuch6704 10 หลายเดือนก่อน

    Were is joramu Siwela

  • @phinnyndhlovu8543
    @phinnyndhlovu8543 ปีที่แล้ว +1

    Asi Chikurubhi ndiro jeri rega here muZim

    • @Tinei-g7x
      @Tinei-g7x ปีที่แล้ว +1

      It's ine of the only 3 maximum security prisons, the other ones being Khami and Hwahwa.

  • @tafadzwazindoga7784
    @tafadzwazindoga7784 9 หลายเดือนก่อน

    We can blame man yes..... But ana sis Musa hure. Yes can easily say siya kana ahura blah blah. Musahure especially uripamba pemurume.

  • @dav8238
    @dav8238 2 หลายเดือนก่อน

    40 its to much

  • @GraceMurombedzi
    @GraceMurombedzi ปีที่แล้ว +4

    Dai wakangosiya hanzvadzi,, hure rakaenda ne hupenyu hwaro dai usiri mujeri so

    • @Amarie077
      @Amarie077 ปีที่แล้ว

      The problem is neighbor yaka feedha ne information uyu akauya akatsamwa in the heat of the moment .

    • @solomonmachokoto1274
      @solomonmachokoto1274 ปีที่แล้ว

      @@Amarie077 heat of the moment is when you're not expecting it,and you come home to find your wife with another man. This was premeditated, he came prepared with his knife. He didn't beat her up but stabbed her because he wanted to make sure she was dead.

    • @Amarie077
      @Amarie077 ปีที่แล้ว

      @@solomonmachokoto1274 here we are. The way they always find thos knife all of a sudden. Now that you are saying it it makes sense. Again neighbor contributed. Nyaya dzacho unopera mweya.

  • @MangetheKhumalo-oe8xo
    @MangetheKhumalo-oe8xo 7 หลายเดือนก่อน

    Babakazi Tilda sicela ukhe uxoxisane loSotsha Ndlovu useKhami prison

  • @BadzaTapiwa
    @BadzaTapiwa ปีที่แล้ว

    URI bezi garamo vanga vapera vakadzi here

  • @eddietheafrican1102
    @eddietheafrican1102 ปีที่แล้ว +1

    ndogara ndichiudza vanhu , learn to forgive these women in advance , now its regret , 40 years in jail for just killing someone because she was with a boyfriend , just leave or forgive . haaaaa this is bad

  • @MiriroManatsa
    @MiriroManatsa 8 หลายเดือนก่อน

    Wakazongoresva kumuuraya dai wakamuramba

  • @SheilaMunyai-w5x
    @SheilaMunyai-w5x ปีที่แล้ว +11

    Noone has the right to kill ..pay for your sins 😢

  • @Dadirai-xg3no
    @Dadirai-xg3no ปีที่แล้ว

    Vakadzi pls musahura muri pavarume munoparira vanhu ngozi ko kungobva pamba pevanhu nhaimi chionai vana dzosara dzave nherera baba kujeri. Ngozi mumusha chii chakadaro maricho asatani haana Mugove veduwe musatipira Chihure chemunhu unozviparira ngozi. Kukonzeresa rufu remunhu kwakaoma

  • @crynetjosphat1492
    @crynetjosphat1492 ปีที่แล้ว +3

    Tete Tilder : imhosva yei yakakuunza mujeri?
    Inmate: murder
    Tete Tilder: murder!!

  • @ropafadzomangori2376
    @ropafadzomangori2376 ปีที่แล้ว

    Ma1 aya

  • @Clubber_Lang_
    @Clubber_Lang_ ปีที่แล้ว +1

    Problem is it’s premeditated

  • @mandy8080
    @mandy8080 11 หลายเดือนก่อน

    Murder is not the solution but vakadzi varimudzimba chiiko Nhai?

  • @evidenceshopera4478
    @evidenceshopera4478 ปีที่แล้ว

    😮

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa ปีที่แล้ว

    😢😢😢😢😢

  • @nnyarry
    @nnyarry ปีที่แล้ว +2

    Amai vekutipira, how is she feeling
    I hope vakadzidza to mind her own business

    • @Dadirai-xg3no
      @Dadirai-xg3no ปีที่แล้ว

      Hazviitwi izvi zvekutaura Chihure chemunhu siya munhu azvibatire ega. Naivowo vakadzi zvivindi zvacho haaa zvakaoma hazvo ndomagumo emaricho asatani

  • @josphinematemera5913
    @josphinematemera5913 ปีที่แล้ว

    Sure vana wasu vakawanda

  • @evidenceshopera4478
    @evidenceshopera4478 ปีที่แล้ว +2

    Saka mai vepa next door varikunzwa sey vakauraisa munhu

    • @Lgssquad-v2h
      @Lgssquad-v2h ปีที่แล้ว +3

      Zvakaoma kani Marshall munhumumwe akaimba akati kwawazviona siya zviriko

    • @joicegaredondo9385
      @joicegaredondo9385 ปีที่แล้ว +1

      Makuhwa ummmm vanhu havazive kuti anouraisa

    • @daisymapfumo8273
      @daisymapfumo8273 ปีที่แล้ว

      Bvunzai henyu, vanhu ngavasiyane nenyaya dzisi dzavo veduwe

    • @peacekwenda8299
      @peacekwenda8299 ปีที่แล้ว

      Akazviurayisa pasi nechihure .

    • @munhumutema8970
      @munhumutema8970 ปีที่แล้ว

      @@joicegaredondo9385 mai vekutaura havana kana mhosva. Nyakuhura nanyakuuraya ndivo vakakonzeresa vari two. Ukaona mbavha ichiba wodeedzera kuti mbavha, vanhu vobuda vorova mbavha yofa, hauna mhozva. Nyakuba nevarova ndivo vakaipa.

  • @brendamutasa
    @brendamutasa ปีที่แล้ว +1

    Pane akamboimba kut wazviona siya zviripo... Wazvinzwa zvisiyewo zvakadaro.... Azvina mhosva kuti ichokwadi....siyanai ne nyaya dzevanh

  • @gbest9721
    @gbest9721 ปีที่แล้ว

    Mundau sandi wasuba heigh mazezuru fundai

  • @lovenessmutede3490
    @lovenessmutede3490 ปีที่แล้ว +1

    Baba ava Vaneka disturbance mbichana

    • @Gogoaggie2018
      @Gogoaggie2018 ปีที่แล้ว

      Ndazvionawo . I think ka psychological problem

  • @annachadenga7134
    @annachadenga7134 ปีที่แล้ว

    Umm zvakaoma

  • @kudakwashemuza3397
    @kudakwashemuza3397 ปีที่แล้ว +3

    Makore akawandisa zvawo....what you did my brother is not good but you deserve another chance....40 years is too much megstrate wasnt fair munhu aifanhirwa kupihwa zvekuma15 years uyo

  • @marshalltsakatire3420
    @marshalltsakatire3420 ปีที่แล้ว +5

    Siyai kusvirisa muri pavarume

    • @beularmukozho7839
      @beularmukozho7839 ปีที่แล้ว +1

      Asi varume vasvirise varipavakadzi nhai atleast we can say siyai chihure be it any gender

  • @oniekurira6588
    @oniekurira6588 3 หลายเดือนก่อน

    Wakatadzirwa yes but dei wakambomirawo wakafunga, iye nyakutadza akarwadziwa wamubaya yes but for a short time bvaatofa and now zvake zvatopera, nhamo ndeyevana 2 ava wamakasiya mese, and what’s worse iwewe 40 yrs mujeri haaa 40 yrs of suffering and no bota/lula yacho yawakauraira, chinonzi love chacho you won’t experience behind bars,pfungwa shoma ma1 , dei wakamusiya wakatsvaga anokuda

  • @nokutiff
    @nokutiff 11 หลายเดือนก่อน

    Vakadzi vese vanopinza ma boyfriend are showing themselves by hating on the woman that ratted on this murdered woman.

  • @JulietChinyanga
    @JulietChinyanga ปีที่แล้ว

    Sorry hanzvadzi .Mwari naakuchengete munguva yakaoma kudai .Zvinorwadza chose .Hure iro mhuri yose ngaitamburewo .nxa

  • @JuniorMbiri
    @JuniorMbiri ปีที่แล้ว

    Yoo

  • @LihleNxumalo-k8f
    @LihleNxumalo-k8f ปีที่แล้ว

    Shame 😢😢

  • @annahbanda2101
    @annahbanda2101 ปีที่แล้ว

    Yoooowe ndatodzidzawo zvekutipira zvinemakuva mukati ende panodeuka ropa unosara wotambudzwa nemhepo dzacho

  • @patpateey2414
    @patpateey2414 ปีที่แล้ว

    Vamwe vakadzi vanosemesa shuwa

  • @neitevezana9263
    @neitevezana9263 ปีที่แล้ว

    Think before you act.

  • @sharontangirai1262
    @sharontangirai1262 ปีที่แล้ว +2

    Makorokoza munomada yenyu asi vakawanda imhondi

  • @sharontangirai1262
    @sharontangirai1262 ปีที่แล้ว +1

    Vanhu siyai makuwa pliz now mkadzi afa how did you feel

  • @DingleDingleBells
    @DingleDingleBells ปีที่แล้ว

    Hanzwisisi kuti chii chinoradzisa munhu kutiza mu crape yakadai kushaika chaiko…hapana nyaya muma building and security akadai

  • @DingleDingleBells
    @DingleDingleBells ปีที่แล้ว

    Iwe shamwari chikomba hachina zita? Usati chikomba usingatauri kuti wakaudzwa kuti ndiani chikomba chacho.

  • @TusilagoKitchens-f1y
    @TusilagoKitchens-f1y 11 หลายเดือนก่อน

    Makapihwa mashoma garaimomo

  • @cathrinemarwendo7654
    @cathrinemarwendo7654 ปีที่แล้ว +2

    CcTV eku Zim murisei maNews reporter. Murikuuraisa vanhu. Unonzwa sei kuti makuhwa awaita auraisa. Munhu uuuuum pakaipa

  • @simonchikwengo1148
    @simonchikwengo1148 6 หลายเดือนก่อน

    Chihure siyai urimumba mevanhu kana usade buda wega oita single mother batter

  • @Dadirai-xg3no
    @Dadirai-xg3no ปีที่แล้ว

    Sorry hama kuhurirwa kogwadza hako wakangobatwawo nehasha zvakaoma

  • @fungaimagumise4360
    @fungaimagumise4360 ปีที่แล้ว +3

    Harsh sentence

    • @solomonmachokoto1274
      @solomonmachokoto1274 ปีที่แล้ว +1

      I bet you wouldn't be saying that if it had happened to your sister or mother. Ndozvinonzi nhamo yemumwe hairambirwi sadza zvauri kuita izvi.

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 ปีที่แล้ว +1

      Unopenga...death sentence would have been fitting..ungati harsh sentence pa mhondi

    • @justicemunyoro
      @justicemunyoro ปีที่แล้ว

      True. Very harsh

    • @fungaimagumise4360
      @fungaimagumise4360 ปีที่แล้ว

      @@solomonmachokoto1274 zvinorwadza shuwa,unogona uri right ipapo Solomon

  • @sheilahmoyo4354
    @sheilahmoyo4354 ปีที่แล้ว +3

    So sorry my brother May our Lord Jesus forgive you

    • @lisamupfugami5022
      @lisamupfugami5022 ปีที่แล้ว +1

      Hpna chekumuti sry apa akaurairei munhu ngaagare ikko kudeura remunhu Sandi nyore

    • @sheilahmoyo4354
      @sheilahmoyo4354 ปีที่แล้ว

      @@lisamupfugami5022 vanhu ngavasiye chihure wo hachina kunaka

    • @solomonmachokoto1274
      @solomonmachokoto1274 ปีที่แล้ว +2

      So you're sympathizing with this cold-blooded murderer who is not showing any signs of remorse,yet you haven't said anything about the mother of the deceased'who was invited to come and view her own child laying dead in a pool of blood? That's a very traumatic experience that she will have to live with for the rest of her life. No parent should be invited to such a gruesome crime scene, This mother is probably having nightmares. This man is not the 1st and won't be the last to discover that a spouse was cheating on them.,yet There's no excuse to take another person's life. If you really believe in God,there's a scripture in the bible that talks about reaping what you sow,this is what's going on with this man. Nobody needs to feel sorry for him. He could have chosen to divorce his wife and I can assure you that her family would have welcomed her back with open arms. This man did not seek any help from the neighbors after stabbing the wife. God will forgive but you still have to reap what you sow. Adam and Eve received God's forgiveness but they were still punished for their disobedience. Moses received forgiveness but he didn't enter the promised land. I'm sick and tired of people making lame excuses for these criminals. He needs to rot in prison and I hope he sees images of dead wife's body every night. Women stop victimizing yourselves. This woman might have cheated but she's not responsible for how the man reacted,he's. He knew exactly what would happen if he stabbed his wife with a knife.

    • @jamesbond1157
      @jamesbond1157 ปีที่แล้ว

      Sorry, what f@£k u mean? 😢

    • @sheilahmoyo4354
      @sheilahmoyo4354 ปีที่แล้ว

      @@solomonmachokoto1274 hongu arikupika mutongo wake he is facing the consequences of the sin asi aka reurura Chivi chake Mwari vanomuregerera Inga David vakamuregerera Wani even though he suffered consequences of the sin he did asi akafa aregererwa

  • @Mimiemimzi3254
    @Mimiemimzi3254 10 หลายเดือนก่อน

    Saka mukadzi akaudza murume uyu kuti anechikomba arikunzwa sei now

  • @EniyaDeke
    @EniyaDeke ปีที่แล้ว

    Rurimi runiuraisa

  • @mariajuziel7415
    @mariajuziel7415 ปีที่แล้ว

    Ummmmm amai vakakuudza vachateerwa nemhepo yemukadzi wako pamwe chete newe

  • @pokellokingz
    @pokellokingz ปีที่แล้ว +5

    Ehe akatadza hake mukomana but he needs 2nd chance...

    • @Clubber_Lang_
      @Clubber_Lang_ ปีที่แล้ว +1

      Problem pamurder is the victim isn’t there to tell her side of the story. And courts give excessive punishments pamurder to discourage it.

  • @EverestSimau
    @EverestSimau ปีที่แล้ว

    Okap ,what for , already that mentality of kill was in you, knife for what,,jesus is the weapon

  • @studilcious800
    @studilcious800 ปีที่แล้ว +1

    Makuhwa akashata, muvakidzani wako uyu ndiye akakinzeresa, tarirai uone urimujere 40 years, iye muvakidzani wako here bho, mmmmmmm mm, dai wakangosiyana nazvo wooa gupuro chete woenderera mberi ne rayishi

    • @LiliosaChivandire
      @LiliosaChivandire ปีที่แล้ว

      dai sekuru Anywhere vasina kuterera makuhwa. Mari yanga isiri kusangana baba vake vaitoda kumutora pese apa

  • @tendaitomu2126
    @tendaitomu2126 ปีที่แล้ว +1

    40 years dzishoma idzo, all murderers should get life!

  • @SamuelChapata-xd6nh
    @SamuelChapata-xd6nh ปีที่แล้ว

    Hanzi zvawona rega zvipo ukazvitaura unomutsa zvakawanda, hezvo wakakonzera rufu pavanhu vaviri zvausineyi nazvo.

  • @Ethelsanyanga
    @Ethelsanyanga ปีที่แล้ว

    Shame

  • @SamuelChapata-xd6nh
    @SamuelChapata-xd6nh ปีที่แล้ว +6

    Never mind kubata mukadzi nechikomba,but muchinda uyu looks like a murderer, even the way he is talking yu can see kuti hanahanya nazvo.

  • @TaNya-ci7yk
    @TaNya-ci7yk ปีที่แล้ว

    majority of these crimes, these people lack fatherly upbringing

    • @ethelmuzarabani7519
      @ethelmuzarabani7519 ปีที่แล้ว

      Kkkkk assessment yako so,saka urikuti vanhu vasina Ana baba ndovarikuraya vakadzi chete.

    • @TaNya-ci7yk
      @TaNya-ci7yk ปีที่แล้ว

      @@ethelmuzarabani7519 hazvisizvo zvandataura, bt ukaterera majority yavo havana vana baba. its nt me saying that, am just echoing my findings

    • @justicemunyoro
      @justicemunyoro ปีที่แล้ว

      Exactly. I have also noticed that.
      And it's so disturbing. And homework kwatiri kuti can't we do better to raise a better generation?