My father wakafa 1999 I was 5 now I'm turning 30 thus week on Sunday and I don't know even remember his face and ndakakuririra mu a very very poor firmly so kanq photo tanga tisina access yekuti titorwewo even a photo ndakarerwa naamai wasingashande but she was trying her best but zvanga zvakaoma amai wangu wakasvika pakubatwa BP due situation gyz you're blessed wabereki wenyu wose waripo wese zvenyu sometimes I feel jealous chairo kuona mwana komana Ana baba wake but now ndakushandawo ndakukwqnisawo kupawo amai wangu something but baba eysh gyz zvinorwadza
Baba na Mai Cecilia vakati Aiwa Huzukwende tinoitsigira zvakakosha kuva nevabereki vanokutsigira vachiri vapenyu kudai pane kuti tizovatsigira ivo nema tombstone 🙏🙏🙏
Mwari vakakuitira Nyasha wena and the blessings are growing bigger baba vabereki ndoovaneropafadzo ya akatinzi vatiropafadze nayo in as much as vachifara nemaitiro edu❤❤❤❤❤
Truth be told without fear or favour, Huzukwende album pakabatwa waya. If you listen to imari ngani song and murudo you would appreciate how skillful Donald "Rubber Stopper" Gogo did with the guitar 🎸. The album was well arranged and the production quality is top notch. Kudos to the producers. I would like to urge all sungura fans to take time and listen the project without putting some comparisons.
It's always a blessing to have parents around ND to grace your occasion...... No matter how the people view you... But to your parents you will always be number one........ Best of lucky on your new album
Zvimwe zvamakungoisa pamberiwo mmmm ava vana regai wambokure mavakasikirawo please. Mark munin'ina usakudzwe bhibho nevanhu. Usarwisaniswe naBabaVashero please. Baba Vashero magitare are like blood in his veins. Uchadonhedzwa nevanhu mfana wangu
Ndoita emotional watching this best wena fara nawo vachiri kurarama
You make me cry both my parents are late
My father wakafa 1999 I was 5 now I'm turning 30 thus week on Sunday and I don't know even remember his face and ndakakuririra mu a very very poor firmly so kanq photo tanga tisina access yekuti titorwewo even a photo ndakarerwa naamai wasingashande but she was trying her best but zvanga zvakaoma amai wangu wakasvika pakubatwa BP due situation gyz you're blessed wabereki wenyu wose waripo wese zvenyu sometimes I feel jealous chairo kuona mwana komana Ana baba wake but now ndakushandawo ndakukwqnisawo kupawo amai wangu something but baba eysh gyz zvinorwadza
Baba na Mai Cecilia vakati Aiwa Huzukwende tinoitsigira zvakakosha kuva nevabereki vanokutsigira vachiri vapenyu kudai pane kuti tizovatsigira ivo nema tombstone 🙏🙏🙏
Wakagona wangu zvangazvakarongeka the best of all time
Congratulations Mark, uri monya pachezvako uye sungura waiendesa mberi
I like the support you're getting from your parents. I wish it was me
Mai Cecilia vanotsika jaivhi
Wow that;s so beautiful, zvinonakidza vabereki vako shuwa vachiri vapenyu , akagona hake apa kurakidza kusimudzira mwana wavo sure.
Am happy and humbled to see vabereki vedu baba namai Cecilia from wedza kunjanja be blessed ropafadzwa
Mwari vakakuitira Nyasha wena and the blessings are growing bigger baba vabereki ndoovaneropafadzo ya akatinzi vatiropafadze nayo in as much as vachifara nemaitiro edu❤❤❤❤❤
Thanks mhamha nababa haa munotamba kunyanya Amai kajaivi kenyu kane ka that ❤❤❤❤🙏🙏🙏
What a blessed family, imba ine mufaro iyo😂😂😂😂thank you Ngwazi
United family zvonakidza ❤❤
He is on top of the rest since 2020❤
That was impressive of Ngwazi ❤
Truth be told without fear or favour, Huzukwende album pakabatwa waya. If you listen to imari ngani song and murudo you would appreciate how skillful Donald "Rubber Stopper" Gogo did with the guitar 🎸. The album was well arranged and the production quality is top notch. Kudos to the producers. I would like to urge all sungura fans to take time and listen the project without putting some comparisons.
Usanyepe apa akabika mbwezhu apa
Mataura chokwadi waya yakadhonzwa zvemhando yepamusoro jealous down hama
olk..
Mufana Mark uchaita ngozi iwe kkk kutambisa mai magitare pamberi pevanhu here.Ndiyo inonzi HUZUKWENDE CHAIYO
Mufana Mark uchaita ngozi iwe kkk kutambisa mai magitare pamberi pevanhu here.Ndiyo inonzi HUZUKWENDE CHAIYO
Muchembere anotsika jive uyo!
Oooh great stuff ❤ Ngwazi lovely and supporting parents 🎉🎉
Be blessed bro. You honoured your father and mother
Good sound quality
Thanks so much Mark,zvanga zvakarongeka. Taive tose though tisina kusvika❤
Great love ...ndatenda Mark ..!! Ndaita kure SA dai ndauy love your songs
Izvooo zvinodadisaaa izviii
This is good
I love Mark Mwana wekuvanhu
Thank you mdhara na Moms nekutsigira vana venyu
Moms vanotsika 🙌🏾
It's always a blessing to have parents around ND to grace your occasion...... No matter how the people view you... But to your parents you will always be number one........ Best of lucky on your new album
Thanks guys distance was the barrier but taitoda
Thanks homie
Thank you mom and daddy ❤
Very proud of you bro🙏🙏💕
Mama vanotamba zvavo❤
I like it and put in my memory 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🔥🔥🔥
Uri chibaba Mark 1 love
Mark Ngwazi anosvodesa nxaaaa
Thanks Ngwazi Family❤❤❤❤❤❤❤
Thanks baba amai cecelia
Madhara edu. That's nice Ngwazi
Thank you Mark
Good one
Big up to mai cecilia
That's good Ngwazi
Dzimwe Hondo,song of the year
Nyc I like it
Asi kuchurch hakutambwe here
❤thank u Daddy and Mom❤we love u
Baba naMai ❤
Amai Cecelia woyee ayiwa Amai makazviburitsa pavakomana avo makaita bsa Bba na Mai ngwazi
zvodadisa izvi
❤ i like that song mai Cecilia
Mark wakanyanya to the fullest
Ndafara hangu ❤😂😂
I see talent in Mark... 🫶🏽
Toda kuona Cecilia wacho
Thanks , well done maiSisilia .
❤❤❤❤
vabereki ku office kwemwana wavo🙏
Mark haandiitire but I'm happy nekuuya nevabereki kulaunch
Proud parents❤
wooow
😊😊
Nice very nice
❤
Wire❤❤❤
Greet❤
dis is de best album
Zvinonakidza shame..this is nice
Nice mark ngwazi
Sei Ngwazi kkk
Yea uku kumarara zveshuwa ini hangu ndamirira 02 aug
❤❤❤❤❤❤❤❤❤
❤❤❤❤❤❤❤
Zvinodadisa seyi
Zvakanaka izvi
Nice
Zvimwe zvamakungoisa pamberiwo mmmm ava vana regai wambokure mavakasikirawo please. Mark munin'ina usakudzwe bhibho nevanhu. Usarwisaniswe naBabaVashero please. Baba Vashero magitare are like blood in his veins. Uchadonhedzwa nevanhu mfana wangu
Vagona zvako but. Pls baba macheso usazovaenzanisa newe unozviwisira mumawere
Tipei pamwe paakadero .
❤❤❤❤❤
Rest in peace my late father 😢😢😢
Ichokwadi here kuti uyu mark akaba ma songs atindo
❤❤❤❤❤❤
Mai Cecilia vanotamba shemmm
WOW✅🤝🤝🤝🤝
Song iyi ndeipi iripana Huzukwende here?
Ramba wakadaro homeboy bhora mberi
Izvi zvinodadisa izvi kuona vabereki vachitsigira vari vapenyu. ❤❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉❤❤
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Ndezve mhuri❤
Ndazvifariraa zvawakaita apa
Chero ndisingafarire music yako
🎉🎉🎉🎉
Mark unemusikanzwa iwe
Mai Cecilia sando dzavo
Mark ndibaba
Bana akamurwadza kkkkkkk usarwadziwe mark zviriko futi
Zvodadisa izvi
Mai cicilia pane basa
Waona vachijaivha azondo ka😅😂
Zvako wakawana vabereki vanokutsigira inyasha vamwe havazvigoni vabereki
Sibonge laphana ngwazi
Baba Cecilia vatori comedy 😂😂😂
unogona