ไม่สามารถเล่นวิดีโอนี้
ขออภัยในความไม่สะดวก

JOHANE MASOWE......Rwendo rwekunonamatira Nyika yedu...

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 5 มิ.ย. 2023

ความคิดเห็น • 13

  • @tatendamawire2257
    @tatendamawire2257 3 หลายเดือนก่อน +1

    God blessyou

  • @togodbetheglory9229
    @togodbetheglory9229 9 หลายเดือนก่อน +1

    Murimhando yepamusoro kombirerwai

  • @KenniasShamuyarira-qs2lt
    @KenniasShamuyarira-qs2lt ปีที่แล้ว +2

    Ndiri kukuonai nekukuteererayi ndiri kuno kuGeneva Switzerland kushandira nyika yekwedu Dzimbabwe neAfrica yedu kuILO Conference for the next two weeks.

  • @nomusandlovu7075
    @nomusandlovu7075 ปีที่แล้ว +2

    Amen idi munamato unesimba

  • @ruthmushangwe6633
    @ruthmushangwe6633 ปีที่แล้ว +3

    Amen

  • @user-ih8zc3wf8o
    @user-ih8zc3wf8o 8 หลายเดือนก่อน +1

    Keep it up

  • @brightonmatinika7282
    @brightonmatinika7282 ปีที่แล้ว +8

    Zvedu nyika yakanzi inoda munamato kuti zvese zvifambe zvakanaka saka zvakanzi vapositori handei kumasowe kwatinonamata tonosangana namwari ivo vakatumira nhume baba Joanne kuuya kuzodzora nyika yakarasika saka tese tinebasa vanababa nanamai

  • @Urr_66
    @Urr_66 ปีที่แล้ว +4

    Zvofadza zvikuru, tatenda🙏🤍❤

  • @KenniasShamuyarira-qs2lt
    @KenniasShamuyarira-qs2lt ปีที่แล้ว +1

    Aiwa tinotenda nyasha dzezaruro,runyararo munyika yemadzibaba edu yeDzimbahwe.Komborerwayi vana venguo chena, Handisi mupostori asi handibve kunziyo dzenyu dzinondi komborera.

  • @patiencehomo5091
    @patiencehomo5091 ปีที่แล้ว

    Hallelujah

  • @mubani79
    @mubani79 ปีที่แล้ว +1

    Mwari arimamuri muchamuitirireiko?

  • @luciamuziyirwa6234
    @luciamuziyirwa6234 ปีที่แล้ว +3

    Amen