JOHANE MASOWE.... Tingape ani $ 20 ataura zvakadzama. 🤷‍♂️

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 19 ก.ย. 2024

ความคิดเห็น • 24

  • @TrymoreKamudyauswa
    @TrymoreKamudyauswa 4 หลายเดือนก่อน +3

    Uuuuuuuum vose vanetendero zvavo yekuwana nkt vose vatsetsa nhau dzavo zvose zvasvika mushe zvakajeka uye zvabatika ❤❤❤❤❤❤❤

  • @siziweshiri3656
    @siziweshiri3656 4 หลายเดือนก่อน +2

    Rajohwani mutembedzanwa vese vagovera pavakanzwa napo ngavaiiite share the money

  • @TrymoreKamudyauswa
    @TrymoreKamudyauswa 4 หลายเดือนก่อน +1

    Munotidzosera kumavambo mukapota muchidayi

  • @chrischimedza7980
    @chrischimedza7980 4 หลายเดือนก่อน +1

    Ndinotendaukurwva kwaita varume ava , mumwe nemumwe aenzera kumashoko ababa ,hapana aisa ake mashoko , Saka vose vatsetsa mazwi akaita nemurume anemuromo.muchena , uyo murume akati kana mabvunzwa munoti murume wegumi nevaviri . Saka $20 ngavagovane . Ndaisa Ameee kumatare

  • @arthurjsolid1
    @arthurjsolid1 4 หลายเดือนก่อน +1

    Mweya mutsvene wati madzibaba Munashe

  • @lastmakusha9385
    @lastmakusha9385 4 หลายเดือนก่อน +1

    Nyaya dzaiswa padare dzose dzine udzamu. Asi Matthew ngapuwe

  • @EmmaMugwagwa-o2g
    @EmmaMugwagwa-o2g 4 หลายเดือนก่อน +2

    Vose vakomana ava vanoparidza izwi rakamwirira .

  • @MillicentNatasha
    @MillicentNatasha 4 หลายเดือนก่อน +1

    Madzibaba Eddie

  • @AnswerzaxKuerera
    @AnswerzaxKuerera 4 หลายเดือนก่อน +1

    Let's them share equally

  • @proudtapfuma9997
    @proudtapfuma9997 4 หลายเดือนก่อน +1

    Madzibaba Munashe nhau yekufa iyo yakadzama

  • @t.k.c23
    @t.k.c23 4 หลายเดือนก่อน +1

    Tinotenda nemharidzo anababa vose vanotendedzo yokuwana asi madzibaba Eddie vanowana zhinji

  • @wilsonmahachi2318
    @wilsonmahachi2318 3 หลายเดือนก่อน

    Madzibaba Mathew

  • @Agness-k7v
    @Agness-k7v 4 หลายเดือนก่อน +1

    Vose vaparidza tinotenda kutsananguro dzirikuitika

  • @stanleymadanha5708
    @stanleymadanha5708 4 หลายเดือนก่อน +1

    Kkkkkkkk ishimairi ishimairi ishimairi kangani ndakudana

  • @BeautyDumbura
    @BeautyDumbura 4 หลายเดือนก่อน +1

    Vese

  • @crecazooka3537
    @crecazooka3537 หลายเดือนก่อน

    Eddie

  • @brightwalexio3181
    @brightwalexio3181 4 หลายเดือนก่อน +1

    Baba munashe vpei

  • @KutendaManjekeye
    @KutendaManjekeye 4 หลายเดือนก่อน +1

    Madzibaba Munashe

  • @pilanimugwa1791
    @pilanimugwa1791 4 หลายเดือนก่อน +1

    nadzibaba munashe

  • @MillicentNatasha
    @MillicentNatasha 4 หลายเดือนก่อน +2

    Vose vogona

  • @TafadzwaTandi-gk5se
    @TafadzwaTandi-gk5se 4 หลายเดือนก่อน +1

    Ipai vese vagona

  • @EmmaMugwagwa-o2g
    @EmmaMugwagwa-o2g 5 วันที่ผ่านมา

    Vose vanogona

  • @GwynnethMutsata
    @GwynnethMutsata 4 หลายเดือนก่อน +1

    Vese

  • @Agness-k7v
    @Agness-k7v 4 หลายเดือนก่อน +1

    Madzibaba Eddie