Nekadhanzi kekudzikira pasi so, hakadi urimushe mushe so, kanoda wakarohwa nemhamba, kwete Lager kana Masese wo, kanoda neMUDZEPETE. Baba Keketso zvazvinhu
@Muridzo123 Mudzepete is a massive Tune. Keep going. You are destined for greater heights. Well done. Good visuals That oldman right there who is plucking Nzungu epitomises what Kudhakwa is all about.
2024 kachirikundinakidza hangu . Ndinako ka danci kemuzepet😂😂
Any time, any day this for me is just pure Zim life , the video is very natural
2024 kachikunaka wena ndinako kadance kekudzikira pasi
Dis song it reminds me pandaikura ndiri kumusha kwedu vanhu vachienda kubhawa kugrowthpoint....
Nekadhanzi kekudzikira pasi so, hakadi urimushe mushe so, kanoda wakarohwa nemhamba, kwete Lager kana Masese wo, kanoda neMUDZEPETE. Baba Keketso zvazvinhu
Andy Muridzo anogona zvake, keep it up
Apa wakarova endy une natural voice be our hero Tuku vaenda takutotsvaka angazamavo
You are ryt Andy dzimwe nguva hapadi urisober panoda mudzepete chaiwo
Dont know how many times i have played it ❤❤❤kanofambika nako
hakad uri mushe mushe ...mwaaa voice racho.munhu wacho cute...bhoo zvese
One of my fav songs of this guy...love it!!💃💃😍👌👌
Wow, nice one Baba keketso.
I think you should try acting too..👏👏👏👏
@Muridzo123 Mudzepete is a massive Tune. Keep going. You are destined for greater heights. Well done. Good visuals
That oldman right there who is plucking Nzungu epitomises what Kudhakwa is all about.
Iko kuti keketso kutii nhaiwe Andy
2023 still loving it oooh mayeee
handimwi hangu but i jus love this song...keep the good works Andy
baba keketsooooooo
More fire 🔥🔥🔥🔥 baba kekeke keketso
vidz inonakidza iyi...kaskiri kamoitanemuromo kanondi inspire
2020 lockdown got me exploring. And i like Andy... talent
u r gud shaa baba keketso.nice voice kip it up dia
Chakarongeka bigup Andy & Naxo..great visuals
That's great Andy Muridzo keep on doing it like it
hoyeeeeeeeeee ndinombonzi aniii
Kadance kekutsikira pasi hakadi uri mushe mushe😍😍😍
Nyc video baba keketso
kuti mudzepete zvongoita kunge zvinyadzi so ah hameno pamwe pfungwa dzangu dzakadhakwa nemudzepete
Kikikik
Baba Keketso pamakasota Bev waiva mudzepete hanty kkkk lol nice vid ey
kkkkkkkkkkk mudzepete wakaipa hanty
I like ur voice baba keke
Imba hako vakadzikama so hazvidii nzungu
Nice one baba keketso sando dzenyu tokupai
VeMuridzo weeee nicy song kal
Who is still listening 🎧 August 2020
Andy unondinyimirei mudzepete
Nice Andy
Wkanyanya weMuridzo nice
Ndizvo ..mudZepete
My favourite song I should say
Proper video
brain dzangu dziri pa go slow...i like i like pamudzepete ipapo...
ipapo👌👌👌👌
Dai ndakwanisa kusender audio ndaisender ndoti wakanyanya usadarrrrooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooo
just loving to see my ex lover locah there
Nice. One papa keketso
Sekuru Gudo ndovane yese.
1st to comment heavy baba keketso
kkkk
Andy wakanyanya sha
2022 still listening 🎧
2024 pamudzepete ipapo i love my place musanhi
Vanhu vakarohwa zveshuwa nemudzepete lol
heavy heavy
who is here with me 2019
i am here
Great music.
hmm Andy my man I dnt understand shona but magona apa chakanyanya
( Desolo B)
kkkkk Desolo kaaa
Ndikoko Andy
mudzepete kwaakuseri
kkkkkk ko nyambi anopinda papi Andy anwae nice
Talent riripo
Big up to camera man
love it
HUKASHAAAA
Love Andy
Nice one Andy
wakazviita zvekare baba keke
Muridzo makanyanya
Good song
Heavy baba keketso
....nice
All villages same in Africa I've Accepted
Chakanyanya ichi Baba keketso chinoda mumota mune brand new speakers
Kkkkkk wemuridzo pfachaaaa
I don't understand this language bt apa baba keketso makarova wena
song iyi ma1 munaExtra City achitsika pasi takananga paHarare apa
ma Guitars settings CORRECT mukanya!
handiti dai musina kuenda ku MTM matooo level rimwe riyeriye mune nharo sekuru ndo problm yenyu
Voice 👌
Wayacee wagwan ndkarohwa nemupedzepete
ukachiisa pa speed 0.5 unobva wanyatsovadaka baba keketso mudzepete wechokwadi
2020 ndiripano
heavy number
Andy kuseri
The best
mudzepete unorova baba keketso hameno maitiro avanoita maziso avo so kkkkkkkll
tafadzwa ngwanga nemuromo wavo futi kkkkk
usandinyime mudzepete kkkkkkkk
mudzepete ipapo
heavy
Chii chinombonzi mudzepete
2020 WHO IS HERE
I love you andy🅱
Kuzvida manje baba keketso lol
Good sound
l lyk this track
baba keketso ka 1
Nice
klarriter mabayo
OK ndakuziva
ndepaMusanhi hanty
rova Andy
👏🏾👏🏾👏🏾
oh owk
mudzepete
think you good
Even me, ndadhakiwa I change my name....
Bho zvakadaro