Becoming it has a deeper meaning I mhondoro iri kurondendedzera dare remusha the reincarnation of a spirit into the present life and asking the family to accept the boy
Ndinovimba kuti changamire muchaona comment yangu, ndine mumbunzo mumwe. tupare song yese ikumbonyatsotii, ini ndamhenhengura pangu ndikaona kty paiva nejinda reumhare kkkkkkkkk. kana kugona kuchisungisa iwe life in prison
Becoming andy muridzo fan has been a game changer for me. Its the best decision I've ever made and I'm so glad l did. Hukasha!!
Andy is underrated
Haaaaa wangu I dont know how best i can ever thank you for this track Andy ,baba Keketso apa makandisanganisa nevadzimu vangu
3yrs later, "Tupare mwana waZvimba", tazvinzwa Gushungo, Ngwenya yangu🤝
love the ndidaire part 💯
Murichibaba mudhara ngoma dzenyu dzinondiitira
❤ Andy anogona munozivawo here vanhu woye. Just kuti haana kaamudana vanhu chet
This song sounds like something with a strong and deeper meaning
Becoming it has a deeper meaning I mhondoro iri kurondendedzera dare remusha the reincarnation of a spirit into the present life and asking the family to accept the boy
It really does
I love this song so much. Thank you Muridzo . Iyemi lyemi
Hona vanhu vave kuti ndakaromba coz of tune after tune emangoma ako andinorova pabasa pangu
talent here.Thank you Andy for such lovely music...love from Beijing China
多谢谢你了
Best chibaba munogona zvenyu bhora mberi
Zvaonekwa hombarume ❤
Andy you're blessed and talented
Pandinoti woyeee, dzanai ndipembere,zvanza zvangu hombarume Tupare
I love it❤
My favourite song...☀️☀️ Bravo Andy.
Apa pane chipo apaaaaa
If you ask me I'll ..the original one is very deep n touching for me
Which one is the original
The best vocalist 😍🎊
i
tune irooo
Deep music. Great message
Dzanai tifare, dzanai tipembere🎉
Usadaro baba keke.... Well done
Thanx Andy gud music baba Keketso
This song gets me to the last bone
Msg is deep
Andy you the best
This song is deep
Tupare kasong aka kanemhunu pasi
i love your music
Ok this is good Andy
Nicecpiece
Tupare inoendesa kure
My highway song
baba keke munosorta
Ndinovimba kuti changamire muchaona comment yangu, ndine mumbunzo mumwe. tupare song yese ikumbonyatsotii, ini ndamhenhengura pangu ndikaona kty paiva nejinda reumhare kkkkkkkkk. kana kugona kuchisungisa iwe life in prison
Kikikikki. Pauya kwema chinja nekusaziva vamwe vanoramba nekutuka. Saka kukumbira kutambira mumusha kuti Jinda rigo patsira kurwa hondo. Vakawanda face this challenge kuti family vanoti taku namata......
Ndipo panda mhengenurawo ndika bata.
@@tafadzwajosephnkomo8590 apa vanenge vachienda kun'anga muchivande
Pane mudzimu wemumusha Tupare urikusvikira papwere mungoma iyi mudzimu uri kuzvizivisa kumhuri.. Unoda kugamuchirwa mumhuri uye uri kupa chipo chegoneso kumhuri.
Ko kungotaura kuti uri gombwe zvinei
😂😂
Very deep song
Tupare