Ask Jesus to forgive you uchirevesa utotsanya.and give your life to Him. Pawakashandisa mushonga uchizonosangana nemurume pane mademon akatokupinda ndiwo arikukuonesa nhamo iyo. Wobva wazoita munamato wekukumbira deliverance. Ini ndine many zvinhu zvandaka delivhiwa naJesu mbune pasina munhu pakati pedu. Just be sorry and repent. Kana kutoita pungwe uri wega tsvaga Bible rako. Ukapusa unouraiwa nemhepo iyo. Haisi nyaya ye buri chete patova nemweya iri after your life.Call Jesus cry to Him He will come through for you.
Ummmmmmm my sister imbomira zve hospital unopedzesera waiswa chibag cheweti paside, enda kumusha kumusha unobatsirwa wombofamba, ah zvakaoma ndatya nazvo nyaya dzakadai dzinondipa kuti ndigare ndri single not in a bad way but zvinotyisa
NDAKAMITISA MADAM BOSS VANGU NDIKAZOVAISIRA MUSHONGA MU TEA KUTI VAFE
th-cam.com/video/sxOa5SR1lVc/w-d-xo.html
pasi pakaremerwa nemabasa atirikuita
Dont blame gogo vakakupai mushonga.ndimi makavatsvaga chionai nhasi motambura.wish you recovery kana mawana rubatsiro
Yooo zcakaoma veduwe ummm maitabasa isu chedu kudxidza threw imimi vanhu ngatidzidzeyi kushanda veduwe chero mumba uchigutsikana neyaunenge uchiwana panguva iyoyo
Maiwe 😂😂😂 kwakavharika.. chinonzi chiranga mapenzi😅. You learnt a huge lesson axana.
Anty please, kurova itai ku shoma, ndanga ndakusuwai
I love listening to you reading these stories everyday ❤
Yuwii inga zvakaoma chihure ma1 wena
Ask Jesus to forgive you uchirevesa utotsanya.and give your life to Him. Pawakashandisa mushonga uchizonosangana nemurume pane mademon akatokupinda ndiwo arikukuonesa nhamo iyo.
Wobva wazoita munamato wekukumbira deliverance. Ini ndine many zvinhu zvandaka delivhiwa naJesu mbune pasina munhu pakati pedu. Just be sorry and repent. Kana kutoita pungwe uri wega tsvaga Bible rako. Ukapusa unouraiwa nemhepo iyo. Haisi nyaya ye buri chete patova nemweya iri after your life.Call Jesus cry to Him He will come through for you.
Shuwa chihure hachimbofa chabhadhara
Uuuuh simba rekuhura munoriwanepi
😂😂😂 Vakadzi dzidzayi kushanda mudye cheziya rako simba mukaka rinosina wani, kudzidza hakupere
Endai kwa sekuru Tasvu
Heykaaaa ko ukangogutsikana with what you have
Yuhwi nyika yashata better hangu kushandisa mvura inotonhora haina maeffects mangwana...hope unobatsirika
hello ndokumbirawo link re chakafukidza
Yah zvikuitika kunze uku ma1
Zvakaoma hazvo 😢
Nigerians , Malawians vane mushonga wakashata. Dzokera kumusha binga , zhaka chipinge
Ma basa a satan ndo zva zvinoita kuzvigona endai kuma church Mwari vano kuitirai nyasha
Zvakaoma
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂saka uchaitasei kkkkkkkkkkkkmuchazvirega zvemujolo
Dzoka kuzim unobatsirwa naApostle miracle
Ummmmmmm my sister imbomira zve hospital unopedzesera waiswa chibag cheweti paside, enda kumusha kumusha unobatsirwa wombofamba, ah zvakaoma ndatya nazvo nyaya dzakadai dzinondipa kuti ndigare ndri single not in a bad way but zvinotyisa
First to comment
go to church and confess everything
Mazvokuda
Sorry ssy vekuvhara nhengo maybe hosptal can help or zviri zvekushinhirwa give yourselve to Jesus
Ummm tsvaga vanhu vanoshandisa zango kurapa ndivo vanogona mapinimini awa.
Wadii wamboenda kunguwo tsvuku
Endai kwa prophet jose kudakwashe kana kuti kwa John Chibwe