ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
😢😢😮😮😮nhai Mwari wanku nyika zveyatoguma iiiii iyi ingozi
Dai vakarega vachivigwa zvawo zvaiwe nani pakaipa kubara mwana anozokuuraya vana musadaro
Ndashaya mashoko zvangu ini kuuraya mai
😮😮😮 ngafe ibenzi munhu uyu hapana solution yaunoda 😢😢
Yooo ingozi Chero zvodiii hzviperi
Zvakaoma ndashaya mashoko ekutaura zvangu
Apana help. Solution pupura zvamakaita. Enda kuhama dzamama vako neku mamapurisa. iMurder iyi, apana chivanhu
Ngozi chaiyo hamusati matanga aMai nhanha kkkkkk
😢😢hayaaa zvinodzimbaa moyoo Mishonga yawakapuhwaa ndiyo yakakushandisaa kuraya mom
Yah kumwe kuzvara kunoparira chokwadi 😢
Ndyp
Unoda help yei endakaa kundotaura kuhama dzamhama vako simple ,
Mri mapenzi chaiwo mese nababa vako Muroyi uri mumiriri wasatan Ngozi iri munzira😅😢😢😢😢
Mkunda wangu mushonga iwe nababa vako mumwe mberi mumwe kumashure makananga kumusha kwaAmai Shoko okutanga kunana sekuru movaudza kuti isu tauya pano tiri vamiririri vaSatan after mashoko aya mozopira nyaya yenyu .Kwete kupira nyaya yenyu Musina kutaura mashoko aya kuti muri vamiririri vaSatan .
Hama dzamai vako dzaka Famba dzikatonzwa nyaya yese. Ndokusaka vasina kuzotora midziyo yavo so imi nyaya iripo kutoenda kuhama unotaura zvakaitika
Nhai iwe unopenga here. Wudza hama dzamai vako chokwadi. Jealous rako rakashata
❤❤❤❤
Yoooo wakaoma
Ummm Tete amwe ma secrets anorwadza ndapererwa ndarwadziwa kuzvara mhandu yako
Haaaa sure hamuna kuenda kuchikoro chokwadi
Solution reurura kuhama dzamai hakuna imwe
Nhay ngozi iyi unogona here inodzii zita rayo iyi kuuraya mai nekuda kwa baba vako nyoka iyi ingozi nhay mwana iwe
Muchashaya macustomers Endai mnotaura zvamakaita moripa
Help yei manje yaukuda apa
😮😮😮 zvakaoma shuwa😢😢
Ende zvakaoma chokwadi makuna kuna kurara nababa vako
Hello aunty Mamoe and vedare Na Hidey, Kupenga uko, who in their normal senses can do that, endai moripa ngozi iyo, unotaura zvinosemesa
Vamwe tiri kutofunga kuti dai mai vangu varivapenyu vamwe makatouraya kuti muite business
Ko amai wakazovauraira chii hant zvinhu zvako zvanga zvakuita here nababa vako
Ummm chirere chigofuma chokuuraya mangana.ngozi yamai mutorwa yave padoor.muchataura chokwadi kumhuri yavo
Zvakaoma
Haaa urimuroyi chaiye mwari vachakutonga iwe uri satan chaiye
Anty maswera sei
Mushe mursey
Tete muripi
Moda kundipa mari here ndiriko 🤣🤣
@@auntymamoyo tete tokumbirawo link hàrisiri kuoneka
Mmmmm yah, makaoma amaininiApa murikuda help yei from dare nhyImbotambai nechipoko chaamai vnyu kusvika manaka, nonsense
😢😢😮😮😮nhai Mwari wanku nyika zveyatoguma iiiii iyi ingozi
Dai vakarega vachivigwa zvawo zvaiwe nani pakaipa kubara mwana anozokuuraya vana musadaro
Ndashaya mashoko zvangu ini kuuraya mai
😮😮😮 ngafe ibenzi munhu uyu hapana solution yaunoda 😢😢
Yooo ingozi Chero zvodiii hzviperi
Zvakaoma ndashaya mashoko ekutaura zvangu
Apana help. Solution pupura zvamakaita. Enda kuhama dzamama vako neku mamapurisa. iMurder iyi, apana chivanhu
Ngozi chaiyo hamusati matanga a
Mai nhanha kkkkkk
😢😢hayaaa zvinodzimbaa moyoo
Mishonga yawakapuhwaa ndiyo yakakushandisaa kuraya mom
Yah kumwe kuzvara kunoparira chokwadi 😢
Ndyp
Unoda help yei endakaa kundotaura kuhama dzamhama vako simple ,
Mri mapenzi chaiwo mese nababa vako
Muroyi uri mumiriri wasatan
Ngozi iri munzira😅😢😢😢😢
Mkunda wangu mushonga iwe nababa vako mumwe mberi mumwe kumashure makananga kumusha kwaAmai Shoko okutanga kunana sekuru movaudza kuti isu tauya pano tiri vamiririri vaSatan after mashoko aya mozopira nyaya yenyu .
Kwete kupira nyaya yenyu Musina kutaura mashoko aya kuti muri vamiririri vaSatan .
Hama dzamai vako dzaka Famba dzikatonzwa nyaya yese. Ndokusaka vasina kuzotora midziyo yavo so imi nyaya iripo kutoenda kuhama unotaura zvakaitika
Nhai iwe unopenga here. Wudza hama dzamai vako chokwadi. Jealous rako rakashata
❤❤❤❤
Yoooo wakaoma
Ummm Tete amwe ma secrets anorwadza ndapererwa ndarwadziwa kuzvara mhandu yako
Haaaa sure hamuna kuenda kuchikoro chokwadi
Solution reurura kuhama dzamai hakuna imwe
Nhay ngozi iyi unogona here inodzii zita rayo iyi kuuraya mai nekuda kwa baba vako nyoka iyi ingozi nhay mwana iwe
Muchashaya macustomers
Endai mnotaura zvamakaita moripa
Help yei manje yaukuda apa
😮😮😮 zvakaoma shuwa😢😢
Ende zvakaoma chokwadi makuna kuna kurara nababa vako
Hello aunty Mamoe and vedare Na Hidey,
Kupenga uko, who in their normal senses can do that, endai moripa ngozi iyo, unotaura zvinosemesa
Vamwe tiri kutofunga kuti dai mai vangu varivapenyu vamwe makatouraya kuti muite business
Ko amai wakazovauraira chii hant zvinhu zvako zvanga zvakuita here nababa vako
Ummm chirere chigofuma chokuuraya mangana.ngozi yamai mutorwa yave padoor.muchataura chokwadi kumhuri yavo
Zvakaoma
Haaa urimuroyi chaiye mwari vachakutonga iwe uri satan chaiye
Anty maswera sei
Mushe mursey
Tete muripi
Moda kundipa mari here ndiriko 🤣🤣
@@auntymamoyo tete tokumbirawo link hàrisiri kuoneka
Mmmmm yah, makaoma amainini
Apa murikuda help yei from dare nhy
Imbotambai nechipoko chaamai vnyu kusvika manaka, nonsense
Ummm chirere chigofuma chokuuraya mangana.ngozi yamai mutorwa yave padoor.muchataura chokwadi kumhuri yavo