Uyu murume anogonesa zvachose uyu. Well done Give and GP sounds, personally I will be your fan through thick and thin🎉🎉🎉. Vanogona Ava, ngavapiwe maruva avo vachararama 🌹💐❤
I still remember two years back ndichikufonerai ndichiti music yenyu inowakwa kupi ? now magona mave ne page renyu try to be on most social media sites music yenyu inonaka iyiiii
Wonderfull Givy nice song
❤❤❤❤ kwapura ngoma Mukoma Givie kuti Taaaaaaaah kusvika Nyika Yaziva kuti Kune Sungura
Ukaziva team racho waziva sungura
Well done Givie this is the best on the album. Keep on going tinosvika chete pakasvika vamwe
Sungura is in safe hands. Murume haana kumira mushe uyu. Melodious voice uku waya dzakabatwa
Hoyoooooo!!!! Listening from UK 🇬🇧 chiri kunaka ichi.❤❤❤❤🎉
My best song paAlbum iri mbambo dzemusha ma1
Iyi song yakabikwa zvine hunyanzvi
Yaaaa sungura inevanezvipo song of year ❤ song yakabatwa iyi zvekurevesa ummm first tym kunzwa izvi uye ndabva ndatova big fan yenyu
anogona uyu
@@DarlingtonMoyo-il6rs zvekurevesa
Nice music we enjoy here in Zambia
Hedzooooo Mbambo dzemusha dziyeeee
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Muri vahombe pamagitare Mhukahuru iiiiiiiiiiii👏👏👏👏👏👏😁
Well-done gp sounds
Bba muchemwa seiko muchiti tenderedza musoro 🎉🎉🎉 coffee and cremora kuti mwaaaaaaaa
Song of the year tavanayo famba Muchemwa❤❤❤
My best song after Kutinha dzirwe
Mastered,, welldone
mbambo dzemusha ma1 ayoo❤❤
Well done guys
Good Sungura music
Keep the fire burning mukoma Give makanyanya
keep going mukoma give big things comes after work munonaka huchi
babab makaipa ndina one munhu anoenda nemi kwese kwamoenda aslong kune ngoma dzenyu chte bhoooo❤❤❤❤❤❤😊😊😊😊😊😊😊😊 munoita kut zviite
Baba Muchemwa ndivo vane yese
Wayaaaaa
Sando dzako Muchemwa
Gud sound baa❤❤❤
Nice song
Good ngoma Mkuruuuuuu
well done mboko,in Ritchie 's voice
Baba muchemwa u are too much
Uyu murume anogonesa zvachose uyu. Well done Give and GP sounds, personally I will be your fan through thick and thin🎉🎉🎉.
Vanogona Ava, ngavapiwe maruva avo vachararama 🌹💐❤
Wakanyanya Givie ramba wakadaro
Uku kugona uku appreciate 🙏 🎉❤
Mr Muchemwa
Well done wezhira samanyanga
clean wire
Thank you so much brother, ndiko kunonzvi kurova waya nemashoko
Tiisireiwo yambiro on TH-cam hama.
❤ ndabata musoro hangu nekutamba coffie and cremora kuti mncwaa na baba muchemwa
Unogona imboita clash nangwazi
Regai tinzwe .mukubata ngoma
Chibaba ichii
Hoyooooo
Mbambo ini ndabvuma hangu 😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
ngazviende mberi unogona Givie takuda mashows manje
haaa uyu zvinhu...coffie & kirimora 😂😂😂
GP sounds tinotenda matigonera 🎉🎉🎉🎉🤸🤸🤸🤸🤸🤸
Ramba wakadzvanya❤
❤❤
Idzi dzavangoma no noise
Haasi kumira uyo onai tsoka dzake arikuenda
I still remember two years back ndichikufonerai ndichiti music yenyu inowakwa kupi ? now magona mave ne page renyu try to be on most social media sites music yenyu inonaka iyiiii
akaip muchinda uyu. Ndakatanga kunzwa song yake inonzi Ndashaya zvavanoda haa ipapo ndakanzwa kuti huchi
Apa pakabatwa basa
Uyu ishasha kwete zvana Maki
Ndamerera kuno nengoma dzako
Kofi and kirimora kuti mwaa
Uyu munhu uyu ndezvamwari hazvitirwe godo Uyo anogona
Anogona yanyutura automatically .... smooth shift
Keep it up murikupisa ...keep the fire burning
Haaaa zvimwe ndezvimwe unechipo kani Give hapana song yako yandisina
Ndinoda kuenda ku show yake murume uyu anowanikwa kupi
Vamuchemwa
Kubva nhasi ndave kunwa coffee and cremora chete chete 🤣🤣🤣🤣🤣
Uyu anogona kupfuura ngwazi zvekudaro
Chibaba macheso kwasara zita
Kugona ndokuziva
Mark sunga dzisimbe apa
Hudodzvi dodzvi hwega hwega gapukasva matsvumutsvururu
Uyu achanetsa uyu.
@GreyMurare, ari kutonetsa uyu. Ukateerera Mashura, Ane rudo ndiyani and Mbambo dzemusha unonyatsonzwa kuti ishasha iyi.
Ari kutonetsa zvekurevesa, ngaawedzere marketing chete because zvegore rino so far ari kukwikwidzana na Mark Ngwazi na Diesel power na Shamblo chete
@@PerkinsManyati-ze8mganotokunda Macheso
@@clementinesithole4688 pa current album ichokwadi ichocho.