Not possible, because vanhu veZanu vatokutangirai game. Ungati muAfrica not Zimbabwe alone these leaders are ruling on their own. They are using the power of the soil. Pane a hidden truth inozikanwa neva tongi venyika isinga zikanwe nevanhu vazhinji.
Sekuru ava manyepo. haana simba uye anoshandisa munin'ina wake mumavhidhiyo ake nevana kubira vanhu. Murume uyu itsotsi. haana simba raakabira shamwari kubva kuGermany uye hapana chakashanda. his a fake dont trust him. iye Mazibaba muvhidhiyo yake ihama yake kana waenda unonomuona ikoko.
Better ndimu fry. Ndomurova one time😂😂😂
Why can we not use it to put electricity on the grid or use it in the army to fight against vavengi like america initial ma sanctions
Zulu unopenga
07393811785 call me bro
Rombai zvenyu ndofa ndiri murombo zvangu.devil never give someone gud for nothing.u cane pay it back with painfull life
Mdhara uyo ngaaarove Mbavha dziri kubira nyika. Kuti twaabam
MARVIN RAGS kkkkk
Lol
🤣🤣🤣🤣 unoti vanoba havayendeko here kunotipusisa
Baba ava vakangwarisa hanzi mheni haisimuki pasina mari
@@vimbaizulu1359 hesi hama yangu
Kkkkk Sekuru vanotyisa .dai vasarudza Jehovah .
Tinashe Chikusha kaaa daiidza vamwe vanhu kwavo
Pamberi nebasa renyu sekuru mbavha nemhondi zvinoda kukauriswa
Takanatirwa nemushonga yeZanu tinopabuda ipapa ! Kuitwa kudyiswa chaiko
Number for sekuru
Hie tinashe. Cn I hve the number for sekuru akafera
Ndhota rubatsiro sekuru ndhokumbirao number ndzenyu
Fry fry mbavha sekuru vanonetsa banyu
pakaipa hanu vanoba vanodzosera vamwe kumashure saka rovai sekuru kkkkk
Tumirai to Capitol hill. I will pay
Hanzi na RUMBI I was listening to !!rheidhio!! kkkkkkk ava vanhu vanoita dhodhi here?
Sekuru makanyanya asi munofa chete izvozvo zvinoratidza hukuru hwa mwari mishonga ino wora munhu anofa saka hazvina basa
Mheni
Vakanyanya sekuru avo
Wow
mishonga ngaibhadhare duty iyo
TheBoyZW kkk hanti hanzi inouya nerusero kkkk
Hanzi handite zvinhu zvekuuraya nyika, but hanti vanhu ndo nyika yacho.
Kkkk huroyi hwandiri hurimo mbichana
No wonder why Zimbabwe iri kutambura ndo chiii I chocho.
🤣🤣🤣🤣🤣
Takadyiswa wangu! Ataiti maMeat Pie aya ekunaka samare, Hameno
Tinashe can I have number ya sekuru
Vanoku pweteka nemheni kkkkk
Hamukwanise kurova vanhu veZanu here nemheni idzo nhai Sekuru
Not possible, because vanhu veZanu vatokutangirai game. Ungati muAfrica not Zimbabwe alone these leaders are ruling on their own. They are using the power of the soil.
Pane a hidden truth inozikanwa neva tongi venyika isinga zikanwe nevanhu vazhinji.
@@migueltichareva904 Ipapo haunyepe, Takaitwa kudyiswa vachiri kungofamba
mukadzi first caller ane hushingi lol
Munhu anoita izvi nekurwadziwa vamwe vanhu varipo kuuraya vamwe Sekuru basa mberi
Ko uyo wekufona achiti ndandandichiterera Raydio loool salad repemhaldo
Zvakaoma
Sekuru pamberi nebasa
Sekuru munodadisa ndokumbirawo number dzenyu tanzwa nekubirwa paFacebook vachishandisa number dzenyu
Musa kurudzira huroi ndara uyu Muroi tendeukai asekuru
Zvino vanhu vachapera nemheni dzamaburutsa pamhepo
Zvotyisa izvi.
ko zai iro rinenge ratoputsika wani.....Mdara wakanyanya iwe
Hanzi mafuta zve iwe.... Kkkk
Sekuru imi hamupindi denga
ummmm
Popopoooopopopioo
Sekuru ava manyepo. haana simba uye anoshandisa munin'ina wake mumavhidhiyo ake nevana kubira vanhu. Murume uyu itsotsi. haana simba raakabira shamwari kubva kuGermany uye hapana chakashanda. his a fake dont trust him. iye Mazibaba muvhidhiyo yake ihama yake kana waenda unonomuona ikoko.
Mdara uyu kunyeba uyu, priced figure chkwambo, pluz its criminal to confirm NDINOURAYA VANHU iwe uchinyeba futi HAPANA APA
Horo yako, chipinge kuita sei