Pazvinobatwa kana kupera power unodzingwa kunge gudo rapinda mumunda iwe! And zvinoitika wakatemba kuti pano ndazogara vana vakura futi!! I saw two women who met their comeuppance in that fashion such that even their own children disowned them
Saka varume vasingade ku display love to their wives in public or in front of their family because they feel they will be labelled as wakadyiswa. It’s sad because that’s what women want, to be loved.
Does it mean kuti ukabatsira mumwe wako or kuzvibatsira iwe means wakadyiswa here/ as for me ini mumba mangu andifariri mumba makasviba so if mukadzi arikubasa mumba makasviba ndoiita seii?
Mostly mahure ndivo vanodyisa vàrume vevanhu. If you are married it means you love one another clearly but if you see a woman akadyiwa tsvina ziva kuti ihure anoziva kuti haadiwe page or or murume anogona kudzokera nemukadzi wake
Chero asingandipi mari yake ngazvigare panekuswero tandanisana nemadzvinyu kuda kudyisa mwana wavanhu kwete ndaramba ko mwana wangu azonzwarwo nemukadzi wake ndonzwawo sei
The problems amongst many others is that people rush into marriages. You know we spend 3 years+ studying for different professions. And yet the most important thing is relationships. We never have any syllabus about being a husband, being a wife, being a family person. Instead, people then hurt others with this entrapment.
You learn about how to be a good or bad husband or wife from the role models in your family. I believe in not so much studying the prospective spouse but checking their family background. If a man didn’t observe their father, uncle or grandfather being a good father and husband it’s difficult to start doing so in adulthood if he was not socialised that’s way. If you want a good idea what kind of wife or mother your gf will be just look at the women in her family. I don’t care about your money, if you come from a dysfunctional family then that’s a deal breaker. Yes, arguably these qualities can be acquired in adulthood but it takes a special kind of introspective type of person who is serious about self improvement.
@@sisey99 Nicely put. But to be honest. Observing our parents and adults around us is not enough. From history quality time is not spent with children to ready them for marriage. What we see from the role models you advised about is knowledge with a lot of gaps and blind spots about relationships. Its mostly cultural expectations. This is my point. Quality time teaching about relationships, mistakes and expectations. People need to be a bit more mature b4 marriage. This is the most complex commitment in this world.
Moreflow Falls we will agree to disagree on this one. The purpose of quality time is not to prepare the child for marriage. But moulds the child as to what type of person they grow up to be. Nurturing and socialisation trump any other factor. No matter how well you instruct your kids if you don’t practice what you preach you are wasting your time. Children learn by observation even when they are not aware that they are learning.
@@sisey99 well I agree with you 100%. All i am saying is a bit more quality aimed teaching is needed. I know as a son I would have benefited more. I leant alot though. My dad is my hero. Am also lucky though because my wife is an amazing person. I talk alot to my son and i listen a lot more to him in trying to learn the world. He is 20 now. Anyway we learn every day.
Douglas Gonese...No its true actually.....I know a couple of women who did that to lure married men and trapped them with pregnancies but as soon as the man realised kuti wakadyiswa all of them vakarutsiswa and are happy in their lives. Some women in these crescents are desperate out there
s k I’d ne’er believe in all these love potion & kurutsiswa brouhaha however, nobody should never, for any reason, surreptitiously introduce a love potion into someone else’s food. Besides the potential legal ramifications, depending on the substance, some chemicals-even ones you might consider “harmless”-have the potential to cause your intended lover physical harm if ingested or inhaled! To keep your karma clean, it’s much better to simply stick with love inducements that don’t involve any form of physical interference with your potential paramour. Your own charms are enough to find that right person🤪!
@@zakaroyalty62 I hear you but my brother..there are some women who are so desperate out there. If you are a married man please be with your wife and let it be known you are married and dont want nonsense. I nearly divorced my hubby but when I was told by the holy spirit what happened..I actually felt sorry for him. The fact that the other woman knew me and our kids too raised eyebrows and when i consulted Mweya Mutsvene...ah..he was shocked coz it was exactly at a certain party in particular food from same person serving.......she went and got pregnant......evil woman..I feel sorry for her kids
s k this is getting more complex, hypnotising & spellbinding...at least you managed to get your hubby back save for the Holy Spirit...!? The point you’re raising in your anecdotes is religion & sorcery or occultism are both conceived as ‘supernaturally magical..🤯!?
@@zakaroyalty62 my dear this world if full of Judas. I'm telling you, there will a lot of empty houses in Heaven by end of time. You will then remember this convo. Love your wife and family more and everything else fall into place. Be blessed
Ini l disagree nezvakawanda zviri kutaurwa na Gogo ava. Its normal for a man to be at home with his wife ndorudo rwacho waka pedza basa oenda kumba kune mukadzi nevana hazvirambidzwe, ende zvoto kurudzirwa.
Aah usadyise munhu tvina...if he doesnt love you leave him and move on...because as soon as mushonga disappears or arutsiswa zvinopera zvese kuti hwaaa ukazopedzisira waakuroya mukadzi nevana wake vasingatokudi nakudhara...zvino ukazoroya mapostori aah wairasa
These gogo is full of theories in my opinion some of them do not make sense and some of them borderline danger mupoto chaiwo. They are some couples vanodanana zvemachokwadi pasina mushonga including vakarorwa vane vana vavo. Vamwe naturally vakapusa saka vakadzi or varume they end up doing what they like mums relationships it’s not always about midzi iyi!!!! Businesses can be successful and fail all the time again it’s not always about midzi but Ehe vamwewo vanodyiswa havo 🤓
Kuti nyaya ipere, kunoda anaGodobori vaya vanomurutsisa..." Are Prophet Magaya/Makandiwa considered as Godoboris because kuchurch kwavo kunorutsa vanhu stereki pamaDeliverance?🤷🏽♀️
That of a puppy I witnessed in 1979. Our dog gave birth, and one of the puppies was found dead, with internal organs all gone. That sent a shock waves to all the guys that had girlfriends around.
Thank you Tinashe I really feel like you are helping a lot of people it’s been three days now since I have known about this program n I’m helped .
Pazvinobatwa kana kupera power unodzingwa kunge gudo rapinda mumunda iwe! And zvinoitika wakatemba kuti pano ndazogara vana vakura futi!! I saw two women who met their comeuppance in that fashion such that even their own children disowned them
Very true.....unosemwa seAids.......Love is kind and peaceful. 25 years of marriage this year with no mushonga....I thank God
True point yataurwa na gogo kuti ukadyisa murume unotombura ndiwe coz mumwe murume haazoenda kubasa zvachose otongogara mumba iwe ndiwe wakutoriritira mhuri
kuvhundutsira varume, varume vanovhunduka ka
Vele shuwa kuvhundutsira shem kkk....God help us.
Arnold unotovhunduka
Kkkkk
Madam boss vakaisira mhofu dry dhodho mu sandwich
@@antid3m71 ayewa usadaro kikikik..madam boss so lovely
Mina ngizifunela owokuthi mphiwe imali noma engalayo ahambe ayoyidinga.Kusizani kudlisa muntu engakuphi icent aze atshiye msebenzi kuthi azotshona lawe endlini engasakwanisi kusebenza ngokuchananga mfaz endlini
I think gogo ava ndivo vapadyisa baba Ashy vekwa Tilder😂😂😂😂😂🙌
Taura hako Sharon... because.....mmmm mai Ashy ma1
😜
Kkkkkkkkk
Can she help baba Ashy on Tilder live
Justice For Children KKKĶK Taura hako
Baba Ashie vanoda kubatsirwa shuwa hazvisi normal
Sure batsiraiwo baAshy pleaaaaaaase
Baba Ashley shuwa ngavabatsirwe zvakanyanya
Vakabikwa zvinonzwisa tsitsi shame vakadzi tisadai henyu ndokunonzi kuroya uku
Saka varume vasingade ku display love to their wives in public or in front of their family because they feel they will be labelled as wakadyiswa. It’s sad because that’s what women want, to be loved.
I Math true
Interviewer: Gogo Kwakadii kwamabva
Gogo: Kuripo🤔
Shona is not her first language but has probably lived in Harare for a very long time.
Kkkk you
Does it mean kuti ukabatsira mumwe wako or kuzvibatsira iwe means wakadyiswa here/ as for me ini mumba mangu andifariri mumba makasviba so if mukadzi arikubasa mumba makasviba ndoiita seii?
Saka nhai gogo moreva hre kti hakusisina varume vanogara mumba mhuri yavo kana kubuda nevana pasina kudyiswa
Kkk nhai zvako iwe...
Vanopenga gogo
All men should always ask their girlfriends/wives to taste the food first before they eat it,problem solved
Lol
Even though when they taste it won't affect them
Kkkkkk kwaa
But even if they taste it it doesn't affect them it affects iwe murume
Wangu ukawana girlfriend muudze ndakadyiswa nechembere iyi anokupa hurando unorutsa wokwira gomo chairo
Ummm ini handibate kuuraya mwana wevanhu
Haa variko vanototaimira varume vevanhy..kimberley na rosalind vaota mbiri mu sheffield umu nekutora varume vevanhu...hehehe zvino south yorkshire yese yaakukuziva ne Dudley ne Bilston yese.....hapana chakaipa chisingabude pachena
Ndikangopinda mumba mevanhu ndkaona dzvinyu risina muswe ndotoziva kty zvakaita
Kugara ndisina murume wacho ndofa here handiite rudo rwekumanikidzira ngazviite zvega
Mostly mahure ndivo vanodyisa vàrume vevanhu. If you are married it means you love one another clearly but if you see a woman akadyiwa tsvina ziva kuti ihure anoziva kuti haadiwe page or or murume anogona kudzokera nemukadzi wake
Chero asingandipi mari yake ngazvigare panekuswero tandanisana nemadzvinyu kuda kudyisa mwana wavanhu kwete ndaramba ko mwana wangu azonzwarwo nemukadzi wake ndonzwawo sei
Taura hako
Gogo havana nyaya ava. She comes across as shallow. Havanyatsogona kupindura mibvunzo.
True haa dhororo
keep telling yourself that
Kkkk yowee kudyisa munhu huroi ummmm inini andibate kudyisa mwana wevanhu bodoooo andizvishuvire
But why shuwa??
Pane mukadzi anonzi Sharon Masvumbukera hure rinongodyisa varume wevanhu umm mumungwarire
She has no good answers
Gogo havazive zvavanotaura ava ndokupindura mibvunzo here ikoko havana nyaya avo
Wakadyiswa dhodhi chimboti ruma first dhia
Does it mean that showing love to your wife or husband means that wakadyiswa? Ava mbuya havana nyaya ava. Too many unsubstantiated claims.
Imbwa ya GOGO iyi, no brains
Kuramba ndokudyiswa ikoko
Kkkkkk varume tiripama 1 kkkkkk ,chikuru kufema
Yeukai Chikwizo kkkkkk wandikuvadza
Kkkkkkkkkkk mayeeeeeee
Nhasi ndazoseka
Gogo awa vakaizivira kupi mishonga iyi dzingwarirei mbuya dzemumbare idzi
Varume ndivo vanotanga kucheater ngavadyiswe
Chembere ndodzinodyisa sewe so ! Mabhebhi havadaro
usaratidze huroyi hwako pano I hope waunodanana naye aone comment yako
Uuum gogo iyi pane basa Ndatya navo
Amadoda amanengi sidlisiwe ngempela and ngeke uthi awudliswanga uyabe unamanga
Amos kkkkl
Mina eyami indoda angihkisanga Nina
Mavumba basekulu
The problems amongst many others is that people rush into marriages.
You know we spend 3 years+ studying for different professions.
And yet the most important thing is relationships. We never have any syllabus about being a husband, being a wife, being a family person. Instead, people then hurt others with this entrapment.
You learn about how to be a good or bad husband or wife from the role models in your family. I believe in not so much studying the prospective spouse but checking their family background. If a man didn’t observe their father, uncle or grandfather being a good father and husband it’s difficult to start doing so in adulthood if he was not socialised that’s way. If you want a good idea what kind of wife or mother your gf will be just look at the women in her family. I don’t care about your money, if you come from a dysfunctional family then that’s a deal breaker. Yes, arguably these qualities can be acquired in adulthood but it takes a special kind of introspective type of person who is serious about self improvement.
@@sisey99 Nicely put. But to be honest. Observing our parents and adults around us is not enough. From history quality time is not spent with children to ready them for marriage.
What we see from the role models you advised about is knowledge with a lot of gaps and blind spots about relationships. Its mostly cultural expectations.
This is my point. Quality time teaching about relationships, mistakes and expectations.
People need to be a bit more mature b4 marriage. This is the most complex commitment in this world.
Moreflow Falls we will agree to disagree on this one. The purpose of quality time is not to prepare the child for marriage. But moulds the child as to what type of person they grow up to be. Nurturing and socialisation trump any other factor. No matter how well you instruct your kids if you don’t practice what you preach you are wasting your time. Children learn by observation even when they are not aware that they are learning.
@@sisey99 well I agree with you 100%. All i am saying is a bit more quality aimed teaching is needed.
I know as a son I would have benefited more. I leant alot though. My dad is my hero. Am also lucky though because my wife is an amazing person. I talk alot to my son and i listen a lot more to him in trying to learn the world. He is 20 now.
Anyway we learn every day.
this is evvvvvvvvvvvvvvvvvvvvvvvvvvvvvvvvvvvvil
Kkkkkk kupfeka beef mu underwear what a bombshell
Hokoyo mudzimba umo
Ka sandwich kandabva gudya kanenge kane kadzvinyu dzvinyu
Imi Gogo ndimi muroyi mkuru...mishonga yose iyoyo makaiziva sei? Ini personally l don't believe zvimishonga zvenyu izvozvo....ndimi munotoputsa dzimba dzevanhu.....nxa.
True
Chokwadi ivo vakazviziwa cy
Saka gogo avo vanawo here madzvinyu acho ipapo
Zvino rwadza sei kudyisa varume vevanhu but vese vari 1, 2, 3 or more vachizongo kuramba zvese iwe nevana vako mese. Kurambwa iwe netuvana kuita danga revana vane mitupo yakasiyana siya? Haa zvinogwadza veduwee. Kudyisa vana vevanhu tsvina..shame ndiwo uroyi muSheffield umu mumanor umu wakafumurwa
Varume vavhunduka chokwadi
Ayaaz kana urikowo unofungira wakadyiswa write a comment pano paneyangu tiverengane
I’ve ne’er heard anything so mythically daft...🥵!?
Douglas Gonese...No its true actually.....I know a couple of women who did that to lure married men and trapped them with pregnancies but as soon as the man realised kuti wakadyiswa all of them vakarutsiswa and are happy in their lives. Some women in these crescents are desperate out there
s k I’d ne’er believe in all these love potion & kurutsiswa brouhaha however, nobody should never, for any reason, surreptitiously introduce a love potion into someone else’s food. Besides the potential legal ramifications, depending on the substance, some chemicals-even ones you might consider “harmless”-have the potential to cause your intended lover physical harm if ingested or inhaled! To keep your karma clean, it’s much better to simply stick with love inducements that don’t involve any form of physical interference with your potential paramour. Your own charms are enough to find that right person🤪!
@@zakaroyalty62 I hear you but my brother..there are some women who are so desperate out there. If you are a married man please be with your wife and let it be known you are married and dont want nonsense. I nearly divorced my hubby but when I was told by the holy spirit what happened..I actually felt sorry for him. The fact that the other woman knew me and our kids too raised eyebrows and when i consulted Mweya Mutsvene...ah..he was shocked coz it was exactly at a certain party in particular food from same person serving.......she went and got pregnant......evil woman..I feel sorry for her kids
s k this is getting more complex, hypnotising & spellbinding...at least you managed to get your hubby back save for the Holy Spirit...!? The point you’re raising in your anecdotes is religion & sorcery or occultism are both conceived as ‘supernaturally magical..🤯!?
@@zakaroyalty62 my dear this world if full of Judas. I'm telling you, there will a lot of empty houses in Heaven by end of time. You will then remember this convo. Love your wife and family more and everything else fall into place. Be blessed
If you cut a dzvingu's tail or leg off it grows a new one.
😳😳
Ini l disagree nezvakawanda zviri kutaurwa na Gogo ava. Its normal for a man to be at home with his wife ndorudo rwacho waka pedza basa oenda kumba kune mukadzi nevana hazvirambidzwe, ende zvoto kurudzirwa.
What is Ndzwinyi in Ndebele?
Umpankwa
Ufukuwudinga yini lol
Innocent Munyarira kkkk No way my brother...i can not do that please.
Kkkk Kanti idzwinyi ngumpankwa bengingakwazi, Manje sidla idoti phela
Kkkk umphankwa lol umsila wakhona
Most of Vakadzi ma zimba akaoma
Madziro apinda bzz kutarisa nzvinyu Kkkk varume.munombodya plzz
Ndakuto verenga madzvinyu arimumba mangu ndikatoshaya 1 chete haa totonetsana
Kkkkk haaaa makanyanya batai vakadzi venyu bho havambofungi zven'anga izvo
@@crescenciarunhare5385 Wakadya ka
Lol the second caller😂😂😂
She cant answer questions, ndokunonzi kuzvambarara pa mubvunzo uku
Lol hanzi kupfeka hembe dzeZambia dzakafanana kudyiswa 😂😂😂😂
Zvakaoma
Mmmmmm nyayi iyi inovhundutsa shuwa
Aah usadyise munhu tvina...if he doesnt love you leave him and move on...because as soon as mushonga disappears or arutsiswa zvinopera zvese kuti hwaaa ukazopedzisira waakuroya mukadzi nevana wake vasingatokudi nakudhara...zvino ukazoroya mapostori aah wairasa
Ndavhundukaka ndatovhundukaka
Gogaz iyo ma1 ichatikuwadzisa nanamadam kkkkkkkk
Franklin kkkk munorohwa nhaka
These gogo is full of theories in my opinion some of them do not make sense and some of them borderline danger mupoto chaiwo. They are some couples vanodanana zvemachokwadi pasina mushonga including vakarorwa vane vana vavo. Vamwe naturally vakapusa saka vakadzi or varume they end up doing what they like mums relationships it’s not always about midzi iyi!!!! Businesses can be successful and fail all the time again it’s not always about midzi but Ehe vamwewo vanodyiswa havo 🤓
gogo munovhundutsa vanhu mumba umu
Kuvhundutsa vanhu kkkk
This is B/S.
Vakadzi vanokwanisikawo here kudyiswa kwacho iite chigamba to chigamba
Kkkkk
This is rubbish. Musanyeperwe
Ummm gogo hamusi ku nyatso pindura
Kuti nyaya ipere, kunoda anaGodobori vaya vanomurutsisa..." Are Prophet Magaya/Makandiwa considered as Godoboris because kuchurch kwavo kunorutsa vanhu stereki pamaDeliverance?🤷🏽♀️
That of a puppy I witnessed in 1979. Our dog gave birth, and one of the puppies was found dead, with internal organs all gone. That sent a shock waves to all the guys that had girlfriends around.
LoL
Lol maihwe. I shouldn't be laughing
Asi ndopamba paigara Madam Boss na Mhofu
Lol
Mbuya iyi haina nyaya
Baba Ashy hokoyo😅😂
😂😂😂
Ngavadyiswe madzvinyu
Duzvi mabhebhi mazhinji unorutsiswa
Saka madzvinyu epa den pangu asina miswe nhai kkkk ndoo zheti racho kkk
Norbet wakatodya kkkkk
Kkkk wakatodya kare kkkkkk yenda unorutsiswa
Kkkkkkk
Kwira maid wemu raini anokurutsitsa
We are walking dead chaiko kkkkkk
Eazy musavhunditswa
Kkkkkk ah zvakaoma munenge manetsaka nhy.
Linda Mutanda hazvifaniri kudaro kkkkk
Kkkkkk ma1 wangu
Kkkkkkkkki
🙆🏾♂️🙆🏾♂️🙆🏾♂️🙆🏾♂️
Hhmn pakaipa vanhu vanovhunduka ka
Kikikikiki zvakawoma vabvunzei kuti vakaziva sei dzvinyu rinodyiswa munhu sei
Taura hko vakadyisawo
True love inobva kunamwari kwete madzvinyu avo ayo
Ukaona dzvinyu risina muskwe kumadziro emba yako ...ziva kuti wakadyiswa hama kkkk
Kkkkkkkk dead u finished me🤓😛😭
Kouyo arikuitei ne TV kuseri uko shame
Hessy Tinashe vabvudze kuti zvinoitirwa kuti zvidiyiko kudyisa munhu haaaa gogo vasadaro
Kkkkkk nhai gogo munechokwadi here
Gogo ava kuziva zvese izvi vakabva neko muroyi
Kkkk sometimes hazvishande kuroya munhu ikoko ko ukasamanikidzira nhai wobvei
Aaaah kkkkkkk
Ummm kutenga chikafu chemuroad pakaipa
Zvisingaite....never eat party food that you don't dish..if its not your husband or wife or relative..DO NOT EAT!
Kkkkkkk madvunyu apinda bsa kkkkk
Kkkkkkk
Gogo dzvinyu rine poison imika tiudzey zvinhu zvechokwa kwete nhema
Hahaha pachipfeko apo ini pwaaaati
🙄🙄🙄
panganai 6 zvakaoma shuwa
Ma 1 hama toita sei tajisiwa 😀😀😀
@@panxy6408 kkkkkkkkk Majililila chokwadi
Mapurisa batai munhu muroi ma TB anyanya kuncono ngihlale ngingena ndoda unkulunkulu uzangipha indoda
Kkkk gogo kupfeka beef kwaaaaa kkkkkk haaa
Haaa hanzi ndozvaari kuita mahure musheffield umu