ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Chief munogona. Ndatenda hangu. You have wisdom.
Kwakutoparara kwedzimba kaa uku cz mai vemuroora zvakubudawo kt vakashandisira baba mushonga yoo nyaya dzacho ma1
Patoshata apa
Nganga yaona kuti yabatwa nemhosva vave kutaura zvekuita fixing asi muroora akatemegwa dzeuroyi
I iwee maiava vofumurawo maivemukadzi nhaiveduweee
Amwene Imi makadii kuchekerera mwana wenyu mukomana chiname wacho pane kuchekerera mutorwa Simba racho makariwana kupi rekuchekerera mwana wevaridzi makapa muroora huroi nxaa
Hazvanzi yavamwene ngaigare pasi
PAHASHA TV, torai Nyaya musingaise zvidimbu zvidimbu nxaaa
Zvidimbu zvinoitawo kuti muwedzere zvotibatsirawo pakuzokupakurirai dzimwe nhau part 2 iripo wani
Haiwa mbuya murikamuroi imi nxaa
Cant wait kusvika magumo
Subscribe and hit the notification to keep in track with the story
Benzi ramai kutemere muroora muroyi wemunhu na Tete vacho putseke ndarwadziwa kutemera mutorwa
Zvakaoma n'anga iyi sooka ko mai vemuroora vapinda papi , ngavaroyonore munhu chete
Mom in law kunyepa weduwe, ingotii maka pinza muroora mugemu renyu rehusiku😢 zvorwadza izvi
Saka matama avamwene kufuta kudai asi kudya nyama dzevanhu
Imi atete hanzvadzi yemurume muri benzi bvumai kuty mai venyu muroiVaitemererei munhu mushonga ega Ukwane iwe hanzvadzi yemurume,,,Kuzopoza kuty mai vangu vanotemera dzekuty unodiva nemurumeIwe kutsanya nekunamata unodiwa nemurume mhani iwe
Ummmmmmm satan muroyi lmbwa yemunhu unotemerera mwana vamai vako hr gonzo chichembere dai rafa iri haaaaa ndashatirwa mhani
Shawe rechiroi yaramba pamurooraNw ndokusaka akudya nyama bhishi masikati
Zitete zimbwa remunhu.dai rakarambwa nemurume
Ngavaende kwa sekuru kanengo 😢
Chief munogona kutonga imwi❤
Ennnnnnnnnnnennnn and
Basa rekuroya kupha dzinza risiri renyu😢😢
And zvakaoma
Baba mataura chokwadi vamwene vakakanganisa muroora hasi mwana wenyu
Amwene vakambotemerera muroora kupi kupfuhwira mwana wavo akuna zvakadaro mai avo muroyi
Apa wawo mwana musikana ari pamba arikunzi arikuti ku muroora ahuna zvimbo pano vakadii kumutemera Kuti agare ku murume vanhu vasadaro vana vevamwe kuroorwa haisi mhosva
She has no right without hama dzake ingozi iyi ngavaripiswe
Ko murume wacho ambenge achiramba wani
Unofanirwa kusungirwa kuroora under age
Zvakaoma
Face yavo inotoratidza uroyi nxaaa ngavambokwaturwa mhani 💔💔💔
Mambo mapedza nyaya apa
Marwadzo 😢😢
Mwari pindirai
Mai awo amwene face yawo inorema Chief munogona kutonga dare
Ma1
Akapihwa huroyi Muroora
Mambo matadza kutonga vatsvagirei ka kokuenda vanotsvaga chokwadi
Zvakaoma hazvo
Face yamai vacho inorema iyi muroyi uyu
Huyai kuno munditemere tirikushupana kuno
🤣🤣🤣🤣🤣🤣Dzikama ungazozvigona
Iweka hokoyo
ndachida kunzwa k2ainoperera chirikubhowa video renyu harioneki clear
Nxaa kuti paatemerwa paive nevabereki vake here makuda kut vakweshwe hama dzake dziripo sekuru avo vanoroya futi
Tete vanoroya namai vavo futi
Too dark,
Shame
Poor vedio .it's very dull
Chief munogona. Ndatenda hangu. You have wisdom.
Kwakutoparara kwedzimba kaa uku cz mai vemuroora zvakubudawo kt vakashandisira baba mushonga yoo nyaya dzacho ma1
Patoshata apa
Nganga yaona kuti yabatwa nemhosva vave kutaura zvekuita fixing asi muroora akatemegwa dzeuroyi
I iwee maiava vofumurawo maivemukadzi nhaiveduweee
Amwene Imi makadii kuchekerera mwana wenyu mukomana chiname wacho pane kuchekerera mutorwa Simba racho makariwana kupi rekuchekerera mwana wevaridzi makapa muroora huroi nxaa
Hazvanzi yavamwene ngaigare pasi
PAHASHA TV, torai Nyaya musingaise zvidimbu zvidimbu nxaaa
Zvidimbu zvinoitawo kuti muwedzere zvotibatsirawo pakuzokupakurirai dzimwe nhau part 2 iripo wani
Haiwa mbuya murikamuroi imi nxaa
Cant wait kusvika magumo
Subscribe and hit the notification to keep in track with the story
Benzi ramai kutemere muroora muroyi wemunhu na Tete vacho putseke ndarwadziwa kutemera mutorwa
Zvakaoma n'anga iyi sooka ko mai vemuroora vapinda papi , ngavaroyonore munhu chete
Mom in law kunyepa weduwe, ingotii maka pinza muroora mugemu renyu rehusiku😢 zvorwadza izvi
Saka matama avamwene kufuta kudai asi kudya nyama dzevanhu
Imi atete hanzvadzi yemurume muri benzi bvumai kuty mai venyu muroi
Vaitemererei munhu mushonga ega
Ukwane iwe hanzvadzi yemurume,,,
Kuzopoza kuty mai vangu vanotemera dzekuty unodiva nemurume
Iwe kutsanya nekunamata unodiwa nemurume mhani iwe
Ummmmmmm satan muroyi lmbwa yemunhu unotemerera mwana vamai vako hr gonzo chichembere dai rafa iri haaaaa ndashatirwa mhani
Shawe rechiroi yaramba pamuroora
Nw ndokusaka akudya nyama bhishi masikati
Zitete zimbwa remunhu.dai rakarambwa nemurume
Ngavaende kwa sekuru kanengo 😢
Chief munogona kutonga imwi❤
Ennnnnnnnnnnennnn and
Basa rekuroya kupha dzinza risiri renyu😢😢
And zvakaoma
Baba mataura chokwadi vamwene vakakanganisa muroora hasi mwana wenyu
Amwene vakambotemerera muroora kupi kupfuhwira mwana wavo akuna zvakadaro mai avo muroyi
Apa wawo mwana musikana ari pamba arikunzi arikuti ku muroora ahuna zvimbo pano vakadii kumutemera Kuti agare ku murume vanhu vasadaro vana vevamwe kuroorwa haisi mhosva
She has no right without hama dzake ingozi iyi ngavaripiswe
Ko murume wacho ambenge achiramba wani
Unofanirwa kusungirwa kuroora under age
Zvakaoma
Face yavo inotoratidza uroyi nxaaa ngavambokwaturwa mhani 💔💔💔
Mambo mapedza nyaya apa
Marwadzo 😢😢
Mwari pindirai
Mai awo amwene face yawo inorema
Chief munogona kutonga dare