Hiiiii..chinhu chinonzi kufirwa chakaoma.mai ava vatto nemhisva yekuti vatobve pamba apa,mwana ari kurwira imba pababa vake neproperty..mai ava vakazoroorwa mumashure saka havasi kutombodiwa havo .ngavabve havo hazvina mhosva
Dubai kuenda kuchikoro kwakanakawo futi time time unokwanisa kugonawo kuverengaa zvakanaka Baba vakashayaa November last year Now it's December saka zvinoitwa pachivanhu zvinoitwa after 1 Year Saka Gore paririkukwana ndi November mu Zimbabwe amuitwe zve Makuva kana Miti yavekutunga and zvinoitwa zvakare kana Mashizha emiti avekudonhaa zvakare kubva pana July. August. September and October Ndizvo zvinoitwa Chivanhuuuu cheduu Sekuru Dubai kkkkkkkkkk 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Matare aya they don’t serve justice but punishment. It seems mai ava was already found guilty before trial. Evidence yekuti mai ava vakahura iripapi? The issue iripo apa ndeye imba mvana idzo dzirikuda kudzinga mai avo kuti vatore imba. No one knows chikomba but court is soo confident vakapisira guva. It’s sad vakadzi varikushungurudzwa mumatare aya under the guise ye chivanhu. Hama dzemufi didn’t bother coming to court for and good good reason. 😮😮😮😮😮. Guilty until proven innocent
She was suppose at least to introduce her visitors to the family especially male visitors are suspicious when seen entering the house,hondo iripo zvayo but hawushaye mumwechete wokuudza kuti uyu muzukuru wango mambo vatonga according to ma witnesses siyabonga
Mambo pliz tongai samambo mutasa nambo bushu kwete kuisa ma witness evanhu vakavenga amai avo kufirwa haisi mhosva .next tym tongai mushe mambo apo maresva
kumwe kutonga kwakadhakwa. There is not one shred of evidence kana musingagoni kutonga refer to other chiefs not kuda kunzi matonga muchitsvagira munhu nyaya.
Zvakadhakwa zvimatare izvi. Ukapinda mudare uchi akiyuzwa kutyora mutemo wechivanhu you be automatically found guilty without evidence. That’s how bad these kangaroo courts are. Zita rechikomba hapana anoriziva but that’s good enough evidence kuripisa mai avo mombe.
Pa fair vana muchaita ngozi amai havaendeswe kudare secondly amai imi munengewo musingakwanise kugara nevamwe zvakanaka mu community, sei vose vanhu vari against you?
Paita ka bias apa, mukadzi wachairman was said to have spoken na mai ava, why couldnt be summoned to come as witness ? Vana can be biased due kuti mai ava is the surviving spouse she is entitled to the house yataurwa uyo
Hiiiii..chinhu chinonzi kufirwa chakaoma.mai ava vatto nemhisva yekuti vatobve pamba apa,mwana ari kurwira imba pababa vake neproperty..mai ava vakazoroorwa mumashure saka havasi kutombodiwa havo .ngavabve havo hazvina mhosva
Mai havana chikomba asi vana avo problem sekuti ndimainini vari kuvanyepera mai ava
Very true,vari kurwira imba
Mambo havanakutongakwazvo nyaya iripoirivery vital ndeye kugova hembe and vana ava varikuda imba...
Dubai kuenda kuchikoro kwakanakawo futi time time unokwanisa kugonawo kuverengaa zvakanaka
Baba vakashayaa
November last year Now it's December saka zvinoitwa pachivanhu zvinoitwa after 1 Year
Saka Gore paririkukwana ndi November mu Zimbabwe amuitwe zve Makuva kana Miti yavekutunga and zvinoitwa zvakare kana
Mashizha emiti avekudonhaa zvakare kubva pana July. August. September and October
Ndizvo zvinoitwa Chivanhuuuu cheduu
Sekuru
Dubai kkkkkkkkkk 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Hapana nyaya apa. Vaskana varikuda kudzinga mainini pamba. Ko iwo mutemo wenyika unoti kudii panhaka yesurviving spouse?
Haisi nyaya yekuita jealous here iyi muchifurirwa nevanhu vemuraini kuti dzingai amainini ava vakatora imba.
Mambo havatongi mushe varikumanikidza munhu kana musingadzigoni nyaya idzi refer the to chief mutasa.... Varikumbunyukidza munhu
Mambo matadza kutonga. How can you allow witnesses who are already compromised to testify against mai awa. You can not rule out element of connivence
Mambo ava hapana chozivikanwa
@@IanMadziwo ivo mai vacho seyi vasina kuuyawo newitness yavo kana vachinyeperwa. Mai ngavabve pamba vanohurira kumwe havana kuita mwana nemurume uyu
Mai avo ndivo beneficiary ngavagare pamba pavo
Mai vadzvanyirirwa, ..apo mambo vakutoratidza kuvenga mai kare ehh
Amai " pamusoroi mambo"
Mambo " pamusoro peiko uri pamusoro kudhara " ehh ehh
😂😂😂😂
Imagine
Haiwawo chief avo ibenzi havasi kuona hr kuti mwanasikana uyo ari kuda imba chete kudzinga mainini
Vana vanyepera Amai Ava chiripo varikuda imba
Chief tipei nyaya titonge hamugoni imi
That’s 100% true nxaaaa kutonga dololo ndarwadziwa ini namainini avo
kikkikikikikikikikikiki hanzi handina chitupa, chakarasika, apa hauzive kana number dzechitupa dzacho, 27 years achigara mucomboni, kubhadhara mari yedare US$40.00, chitupa US$10.00 ko vana mukuvatoresa sei maBirth? Gore rese nhumbi dzababa vako musati madzibata makuita take-take nechikomba chaMoms, ummmmmmmmmmm $40-00 yekukwira Dare waigona kundotora babamunini kuMutungagore kwacho kuti vauye kuzoparadza hembe but hauna basa nazvo. Next thing tichanzwa kuti mese nevarume venyu makugara pamba ipapa saka tiri kuenda kupi manje? Bhasikiti raTizirai chairo
Lol hanzi na chief " hayiwa ndavapamusoro kudhara" 😂
Vanhu vacho vese havana mavoice idoro here
Kubvira Covid time ma voices ari kupera kana kuno kwatiri ,tiri kutambudzika nema voices.
Masese
😂😂@@gracechowe1612
😂😂😂😂😂@@gracechowe1612
@@HellenChirandu-ez3by no they are in grief
Mambo havana kugona kutonha nyaya iyi
Vana ava havasikuda kuti Mai awa wagare pamusha apa nekuti havana mwana
Aunyepi ipapo kutonga kwenhema kwega kwega😂
Ipa inhau yehu step mom hwafira amai ava otherwise she is innocent.
Mai avo varikudzingwa nokuti hawana mwana,mambo mashaya huchenjeri.patingwa nemakuhwa
Imhosva here kufirwa, gore vasina kugova nhumbi, dai ari murume afirwa angadai akatoroora
Mambo matonga makuhwa apa mai ava vagadzirirwa nyaya
Vaikoniwa iyi mambo Makope. Mai ngavaite appeal
Mhamha ibvai zvenyumuende kwenyu ...
Pfuma yenhaka inoparadzavhukama
Amai vechikomba: musoro unofukidzwawo kana muchienda pa dare ....zvamuri zvinobva zvaratidza hunhu hwenyu 🤷♂️
Morombe evana kuswera kutarisa zvisina bsa muchitadza kutsvaka Mari ikozvino chitupa hauna benzi remwana
Mwana irombe iri. Unoda kuvata mai here?
Avo mambo avo kutonga havo kaaa havagoni
Haiwawo😂
Mmmmmmmm😢 zvakaoma ngavasadaro
Komboni yese yakavenga amai ava yaakuita mutsimba navo becoz vanozvishandira. Manje vana kuendesa amai kudare itori ngozi yavapara.
Mmmmmm chinoita kut ivo Vega vavengwe ne komboni yeses chii🤔what did she archive zvekit angatomakwe zvekudaro...
Remember muroyi, mbavha nehure zvinhu zvisingabvumike zvekudaro
Ava havasi amai vevana ava havana mwana nababa vevana ava she is a step mom so hapana mhodva yavapara
Hapna ngozi apo havasi Mai vake nyakutumbura
Hapana ngozi coz ndistep mother
Matare aya they don’t serve justice but punishment. It seems mai ava was already found guilty before trial. Evidence yekuti mai ava vakahura iripapi? The issue iripo apa ndeye imba mvana idzo dzirikuda kudzinga mai avo kuti vatore imba. No one knows chikomba but court is soo confident vakapisira guva. It’s sad vakadzi varikushungurudzwa mumatare aya under the guise ye chivanhu.
Hama dzemufi didn’t bother coming to court for and good good reason. 😮😮😮😮😮. Guilty until proven innocent
Nhai imi vachuchusi, matadza here kuvhunza kuti vana vaBaba, neva Mhamha vanozivana here vakaonana, nekuti paringodzi vana vangu ihama dzangu, dzavarikuona dzichiuya pamba?
Zvine vasa rei anga afazve, varume vanozviita wani, tibvirei apa.Move on amai.anoda vadzongwe mwana uyo, irombe
Mambo kana mazogara, dzidzayi kutarira mativi ese enyaya. 1. Kana munhu asina mwana hazvirevi kuti haasi mukadzi wemunhu. 2. Hapana evidence panyaya iyi. Mai ava vangava nechikomba kana kusava nacho, but hapana evidence. 3. Inyaya yemba chete. Vana vanoda imba yababa vavo. 4. Mhosva yekupisa guva inowonekwa nekuramba kudarika vuta. Ndicho chivanhu chedu. Hairipwi kuna mambo. Uhu vudyire hwamunoita.
5. Pakutonga nyaya panobvumigwa kurasa mhosva kana pasina humboho.
6. Mawitness ose awo ndeemakuhwa chete.
Twuvanhu twe komboni tunonyanya zvigure, kunwa mkozode, kuhura ne makuhwa
Kana ariwo matongero emadzimambo acho akaipa mukadzi haana mhosva uyu asi vana varikuda kuti amainini vabve pamba chete
She was suppose at least to introduce her visitors to the family especially male visitors are suspicious when seen entering the house,hondo iripo zvayo but hawushaye mumwechete wokuudza kuti uyu muzukuru wango mambo vatonga according to ma witnesses siyabonga
Ko zvo mutemo wehurumende uchitaura kuti shirikadzi haidzingwe pamba no matter what.Ko zvino chachinja chiiko?Munotambudzireiko shirikadzi?Sei musirikuona kuti vana varikuda imba muri chief rudziiko?Ko mwanasikana haana kuroorwa here anodzoka sei pamba.Kutonga kwezvimambo zve Zanu aaa no direction.
Saka kna wafirwa hauchafanbi nevanhurume hre
MA VOICE AYO RA SABHUKU NERE VASIKANA AVA AKAMBOITA SEYI?
Mambo pliz tongai samambo mutasa nambo bushu kwete kuisa ma witness evanhu vakavenga amai avo kufirwa haisi mhosva .next tym tongai mushe mambo apo maresva
Aaah
Madzimambo arimunhamo mumatare umu
Zvakaoma
Ko chief asi hamuna secretary herr sure busy kunyora mega , ndipeiwo basa rekuita secretary hangu kkkk
Ko mambo vachona vanonyora vega here
Mambo imi munoda pfuma muri duzvi hamugoni kutonga zvinoda mutasa na nyamaropa izvi
Kunyepa .mawitness ari kunyepa its aplanned thing
Mambo hamuna kutonga kwazvo mufunge munhu anozviuraya neshungu Mai kusatodiwa zvachose
Mambo mabatira mukadzi uyo hamusikuda kuteerera divi rake hamugoni kutongao imi kudya mari dzavqnhu mahara aaa
Mai avo vainge vakarorwa here nababa vokushaika, nokuti ndipo pane nyaya yose
Vana avo nasahwira vakadii kunotarisa kuguvq ndokunopedza zvose izvi
Uyo ngaanotora chitupa asiyane nekutsvaga nyaya dzisiri dzake
Mai ava vakachengetawo murume puma yakaendawo here
kumwe kutonga kwakadhakwa. There is not one shred of evidence kana musingagoni kutonga refer to other chiefs not kuda kunzi matonga muchitsvagira munhu nyaya.
Zvakadhakwa zvimatare izvi. Ukapinda mudare uchi akiyuzwa kutyora mutemo wechivanhu you be automatically found guilty without evidence. That’s how bad these kangaroo courts are. Zita rechikomba hapana anoriziva but that’s good enough evidence kuripisa mai avo mombe.
Fave dzevasikana avo ibhawa rega rega
Pa fair vana muchaita ngozi amai havaendeswe kudare secondly amai imi munengewo musingakwanise kugara nevamwe zvakanaka mu community, sei vose vanhu vari against you?
Sound quality 🚮
Yeah zimbabwe yanetsa nechihure shm
Mhamha maonero angu ndeekuti budai henyu pamusha uyu bcz hazvina kumira mushe sudurukai zvichakanaka bcz zvine makuva izvi nyaya yenhaka
Mwanasikana arikuda imba yababa vake
Ndaimbofunga kuti vari nani mudhara ava asi apa vatonga nhema dzoga dzoga plus mutongo wacho is too high
Dare iri rasangana mazengaenga ose ko magirazi aripi mudhara wezuda
Nhau iripo ndeyenhaka. Vana vari kuda musha chete. Gadzirisai ipapo.
Ndanga ndichifungs Kuti Dai mangoti hembe dzigowewe
Koivo mambo vacho vanombo zvinza hre zwavarikutawura mai avo varikuti uyumuzukuru ndandisingamuzive ndakamuziva manje manje asi mambo vacho varikuti hee ndozvikomba dewakamuzivisa ungazivisa munhu wawusinfazive koiye muzukuru wacho ayimbovepi nguva yese sekuru vake vasati vashayika madzimambo acho ungati ahazive zvaarikuyita ayaa
Mai vakaresva dei vaiita zvinhu zvavo kunze kure uko uye vaifanira kumirira kusunungurwa nhumbi dzemurume wavo dziparadzwe vakapisira nguva shuwa
Too harsh towards the woman this chief. She is human, kids must get over it
Mambo avo havazive zvavarikuita
Mai ava avana chikombo asi havachadiwe pamba chete
MaStatements amai Junior Step mother vangu
Ukangonzwa zvakunzi komboni rese ziwa Kuti kurarama kwemukomboni igodo chete chete
Hapana ngozi inoona vana coz havasi mai vavo
Mambo vakadhakwa ava
Ahhhhhh mambo matdza kutonga
Imhosva kufamba nemurume? Makavaona vakarara here? No evidence!
Ummmm mwana uyu ungati arikurwira imba ndosaka achiti ngavabudiswe mumba ngavaroorwe vana avo vabve pamba koidzo nhumbi dzacho seyi dzisingagovewi ungati family yacho inedambudzikovo mai svo vayingogara pamusha apa vachivengwa vasingadiwe
Mambo ndambozvireva kuti vana avo vatikuda kuti amai ava vadzingwe pamba chete ndozwandirikuwona izozvi mavabvunza kuti konhumbi dzakasungirweyi zvikandzi nhimhamha nabamnni ndovandyese mai vanopinda papi pakusungwa kwenhumbi dzemurume pamwe murikuvapumha futi parufu rwabba venyu seyi futi mawitness acho muchingori family chete pasina mutorwa nokuti vanhu vanofanira kuzviwona sei mambo muzukuru anopenga uyo ati iye azvizive ende haana kumbozwiwona asi vakudzoka futi vakunzi saka murikuti ambuya avana chikomba vakati avazivi kwakunzi isu tirikuda fakazi inofakaza kuti mai avo vanechioomba hre kwakuti chikomba vanacho zviripachena izvi kunyeba uku
Mambo muri dofo
Vana ava mazipenzi ndrini ndaingovaudza kut chikomba ichocho ndobaba venyu nxa
Mai ngavaende kumusha kwenew husband
this chief is not good. hapana evidence of this woman having an affair.
Paita ka bias apa, mukadzi wachairman was said to have spoken na mai ava, why couldnt be summoned to come as witness ? Vana can be biased due kuti mai ava is the surviving spouse she is entitled to the house yataurwa uyo
mambo vabhadharwa ne mwana uyo
Mambo matadza imwi
Wadare awa madzungairwa ewarume, shame on you,
Vana siyanai namai imi
So sad
Hooo ndoosaka ndi step daughter
😂😂😂 bambo nekedi so
Mwana arikungoda kuti mai vabve pamba apa chete
Ko ma voice evanhu akashoshoma
Vese ufunge too much chilokiyana chokuvadza pahuro
@SukaiMasvingise taura hako
Team remukomboni chigogoda icho
Doro
Ko uyu mambo makope munyanja here? Rurimi rwake haasi mu shona aiwa bodo ndaramba .
Mambo dondo chaivo
Mheno hako shirikadzi
Mambo matadza
Havatombozive zvavanoita mambo ava
Zvivakadzi izvo ma witness bhawa rega rega. Inzwa voice rehwahwa😅😅😅
Vana ava vane problem. Kuda kungodzinga mainini
Idare rudzii rinotenderwa kutonga wakadzi warimajunju kudaro wasina kufukidza misoro
Chikokiyana chirikuvhara mazwii
Iyi yava violence kumunhukadzi. Hakuna mutemo uno.urambidza kufamba nemunhu
Ko idzo nhumbi dzinombo chengeterweiko fr more than a year munhu afa chii chakadaro
Dare iri rakadhakwa zvachose amai ibvai pamusha hapasi penyu
Havafe vakabvuma imhosva iyi ,amai ava vane mhosva yekuunza chikomba mumba munehembe dzemufi
vanhu musaisa nanhau yejerasapo ko kubva musi wa27nov kusvika nasi numbi dzisina kugaviwa ko vakaramwigwei numbi? mai avo vakaramwigwa numbi munvudzo wangu ndowekuti konumbi dzaka ramwigwei? haaaaaai imwika mai avo itsotsi ihurechiro
Mwana is not make sure witness vekushaya phone nechitupa ava brain dzacho dzesina kut kwesere
Dare rekupenga iri