@@drewmasmedia3856 va Neshamba that video u put up ye Sahwira gara muberere. Maive kupi and also is the episode uploaded timboona chivanhu chaiitwa. Tiudzei mkoma kuti Tozviona sei
Haaaaaaaa zita rekuti Chiyokoto ndakariudzwa nemumwe muporofita kuti kune hama yako yakaendako kunoromba irikukutambudzai when i saw him the first time being interviewed ndakatya, after his death my hama akatozopenga musara chaiwo pamwe haanawo kubhadhara nxaaaaa.
Vechirungu vaye ...where are you ana what what scientifically or what what ikoko kunechivachivanhu kunze uko kungoti type dzinodero ndovarombi vacho takazozviona hedu😅😅😅😅
Mweya yetsvina inoshevedzana like zvikuitika izvo.dont accomodate mufunge.ichazara yose ipapo. Dead pple are not able to look after us.vakatokundikanawo nehwawo upenyu
Indeed they panda matare because these n'angas vanotora mweya yevafi vaye vanongodzengerera in the spiritual realm because of various reason and use them as zvikwambo or zvidhoma that's why zvichizoda kubhadharwawo.
Church jesu, Moses, Maria vapenyu here. Havasi vafi here. Itai tsvagai chiedza kwete kuenda kuchurch. Church hakusi kunamata. Kunamata moyo wako. Kune chiremba vakachena nevakasviba. Church kune vakachena nevasviba.
Mweya yetsvina inoshevedzana like zvikuitika izvo.dont accomodate mufunge.ichazara yose ipapo. Dead pple are not able to look after us.vakatokundikanawo nehwawo upenyu
Zvivindi Manyama Drewmas media taking us to another level
Hanzi vakasimbiswa vana Andrew
Kuroorwa kwakaoma dzimwe nguva😢kutakurana netudhoma twerumwe rudzi apa kwako wakabva kusina zvese izvo..
Sekuru Neshamba makadiiko na madlovhu special muri kuita basa guru veduwe chivanhu muno chigona sekuru Neshamba ndinokudai sekuru shumba ❤❤❤❤pamberi nebasa
Waiting
Sheedza mai vako tirangane my favorite song
Thank you Drewmas crew mazuvano kune moto haas mukidzifafambira heyii keep it up may the lord bless you abundantly
😂😂😂😂😂😂chidhoma chinomwa Revive
patiently waiting
Muroora murooraka zvaramba kuside kwangu
Drewmas Media Taking You To Another Level ❤️
Taking us to another level
I don't think I will leave without you Drewmas Media 🎉🎉team rambai makashinga tirikudzidza veduweee
Drewmas media muri rudadiso❤❤❤❤❤
Thank you drewmas media
I love u shumba and yr team❤
Marwadzo shuwa vabereki vanotionesa moto nekuromba uku🙆♂️🙆♂️🙆♂️
Bt akashinga muroora uyu nekunamata cz kuhakira kunouraya
Ko mombe yakarevererwa inodyiwa burgers here?
VaNeshamba munezvindi zvinenge zvechimodho kugarira moto umwe makaisa mumusoro zvenyu 😅
Musakanganwaka kuti vaNeshamba igombwe😅😅
HAHAHA WANDISPAKA
Asi chii newe 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Hanzi vakatsigirwa vakasimba ava
@@drewmasmedia3856 va Neshamba that video u put up ye Sahwira gara muberere. Maive kupi and also is the episode uploaded timboona chivanhu chaiitwa. Tiudzei mkoma kuti Tozviona sei
Yoóooo this life, kubata bata kwakaoma kunogona kusatambudza muridzi, asi vana vanosara mumadzudzo
You can say that again.
Drewmas media taking us to another level
Pashaiwa azvitora here kuita zvake kana pane chine chanetsa achiuraye
Kkkkkk yaaaaaas pakaip lyf so ka ma1
Yoo 6 hrs kudhara ikoko waiting
Drewmas 💃💃💃💃🕺💃💃🕺🕺🕺🕺🕺
Mkoma Andrew ka and mune chivindi kuda kuona zvidhoma kkkkkkkk haaa mandipedza
Sure Dremas makachengetwa
Musandisiyavo kundotsvaka tudhoma 😊😊 plz ndoda kuzobata macamera imi muchizunza magumbezi nemasaga
Anti maNcue ndengenndiripo tichizunza magumbezi. 😂😂😂😂😂
Haaa zvivindi zvnyu ndezvei Drewms
Mugomo we poridge
Musarega ma demon achitaura mhani. Why communicating with evil spirits? Cast the spirits out. Ini ndine hasha mganinachiyokoto.
Apa n’anga yacho murombo saka mari yavari kutaura ndeipi?
Uyu hausi mudzimu uyu wasekuru uyu ummm
Aaaah ndanonoka
Makashinga nhayimi ummmm
Mapanzwa here panzi imi makasimbiswa.kurehwa Andrew Neshamba
kkkkk yea
VaNeshambaka 😂😂😂muchakwapaidzwa
Wanted to say the same Tula nabhechu BASOP kkkkkk
Then I hear someone achiti vadzimu havako vadzimu mweya ye tsvina aaaaaa Mwari pindirai.
Why are you mentioning Mwari iwe uchiti mudzimu??? Dai wati ma ancestors ako akuone not MWARI...
Haaaaaaaa zita rekuti Chiyokoto ndakariudzwa nemumwe muporofita kuti kune hama yako yakaendako kunoromba irikukutambudzai when i saw him the first time being interviewed ndakatya, after his death my hama akatozopenga musara chaiwo pamwe haanawo kubhadhara nxaaaaa.
Vechirungu vaye ...where are you ana what what scientifically or what what ikoko kunechivachivanhu kunze uko kungoti type dzinodero ndovarombi vacho takazozviona hedu😅😅😅😅
Vanhu vanongoti chivanhu chakanaka honaika chivanhu chacho zvachinozoita.dzakanaka n'anga idzi dzichirikubudiswa dzichiti ndinorapa zvese asi kana zvaakuzodai ndoo pamunoona kuti n'ang dzakashata
Imika chidhoma chinotaura here imi haa ini ndazviramba rinenge drama zvaro
Takamirira
Sheedza amai vako tiwanane song iyo nedzimwe dziminoridza please todzidavo itai plan Please tokumbira
Drewmas hamusi makutinyanyira madrama here ... chambotanga chiri chikwambo zvino Pana sekuru vasingafembe use mutumbi Pana ambuya vakagara munhu....
Shumba sheedza mai vako tirangane
Hamuna kukwana imi kkkkkkk munemeso hre imi
😂😂hanzi ine meso anenge emunhu akanyatsopendwa😂
Song ummmm😢
Tir kudzidza Chokwadi
Hmmmmmmm
Tavepo
kkkkk zvanzi mauya kuDrewmas
Babereki shandai pfuma yeziya renyu hezvo masiira Vana dambudziko
Mr Neshamba masimbiswaka kuti makasimba😅😅😅
Tanonokerwazve
Better kutambura pane hupenyu hwekutora kwana chiyokoto
kana usati wasangana nazvo unoona sedramma
Tikupeika fembo in sekuru vangu Neshamba.'s voice 😂😂😂
😂😂😂😂
Mukapinda nemweya muchafa nemaBP, siyai vanhu vachengete zvidhoma zvavo who cares at the end of the day myself am here for entertainment period!!
Drewmas imombe dzaani idzo
Andrew kaaa 😂😂😂
Mangona mukoma
Yaa mwana atambudzwa uyu shame.
Mweya yetsvina inoshevedzana like zvikuitika izvo.dont accomodate mufunge.ichazara yose ipapo. Dead pple are not able to look after us.vakatokundikanawo nehwawo upenyu
Anonyepera uyu
Ummm apa hapana zviripo apa munhu uyu arikutaura zvavanoudzwa nemaporofita. Hapana kubudirwa kuripo apo nhema dzoga
Mukadzi uyu arikutambura shemu
Haa hakazi kamudzimu ako kanga kachida kutambira fembo neright hand..kamkadzi Kane drama aka kkkk
Kkk asi rinotambirwa ne left chete hr kkkkk haaa tiri kumboitirwa ma drama shuwa
Midzimu yemuroora uyu yakasimba
Mhepo ijunwa juice😂
Vanhu murikuti chidhoma hachimwe drink, vamwe takaona chimwe chakadaidzira chirikuda tea ikabikwa chakapanda matare. Vaneshamba vaifanire kuchiudza tipandire matare vanhu vazive kuti muroyi anotokupamatare paye panonzi maproforita nyangwe n’nga dzakaromba vazive
Indeed they panda matare because these n'angas vanotora mweya yevafi vaye vanongodzengerera in the spiritual realm because of various reason and use them as zvikwambo or zvidhoma that's why zvichizoda kubhadharwawo.
Kufirima 😂
Umm shame thank god kna vawana zvinhu zvacho dai zvaripwa zvikaperawo
Hakusi kubirwa mombe here uku takatarisa. Ko uyo atanga kutaura akarapwa akatadza kupora sei? Zvimwe hazvidi kuzvinamatira here?
Iwe chiyokoto hausi kumuzivaba iwe..ndaimuziva munhu uyu akaoma
Ummmm zvivindi Neshamba unazvo
Wherz part 1 guys m lost😢
Was posted like 3 days ago I just watched it now
Toda kutonzwakuti mombe yacho twakasvika here
Kuita kuzvihaka chaiko.anonamata mukadzi uyu
Pa drink apo ndopandipedza 😂😂😂 bota kubikrwa kunonz hakuna shuga
Ko chinotiza zveee😊
Busy kubirwa nen'anga zvenyu😂😂😂😂
Asi zvinhu zvripo bcz warikubvuma zvese uye mombe nekufiwa ichokwadi
Bt dai vangomusiya atinha ega anosvika cz zvakamugara size ivo votevera vega
Achadzitinha inga Drewmas said ndozvavanoita vese vanodzosera mishonga yaChiyokoto when the time comes ichangoudzwa yotorova road yega
Ko hama dzamai ava vadii kutora mwana wavo
Enga todhoma twacho tunoda zvinonaka
Drewmas manyama ndokudai guys❤❤❤❤❤
Ende haasikutoda neface yake
Mombe yacho pachayo irikutotyisa
😂😂Finish
Mombe yacho inenge yakapfeka magirazi 😮😮
Kamuroora kari kunyepera aka kanoda kurohwa
Andrew should do the interview not this lady
Shame poor woman
Ummmmmm chokoto imbavha chaiyoooo ummmmmn haana Rudo zvachose
Pfuma yekudaro bodo
Kuromba it enjoy now and suffer later people don't learn
@@itayikaseke3480 true
Mukadzidza kuti HIV/AIDS is real muchabatsirika, its not everything about huroyi endai kuchurch
Ndatombozvifungawo and people think kuti marriage is for everyone, its not.Vanhu vanopedza pfuma vachipa n'anga😂😂😂
Church jesu, Moses, Maria vapenyu here. Havasi vafi here. Itai tsvagai chiedza kwete kuenda kuchurch. Church hakusi kunamata. Kunamata moyo wako. Kune chiremba vakachena nevakasviba. Church kune vakachena nevasviba.
@@Rebharamunhu wese akasikwa kuti ave newake
Kuchurch ndokunei?
@@tamaremakwavarara2743ndiwe wataura zvine musoro pavanhu vese vataura pano. Vamwe vanotoshamisira nekuenda kuchurch kunge kune zvinoshamisako. Kwakatosviba worse!!
Waiting
Chipfunde wekuchimhanda hre
Vana babamusadaro
Mweya yetsvina inoshevedzana like zvikuitika izvo.dont accomodate mufunge.ichazara yose ipapo. Dead pple are not able to look after us.vakatokundikanawo nehwawo upenyu
Waiting
Waiting