Ska kuUtakataka kana pa original production pasina sub rhythm hautoridze pashow😂😂😂 Peter carried on from Tongai kkkk Wilo would carry his guitar for hrs akamirira masongs Ane sub rhythm
Sub rhythm is useless paUtakataka type of sungura yasiyana neyana macheso. Baba gari n innocent mjintu really plucks the chodes well zvekuti sub rhythm is not really necessary
Anoita how many shows per month? Remember he takes 60% from the payout ska ukundiudza kuti pagore angatadza kuita set aside mari ye equipment? Utakataka inoita mashows from Friday to Sunday from Feb to Dec. Ko ma endorsement deals n sponsors mkomana ngaaite CRC nebasa rake chte kwete excuse yamukuda kutaura iyo ingaa from that Lil money he managed to build 3 houses wani
@@Madzivas problem is muno calculator zvisizvo they is a lot involved fuel maband mambers anoda kupihwa mari etc iwewe kushanda kwauri kuita are you managing all what you desire akutogona mfanha uyo maZimba toda zvakanaka asi kuti timupe zvakanaka zvoenderana naye atidi chedu kushora chete maZimba atina basa nevaimbi zvachose avana mari dzavane vachiwana dzoshamisira kunze kwekuraramwo chete
Utakatakaaaaaaa vanangu tichipembera inguva
Ska kuUtakataka kana pa original production pasina sub rhythm hautoridze pashow😂😂😂 Peter carried on from Tongai kkkk Wilo would carry his guitar for hrs akamirira masongs Ane sub rhythm
Kkkkk pakaipa
Sub rhythm is useless paUtakataka type of sungura yasiyana neyana macheso. Baba gari n innocent mjintu really plucks the chodes well zvekuti sub rhythm is not really necessary
Peter needs to invest more into equipments cz most of time his PA systems struggles in most shows
True. He just have to set aside 10k and buy a beast PA like what Mutambi did
Mari dzowanikwa muma shows emuno muZim ishoma 10k ane aiunganidza nguvai
Anoita how many shows per month? Remember he takes 60% from the payout ska ukundiudza kuti pagore angatadza kuita set aside mari ye equipment? Utakataka inoita mashows from Friday to Sunday from Feb to Dec. Ko ma endorsement deals n sponsors mkomana ngaaite CRC nebasa rake chte kwete excuse yamukuda kutaura iyo ingaa from that Lil money he managed to build 3 houses wani
@@Madzivas problem is muno calculator zvisizvo they is a lot involved fuel maband mambers anoda kupihwa mari etc iwewe kushanda kwauri kuita are you managing all what you desire akutogona mfanha uyo maZimba toda zvakanaka asi kuti timupe zvakanaka zvoenderana naye atidi chedu kushora chete maZimba atina basa nevaimbi zvachose avana mari dzavane vachiwana dzoshamisira kunze kwekuraramwo chete
@@Madzivas how much is the 60% pay out paane awana kana thousand pashow fuel etc ipapo mabooking rooms what what talk from experience not hearsat