Im also addicted coz i knoe this story kubva ndichikura zvakaitika kumusha kwandozvarwa nekwazvakaitirwa nemhuri dzacho ndodziziva kutoshama kuti ichirikunetsa ngozi iyi nanhasi kubva tichikurawo haa munhu jaaurawe
Dr Mukotsanjera thank you nebasa ramuro kubata.Through this story yengozi yekwa Kupemba ndadzidza zvizhinji kufamba kwengozi kusvika kuripira,nekubatana kunofanirwa kuita mhuri.thank you for deep teaching
Sekuru MK❤. Keeping getting blessed💯. Basa sebasa. Kupemba bora pamberi topembera, zvirikuita🥳. Taneta nemhondi. Fungai ndaifunga kuti munhu ari right asi SURREND👺
Ini ndatove addicted this program anyone ari addicted kunge ini
Ngilipano kani
Ndiripano wangu .... ndipa Benoni
Ndiripano Kani zvangu zvakanyanya
Kana ini
Im also addicted coz i knoe this story kubva ndichikura zvakaitika kumusha kwandozvarwa nekwazvakaitirwa nemhuri dzacho ndodziziva kutoshama kuti ichirikunetsa ngozi iyi nanhasi kubva tichikurawo haa munhu jaaurawe
Dai munhu ainamatirirwa kuti asazofe zvachose ini ndaibata mutsanyo chero wemwedzi kubatsira sekuru mukotsanjera basa tavanobata iri rakakonekamwa nevakawanda vamobata zvisina masaramusi zvose zviri straight Mwari ave nemi sekuru nekusingaperi peri ini ndiri ndoga nemweya wangu ndinokudai zvokuti heki ❤❤❤❤❤
Neni mwari ngaschengete vatsoka kusvika ndasangananavo ndoona ndopazambuko remhuriyangu aps
Kana neni ....ndinot Mwari wekudenga akuitirey nyasha kurondwa kwese kwamurikuitwa Mwari akuchengetey sekuru mukotsanjera 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Dr Mukotsanjera munogona zvese, kudzinga ngozi, kubatanidza madzinza, kutendeutsa vanhu kuti vazive Mwari..., Hallelujah Hallelujah. Vamwe vanoti kuchivanhu hakuna Jesu, izvoka izvo....kwandiri nhasi ndinoti Dr Mukotsanjera can be called Evangelist Mukotsanjera 👏👏👏🙏🙏🙏🙏
I love Mukotsanjera anotoparidza vamwe vanozviti N'anga havangamboimbi zvaJeso pamatare avo echivanhu big up uncle bae😊
😅😅😅😅uncle dimples
Ichi ndicho chi kristu kwete vanonyepera kunamata. Thank you Tateguru
Dr Mukotsanjera thank you nebasa ramuro kubata.Through this story yengozi yekwa Kupemba ndadzidza zvizhinji kufamba kwengozi kusvika kuripira,nekubatana kunofanirwa kuita mhuri.thank you for deep teaching
Tsoka ndirikukudai kuchurch . 1 n'anga inoimba nziyo dzenyasha mumatare ake😂❤
Vakasiya chin'anga vanonoita mu profit kumasowe
@@MaslineNyakujara-i3evakatosiya chiporofita vachiita huN'anga
Ndatombopinda mumweya
Tadzidza Sejuru Mukotsanjera nedare raChief Mutasa kudzosa vanhu kuchivanhu thank you channel Tichkach mtv good recording and narration chivanhu chiriko inharo chete vanhu vanodonha senhunzi dzafiritwa vakakomborerwa vanobatana nekuripa
❤❤❤ haa sekuru mukotsa murichihwitsi tinotenda na chief mutasa haa murizvibaba zvenyika
😢😢😢Pane aidaira song maidziwanepi Nyasha aita kunge murume salute ❤️ ❤️ ❤️
Dr Mukotsanjera ndishuvira makore mazhinji azure nehutano nenduramo. Murikubatsira mhuri dzakawanda. 🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉❤
Good job sekuru Mukotsanjera ndarifarira basa renyu dai mwambofambirawo kwedu kuChipnge iyooo
Haaaaaaa sekuru Mukotsanjera muri chibaba sure ndabvuma hangu pangozi chete hapana anomira nemi 🎉
Haaa number 1 chaiyo
Mukotsanjera muri mufundisi futi song iyo tarirai ropa rashe riri pamuchinjikwa 😢deno Mwari vakuchengetai
I like the dance u are so young but your spirit is very big keep the good work I wish u can help us in Bulawayo Sekuru
New curriculum chiremba sekuru mukotsanjera very smart zvekuti hautofungi kuti in'anga vamwe unoona nemondo yetsvina kuti ndichiremba. Thank you simboti nemabasa amurikubata kusunungura mhuri dzakawanda. .
Sekuru Mukotsa..kundwiyo uku munotikomborera pedzezvo mobva matonhodza hondo..Mwari wakanaka veduwe my favourate song kani
Sekuru munogona mwari vakukomborerei 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Righteous man.. He is teaching and helping... Thank you sekuru Mukotsanjera
Ndinoshamiswa naIshe Jesu.....singing zvangu tevedzera Dr Mukotsanjera..😘😍🥰🙏
Mambo Mutasa vanoshaura ahhhh
Sekuru MK❤. Keeping getting blessed💯. Basa sebasa. Kupemba bora pamberi topembera, zvirikuita🥳. Taneta nemhondi. Fungai ndaifunga kuti munhu ari right asi SURREND👺
Mwari vakuchengetei sekuru mukotsanjera, mune basa guru panyika
Watching from Capetown .....munotendwa mukotsanjera
Mukotsanjera to the world simbi yebasa watching from midrand
Mwari nevadzimu vakuwedzereyi njere sekuru mukotsanjera muwedzerwe makore ekurarama
Honde vally muchatendeuka henyu kuuraya munhu kunge muri kuuraya huku Tsoka to the fullest
Hamunypi 😂😂😂
Ngavasimudzwe doc vakayambutsa mhuri idzi❤
Sekuru u are even a gud powerful preacher, komborerwai
Amen glory maimba shuwa zvandi Bata moyo
uncle Bae❤ mune rudo zvenyu🙏🙏😊😊
Pamberi nemi sekuru pasi nemabhinya, bsa ramuri kubata ihombe... Taidziwanepi nyasha dzokunzi vana vaishe😢😢😢😢❤❤❤
Hallelujah taudziwanepi nyasha dzokunzi vana vamwari.sando dzenyu sekuru
Ayewa sekuru I love him vanoziva kut kunamwari kani
Mwari vakuchengetei Tsoka👏👏👏makatikoshera
Ndini ndega here ndanzwa nekuchema😢😢😢
Tinotenda madzitateguru edu ngekutipa doctor Mukotsanjera rovai basa ramakatumwa 😅🙏🙏🙏🙏🙏
Dr mukotsanjera to the world
Thànk you Senkuru for helping people
Mukotsanjera to the world mwari wakupei makore mazhinji
Haa ndafarira ka dance kavo ndakadzidzira nhasi ndikakagona kavanga vachingoti haiye haiye baba ndauya 😊😊😊
Sekuru Mukotsanjera itirwai zvakanaka nebasa ramurikubata,ndisingasiye mambo Mutasa Mwari ngavakukomborerai vakuwedzerei mazuva mazhinji ekurarama,ndirwo rwatinoti rudo nevanhu❤❤❤❤
Sekuru mukotsanjera zvamakaita panyaya yasekuru kupemba kubudisa chokwadi keep it up Mwari amuchengete amupe makore mazhinji zhinji
Ndaona misodzi yoerera pamatama paimbwa song yekut ndaidziwanepi nyasha .. thank you sekuru...
I love the way u sing
Mkotsanjera chibaba. I wish one day will see you
❤❤❤❤❤tsoka imbwa yegorongoza
Woooow you sing my 😭 just cm after song
Dr Mukotsanjena mwari akakupai zvipo chokwadi uuumm
God bless you sekuru mukotsanjera
Chengetwai sekuru❤❤❤
😂😂😂😂2030 munenge muchipo muchingodhonza tsika mwana tsika🎉🎉🎉🎉.
Mambo Mutasa hz a good singer😊
🎉🎉🎉🎉 munogonera vanhu sekuru mukotsa
Vane good voice doc pakuimba apo
Dr mkotsanjera , basa munobata , pakadzikadzika , believe that !!
Sekuru mukotsa vhurai Chechi
sekuru Bae❤
Mukonjera his a big man he knows gospel and doctrine
Hapana chekuwedzera kana kutapudza❤❤
Mukotsa wenyu anochibvondora 💃💃💃💃💃
Sekuru munoimba chokwadi ndachema ndabva ndaona ndiri kuchurch yangu yekuchema moiziva mose😭😭
Now ndakunzwisisa panokumbirirwa mudzimu vanokumbirira kuti midzimu yedu kuti mutisvitsireiwo kunamusikavanhu.now i understand kuti pamudzimu unotokudza mwari .
Ndadzidza l wish kuti Vamukotsanjera vagadzirisewo musha wedu tatambura nemadhara Akabata
😭😭😭😭😭😭😭Zvakaoma hazvo mhosva dzacho dzoripiwa nevasina mhosva yooo mwana mudiki here veduwe
Mwari komborerai Chief Mutasa vanofamba naskru Mukotsa
Mwari akuchengeteyi Sekuru murikubata bsa
Nic song ndaidziwanepiko nyasha dzokunzi mwana waShe
Mwari makaita henyu kutipa nhume yakadai🎉😢
Nemiwo addiction yaSEKURU MKOTSANJERA. Yakatondibatawo
Mogona kungotenda chero Ini simboti yacho tangwena Blaz batai basa
Dr Mukotsanjera ❤❤❤❤
Nyaya iyi yakaoma
Sekuru Mukotsa vanotamba maclarks mhani😅😅😅😅
Jnr mambo Mutasa vanoshaura
Iam shading tea of happiness to see this?
Ummmm ndapinda munyasha chokwadi . Sekuru Mukotsa itirwai zvakanaka kasingagume 😊
I'm very interested nedzidziso sekuru Mukotsanjera
Musanyeperwe kuti Ngozi inopera nemunamato. amen
Haaa sure kunyanya mapostori unonzwa vachiti namata
Ndabvuma hangu kuty chivanhu chiriko 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Ndaingepo
Ndinotenda waMukotsanyera nekubata bsa,shuwiro yancu dai ndaikuonaiwo sekuru
Hoyoooo mubvuwi mumiriri wamambo Mutasa He can sing yohhhh
Komborerwai Tsoka❤
Sekuru bae Tsoka 👏👏👏🤝
Varikuti Mukotsanjera arikupedza masports huyai pano
Kuna Mwari kudenga, pasi pana Mukotsaz arikubata basa ra Mwari.
Haaaa vanhu musiye nyaya yekuuraya vanhu kanii kuomesera vapenyu vasara
Mkotsa pavati 2030 ndendichipo kamhururu kaita kadikidiki kenhamo 🤣🤣🤣
Ndapanzwawo Mwari ndivo vanoziva mazuva ekurarama sakei vanhu vashaya simba kkkkkkk ndivo vanoziva nguva yeumwe neumwe
Munhu haaurayiwe weduwee
Tsoka to the fullest mukuita basa sekuru
Imbwa yarohwa yakabuda demon dr dr dr
Mwari kupei mazuva mazhenji ekurarama Dr mugona zvose mune chipo chokwadi
Bvondoo na T one and doctor Mukotsanjera and chief Mutasa rambai makadaro mwari ave pakati pazvose
Ndikunzwei muchiti chivanhu mweya wakaipa
Murume anonakirwa nebasa rake uyu and achirigona.
Thanks kune mkomana wekwachirinda uya ndokumbirawo # dzake kune anadzo waita hako nekubatana nevamwe
Batai chief vakupei
I watch in America murikubata bsa
Fambai naro bsa
Midzimu yenyu neyenyika neyangu ngaikuchengatai sekuru muri vahombe
Mwari komborerai sekuru Mukotsanjera
At least kuna sekuru vanorapawo ngozi cz vanhu vakaremerwa mudzimba umu tirikuripira mhosva dzatisina kupara chokwadi