@@user-qi3cp4fh2eukada maporofita vele uchagara uchivenga vanhu ,mukadzi wake akachena Mai Ava vaka murera kusvika kukura nhasi vomuroya vakatadza Sei achikura shave ramai robuda achrna musoro , mukadzi wake akachena here
It's painful to see the old age being humiliated instead of being protected. Kana Mai vako vari Muroyi sei Vasina kukuraya kukura kwese uite ndebvu dze white.those which doctors vaparadza mhuri kuvenganisa vanhu.Mai vakakurera vachimhanya newe pese urikasvava usina chaunoziva nhasi vakukuuraya .
Kana usati waroyiwa unoti hakuna.The painful think is that varoyi nevakaromba havabvume, I think it's part of mhiko yavanopiwa kunzi usazofe wakabvuma come thunder come rain.zvinorwadza hazvo.Most cases in life muroyi ihama yako
@@chiyenyumba7135True Ola woman in zim are harrassed alot especially if you get old .inzara muzim nekushpika them people are shifting the blame it's economic problem,
Chandoziva mambo kana mai vasina kubatwa mambo dai akati mkomana aripe kunanga mai but nekuti vakabatwa hama dxavo dzikazviramba mambo apererwa akungoti endai motaurirana ...kana usati wasangana nazvo unoti manyepo asi dai vangorega kuroyawo vazukuru vana vemwana komana wavo 😢
Chivanhu chinoti Fira musaga asi usanongedza mai huroyi. Why not kana vari muroyi. Handiti ndeve mweya varikunongedza here . Mudhara ari correct uyo. Ana baba nana mai vanogona kupedza mhuri. Endai kwana Sekuru Tasvu kana Kkanonge vanokuudzai izvi .
Baba avasi kupenga avo idambudziko iro ranetsa
Kunyarara kunge imbwa iri mukombi mune vanhu , but truly speaking muroyi haabvumi kuti ndinoroya
Mai ndavasunungurewo mwana wavo muroyi haabvumi
Nyaya dzehuroyi mumhuri hadziperi🙌🙌🙌🙌🙌chinonetsa huroyi hwacho tinozohuona takura ASI ndivovabereki vanenge vakatirera wy
😢😢😢😢
Taura zvako. Vanhu vanozvikanya upenyu
Maporofita aparadza Misha muzim even time yemukondombera vanhu vairwara vaporofita vaingobata huroyi kana one akaporofita aids vese vaingoti huroyi,
Iwo mabarika aya zviwindi chaiko unenge uine pawskatsika 🙌🏻🙌🏻
Hazvinei neBarika izvo..... Its happening in all different families. Kune vaberiki varikupondwa nevana pasina kana barika.
Indi handidi kna kunzwa nezvaro
@@madamboss7216 taura hako kana neni handitodi zvangu
Ini ndinongoti kana ukazowona munhu akut mai muroyi esp at this age hmmm imi zvine kachokwadi
Muroi haabvume the best kufamba mumusha
Ukazoona munhu avakushaya hunhu anenge anyanyirwa. Zvimbuya zvinoroya izvi
Ana amai vanetsa wena
Very sad indeed asi wakazvarwa ukarerwa
Mwana wemuroyi muri sezvo mwana wenyoka inyoka
Wakayamwa mukaka wemuroyi Saka newe uri muroyi😅😅😅😅😅
@@RosemaryChiripa usazodaro pakugara. Hakuna munhu anozvarwa arimuroyi
Its pass order for me 😂😂😂
😂😂😂
Huroi hwakaipa chete uyo arikurwadziwa nevana vake varikufa. Approach yaakashandisa chete ndoine problem. Zvekuti Mai havanongedzwi huroyi ndozvinovapa kuramba vachiroya. Mwana uyo ariku booker match nemachembere aya nyaya iyi yatoshata manje hope inogadzirisika.
Siyai chembere dzachembera nekuzvibata vachichengetwa naishe.chiporofita chinokodzeresa
Nekuti kwenyu hazvisati zvasvika
Nhai zvako vanhu chero rine mukondombera rinoti ndaroyiwa
@@user-qi3cp4fh2eukada maporofita vele uchagara uchivenga vanhu ,mukadzi wake akachena Mai Ava vaka murera kusvika kukura nhasi vomuroya vakatadza Sei achikura shave ramai robuda achrna musoro , mukadzi wake akachena here
@@chiyenyumba7135ndewupi muporofita akaporofita mukondombera vaingo Pesa Nisa vanhu hawubve using nyanya kumaphorofita ,
Kuroiwa kunorwadza...mai muroyi avo..zvinorwadza kutambudzwa nemumwe munhu
It's painful to see the old age being humiliated instead of being protected. Kana Mai vako vari Muroyi sei Vasina kukuraya kukura kwese uite ndebvu dze white.those which doctors vaparadza mhuri kuvenganisa vanhu.Mai vakakurera vachimhanya newe pese urikasvava usina chaunoziva nhasi vakukuuraya .
I think unozvinzwisisa chete kana wakaberekwawo nemubereki anoroya
Hamusat maroiwa saka mukuru varoi vese Havana vana here
Hausati wasangana nazvi hama yangu zviriko izvi
Hazvizodi kushambadza huroyi wamai chete asi zviriko
Zviriko kwese kwese kana usina mari mai vako vanokanganwa zve 9 months izvo.
Kana usati waroyiwa unoti hakuna.The painful think is that varoyi nevakaromba havabvume, I think it's part of mhiko yavanopiwa kunzi usazofe wakabvuma come thunder come rain.zvinorwadza hazvo.Most cases in life muroyi ihama yako
Mai vacho pamuromo vanapowo hey
Problem vanasikana nevazukuru varipamba ndovanocontroller musha.kune gogo vakanwa mushonga 96 years kuberchinoughbridge nekuda kwekunzwi urimuroyi nevana
Very sad indeed hurumende ngaichengete kodzero dzechembere
@@chiyenyumba7135True Ola woman in zim are harrassed alot especially if you get old .inzara muzim nekushpika them people are shifting the blame it's economic problem,
Kunyarara kunge imbwa iri mukombi🎉🎉🎉🎉
🤣🤣🤣
Nemukwambo kkkk
Murikungotruster munhu wekwamakafamba ko kana achinyepa
Back to sender kuna gogo avo vambozvinzwawo zvinoitika pamwana wavo
Couples connection yakaendepiko baba Taps
Taura hako couples connection matikuvadza baTaps makuwandira kwaHeadman Chigodora
Yavane channel yayo
@@tatetilers4746 inonzii channel yacho
@@tatetilers4746 inonzii channel yacho?
Rufu mutemo wamwari respect inodiwa kudzababa namai even mubereki akatadza garadzisanai zvinerudzo zvinegozi zviri kuitwa nababa ava hanti vari kuchemberawo ndozvavachaitwa nevana vavo kuchembera hazvirevi kuti uri muroyi wakadii kukutetena urimudiki tisadaro vabereki vedu
Baba imi makapfekwa neruvengo rwepabarika ndimi benzi baba imi taurai semunhu abvazera
Barika rinopesanisa Vana vanokura vasina runyararo ASI ruvengo chete
Gumbo raite kunge loaf rechingwa😂😂😂
Tseki baba namai nevana tseki
Musha uyo une vanhu vane simba rekutaura havakami havaite mabhureki. Zvakaoma kuroyiwa neakakubereka. Vazukuru ngavaende kumisha yavo. Wakayambirwa hona zvochiita ndambakuudzwa. Kubereka kwakanaka. Vana vari kumira nababa vavo.
Musashungurudze amai imi kani musadaro ukachembera vamuroyi nhai mwari
Nhai zvako vanhu vari kuzvirwarira nezvirwere zvekuzvitsvagira apedza voti taroyiwa
Ndaiyepo ndaiyepo❤❤❤
Kkkkkkkk baba Taps yaaaaa mabvongodza kwese diko go baba Taps go bhora mberi.
Bataps ukasiyana nachigodoro u will be the best jurno ever
Karanda tv I love you audio yenyu inobuda zvakanaka ❤
saka mai akakugomera wowasekerera varivo honzero😮😮😮😮huh ndova kwapaidza ndofa hangu asi ndenge ndakavapa size yakanaka
Hanzi kunyarara kunge imbwa iri mukombi kana mazogara baba musadaro amai venyu
Saka kureva kuti nemiwo kana makura makwegura muchavawo Varoyi nhayi nhasi ndiMai vako ndovarikukuroyera Vana vako mangwana ndiwewo unenge Wakaroya vana veVana vako handiti usazoramba kana wakudzi nemuroora wako murikuroya vana vangu
Mai muroi avooo mkoma avooo vanoona Kuti zvirinyore.
chete kana usati wasangana nadzo zvinoita sedambe
Zvacarwarmer ummmmmm
Mwana uyu arikunyepera mai echifurirwa ngemukadzi regai kungoti munhu wese achembera muroyi please Karanganda respect seniors
Ndayepo thanks baTaps
mdara haana pfungwa uyo. Huropi hwake hwakapinda ropa nemvura. Amai havaitwe izvozvo.
Shame.sorry mhamha iii nyaya yacho 😢😢uroyi vanhu wekare uuum .Karangadhaaa waiyepoere ❤
Waiting patiently for part 2
Waiting patiently hangu kunge imbwa iri mukombi
Usasoshoraba❤
Kunyarara sembwa yapinde mukombi 😂
😂😅😂
BaTaps munotionesa sure😊
Hiiiiii haaa izvi zvemaporofita izvi muchazvirega
Vana mai vanoroya avo kutadza kurwadzirwa mwana wavo shuwa munhu anofanita kunge achiva chengeta vaendesei kwatasvi
Haaa pakaipa nyaya dzehuroyi dzakaoma
Usashungurudza mai please unozvisikira moto muziso mangwana
Mai ngavasunungure mwana pliz zvinorwadza
Pane nzira dzinoshandiswa nt kuva Isa pamhepo kudaro
@@trustchara unenge vabva parefu and prob yana nhikwi iyi haibvume aah
Zvinorwadza izvi
Mabarika ndeekumama chte awa uuuuuum ,,takakuriremowo yeee kupumhana hakuperi,,,, asi huroyi ahushaiki pabarika aaaaah
Nyaya iyi ngaiyende kwa headman chigodora mambo uyu haagoni kutonga nyaya vanhu ava varoyi
Baba tapusi munobura hombe
Imbwa iri mukombi isina mari yekubhadhara. Kuchembera mu most of ma families mu Zimbabwe it's a curse, unongonzi uri muroyi une mushonga.
Kuita amai azvirevi kuti kana urimuroyi zvorega kutaurwa. Muroyi mai ava.
Zvoda Mwari zvimwe zvinhu chokwadi, ko nei varume vachibvumira kt mai vako mroi, mkadzi vake vakawanikwa paguva anotodefender mai vake, chasara knamata panyika ino zvava zvemazuva ekupedzesira hama nehama dzichamukirana plus remember background yake pamwe variktopomerwa mhosva yavasingazivi polygamy life inoitwa yese yese kt mnhu avenge mai vake
Headman chigodora is the best
Karangandawoooye ndaita wekutanga isai malikes karangandawoooye ndaingepo
Yatova ngozi yaumbwa nababa ava nekuti ndi Amai
Iri ndorombe chairo ririkurwa Hondo namai
Kunge imbwa iri mucombi kkkkķk
Mbuya torai pass order henyu imi😅😅
Imbwa irimu comb for me😂😂😂
🤣🤣🤣🤣Ohhh my ribs
😂😂😂😂
,😂😂😂😂😂raaabenzi iri zimwana bhoo ere gogo 😂😂😂😂
Just muvhuro vakuru vkati seka urema wafa..iwe zvauri mupfumi wadi kumubatsirao
Muroi muroi chete zvekuti ndiwe Ani hazvina basa uye huroi hausarudze mupfiti mupfiti chete ngavasunungure mwana
😂😂😂😂😂 yasuka yahlala
Chandoziva mambo kana mai vasina kubatwa mambo dai akati mkomana aripe kunanga mai but nekuti vakabatwa hama dxavo dzikazviramba mambo apererwa akungoti endai motaurirana ...kana usati wasangana nazvo unoti manyepo asi dai vangorega kuroyawo vazukuru vana vemwana komana wavo 😢
Vanoroya mambuya Aya
Mbuya inoroya
Mai is always Mother chero atadza .Mwana wati benzi😮
@@gmahands2745ndizvozvo hazvo asi zvakangooma wena kuti uzive kuti mai vekubereka vanga kuitire zvinhu zvakadaro😢
muroyii haabvumee
Ummmm amai vanotyisa kupumha, nyangwe ukaziva kuti vanoroya unongogadzirisa wakanyarara
Chokwadi dai akatopinda nekuti ndibaba vake vakasiya anamai vanorema kunanga veduwee but mazuvano anamai vacho varikurwadzisawo
mbuya iyo inoroya mbuya idzi hadzibvumi varoyi ngavaenewo kujeri coz vaurayi
Zvakaoma thsnx bataps. Ndaiyepo
Pane asingadi mai vakasimba kudai here. Imagine kuti murume uyo mwana wa mai avo.
Zvirimudzimba zvakaoma
Gogo sunungurai vana kana muchiroya 😢😢😢 karanganda woye
Ukaona waroora kuvaroyi waparira vana ende vanoreverererana havabume
Wayepo ere
Bab awo Baba vanogona kutsanangura
Hakuna munhu anga pumhe mai..muroyi mbuya avo
Mbuya mukaenda kwa sekuru Tasvu kana kuti Kanengo zvinopedza kutaura Hapana anobvuma kuti ndinoroya
Some of these old ppl are victims vanosvika vopiwa mushonga wekupusa vodzurwa zvavasingazive
Ngavainde kwasekuru tasvi
😂😂 Kwanzi kunyara kunge imbwa iri mukombi kkkkkk
Musadaro muroora murikuparita vana venyu imi
mai avo muroi
Chivanhu chinoti Fira musaga asi usanongedza mai huroyi. Why not kana vari muroyi. Handiti ndeve mweya varikunongedza here . Mudhara ari correct uyo. Ana baba nana mai vanogona kupedza mhuri. Endai kwana Sekuru Tasvu kana Kkanonge vanokuudzai izvi .
Vaendesei kwa sekuru Tasvu
Baba taps kutipfe
Haa amai muroyi vangabvuma here
Yaa varoyi vakabatana veduweye
Hanzi Kunyarara kunge imbwa irimukombi😂😂😂
Zizi masoja manyama
Africaaaaaans
Haaa sey warimulory
Baba konewai mambosvika kwaTasvu
Intro iyo baba taps inopedza bhora
Mbuya vanogona kupondwa sekuseka she needs a peace order.
Munhu usina kuroyiwa haangazvibvume 🤞🤞🤞🤞
Iwe wakaroyiwa nani.... Musi waunonzi uri muroyi uchabata shuwa.
@@chiyenyumba7135musi uchanzi Mai vakhe muroyi ndipo pachaona kutadza kwemaporofita munyika , me nhu anofanira huroyi munhu asingabve kumaphorofita husimbe kutiza chikoro kunokuita napwa yemaporofita
Ko iwe unotererei pfuma isiri yemwana wako siyai chembere yamwari
Haaa nyaya iyi ma1 kkkkkkk surender
Mukadzi wakagurabadza
Mbuya vaifanira kuchata najosphate kagura badza 🙌🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂
Gogo vanoziva zviri kuitika and I understand what he is going through ..... kurairwa mwana ma1
Kumusha kwamai vakakutangira kufa wadzva iwe.apa wagara haudyidzane navo