GUVA RISIRO PAT 2

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 5 ก.พ. 2025

ความคิดเห็น • 1.7K

  • @raymondnyasango-oy6uv
    @raymondnyasango-oy6uv ปีที่แล้ว +13

    Since ever chigodora unotonga mwari akakupa chipo chaicho unota tamba tamba mushwe ndakabata and your mind is sharp thanks chief of the year

    • @FlorenceMkota
      @FlorenceMkota 11 หลายเดือนก่อน

      Taura zvako chigodora anogona ❤❤❤❤

  • @memoryzenda7338
    @memoryzenda7338 ปีที่แล้ว +9

    Bravo to the old man unondidini padare iwe wadzinga mwanakomana wangu? Ivo variwo vana baba ve mangwana? Mumusha umu mune munhu aka urayiwa namai vagere pasi avo ndiye ari kunetsa mhuri iyi. Again vanhu hava pihwe nguva ku tsanangura. Uye hava kutiza dare vadzingwa. I will stand with my children no matter what.

  • @RayMarume
    @RayMarume ปีที่แล้ว +7

    Sekuru Chirau nevana vavo have no respect vanezvavarikuziva Headman and team are not bulling people but this old man and his policeman son undermined dare as old as sekuru Chirawu vanofanira kuziva chiremera chematare a lot of families are helped through this Headman we are also learning a lot keep the good work up Headman Chigodora don't be discouraged with some comments you murikusungura vazhinji kubva muhurombwa Mwari vakuwedzerei huchenjeri

  • @ThulisileMkombo
    @ThulisileMkombo ปีที่แล้ว +1

    Mdara uyu anenyqya uyu mmmm ngaavhenekwe anouraya dzinza rese

  • @pellagiatigere4642
    @pellagiatigere4642 ปีที่แล้ว +37

    Headman ndibatei ndoda kukupai 20 yekugona basa example yamavapa yembadye iyo you are a great man may the Lord give me many days to survive and wisdom

    • @veejay9436
      @veejay9436 ปีที่แล้ว +2

      Taura hako headman vanogonesa avo

    • @WellingtonMuzvimbiri
      @WellingtonMuzvimbiri ปีที่แล้ว +1

      😂😂😂😂😂 apa mupurisa anga achifunga kuti anoziva mutemo meningiti 😂😂😂😂😂advanced adzikamiswa😅

    • @monnietaah9583
      @monnietaah9583 ปีที่แล้ว

      That was the perfect example 🤞🏾.

    • @TapiwaDambiranwa
      @TapiwaDambiranwa 6 หลายเดือนก่อน

      Mangona mambo munesimba racho plus pavari pane cid

    • @TapiwaDambiranwa
      @TapiwaDambiranwa 6 หลายเดือนก่อน

      Mangona mambo munesimba racho plus pavari pane cid

  • @cyrilmangwana9713
    @cyrilmangwana9713 ปีที่แล้ว +11

    Inini pa TH-cam ndoterera nyaya dzakawanda dzekutongwa kwenyaya mumadzishe. Truly speaking Headman Chigodora dare rawo rinonatsa kunzwika loud and clear even dzimwe nyaya wachipotsa asi uyu ndomuita nmbr 1 ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ much love Karanganda and Headman newadare wake

    • @ChiedzaMudzingwa-vg1ng
      @ChiedzaMudzingwa-vg1ng ปีที่แล้ว +2

      Shuwa wena loud and clear,thmps Baba taps

    • @Beebee20905
      @Beebee20905 3 หลายเดือนก่อน

      😢

    • @Beebee20905
      @Beebee20905 3 หลายเดือนก่อน

      Taur hko unonyatsonzwa

    • @akmanyati2652
      @akmanyati2652 2 วันที่ผ่านมา

      Sounds manyama kupfuura zbc chaiyo

  • @faraimbawa7312
    @faraimbawa7312 ปีที่แล้ว +8

    Chigodoro plz tsiura machinda ako ayo asambunyikidza vanhu...vachakushaisai respect

  • @wilsonsikoya8539
    @wilsonsikoya8539 ปีที่แล้ว +1

    kumusha vanhu mune kakutya kamunako,,muharare toswera takurova.....kutipedzera nguva kamudhara ako kastupid,,,,iwe wemagirazi tokurova tikauyako uko,,damn it...um wilson sikoya i respect my headman ndakakurira machigodora so ngavadzikame...

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 ปีที่แล้ว +18

    Kana usina chaunoziva sure wakachena hauite drama rese iri,mapa dare mutongo pachena kuti mune mhosva 😅😅😅😅😅

    • @EvelynTsitsiSatumba
      @EvelynTsitsiSatumba ปีที่แล้ว +4

      Taura hako vane zvawanoziwa baba nemwana

    • @nondochirau9664
      @nondochirau9664 ปีที่แล้ว

      ​@@EvelynTsitsiSatumbahanzi ndiye mugari wenhaka connection yacho inotyisa

    • @Tambudzai-w6f
      @Tambudzai-w6f 11 หลายเดือนก่อน +1

      Nhaka yeurombwa yaachasiirwa iye wemagirazi

    • @Tambudzai-w6f
      @Tambudzai-w6f 11 หลายเดือนก่อน

      Headman Sando dzenyu mapedzera amupurisa

    • @ShingairaiMadondo
      @ShingairaiMadondo 8 หลายเดือนก่อน

      True 💯

  • @tendaipapatinemurwira6791
    @tendaipapatinemurwira6791 ปีที่แล้ว +10

    Mubereki mubereki shuwa I will support my father no matter what

    • @tatentaspanner9278
      @tatentaspanner9278 ปีที่แล้ว

      True bab ndibaba vako

    • @faitheneya6488
      @faitheneya6488 7 หลายเดือนก่อน

      True I would never let someone be rude to my parents I would lose all my temper

  • @nathanm.m6651
    @nathanm.m6651 ปีที่แล้ว +9

    Mdra chirau ane nharo ummmmmm ndo team rogona kungoti bhora harina kumwa iro riri mumambure 😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @cacacac-hv8fo
      @cacacac-hv8fo 10 หลายเดือนก่อน

      😅😅😅😅😅

  • @BeaularMwoyofiri-qc7gj
    @BeaularMwoyofiri-qc7gj 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Aaaa mamunzwa here mubvunzo kana mukandisunga muchiti ndaba mukauya kumba mukaona saga rembanje munodiii😂😂😂😂😂hoyoooo sando kuna baba vangu Mukanya

  • @leonamareya5424
    @leonamareya5424 ปีที่แล้ว +9

    Gucci namagirazi vagariswa pasi nana Chirau😂😂😂😂😂😂😂

  • @selinalembani9816
    @selinalembani9816 ปีที่แล้ว +43

    VaChirawu nemwana magonesa chaizvo, kudos kwamuri....Chigodora is the best but as of late because of Gucci naMagirazi vano buller vanhu havape vanhu mukana wekutaura, vane hudzvinyiriri

    • @spencersushi
      @spencersushi ปีที่แล้ว

      Gucci must sit dwn

    • @PatienceKasingazive
      @PatienceKasingazive ปีที่แล้ว +1

      Magirazi ari very bully chidare chenhema nhema

    • @kumbiraiddaniel
      @kumbiraiddaniel ปีที่แล้ว

      Magirazi Zi bully

    • @chipomugwagwa1504
      @chipomugwagwa1504 ปีที่แล้ว +1

      Chokwadi vanekaudzvanyirira tuma court twavo utu

    • @graciouschingwena2910
      @graciouschingwena2910 7 หลายเดือนก่อน

      I think vanozivana better than isu tiri kuona tirikure. I mean pahucjenjeri hwekutonga kana huri muropa une zvaunoona zvakawanda spiritual

  • @tonderaitogara766
    @tonderaitogara766 ปีที่แล้ว +20

    I respect Mr Chirau Pastor of Bible church since day 1 haasirkuratidza dzungu vakadzkama semunhu mukuru ...May God bless him nekuramba vakanyarara hawo

    • @ChipoMponde
      @ChipoMponde ปีที่แล้ว +1

      Which one is the pastor

    • @vivianmugowa3918
      @vivianmugowa3918 ปีที่แล้ว +1

      Chirau is not a pastor

    • @tonderaitogara766
      @tonderaitogara766 ปีที่แล้ว

      Uyo murume akadzikama pane amwe ese aitaura nezvekurota hope papart 1

    • @tonderaitogara766
      @tonderaitogara766 ปีที่แล้ว

      A pastor or a founder chero ari leader wechurch nekuti ndakamboenda kuchurch kwaanoleader

    • @princematica5952
      @princematica5952 ปีที่แล้ว +1

      Zvikwambo nekurimba mumisha zvanyanya

  • @loxlux8118
    @loxlux8118 ปีที่แล้ว +2

    Chirau usatye, Nganfa hadzisi Mwari. Misafambe navo, rambai

  • @treddahkatsadzura9323
    @treddahkatsadzura9323 ปีที่แล้ว +87

    Headman chigodora Much Respect Baba,may God continue to give more wisdom

    • @ButeleziKel6115
      @ButeleziKel6115 ปีที่แล้ว +3

      Whats there to respect exactly?

    • @briankudzaimukono227
      @briankudzaimukono227 ปีที่แล้ว +1

      Naaa apa he isn’t being fair, vari kuita kumbunyikidza munhu

    • @FanuelMatasva
      @FanuelMatasva ปีที่แล้ว +2

      Wanotonga neside awa imbwa yemunhu

    • @Gonawapotera1
      @Gonawapotera1 ปีที่แล้ว

      ​@@ButeleziKel6115that medal on his neck, nzvimbo yese ine varidzi vayo

    • @DeeMakuvise
      @DeeMakuvise ปีที่แล้ว

      ​@@FanuelMatasvayhooo imbwa chaiyo here musadaro

  • @AshleyTChidziva
    @AshleyTChidziva 3 หลายเดือนก่อน +1

    Haaa mhuri iyi ummmh,, Chirau nemwana wake dai mkasazonobatwa henyu

  • @agnestafa9579
    @agnestafa9579 ปีที่แล้ว +3

    Chivanhu chiriko mhuri yakaita zvisingaite panoda kufambiwa mudhara uyo be careful mhuri iyo

  • @Mixedafricanfamilydiaries
    @Mixedafricanfamilydiaries 9 หลายเดือนก่อน +2

    Mwana wemagirazi azopedzisira apfava manje. Big up headman

  • @EvidenceChisvuvure-vy1bf
    @EvidenceChisvuvure-vy1bf ปีที่แล้ว +5

    Great job headman Chigodora vanhu vakaromba vanenharo problem macomments anoisa vamwe havasati vasangana netsaona dzevanhu vakaromba mumhuri

  • @RoseTemberere
    @RoseTemberere 9 หลายเดือนก่อน

    Ngawafambe sure.baba nemwana wanozivana

  • @catherinemurambiwa4203
    @catherinemurambiwa4203 ปีที่แล้ว +11

    Headmen Chigodora potai muchiverenga macomments pliz uyo Gucci wamakaisa kumberi uyo anotonga nedemo ende anotyisidzira vanhu uye anotaura nehasha dai mamubvisa kumberi adzokere kumatombo kwaanga arikare masimba ake akunyanyisa manje kukunda enyu

    • @aaronmunyayi4285
      @aaronmunyayi4285 ปีที่แล้ว

      Haa he is a bully muchinda iyeye.

    • @zimonaesther9544
      @zimonaesther9544 2 หลายเดือนก่อน

      Pasina Gucci dare rino zvadhakwa

    • @LionaChivafa
      @LionaChivafa 22 วันที่ผ่านมา

      Im with you zvinodhakwa​@zimonaesther9544

  • @tendai4043
    @tendai4043 ปีที่แล้ว +10

    Mmmmm nhasi padare pazouya ndururani manje 🙉

  • @nonomhlanga
    @nonomhlanga ปีที่แล้ว +10

    Munhu anotongwawo zvine respect Headman. Munhu kumhangarirwa hazvireve kuti ari guilty. Imi basa renyu kuenzanisa... apa maratidza kuti matoti munhu muroyi musati matotanga kutonga... ko kana vasiri imi mavabvu bvumburudza kudaro.
    They should report you for defamation.

  • @Tanaka-og8pb
    @Tanaka-og8pb ปีที่แล้ว +6

    Good old man Mr Chirau keep going
    Usabvuma kudzvanywaaaaa

    • @sharontangirai1262
      @sharontangirai1262 ปีที่แล้ว +1

      Hapana apa varoyi baba ne mwana

    • @MarvellousMuzuva
      @MarvellousMuzuva ปีที่แล้ว +2

      Hausati watambura wangu nemunhu aurikuwona kt ndiye muroi wakoooo kupopota ukuu kuvhara zvinhu zvavooooo

    • @benjaminmupaikwa7280
      @benjaminmupaikwa7280 ปีที่แล้ว

      baba nemwana ndovane chimuti uyo mwana akaporomotwa nehuroyi hwa mudhara

    • @EdmoreMasekesa-y2c
      @EdmoreMasekesa-y2c 7 หลายเดือนก่อน

      Hope Mudhara ne mwana wakachena hawo??

  • @josephinemugwagwa5323
    @josephinemugwagwa5323 ปีที่แล้ว +9

    Musavhiringidze sekuru regai vataure nyaya yengozi iyo munhu arikunzi akapondwa uyo muchapumha vanhu wasiriiwo

  • @JohnZvavanhu
    @JohnZvavanhu ปีที่แล้ว

    Mapurisa amunangagwa zvakaoma ummm😮

  • @movenmakumbe6093
    @movenmakumbe6093 ปีที่แล้ว +11

    Headman Chigodora please get your house in order plus munofanira kuziva mutemo hapana munhu anofanira kumanikidzwa kutongwa kunyange kuhigh court kana mudare ripi zvaro unobvunzwa kana wakasununguka kutongwa kana kwete.

    • @LyadiaChibay
      @LyadiaChibay ปีที่แล้ว

      Chigodora is crazy this rediculous

    • @tichamatahe.5624
      @tichamatahe.5624 ปีที่แล้ว

      Saka ndisingadi kutongwa ndeapi matanho anotorwa. Ndotoenda zvee zvangu Scot free ndichikubirai

    • @frankmoyo7267
      @frankmoyo7267 4 หลายเดือนก่อน

      Immmm I high court yekupi iyoyo inotevedzera zvinoda vasingwa? Kana ndikauraya munhu nebanga magistrate vanondibvunza kuti unoda kutongwa hre ndoti no Saka ndotobuda zvangu mu court room hre?

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 ปีที่แล้ว +2

    Baba aruramba nezvidhoma zvavo nemukorore endesai kwaTasvu anoenda nemishonga ,makubenzi kuchena musoro zisekuru iro nekudya hama

  • @lovenessmasawo
    @lovenessmasawo ปีที่แล้ว +21

    Machinda amamboo dzungu too much anoda kopoo😊

  • @ClifftonNdhlovu-fw3nf
    @ClifftonNdhlovu-fw3nf 10 หลายเดือนก่อน +2

    Mudhara uyo...akapa mwana anemagirazi zvakaromba kuti kana ndikafa ndiye anosara nazvo....izvezvi anechikwambo mubhachi rake

  • @mukumbajnr6504
    @mukumbajnr6504 ปีที่แล้ว +13

    Asi munhu atanga ne confusion ndeuyo anotonga na Headman uyo ndiye atanga kuti mwana wababa uyo anemagirazi simuka ubve pano .

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 ปีที่แล้ว +6

    Mupurisa uyo akapinda nekumhanya chete. Chikoro zero mupfungwa umo 😂😂😂😂

    • @noelkashaya4320
      @noelkashaya4320 ปีที่แล้ว

      Iweee ndibaba vake avo vangashungurudzwe aripooo nezvimutemo zvakadhakwa kudaro kaHeadman ako kakikura musoro mwana midiki iyeye anoti kuna baba avoo iwe nyarara kunge arikitaura nemwana wake

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 ปีที่แล้ว +4

    Yeah ma families akaoma chokwadi kana wakagara unoti ndekwenyu chete asi wakafamba unoona zvakawanda

  • @trevortrevor1984
    @trevortrevor1984 ปีที่แล้ว +2

    Munogona kutonnga asi apa mashaisha chero kamdara kachiroya ako nemwana wake maifanirwa kungonzwa zvavaida kutaura .Mapotsa ipapo ipai vanhu nguva yakakwana yekutaura

  • @Great-Grace64
    @Great-Grace64 ปีที่แล้ว +5

    Headman Chigodora apa mashaisha, murikupomera, murikutora one side. Mukomana ari kunzi buda mudare, obuda hake, okakatwa zvinorwadza achidzoserwa mudare zvakare zviri violent. Headman humana ku kondona behavior iyi iri violent. Vanopa mutongo musina kunzwawo kudare, vozviita kunge mafungiro avo ndiwo ari right. Hamuratidzi mutsauko from the rest of the people as leader. You allow chaos mudare menyu panekuti mumise kusagadzikana padare. Spot fine kuvanhu vasivo vakonzera kusagadzikana?Aaaah.

  • @MarthaMapako
    @MarthaMapako 5 หลายเดือนก่อน +1

    Kuganza neuroyi sekurima vamwe vana vachitambura kadharaguza ako kakandoromba nemwana wako mupurisa wemakavo uyo itai back to sender zviparare kadhara kakatofa kare zvako unondini ndamubata pedzai mhuri yake Asare ega nemagogorosi anenge mabhotoro kkkkkkk😅😅😅😅😅😅😅

  • @talentmabika9047
    @talentmabika9047 ปีที่แล้ว +25

    Vanoziva zvavanoita baba nemwana ava vanehutsinye

    • @ShingairaiMadondo
      @ShingairaiMadondo 8 หลายเดือนก่อน

      True 💯….. kuvhunduka chatikwatara hunge une katurikwa!

  • @heathermtinhiri2470
    @heathermtinhiri2470 ปีที่แล้ว +2

    Chigodora nevanhu vake imbwa chaidzo..this clearly shows hutongi hweudzvinyiriri hauna kuzombopera

  • @MasizibaMusamanyika
    @MasizibaMusamanyika ปีที่แล้ว +3

    Your Majesty may you live long .Munogona baba hamuna tsvete

  • @normahwadzanaichitengukamp2453
    @normahwadzanaichitengukamp2453 ปีที่แล้ว +1

    Saka chii chatongwa apa vadii kugara vafamba vasina kuuya kwaMambo.

  • @TendaiTafirenyika-y3m
    @TendaiTafirenyika-y3m ปีที่แล้ว +14

    Vamupurisa vemagirazi mutengewo bhutsu inoenderana nekutaurisa kwenyu 😂😂

    • @shumzaali714
      @shumzaali714 ปีที่แล้ว +2

      Akangoita rombe rombe nenharo dzekushandisiwa nezvikwambo

    • @pelagiamuguti8693
      @pelagiamuguti8693 ปีที่แล้ว +1

      😂😂😂😂😂I have never laughed so hard.

    • @percyduks7350
      @percyduks7350 ปีที่แล้ว

      😂😂😂😂😂😂bhutsu inenge yambotsengwa nemombe 😂😂😂😂

    • @ConniekholiyMpansi
      @ConniekholiyMpansi ปีที่แล้ว

      Mukanda bhutsu chaiyo

    • @cassandraker
      @cassandraker ปีที่แล้ว

      😂😂😂😂😂

  • @nadianicolas-pd7ri
    @nadianicolas-pd7ri ปีที่แล้ว +2

    Mukomana eyenda kotora uyo he is brave shemmmm vamwe kwaingowe kupopo vakagara pasi ...i like the braveness of that boy..baba awo nemwana wawo anode kuradzikwa pasi kwakurohwa maningi ..i can relate kunyaya dzakadai ..akarohwa anoite anhu kwawo

  • @Babydeck85
    @Babydeck85 ปีที่แล้ว +5

    Hayibodo nikisi 😂😂😂😂😂 sekuru avo ungati ndiMazepe nharo dzacho.

    • @gracehavazvidi7962
      @gracehavazvidi7962 ปีที่แล้ว +1

      Kkkkkk mazepe kane nharo zvekuti

    • @Babydeck85
      @Babydeck85 ปีที่แล้ว

      Ndatoona face yake pana Chirau ava......hayi nyika yedu yakatakura kurema🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽

    • @nicolemercy
      @nicolemercy ปีที่แล้ว

      ​@@gracehavazvidi7962mazepe ndiye chishambwe ere

    • @minjified
      @minjified ปีที่แล้ว

      😂😂😂😂

    • @beatricegkwenda7457
      @beatricegkwenda7457 ปีที่แล้ว

      😂

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 ปีที่แล้ว +1

    Lapha kukhona amamenemene phakathi kwababa lomntwana

  • @t.m1222
    @t.m1222 ปีที่แล้ว +7

    Well done the Chirawus kkkkk hawadi kumbunyikidzwa kkkk.

    • @Hamainyoka
      @Hamainyoka ปีที่แล้ว +2

      Rubbish. Unoroyawo futi

    • @MasizibaMusamanyika
      @MasizibaMusamanyika ปีที่แล้ว +1

      Yaaa varoyi vanopupurirana

    • @t.m1222
      @t.m1222 ปีที่แล้ว +1

      @@MasizibaMusamanyika stupeti. Asi kuti Chigodora newamwe wake awo wabàte wanhu sekunozi hawafungi. Kutii kuti munhu akada kutaura woti nyarara!!!? Rubbish dare. BIG UP the Chirawus kkkkkk

    • @t.m1222
      @t.m1222 ปีที่แล้ว

      @@MasizibaMusamanyika the good thing is iwe unoona uroyi hwangu ini ndichiwonawo hwako, saka it's 50:50. Saka peunonongedza mumwe ziwa kuti pane arikukunongedzawo futi iwe munhu iwe.

  • @GiftNhamo
    @GiftNhamo ปีที่แล้ว +1

    Uyu chigodora anodzinga munhu mudare otuma vanhu vonomuzvuva kudaro hakusi kujairira here uku kusaziva mutemo kwevanhu vanofunga kuti chigodora ndiye mutongi mukuru munyika
    Imhosva dzega idzo
    Vanhu vasapindwa nechiutsi kudaro verengai bumbiro remitemo endai kumatare kuno Tonga mhosva hamuite dzungu reako Kane short rewhite akoo

  • @nonomhlanga
    @nonomhlanga ปีที่แล้ว +6

    Headman ndimi madya Guka. Munovhunza munhu momurambidza kupindura imi murimi mavhunza... moda kuti apindure zvamunoda imimi?

  • @ThembiYoli
    @ThembiYoli ปีที่แล้ว +1

    Baba nemwana vakabata ngavafambe musativhara nemishonga yenyu nokuti zvenyu zviri kufaya neropa revamwe

  • @ButeleziKel6115
    @ButeleziKel6115 ปีที่แล้ว +19

    Great mdhara Chirau ramba kudzvinyirirwa bravo!

  • @SthaeDawu
    @SthaeDawu 6 หลายเดือนก่อน

    Hama baba nemwana ngavapushwe pane zvavanoziva

  • @prevostgwenzi
    @prevostgwenzi ปีที่แล้ว +6

    Hakuna mutemo unosungira munhu kuenda kun'anga kana muporofita. what these traditional leaders have to respect is that munhu akati handifambi because of my relationship with God haafanirwi kumbunyikidzwa. there are family members willing "kufamba". those are the ones to do that and get to hear what they want. zvekuti "hee tinechinamato chedu sevanhu vatema" doesnt apply to everyone. angels and demons will never mix. lets repect peoples' beliefs in traditional disputes settlements.

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 ปีที่แล้ว +2

    Headman Chigodora mune moyo murefu. Vanhu ava vanotori neproblem. Kamudhara aka kanodheerera ne mwana. Kuda kubvisa Headman chimiro nxii. Dare ngariite mabodyguard anorova vanhu mapastor anavo mamonya wani.Vandishatirisa vanhu vekwa Chirau.

  • @jones1oo7
    @jones1oo7 ปีที่แล้ว +3

    Allan kana chiri under pressure chinotaura zvinemusoro. Kana tazogara mwana waAchirawu uyo imboko last😂😅😂🏃🏿

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 ปีที่แล้ว +1

    Magirazi unowanza dzungu aaa chii chakadaro

  • @dougiedouglas4339
    @dougiedouglas4339 ปีที่แล้ว +10

    Headman kutanga kwenyu makanga muchiita basa zvakanaka iyi yamava kuita yekupinda muraini kutsvaga nyaya zvava kurerutsa dare renyu. Uye avo makurukota enyu avakutoita simba kudarika imi uye vakufunga kuti kudaidzirisa kwavanoita kugona kutonga vasingapi vanhu nguva vauya mudare . Dare renyu must be respected asi mukaramba muchidai kumagumo chiremerera chiri kupera nekuti makunyanya kuswera muchitamba nepwere muri mambo.

  • @FanuelMatasva
    @FanuelMatasva ปีที่แล้ว +2

    Chirau nyangwe ane mhosva zvake asi ini ndrikuteam vhayorenzi kkkk cz Chigodora anotonga nedemo

  • @johnmambo88
    @johnmambo88 ปีที่แล้ว +5

    Nyaya yanga iripakuti guva rakaiswa dombo risiri repo
    Mubvunzo woti mudzimai wemufi anga aripi zvichiitika sekudaro
    Ko zvekufamba zvabva nekupi harisi drama here iro coz mambo aifanirwa kuripisa mhuri yekwa chirau chete then guva rogadziriswa
    Munhu wese anekodzero yekusarudza kwaanoponera kun'anga hakumanikidzwe munhu
    Dare ngarive ne order inobva kuna mambo especially kumadzimai uko, too much confusion

  • @cathrinemabira3432
    @cathrinemabira3432 ปีที่แล้ว

    Big up baba chirau munofa nemwana wangu

  • @nonomhlanga
    @nonomhlanga ปีที่แล้ว +3

    Basa rake rinei nemi?

  • @BOSSMUREVAZVIVIL2
    @BOSSMUREVAZVIVIL2 11 หลายเดือนก่อน +1

    Imi mamai endai munovatora mopopitereyi nyararai uko kkkkkkkkkk

  • @gracekhoza5289
    @gracekhoza5289 ปีที่แล้ว +49

    Magirazi:vachirawu nyararyi
    Vachirawu: ndozvandrikutaura
    Magirazi: vaChirawu nyararayiiiiii
    😂😂😂😂😂😂😂never laughed so hard

  • @pokellokingz
    @pokellokingz ปีที่แล้ว +2

    Fonerai inspector Mudzondo mutare rural police. Chirau iyeye ngavaende pasi pemutongo

  • @MelodyMasvaure-e1z
    @MelodyMasvaure-e1z ปีที่แล้ว +4

    Mwana uyo anoroya nababa hadzitoshandi

  • @ChipoMadubeko
    @ChipoMadubeko ปีที่แล้ว +2

    Munhu akaunza nyaya arikuhwandisirwei😅.munogona aChirawu.rambai kurohwa😅😅😅.
    Musatongwe nembwa iyo

  • @Tumi-q8d
    @Tumi-q8d ปีที่แล้ว +6

    Baba Taps bullying yanyanya mudare iri. Tinoriona but secretary mukadzi ngaambodzoka namai mothet

  • @AminaMpilanjala-wz9em
    @AminaMpilanjala-wz9em ปีที่แล้ว

    Kushaya respect padare , vauya vakaronga hondo. Yooooo. KaSekuru ako namagirazi hondo chaiyo. Asi nhaka yezvidhoma kani, nharo idzo hurwere chaiwo. Magirazi haazive protocol. Kutiprdzera bundle.

  • @anniekurewa878
    @anniekurewa878 ปีที่แล้ว +4

    Aiwawo go to sch hapana uroyi apa

    • @baamazingamazing1171
      @baamazingamazing1171 ปีที่แล้ว

      😂😂hanzi neumwe Kana margarine hatiazive, people always blame others for their failures.muroyi Kana uchimuziva dzosera zve kwaari.nevanhu vanoswera vari kundari,vamwe vachishanda vakungowana cheap excuses dzekut tiri kuroyiwa

  • @PriscaMlambo-e6i
    @PriscaMlambo-e6i ปีที่แล้ว

    Nhasi mazviwana keep it up mr chieau😊

    • @AshleyTChidziva
      @AshleyTChidziva 3 หลายเดือนก่อน

      Kkkk kudos to the Chirau, s😂😂😂

  • @RCChirumiko
    @RCChirumiko ปีที่แล้ว +3

    Ndaona pamberi apo mudhara Chirau wachadzikama zvavo chokwadi chabuda pachena uyo Isaya uyo anoziva urombwa hwababa vake asi Shiri inozongofa zvayo.taona zvakawanda padare ra headman Chigodora apa.please Headman Chigodora musawasiye vanhu awa coz vamwe vana varikutambudzwa neurombwa uhwo

  • @norestyasini
    @norestyasini ปีที่แล้ว +1

    Kana mu Cort chaimo munhu anopiwa nguvaa yekutaura mapurisa ah heardman anombunyikidza

  • @JokonyaJokonya
    @JokonyaJokonya ปีที่แล้ว +50

    Headman Chigodora to the fullest. Baba nemwana avo vanoda kutakwa vanozivana vatambudza mhuri.

    • @deliwemuteerwa6874
      @deliwemuteerwa6874 ปีที่แล้ว +3

      Ndosaka varikuisa confusion kuti isatongeke

    • @bsmazzy6304
      @bsmazzy6304 ปีที่แล้ว +3

      Kuda kutyisa vanhu vaChirawu munhu mkuru bt vanodherera coz vakuda kuvhara vanhu nyaya dzavo manje zvabuda

    • @WellieZifesho
      @WellieZifesho ปีที่แล้ว +1

      Munhu anopiwa mkana wekutaura mudare not kungoti zvirikutaurwa na headman zvese ndizvo no .Vanhu batai nyaya

    • @jacquelinemura9974
      @jacquelinemura9974 ปีที่แล้ว +3

      Vatouya vakazvironga aaaah bullshit dzevanhu

    • @jacquelinemura9974
      @jacquelinemura9974 ปีที่แล้ว

      Nonstop talking ...the noise makers ..uuuum ..vanotoda shamhu ava

  • @sibombawa9678
    @sibombawa9678 ปีที่แล้ว

    Kadhara kanoroya ,, vanhu ava ngavaendeswe kwaSekuru Tasvu

  • @benafrikatrip9575
    @benafrikatrip9575 ปีที่แล้ว +14

    Vapei mukana wekuti vataure…. There is a lot of chiZanu PF mentality of bullying and bulldozing …!
    Have order pliz.
    It’s unfair to that old man.
    Vapei nguva vataure!

    • @WayneMakisi
      @WayneMakisi ปีที่แล้ว +2

      Ah nhai zvako iwe vasangomhanya kutora side vapei nguva vataure

  • @MadubeDube-k9u
    @MadubeDube-k9u ปีที่แล้ว

    My headman Chigodora dai ndawana murume ndizogara mumusha umu manakidza mhani

  • @petronela7548
    @petronela7548 ปีที่แล้ว +36

    Ndati akaunza nyaya kudaaare ndiyaaaaani in baba Chirawu's voice 😂😂😂😂

    • @WitnessChiny
      @WitnessChiny ปีที่แล้ว +1

      Kude kuroya😂😂😂😂😂

    • @tanyamubaiwa1530
      @tanyamubaiwa1530 ปีที่แล้ว

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂kikikikikikiii aaaa kule vandinakidza Kani

    • @Nyah-t1d
      @Nyah-t1d 10 หลายเดือนก่อน +1

      hey dont use Chirawu's voice u r a civilian 🤣

  • @ruel1703
    @ruel1703 ปีที่แล้ว +1

    Ehe murimapenzi,especially Gucci iwewe

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 ปีที่แล้ว +5

    Ndianiko akasonesera magirazi hembe idzo😂😂😂😂😂😂

  • @sifundilemhlanga1755
    @sifundilemhlanga1755 ปีที่แล้ว +1

    mhmmm apa varesva baba Chigods ana Gucci nana mangirazi vakutokanganisa headman

  • @RachelSirewu
    @RachelSirewu ปีที่แล้ว +13

    Baba nevana vavo vaviri vanoziva zvinhu zvavo,chinorovesa ndechekuti vakaramba kufamba 1,2havachada kugadziriswa naheadman , varikupindura Headman zvinonzwisa hasha .chero neni ndatonzwawo hasha 😊.apa baba ava vanomudii munhu akamhangara nyaya uuuhhhhhmmmm,vanababa vedu ava ma1

  • @obertdube6165
    @obertdube6165 9 หลายเดือนก่อน +1

    Zvimwr zvenguwa zvima chechi vana sabhuku munofanirwa kuzvivharisa nenhau yekuti mumisha yevamwe amugariki ivo vachihwanda nechechi yet ndiye anenge achitoroya

  • @BelindaArnold
    @BelindaArnold ปีที่แล้ว +21

    Headman neteam ravo ndivo vanokonzeresa noisw .....Y vasingape munhu mkana wekutaura....vagonekwa manje nhasi ipai vanhu mkana kwete zvisina basa

    • @bridgetoparmoyomabulawa5519
      @bridgetoparmoyomabulawa5519 ปีที่แล้ว

      U cn say tht again mambo ne team ravo avape vamwe mukana nguva dzose ndozviona hangu

    • @jameschitakale9901
      @jameschitakale9901 ปีที่แล้ว

      Verytrue

    • @tinashedobenya1920
      @tinashedobenya1920 11 หลายเดือนก่อน

      Kana mucosa teacher akati nyarara unonyararA kokuzoti mambo itai mushe imi

    • @cacacac-hv8fo
      @cacacac-hv8fo 10 หลายเดือนก่อน

      Mukuru kn ati nyarara nyarara respect plz

    • @KenetMshlalela
      @KenetMshlalela 10 หลายเดือนก่อน

      Nhai henyu wakudzwinyirira vanhu

  • @LyadiaChibay
    @LyadiaChibay ปีที่แล้ว +1

    Chigodora needs deliverence zvekudzimba dzevanhu zvineyi naye

    • @delightchinosengwa1431
      @delightchinosengwa1431 ปีที่แล้ว

      😂😂😂😂 problem yake nw akutsvaka nyaya ega instead yekuti nyaya dzimutsvake

  • @kumbiraicliffchinodya4661
    @kumbiraicliffchinodya4661 ปีที่แล้ว +8

    Plan ndeyekuvhiringidza pasafambwe kkkk

  • @SusanMatika-q2t
    @SusanMatika-q2t ปีที่แล้ว +1

    Yaa mwari chengetai headman Chigodora ane basa rekuita munyika

  • @zimzimm-qe5in
    @zimzimm-qe5in ปีที่แล้ว +18

    This episode is epic. Vanhu weee ngati sapotei team karangandatv by " smashing the like button and sharing". Headman ne team yavo they are believers mutsiks nemagariro edu . Ndofunga mvura ikanaya musiwedare ine mabhanan'ana, or chamupupuri or kuita pfari( zvipusha), ma1 chaiwo. Headman chigodora nava chirau vane zvidhoma. Kkkk

  • @KumbieHambai
    @KumbieHambai 9 หลายเดือนก่อน

    Haaa team iroo deno riri refamily yanguu vayiitaa bhoo.mupurisa namudharaa kungobvaa padare ndaivamaisa

  • @bla-den612
    @bla-den612 ปีที่แล้ว +5

    Yaaa nhasi yange yakakora. Munhu ane hurombwa ane nharo ndapota

  • @happymutsago901
    @happymutsago901 ปีที่แล้ว +1

    Iyi Yoda mambo. Isai kwamambo headman

  • @winnetchikunguru9604
    @winnetchikunguru9604 ปีที่แล้ว +6

    Sekuru avo nemwana vavo ndavanzwira hasha! Very stubborn !!!

    • @alanmshengu4746
      @alanmshengu4746 ปีที่แล้ว

      This headman is so biased. He is commanding bad and satanic influence to people. Is not about church leadership but about God. Stop bullying people.

    • @Preciousgwande
      @Preciousgwande ปีที่แล้ว

      Amen havadzoreki

  • @LyadiaChibay
    @LyadiaChibay ปีที่แล้ว +1

    Chigodora hausi Mwari vanhu vanorwara vanofa nenguva yaMwari

  • @takundanashepemhiwa8924
    @takundanashepemhiwa8924 ปีที่แล้ว +53

    if the teacher says keep quiet unonyarara
    if your father says ..
    if you mother says ..
    if the police ..
    if the manager at work
    if the judge says
    SO WHY NOT THE HEADMAN??
    Humble and respect

    • @ChichiNzekete
      @ChichiNzekete 4 หลายเดือนก่อน

      Hazvigadziriki vanoziva vnhu ava chinonetsa mu family's

  • @TeclahSMoyo-qr5es
    @TeclahSMoyo-qr5es ปีที่แล้ว +1

    Umboo hwecorruption mahuonq here.kkk zvakaoma ipai vanhu nguva yekudaira manje ana sojaboy vanobca vatii hee hee.ebo

  • @tinashechigama9949
    @tinashechigama9949 ปีที่แล้ว +5

    Headman: VaChirau imboisai ruoko pasi ndichakupai mukana nenguva yekutaura
    VaChirau: Ndanga ndichida kuti kana mapedza kutaura ndozotaurawo
    😂😂😂😂😂😂😂
    To be honest mdara Chirau nemwana wake wemagogorosi uyo vanoshota kurohwa chaiko... chii chakadaro

    • @wilmarmarara2448
      @wilmarmarara2448 ปีที่แล้ว

      Uuuum vane basa chaiko nemwana vako aaaa headman abatabasa iiiii😂😂😂😂

  • @jephretmurembwe2172
    @jephretmurembwe2172 ปีที่แล้ว +1

    Humambo hunopiwa mapenzi munyika muno. Ndosaka muchiona matare achidhakwa. Kana uri mambo hazvirevi kuti unofanirwa kumbunyikidza vanhu.

  • @MariaNyika-n1b
    @MariaNyika-n1b ปีที่แล้ว +31

    Headman ngavadzidze kupa vanhu mukana wekutaura Ivo he says he is always right

    • @Olcool
      @Olcool ปีที่แล้ว +6

      unopihwa mukana sei nyaya yako isati yaparurwa

    • @lobbychikonamombe1559
      @lobbychikonamombe1559 ปีที่แล้ว +2

      Teramira iweeee mukana unopiwa

    • @princematica5952
      @princematica5952 ปีที่แล้ว

      Dare rechivanhu!

    • @LinetChipfurutse
      @LinetChipfurutse ปีที่แล้ว +2

      Vanhu avo havasikutoda kuti nyaya itaurwe varikutovhiringa kuti vanhu varamwe

    • @kumbiraiddaniel
      @kumbiraiddaniel ปีที่แล้ว

      ​@@LinetChipfurutseheadman uyu haasi fair

  • @normahwadzanaichitengukamp2453
    @normahwadzanaichitengukamp2453 ปีที่แล้ว +1

    Mambomudzinga ndimi kuti ngaabve saka makumudzoserei haa izvi hazvisizvo izvi havakwanise korepota kupolice here

  • @minjified
    @minjified ปีที่แล้ว +7

    Headman needs body guards kwazvirikuenda kwacho ma1😂😂amupurisa wadhudhulwa 😂😂

    • @ashygrace2956
      @ashygrace2956 ปีที่แล้ว

      Lyk srs wanoda maguard shuwa

  • @kumbiraiddaniel
    @kumbiraiddaniel ปีที่แล้ว +2

    Tuvakadzi utwo ngatizive kunyarara

    • @EdmoreMasekesa-y2c
      @EdmoreMasekesa-y2c 7 หลายเดือนก่อน

      Kunyarara kunonetsa uchiitwa yeke yeke usiku