Saka Nguva Diki Diki Wanga Watoramba Vakadzi 9 !! Mukoma Makaoma

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 2 มิ.ย. 2024
  • #makandiwa #uebertangel #theclosurednashow #chamisa #karanganda #chigodora #slymedia #tilda #zimcelebs #tytie #kikkie #unclesaint #shematv #magaya #zigo #kundaichitima #djollah #maititi #madamboss #zimbabwe #chiefmutasa #chiefnyamaropa #chiefbushu #mnangagwa #chamisa #maititi #madamboss #mhosva #mamavee #comicelder #jahprayzah #fyi #viral
  • บันเทิง

ความคิดเห็น • 61

  • @user-gh3oy2fc7o
    @user-gh3oy2fc7o หลายเดือนก่อน +8

    Akaromba chete mukomana uyu

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 หลายเดือนก่อน +1

    Zigo hatina ma adverts ako toda nyaya tichiona facial expressions

  • @user-wd8vr5ds2w
    @user-wd8vr5ds2w หลายเดือนก่อน +4

    Pane anzwawo here hanzi back to School 😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @dasilva8081
    @dasilva8081 หลายเดือนก่อน +5

    GIRL CHILD ..dzidza first ugodada kwete kudadirwa .marriage is not an achievement...mboko iyo yekamukono ketsambarafuta .satan

  • @alfordchavirima4824
    @alfordchavirima4824 หลายเดือนก่อน +3

    Nemakiro nemukadzi uyu. Wamuonawo here zigo

  • @tatiratsawa7981
    @tatiratsawa7981 หลายเดือนก่อน +1

    Pakatanga nyaya iyi ndaiva kuside Kwa blaz uyu but aaaaaah ndanyara 9 plus mbiya Jira futi

  • @user-gq5wt6es6v
    @user-gq5wt6es6v หลายเดือนก่อน +5

    Satan kamurume ako kakaromba...vakadzi 9 at his age

  • @neversonbutau5232
    @neversonbutau5232 หลายเดือนก่อน +4

    Gateway pa number number waitsvagei

  • @auntiechihera8665
    @auntiechihera8665 หลายเดือนก่อน +1

    CHIEF batai mukomana uyo pa underAge apo ozoripa time wasted futy imba yekushamva ngaapiwe nemota 1

  • @user-ef1hy3fb9g
    @user-ef1hy3fb9g หลายเดือนก่อน +1

    Uyo mpfanha muripisei chaizvo ari stubbon
    Ende anoramba achimitisa vana vevanhu mukamurega

  • @gamuchiraisileba9152
    @gamuchiraisileba9152 หลายเดือนก่อน +1

    Stop advertising zigo shamwari

  • @nicholasdzvokora4926
    @nicholasdzvokora4926 หลายเดือนก่อน +1

    ummmmmmm pari trick sekutaura kwavo varikut ane mbiya hee nejira wch means varikuti ajaromba so munoi diii black money ummmmmm ko atezvara kana mbiya necjira chiri chikwambo chemujwasha munozvi diiii maka zvitorerei ummmmmmmmm pane pasiri ku jeka apa

  • @neversonbutau5232
    @neversonbutau5232 หลายเดือนก่อน +3

    Mfana uyu inhubu

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi หลายเดือนก่อน

    Haaaa zvakaoma shuwa kuita vakadzi 9 vachienda kuti haisi mhepo here ane mari here murume uyokkkkkk

  • @mwanawemuporofita5610
    @mwanawemuporofita5610 หลายเดือนก่อน

    This young lad wants to beat the record of King Solomon 🤣🤣🤣

  • @WellingtonChirongedze-pi3fg
    @WellingtonChirongedze-pi3fg หลายเดือนก่อน

    Gud mambo vanoziva zvavanoita ava

  • @nicholasdzvokora4926
    @nicholasdzvokora4926 หลายเดือนก่อน

    mukadzi natezvara vane pain yekurabwa avaaaa so zvimwe zvinhu vakuwedzera kuti zvi tyise plus pakutonga nyaya y is it munongo teerera 1 side mukomana haasi kupiwa time yes ari wrong bt we should gv him his time kuti munzwewo side rake mutondmge zva kanaka thats y macourt edu echi rungu ari nane munhu wese anopiwa flow yekupawo side rake

  • @mwanawemuporofita5610
    @mwanawemuporofita5610 หลายเดือนก่อน

    This young lad wants to beat the record of King Solomon 🤣🤣🤣. He has already beat Jacob Zuma.

  • @zinganorumbidzai5431
    @zinganorumbidzai5431 หลายเดือนก่อน

    Mmmmmmh chief vari bias panyaya iyi

  • @mmc307
    @mmc307 28 วันที่ผ่านมา

    Iiii ma adverts

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j หลายเดือนก่อน +1

    Kkkkkkk back to school.

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j หลายเดือนก่อน +1

    Razor wire

  • @demnidermunyaradzimunang-ze3uu
    @demnidermunyaradzimunang-ze3uu หลายเดือนก่อน +1

    Ndopaunoona kuti kunaka hakushande

  • @user-wu8pp7ez1b
    @user-wu8pp7ez1b หลายเดือนก่อน

    Umm vanedambudziko vakadzi hre kana kuti yooo 9 vakawandisa

  • @manasschibanda
    @manasschibanda หลายเดือนก่อน +1

    Mawaku Rhumba futi 😂😂😂😂

  • @masimbamapanda
    @masimbamapanda หลายเดือนก่อน

    Mambo murume uyu atori nemhosva yekuroora under age endesai munhu Ku police aende kumatare mutemo unoti munhu anoroorwa adarika 18 years uyo ange aine 15 years zvakamboitika kupi unotora mwana ane 15 years

  • @veronicamashumba7387
    @veronicamashumba7387 หลายเดือนก่อน

    Haana kumbouya here

  • @auntiechihera8665
    @auntiechihera8665 หลายเดือนก่อน +1

    mkomana uyo itsotsi uyo

    • @tsungaimukarati9737
      @tsungaimukarati9737 หลายเดือนก่อน

      Sure last time akaramba mukadzi achiti anorwara,ndiko kanounza zvirwere,vakadzi 9 nezera rake irori

  • @Nyamunda
    @Nyamunda หลายเดือนก่อน +1

    Zvakaomawo

  • @user-tv1ed5zn1i
    @user-tv1ed5zn1i หลายเดือนก่อน

    Mambo ndinoziwa matongeroenyu imimi shandisairuziwo rwenyu panyayaiyi ndapota ndatomirira 16 ndirikuno kumoza

  • @TanyaMuridzo
    @TanyaMuridzo หลายเดือนก่อน +1

    Murume uyu ane hutsinye

  • @user-nz9ik3cc4z
    @user-nz9ik3cc4z หลายเดือนก่อน

    Mambo akanaka maziso enyu ane nyays😂

  • @mzee5533
    @mzee5533 หลายเดือนก่อน

    Uyu mupfana achavurawa nepaakabuda napo he’s too young kuita zvokuita gurumwandira revakadzi

  • @user-qe2bp9su7r
    @user-qe2bp9su7r หลายเดือนก่อน

    Kkkkk vakadzi 9 hr veduwee

  • @angelinejeriwa9886
    @angelinejeriwa9886 หลายเดือนก่อน

    Ko mbiya ndeyeiko at his age akomana kuromba uku munopedza mhuri

  • @user-kl8hq3qe8t
    @user-kl8hq3qe8t หลายเดือนก่อน

    Yowee 9

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 หลายเดือนก่อน

    Mukadzi uyu akanaka ko akawirasei

  • @user-sc1bt5bq2l
    @user-sc1bt5bq2l หลายเดือนก่อน

    mujamaa anga avakutovhumuka nemishonga yakeeee

  • @ChristopherJavangwe-qp1nq
    @ChristopherJavangwe-qp1nq หลายเดือนก่อน

    Bushu be serious this is underage restart pls pls

  • @munesumuvhavhika3932
    @munesumuvhavhika3932 หลายเดือนก่อน

    Akaromba uyu ndosaka arikuramba Kuti zvakufumuka

  • @sevisanyika930
    @sevisanyika930 หลายเดือนก่อน

    Usambotya zvako mwana vakanaka uchawana wako siya zibenzi iro

  • @MafiosHlaluka
    @MafiosHlaluka หลายเดือนก่อน

    Ndaiti ndini ndega inini 12

  • @wilfredjena481
    @wilfredjena481 หลายเดือนก่อน +1

    ichi chimfana chekuzora mukadzi gwembe ichi nxxxaaaaaa

    • @tsungaimukarati9737
      @tsungaimukarati9737 หลายเดือนก่อน

      Sure ndicho ch
      akamuzora chakumuramba futi

  • @joycepanganai4866
    @joycepanganai4866 หลายเดือนก่อน

    Kakaromba ako

  • @luciaidi1811
    @luciaidi1811 หลายเดือนก่อน

    Akaromba

  • @shamainetimarizeni5429
    @shamainetimarizeni5429 หลายเดือนก่อน

    Haa munin’ina ka 9??

  • @user-gr5fe6kx1w
    @user-gr5fe6kx1w หลายเดือนก่อน

    Mupfana uyu akaromba so muskana wakapihwa moter neimba uchapihwe nyoka itya iwe bhadharwa chete kukusiisa chikoro nekukushandisa kwaakaita

  • @manasschibanda
    @manasschibanda หลายเดือนก่อน +4

    Back to school🎒📚😂😂😂😂😂

    • @regreatdoreka
      @regreatdoreka หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂

  • @user-eq1yp5xx3y
    @user-eq1yp5xx3y หลายเดือนก่อน

    Kuromba nevakadzi uko

  • @artwellmatimbe7899
    @artwellmatimbe7899 หลายเดือนก่อน

    Tufana utu hurombwa

  • @ArtwellMashangana-mm3un
    @ArtwellMashangana-mm3un หลายเดือนก่อน

    Ndozvoita kunyepa uchinyenga zvakudzokera sorry mafana

  • @lovemorechinyadza6603
    @lovemorechinyadza6603 หลายเดือนก่อน +1

    Mastand Aya akatengwa wari wose here kana Kuti akawana aripo

  • @ssam1430
    @ssam1430 หลายเดือนก่อน

    After atizwa nevakadzi 7 iwe wakati ndinizvigona izvi problem yainga iri pavakadzi 7 not murume 😢

    • @alfoncegwatidzo916
      @alfoncegwatidzo916 หลายเดือนก่อน +1

      Do you think she knew about it before she got impregnated? even if she knew, didn't you hear she was only 15?

  • @movenmakumbe6093
    @movenmakumbe6093 หลายเดือนก่อน

    Mbiya imi vatezvara maiitorerei

  • @user-ij9rp7yu2g
    @user-ij9rp7yu2g หลายเดือนก่อน

    Kana motabdzine mutero.uei up to date kungondotarisa kaa kuti aitera i account yani