Vava va Dembo ndofunga pavakanzwa the song, apa havana kana kufunga zvekurova ne copyright strick. Vakatoseka. Ndokusiya havo. Ungaite stress pakadai? Kubatwa BP une ngwere mumusha. Ngairire musha. Hospital yevana ve Zimbabwe. Depression yei pakadai? Hama
Ini mwana uyu anondigonera zvangu
Ngamirire Ngwere
Tabva zvedu ku interview tanzwa kuti mune moyo wakanaka
Tasiya ta liker neku subscriber ❤
😂😂😂😂😂😂I don’t regret selling my grandma’s wheelchair to buy data😅
😂 I can't play with you if you don't listen to ngwere yemlonyeni😅😂
😂😂😂
Musha rudziii, ishamwari rudziii isingaridze ngwere
Une une stress yako wobva wosangwna besong iyi , stress i obva yapera😂😂😂😂
yangu yabva yapera kkkkk
Amuna stress imi next 😂😂
Fr😂
Ngamu...ri....reeeeeeee ngwere😂😂😂😂
Bere ne mvere
😂😂😂😂😂😂
ina mvereee!!
Tasvika isu NGWERE!! Ngamurire NGWERE!!! Chichinonzi NGWERE? 😂😂😂😂😂😂😂😂 HATIFEMERE MGOTSI!! Ngamurire NGWEREEEEE ❤❤❤❤ BIG TUNE!!!
Best artist ever greatest of all time
I keep on coming back here 😂😂😂😂
Mungataure henyu zvakawanda but Ngwere inopedza masports. Vanhu vakadai vanodiwa in a society
VaDembo vachatipfukira chete. VaMutendi vachatirova ne tsvimbo yaSamere
🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂
Tabva ku zimcelbs hedu 😂😂😂🔥🔥🔥
This can’t be a real song😭😭🤣
😂😂😂😂😅 vanhu varikutojamba maspika ipapa
Ikutorira
Imagine its soo wrong how catchy it is
I thought as much😂😂
Sing along ichitoitwa ipapa haha. Asika
Ndamurire ngwere kwete bhanditi😂🎉🎉🎉🎉
I’m done with this guy😂😂
😅😅
🤣🤣
Wati wadii 😂😅
makunsu makunsu
😂,😂😂
Kuf kaf....ngamurire ngwere❤️❤️❤️.Our Goat proud of you silent killer
❤I love silent killer he doesn't care about people they say just focus in his caria❤❤
My favourite artists always ibaka baka
July 2024 and this song is trending on TikTok
A talented musician, you're inspiring dancehall
Wow .Therz L.Dembo,ZCC,Ngwere ne Mvere
😂😂😂 tabva kutiktok ...ngairire ngwere
😅😅😅😅😅😅Zimbabwe I'm done with you.Continue to like this 😅😅😅😅😅😅
Gaya muri pafamily gathering then Sekuru vako vobva vasimumuka pamberi pevanhu vobva vati, "MUSHA RUDZIIIIKO😣,,,,"
😂😂😂😂😂 gaya unenge uchangotanga kuseka
Manatsova kindiiitsaaa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ndaita rewind ka 10 now 😂😂😂😂😅
Chopisa Ichi💯🔥🔥🔥
I don't know what this is but by any definition, it is definitely not a song & has nothing to do with music but all means, it's dangerously beautiful
The most accurate description of this I have came across yet
Bere, nemvere.... haa unoita ryt. Ngamurire Ngwere musha uyu...
Nhai zvanditori ngwere kkkkk baddest lyricist
😂😂😂😂😂 mopedza baba that was so creative
ngaaaa uuuu u u ngaurire Ngwere 😂😂😂
Instrumental 💥💥💥
Silent Always makes HAPPY ndr Jozi 😅😅😅 even on my WORST DAYS,, ❤❤❤❤❤ I JUST SMILE ❤❤😂😂😂😂
May the Almighty protect this guy...
❤Musha usingarire ngwere musha rudziyiko
💀🙆🏾♂️😅
😂😂😂 Ngwere kuvanhu
Haa Ngwere yakutoda NAMA
Meso killer mazvita uyu anogona
This is seriously talented 👏👏👏
😂😂😂😂😂😂😂😂😂ngamurire ngwere ngwere newe bere mvere
Tabva kuTik tok! Iii Nhai Mwari! VekwaDembo huyai
Ndanzwa sendinotsva😂
@@mufaronyaberekanhaimi chii chakadaro! Defe dopota ngaiuye futi , copyrights what what
Ngwere ma1😂
Chii chinonzi ngwere nhai?
@@danayichipendo704 no hazvina meaning akanzwa pasong pachinzi pwere then akanzwa sezvanzi ngwere
Ngamuriree ngweree
Big up MbireNezh ,team rekwedu paComplex
ngamu rire ngwere musha uyu
😂😂😂Very good chibaba ichoooo🎉🎉🎉kwangu inorira always.
😅 Haa uyu ndimapedze stress Unoseka chete
Ko iyo Ngwere yacho ngairirezve 😂😂😂
Men of the moment 💯💥🔥🔥🔥🔥
This guy is just crazy in his own way…Ngwere to the world
ZCC Ndire ndire fit Ngwere 😂😂😂😂
Aiwa Aiwa Aiwa🤣😭😂😅😭🤣😂😭😭🤣😂🤦🏾♂️
Haaaa uyu hatina zera naye 😂😂😂
Hotta like fya
Respect Ngwere 🔥🔥🔥👊🏿
😂😂😂😂😂ngamurire ngwere mumusha umu
😂😂😂 im speechless
My God😭😭😭😭anotidarirei nhai mwana uyu kubva ngairire kwacho
Right?😂
Ngwere kuChalo 😂😂
😂😂😂makaita seiko mumusha umu
Ngwere yemulonyeniiii❤❤❤
Vaudze kuti idewetewe gwere revarwere😅😅😅😅
😂😂😂😂zcc beat
Song of the year
I love Ngwere till death ❤
Ngairire ngwere
On behalf of all gaffas this is a classic
Ngwere big up humupererwi zvenyu zvinemudzimu mukati
I never thought yaitove song kaini
I propose next we get a Ngwere - Thomas (Mukanya) Mapfumo Collabo 🤷♂
Ngwereeeeeeee yemulonyen
ngere makanyanya, national anthem
Haa itayi mukomana ayende ku rehab plizzz
Kkkk haa fair 😂😂
Stress inopera🤣🤣🤣
kkkkkk ngwere yakkossoraa paridddimm ikatoita hit 💥💥💥💥💥💥💥
Chakaiiiipaaa 😂😂😂
Kkkk, what a version, it's flowing well
Isusuuuuuuu
😂😂😂😂haaaa boiz
Ngamurire Ngwereeee
😂😂musha ngamurire ngwere
Ndomaperero azvoe...kufarisa to a greater extent
Le gende
😂😂😂ngamurire Ngwere ngamurire Ngwere
Vava va Dembo ndofunga pavakanzwa the song, apa havana kana kufunga zvekurova ne copyright strick. Vakatoseka. Ndokusiya havo.
Ungaite stress pakadai? Kubatwa BP une ngwere mumusha. Ngairire musha. Hospital yevana ve Zimbabwe. Depression yei pakadai? Hama
Ngwere postaiwo kumaplatforms akawanda
ngamurireeeee,ngaaaaamurireee
Enough is enough I’m un Zimbabwean myself now ai ngekhe
😂😂😂 kkk haaa apa panebasa😂😂
NGWERE TO THE WORLD..... Pakutoda NAMA apa
😂😂ridzai ngwere
This is a masterpiece
😂😂😂 died a die😂😂😂 this guy😂😂😂
Ngwere to the world 😂😂 🔥
Marabishi😂😂😂mufesi uyo
Makutimamiraka Ngwere😮
Mu mumu mumusha umu😂😂😂😂
😂😂😂😂😂Haaah munhu muhombe uyu
True ster 🔥🔥🔥
Ngamurire ngwere mumusha umu
Umu umu mumusha umu, makaita seiko mumusha😂😂😂
🙆🏾♂️😅😅😅💀