still remember song yatuku yekut zvinoshamisa kt bere radya munhu, takangokura tichingonzwawo kt bere kana rodya munhu ringatodya mhino chete hatiziyewo kt ichokwadi kusvika papi
I love the way the first man is narrating the story. Thumbs up. Aiwa Haa vanogona chokwadi. With Shona throughout. I love this ❤️❤️❤️. Thank you drewmas media
Yaaaa anogona akazodyiwa nemapere asi iye akanga apondwa kare. Kufunga baba vaya vaiita sekunge vanorotomoka nyambisirwa zvaiva nechokwadi mukati. I think pane vakaona asi vanhu vanetsika yekuti ndozonzi mutengesi.
Saka doctor aka its post moterm haazive basaka uyu. Why did he concluded that it was a hyena attack? Kungonzwa ne vanhu chete? Ko kana vanhu vachivhara nyaya dzavo. Thumps up kuna registra. Experience is the best teacher. Thumps up kune ve national parks, you know the behaviour of animals. Vanhu kana muine a different opinion please musaviga information.
It makes sense now because bere harisiye nyama, rinotsenga kana mabhonzo chaiwo. It has very strong jaws There was too much flesh left over for it to be a hyena attack.
I know the guy ari kunzi kuleane t shirt yeku booties ,he is such a good person takambogara tese vaonakidza taingovati kule shepherd 😀😀😀😀👍Zimbabwe is a small country zvesure .
Zimbabwe is full of currupt Doctors, how the Dr came with postmortem results ekuti akadyiwa nebere. I don't think postmortem are being done in a proper procedure, vakungonyora chero zvavafunga, nxaaaaa.
Nice area in the background ❤🇿🇼 This points to ritualistic or revenge murder. He was murdered elsewhere and his body thrown in a different location to be eventually discovered. Several misfortunes in one family that's another bothersome question. The govt should educate ppl where to get burial documents, to cut off to much red tape.
This is very sad, and zvinotyisa. Saka akaitwa ku temwa temwa kuchekwa chekwa. Pane nyaya apa yakatooma chaiko. I hope achabatwa. Vanhu vaiseka baba vaye vaitoziva zvavaitaura
Lo why some people are not looking at you when talking "?… looking at all these man you can actually see something is not right????..Zorora hako chikomana God will fight for your family
still remember song yatuku yekut zvinoshamisa kt bere radya munhu, takangokura tichingonzwawo kt bere kana rodya munhu ringatodya mhino chete hatiziyewo kt ichokwadi kusvika papi
Nyaya dzekwaMurehwa dzirikuwanda. Takanyatsodzifambira inoda kuchinjwa Zita . Zvakafamba mushe toiti Gokwe Soviet Union
Kkk Kuda kuti izita renzvimbo
I love the way the first man is narrating the story. Thumbs up. Aiwa Haa vanogona chokwadi. With Shona throughout. I love this ❤️❤️❤️. Thank you drewmas media
Uyo mwana ari kunzi akaona zvichiitika ngavamusiye ataurire vanhu zvaakaona .coz Seachmore achazouya kunoshungurudza mwana uyu kuhope
Exactly kuremedza mwanaa
Chokwadi
Mapurisa ngavamutore anotaura
good naration from the man atanga kutaura
Congratulations drewmas media 110k subscribers take us to another lever
Yangu yekunonoka iyi ndakuona muradzwa great job guys God bless you all arambe achiwedzera mazuva ekurarama
Matyiro arikuita vagari vemudunhu umu kutaura wavanofungidzira, rinenge ngwambangwamba re rume or munyarikani mukuru otherwise ndewe ZANU Pf haatauriki zita.
Thank u drewmas media 👌zvaive nechirevo shuwa mufi akaramba kuvigea kusvika chokwadi chabuda. He was killed zveshuwa.
Andrew n Chihera thanks fo taking us to another level
The first man is very good at narrating the story.
Yaaaa anogona
Thank you Drewmas media
Exactly 💯
Drewmas media thank you for taking us to another level
Yaaaa anogona akazodyiwa nemapere asi iye akanga apondwa kare. Kufunga baba vaya vaiita sekunge vanorotomoka nyambisirwa zvaiva nechokwadi mukati. I think pane vakaona asi vanhu vanetsika yekuti ndozonzi mutengesi.
Chokwadi taiti baba vaya vanorwara vakutaura zvisizvo
Saka doctor aka its post moterm haazive basaka uyu. Why did he concluded that it was a hyena attack? Kungonzwa ne vanhu chete? Ko kana vanhu vachivhara nyaya dzavo.
Thumps up kuna registra. Experience is the best teacher.
Thumps up kune ve national parks, you know the behaviour of animals.
Vanhu kana muine a different opinion please musaviga information.
I dnt think akaita post mortem ini saka akanzi anyore kt suspected
Nungo hake
All l can say is,"Vamwe vakaudzwa hondo nemurwere wepfungwa vakamishoora kwai anorwara uyoooo".
Thank you so much Mr neshamba and my sister chihera God bless you ,
Drewmas media u do gud job than zbc,thanks hama dzangu rambai makadaro,sure munhu uyu akataura asi vanhu wanoshoora nokuti haana kukwana
Makadiii drewmas taking us to another level
I said it woo, hakuna mhuka I okumura munhu hembe
Thank you Drewmas media you're doing a great job. Mwari ngavakuchengetei nekukukomborerai murambe muchibatsira nyika yese. Chokwadi munhu haarovi, tinotenda vose varikufambira nyaya iyi. Rest in eternal peace 🙏 Searchmore.
Memoryhess homevirl
Murehwa chii vedu,Tapiwa etc😢
Taura hako ndiko kune nyaya yaTapiwa Makore mwana uya futi akazovigwa asina musoro
Pakaipa Hama dzangu
Taking you to another level Drewmas munodiwa mhani
Ummmmm, Searchmore ramba kuvigwa until mhond dzabatwa
Ndakazvitaura kut Sekur ava varikutotaura chokwadii kut akapondwa bt vanhu amuna zvenyu kuda kuvateerera vamwe makatanga ku hoyo muridzi wemapere kubvira Sekur ivava hezvo nhasi chitaurai tinzwe,,,,,,,,Sekur vakashorwa nenyaya yekut vaingozvikwenya kwenya vanhu vachitovaseka bt zvakandibhowa day riya vanhu msadaro
Kkkkkkk I like the combination yachihera na andrew keep it up
Chehera murora veku maera shumba 💃💃💃💃 tokuda makoti vendu ❤️⭐⭐ Drewmas media kumberi 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥💯🔥💯 excellent
Zvorwadza mufunge munhu haaurayiwi kune vanenge vakaona vachinyarara hawo hokoyo ngozi iyo Rina manyanga hariputirwi Thanks Drewmas Media Mukoma Andrew na Chihera 🙏
Zvinorwadza bt Murehwa inoda kuongororwa zvikuru panyaya dzakadai zvokwadi hakuna bere rinokurura munhu mbatya
True, watch the gods must be crazy. That young boy akaisa chitanda mumusoro kuti arebe
It makes sense now because bere harisiye nyama, rinotsenga kana mabhonzo chaiwo. It has very strong jaws There was too much flesh left over for it to be a hyena attack.
I love you chihera you are amazing 😍😍
ASI chi chaizvo nevanhu vekwamurehwa same same nenyaya ya tapiwa makore
Chihera u are glowing too much love
Vanhu vekwa Murehwa ityai Mwari nyaya yekutema tema vanhu into pieces makamboiwana kupiko?
Shumba n Chihera are wonderful keep it up.
Ko vabereki vanogo ramba kuti mwana asataure zvaakaona , kuomesera mwana , kutaura kunoita kuti arerukirwe, ngavamusiye ataure zvese zvaakaona.
Nhai hako
Tinodada nemi Drewmas media fambirai nyaya dzacho ,kwaMurehwa chiiko nekupondana mabata pasingabatwe gore rino
I knew it.... don't rest kusvika vanhu vacho vaziikanwa
Happy to see chihelele wangu
Thanks nema updates Drewmas media
Zvakaoma hazvo asi chatinoziva ndechekuti Mwari havarambe vakanyarara hakuna chokwadi chisingazobuda pachena
Chihera u always on point
Thanks my bro Andrew much love😘
I know the guy ari kunzi kuleane t shirt yeku booties ,he is such a good person takambogara tese vaonakidza taingovati kule shepherd 😀😀😀😀👍Zimbabwe is a small country zvesure .
Yeah munhu mutema mutye ...mbwa yemunhu inesimba rekutema tema munhu kunge nyama... vamwe varume vatinonyengwa Navo mumigwagwa umu.haaa unotoona kt imhuka irikurarama pamunhu🙌
Kuita kudedemura nyaya akachangamuka good narrator first guy
Makadini Drewmas Media plus Inga vanhu vakuita zvakaipa munyika & how far update yekwa Shumbayaonda kuuu Chiredzi
Seachmore wakaramba kuvigwa chokwadi chisina kubuda pachena
RIP hanzvadzi mwari vachamira newe kusvika akakuponda abatwa
Loving the shirt Mr Andrew.
Tengesai shirt pa drewmas inotengwa
drewmas media taking us to another level totenda sechu akaramba kuvigwa munhu anobatwa chete handiti mazvionaka kuti murwere wepfungwa asiaona vanhu voseka zvakaoma veduwe totenda nekuteverera vedrewmas
Yakanaka zvekuti
Zimbabwe inevanhu vanoramba kuvikwa pasati pabuda chokwadi vanhu vekuno ku south Africa havamuke ngozi vanongo urayana zvotopera
Yes they fight even in death
Ngozi inomutswa wangu
Hello mkoma Andrew na makhoti Chihera🌹😁
Sekuru avo vanoda kuitwa mupurisa .vakaona zvechokwadi.yes Chihera
Nhasi rarimwe zuva.So sad 😭😭😭😭😭😭
A great narrator
You are taking us to another level
Aiwa makanyanya Shumba😂😂😂😂😂Macheso akati chii mandigonera nhasi
Thanks drewmas
Bt uuuuum uyu akaponda ane hushingi ska nyama vakacheka vakaisepi yei ngozi mumamisha hadziperi kungorwadziwa nemweya wemnhu iiiii
Zimbabwe is full of currupt Doctors, how the Dr came with postmortem results ekuti akadyiwa nebere. I don't think postmortem are being done in a proper procedure, vakungonyora chero zvavafunga, nxaaaaa.
This is sad. I was also suspicious kuti why bere risina kudya pfungwa kana rakagona kubreaker scalp.
Mumwe akaudzwa Hondo nemurwere vepfungwa akamushora macheso akaimba .benzi harina muteereri hanzi anopenga.
Firo rake rinogwadza veduwe. Chokwadi ngachibude...
Thanks drewmas for keeping us updated
Ndowimba anobatwa hake akazviita
Nhasi rimwe zuva thank you drewmas media
RIP my brother
Plus bere raizobvisa musoro wemunhu here I found it so impossible too.
Hanzi vamwe vakaudzwa hondo nemurwere wepfungwa vakamushora ..hezvoka izvo
Yaaa ichokwadi mkoma Andrew kuti hauite attack chinhu chakareba ndazviona mumovie iya God must be crazy yemakhoisan
I thot so too bcoz dai AVE maperere ko matsimba acho vasinawo kumaona here
May his soul rest unpeaceful until the truth comes out
Maurayiro acho veduweeka kudambura dambura munhu kudaro shem akafa atambura Seachmore
Tichikura tainzi bere haridye chakafa chega uye aridye musoro I think vakauraya vakacheka Cheka kuitira riite severe ibwa dzevanhu
Thank you Drewmas Media
Feel pity for the kid for having to witness horror
Trauma chaiyo ine mwana
But that child anofanirwa kutaura chokwadi coz mweya wemufi unogona kumukanganisa
@@madalenmpofu8002 Madelene Danisa here
This is very sad thank you Drewmas media taking you to another level for the update 🙏🙏
Murehwa police 😱 will take 3yrs kuita postmoterm chete ,i cant & will never trust them again
Register to vote people 💛
Mmmmmm Mwari pindirai pasi rashata iri thank you drewmas nekdzifambira
Thats true bere can't attack chinhu chirefu kwariri l saw it on that movie the Gods must be crazy
We love you team 🤗🇿🇲🇿🇲
So sad 😢
I can’t believe Zim this is happening amanaaa that’s painful death… I can’t imagine kuchekwa musoro like that Devil has taken over ZIMBABWE
Zvinorwadza
Thank you Drewmas for taking us to another level.
Wakamboonepi Bere rinodambura dambura zvikugunwe nekudya musoro uuum hakuna zvakadaro. Kana akazodyiwawo after aurayiwa hake. But uuum pakaipa
Thank you Drewmas mamuri Areas rangu one love
Nice area in the background ❤🇿🇼 This points to ritualistic or revenge murder. He was murdered elsewhere and his body thrown in a different location to be eventually discovered. Several misfortunes in one family that's another bothersome question. The govt should educate ppl where to get burial documents, to cut off to much red tape.
Search apfuka asati avavigwa, vabereki vemwana akaona zvichiitika sunungurai mwana ataure chokwadi pachiripedo
Saka anogona kunge aka urayiwa then mhuka dzaka zodyawo😭😭😭
Painful death veduwe nyika yezim yave kuenda kumawere shuwa!!😭🤦♀️🤔
Mapere hachatya vanhu her harisi bere ririrega kana kuti bere rakatodyawo munhuaive atouraiwa
I thought as much ko zvigunwe zvaizodenhedzwa sei dai riri bere rakadya zvigunwe
Iii mvura muguva kunge mugodhi kudero iii shuwa he was trying to tell them something hmm
Hanzi vamwe vakaudzwa hondo nemurwere wepfungwa vakati siyanai naye anorwara
Murehwa Murehwa uuuuuuuu ndoita sei neMurehwa
Mukoma neshamba endai munobvunza mdara uye , togona kutonzwa chokwadi
This is very sad, and zvinotyisa. Saka akaitwa ku temwa temwa kuchekwa chekwa. Pane nyaya apa yakatooma chaiko. I hope achabatwa. Vanhu vaiseka baba vaye vaitoziva zvavaitaura
Lo why some people are not looking at you when talking "?… looking at all these man you can actually see something is not right????..Zorora hako chikomana God will fight for your family
Bere haridye munhu for sure!
Thanks Chihera
Police yakapa advise yakanaka...
RIP searchmore wakafa warwadziwa zorora murugare usazorore kusvika mhondi iyi yabatwa