ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Justice well delivered by Mambo Nyathi apo
Unotsvaka n'anga pamba pako here wakadii kusiya basa
Mhosva yaHead kutora n'anga asina kuudza Sabhuku na Headman. Zveropa izvo mushandiro wen'anga yacho saka n'anga yaifanira kupihwawo summon rayo. Zvekuti aunzirei n'anga puleeeze, kuseri kwechuru kunotova nen'anga as we speak.
Mambo mazogara nekufara tengai ma armed chair emakorokota enyu kunyanya avo vazendama Pa.fridge newamunyori😂😂❤🎉😢😮😅
Kkkkkkkk head bvisa mazibvebvu ayo vakutoita kunge ndiwe n'anga 😅
Headmaster makajairiri varidzi venzvimbo imwi aah
N'anga idzi makadiii kuronga nemasabhuku necommunity, vakamboita nani zven'anga zvacho headmasters
Mbavha ngadzimame
Zvakaoma izvi
Koiwe head master ndo ku pengauku kuinsecurene huhead master
Seri kwechulex kuneyese
Headmaster maifanirwa kuronga nemasadunhu and community
Headmaster anochengeta zvindebvu navhudzi , doesn't looks nice, kuunza n'anga kubasa ,Koo kuzoti kumba kwako ?
Huya nemari talk more😂🎉😢😅
Matonga apo mambo
Matonga mambo
Headmaster anoita zveN'anga kkkkkkkk
Headmaster munhu kubirwa kunorwadza
@@nomsanyika151 ngaaratidze kuti akadzidza. ngavaise Security pachikoro.
Vangoita zvavo wrong pakusaudza sabhuku asi zvekubirwa zvinorwadza
Justice well delivered by Mambo Nyathi apo
Unotsvaka n'anga pamba pako here wakadii kusiya basa
Mhosva yaHead kutora n'anga asina kuudza Sabhuku na Headman. Zveropa izvo mushandiro wen'anga yacho saka n'anga yaifanira kupihwawo summon rayo.
Zvekuti aunzirei n'anga puleeeze, kuseri kwechuru kunotova nen'anga as we speak.