AMAI VEMWANA WEKUNZI VAKABATIRWA MWANA WAVO MAZAMU VOTAURA

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 19 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 272

  • @ndizvo06
    @ndizvo06 ปีที่แล้ว +20

    Well done mai vemwana for standing up for your child. Kuzviuraya was his own decision. We can't let abusers get away with it uchitya kuti ndikabvunza anozozviiraya. Iwo mazamu emwana ane 9 yrs aimbobatirwei

  • @ktm9853
    @ktm9853 ปีที่แล้ว +17

    Haiwa aitya jeri. Let it be a lesson to those child abusers.

  • @Chenuka31
    @Chenuka31 ปีที่แล้ว +14

    Usabhuku namai avai pane zvandiri kuratidzwa Mirai ndibvunze zvakare Aleluya

    • @moreblessingmutemi9410
      @moreblessingmutemi9410 ปีที่แล้ว

      Musadaroka sekuru vangu 😊

    • @Chenuka31
      @Chenuka31 ปีที่แล้ว

      @@moreblessingmutemi9410 kkk iongororo iri kuitwa nesu vachenjeri vekumabva zuva .kwakadii

  • @roselyngachatamtengwa5779
    @roselyngachatamtengwa5779 ปีที่แล้ว +11

    Well done mom for standing for your child. You did well,

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 ปีที่แล้ว +4

    💃💃Thank you nekudzosa kasong aka👏👏👏
    Nhasi rava rimwe zuva

  • @kingsdaughtersaltoftheeart5194
    @kingsdaughtersaltoftheeart5194 ปีที่แล้ว +4

    Saka kutongedza mufi ndokwaimupa simba rekubata mwana ane 9yrs mazamu. Andrew wotokoshesa zvemhepo, baba ava vaiva dambudziko mu society. Kuzviuraya it was his choice. Big up mhamha kumirira mwana wenyu. My friend mwana wehanzvadzi yake akabata mwana weimwe hanzvadzi. Vabereki hapana chavakaita they took side reane mwana akanaga abata mwana ane three yrs. Apa vakanga vava kuda kusundira nyaya kumwana watete bekuti akanaga ava over 18. Mama big up nekumira bechokwadi.

  • @faithmapfumo4437
    @faithmapfumo4437 ปีที่แล้ว +6

    Amai ava vari kuti haasi sahwira chaiye chaiye Bt hanty matoti murume wenyu anga ashata , munhu ndokugezeswa...... Imi ityai Mwari imi! Makaurayisa munhu imi ! Nca

  • @bennymapfumo2986
    @bennymapfumo2986 ปีที่แล้ว +4

    thanks Drewmas fo taking us to another level ko nhy Drewmas Gogo Shumba paChiredzi apo hwfa kasi Njuzu dzaGogo Shumba dzakazodzokera mumvura here dzavona kt paZim hapasi kuita kugara

  • @rolitarmoyana4521
    @rolitarmoyana4521 ปีที่แล้ว +11

    As I see it if you remember last time from Sekuru says haana zvaakabata but ane zvinomunetsawo.There was indeed something following to destroy him he was suppose to be helped by Sekuru .For someone to commit suicide it's actually a spirit mhepo yaimuronda kuti imuparadze it will drive you to do something silly just to find a way to kill yourself

  • @michealfisher4440
    @michealfisher4440 ปีที่แล้ว +2

    Ruth Nyasha and Shumba sibanda you're taking us truly speaking to another level

  • @balsamtrees
    @balsamtrees ปีที่แล้ว +6

    Quality Assessment:
    1.Intro: 60%
    2.Video:100%
    3.Sound:100%
    4.Presentation:100%
    Appreciation,where it is due !!!

  • @roselinemakope4449
    @roselinemakope4449 ปีที่แล้ว +1

    Amai maidai makaita moyo wokurera maidai makayendako kunomutsvaga makakanganwa chazuro nehope munhu akabata ronda rainge rashata rave nemakonye sekutaura kwenyu muchashaya wekuchemera chinokanganwa idemo muti haukanganwe muchaita mhemerero mutsvage kwekunobatsirwa mhepo isati yasimunzwa ndaona mazochemenzwa nemhepo yababa ava

    • @lydiandhlovu7641
      @lydiandhlovu7641 ปีที่แล้ว

      taura hako vakuramba kt anga asiri sahwira asi akabatiswa tsvina
      wavaida wacho vakt anga Aine makuhwa haa kkk
      vakapa mwana mhepo Mai ava

  • @carolmakaza9625
    @carolmakaza9625 ปีที่แล้ว +4

    Apa I thnk mai nekutukwa kwavakaitwa na sahwira vakatoita zvekuto fixer kyt mame mame

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 ปีที่แล้ว +3

    Hanzi sahwira asina makuhwa mai ava idokosi chairo saka makaramwirwa murume mune makuva pasi

  • @Dubedube3635
    @Dubedube3635 ปีที่แล้ว

    Baba ava Nguva yanga yakwana zvakazvonhangana hazvo Shumba well done uyawafundisa amantombazana lawo mahle alisithunzi wonke Humba Mazilankatha na Soko munetsika well done 🙏🙏🙏

  • @StembeBrendaMehlo-zv6xd
    @StembeBrendaMehlo-zv6xd ปีที่แล้ว +2

    Hahaaaaa hamunyare here Imi munhu akatofa muchauwana mubairo wenyu Mai Imi muneutsinye zibenzi remunhu

    • @latifahjoyce6994
      @latifahjoyce6994 ปีที่แล้ว

      Benzi ndiwe

    • @tektekchihera8466
      @tektekchihera8466 ปีที่แล้ว

      Utsi ye nekuti akabatsirwa mwana we 9 yrs mazamu. Ngaafe anonyanya kuda wana wadiki

  • @simontumbare9240
    @simontumbare9240 ปีที่แล้ว +8

    mai imi mungataure zvenyu zvamurikutaura but ndinoona sekuti makaita jealous,huroyi hwekuda kuFixer mkadzi wake just bkoz murume wenyu akafa !!
    this is not first time nyaya yakadai ichiitika same side iroro
    manje mwana uyu atora munyama mukuru

  • @gracymsimon8854
    @gracymsimon8854 ปีที่แล้ว +7

    Mushakabvu aingotamba Mwana muono wangu

    • @gee9961
      @gee9961 ปีที่แล้ว +1

      Achibata mwana mazamu here

    • @salomechipfuwa5550
      @salomechipfuwa5550 ปีที่แล้ว

      True

    • @queenofsheba3978
      @queenofsheba3978 ปีที่แล้ว

      munhu anga akadhakwa its unfortunate zvakaenda nupamwe.

  • @Blessing8004
    @Blessing8004 ปีที่แล้ว +2

    Ngakatibvire apo kamwana ako kakaudzirw Zvekutaura namai , kuuraya murume neaids chii

  • @Wessy_The_Car_Guy
    @Wessy_The_Car_Guy ปีที่แล้ว +2

    man’s mental health it will never been seen afaazoora ngazorore murugare

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 ปีที่แล้ว +5

    Eish kamusikana ako kanyamaa❤❤❤

  • @marblemoyo-us9nl
    @marblemoyo-us9nl ปีที่แล้ว +5

    my favorite song ❤

  • @lainahmusariri5111
    @lainahmusariri5111 ปีที่แล้ว +3

    Ma9yrs nhema vanowanza ndiri kutondera nyaya yaRose akaendesa Simba mujeri asina mhaka yakapra nyaya yakabva yangonyararwa

    • @angelakunatsa4316
      @angelakunatsa4316 ปีที่แล้ว

      Vana dzimwe nguva vanonyepa

    • @pardonmoyo9534
      @pardonmoyo9534 ปีที่แล้ว

      Ko vamwe vana vakazviona achibatwa mazamu vadii ku ita witness ndonhema dzoga idzi mamagara munenyaya nababa vekufa avo

  • @gracepukayi6526
    @gracepukayi6526 ปีที่แล้ว +1

    Pembezai zvenyu muchiti gud Mai imi mozowabatsira pakuripa ngozi yacho

  • @gladysmutyiri586
    @gladysmutyiri586 ปีที่แล้ว

    Vakaresva baba avo sahwira protects shd not take advantage and abuse. Hapana mhepo akazvishaisa peace nekuramba zvaanga aita. Wel done mother cos kusakumbira ruregerero kwaakaita kudherera kushaya respect nechirikadzi nenherera and that's bad shouldn't be tolerated. If you don't drink responsibly you would be accountable for your actions. RIP

  • @augustinekanyandura3082
    @augustinekanyandura3082 ปีที่แล้ว +1

    Maoneroo angu inini, Mai ava vangadaro havo asi chokwadi chokwadi kana vakasayayana nehama dzemufi uyo zvikazonetsa mwana uyooo mangwana...
    Ndanzwa kuti vana vaitamba sarura wako, baba ava ndoona sekuti vakabata mwana uyu mukutamba nevana.

    • @amaitinashe6731
      @amaitinashe6731 7 หลายเดือนก่อน

      Nonsense mwana abatwa moti hee ngozi, chivanhu chekumama

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 ปีที่แล้ว +4

    Amai imi hamutende sure, akabata wo wani basa musadaro 😢munozvikokera munyama hamuna rudzi naye , why hama dzisina kukubatsirai? musadaro gonai kutaura muchashaya anokubatsira mangwana.

    • @actionfire2976
      @actionfire2976 ปีที่แล้ว +1

      Well said...

    • @salomechipfuwa5550
      @salomechipfuwa5550 ปีที่แล้ว +1

      Vakatozvitorera munyama kare avo.Parara mutumbi wemunhu veduwe pakaoma

    • @lucynapwaro5725
      @lucynapwaro5725 ปีที่แล้ว

      Apa havagone kutaura, murume ainge aipa kusvika pakusemwa nehama asi baba ava vakageza chironda nhasi va kunzi vakango svagwawo 🙄.

  • @paulmusisinyan8466
    @paulmusisinyan8466 ปีที่แล้ว +1

    Knjhani sesi Ruth am watching you from, America

  • @bridgetoparmoyomabulawa5519
    @bridgetoparmoyomabulawa5519 ปีที่แล้ว +3

    DREWMAS MEDIA TAKING US TO ANOTHER LEVEL ❤❤❤

  • @livyjoe22
    @livyjoe22 ปีที่แล้ว

    Muera Humba,
    Humba Makombe,
    Tende Nyakufuya
    Murisei vahanzvadzi

  • @zimmeidai6754
    @zimmeidai6754 ปีที่แล้ว

    Ndinongoti kana vakabata imhosva but kana wakabatsirwa there's no need yekuti haasi sahwira wandinoziva havana mukanwa Mai avo

  • @Wessy_The_Car_Guy
    @Wessy_The_Car_Guy ปีที่แล้ว +3

    azvina kunaka kuti abate mwana but l have doubts ndinofunga kuti angoda kutamba nevana but zvakaenda nepamwe RIP

    • @sibongilemupinda1211
      @sibongilemupinda1211 ปีที่แล้ว

      A whole grown man kutamba ne 9yr old ..iwe kwana

    • @juniorbonzo5492
      @juniorbonzo5492 ปีที่แล้ว

      Dai ariwako waingoti ndofunga aitamba hake ...imika

  • @williamjogo2573
    @williamjogo2573 ปีที่แล้ว +4

    Nyaya yacho futi , chisahwira ichi hapana zvine musoro zvakaurayisa baba awa amai awa na sahwira waingofanira kutaurirana na sahwira wawo ,but mufi ndoona sekunge akashaiwa counseling panyata ye court ndoyakamuvhundutsa .

    • @JanetyJokonya
      @JanetyJokonya ปีที่แล้ว

      2 wks dżääkämbö vhätïrwä dżäkämü rwädżä ndösäkä äkäżöfünġä küfä ċż äkäönä kt märïï ïküdïwä häänä öbvïöüs äÿïtöżönġö pïhwä mütönġö

    • @agnesjokonya1405
      @agnesjokonya1405 ปีที่แล้ว

      Also ndakaona kuti kunze uku June ma lawyer nema prosecutor akawanda kana usingazivi mutemo zvakanaka unopinda Jeri usati waripinda..vanhu ngavadzidze koita kunge vanoziva motongo pazvinhi zvese .. suicide irikuitika kazhinji haisi yekuti munhu anenge Ari wrong mostly but kushayiwa zivo newekuturira zvinopinza pakadai ..we can't turn the hands of time though it's so sad 😢

  • @TinasheChingwende
    @TinasheChingwende ปีที่แล้ว +1

    Zvisineyi kana mukanyepa mwana wenyu anengozi mweya wemufi amumba menyu mbuya inyaya yekugadzira iyi godo pakutengesa ipapo

  • @senzenikahari7330
    @senzenikahari7330 ปีที่แล้ว +1

    Ndine mubvunzo naamai ava sei hama dzemurume wavo dzakamu ramwira murume wavo,pane nyaya apa

  • @mavisdzvuke4453
    @mavisdzvuke4453 ปีที่แล้ว

    I like munhu akaimba kasong I wish her good luck

  • @TakawiraChikaponya
    @TakawiraChikaponya 2 หลายเดือนก่อน

    I like kuzvininipisa kwa headman avo

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 ปีที่แล้ว +11

    Kana vakabata mwana mazamu, vakakanganisa it's called sexual abuse and harassment.

  • @ThePrivy1
    @ThePrivy1 2 หลายเดือนก่อน

    Imi munoti vanga chiva mwana mudiki. Vaimutora semwana wavo. Mwana wenyu anogona kuwana zvino munetsa

  • @faithmapfumo4437
    @faithmapfumo4437 ปีที่แล้ว

    Greetings to DM team , Ari kuimba uyo hoyooooooooo

  • @AshleyMutsauri
    @AshleyMutsauri 11 วันที่ผ่านมา

    Saka baba ava vakabata mwana pachena panevamwe vana here uye vana ava zvavakanga vakawanda vachitamba nevamwe mapurisa akadiiwo kutsvaka humbowo kune vamwe vana sezvo vaive vakawanda mai vaya vaiti baba vakapa mwana hug

  • @WonderfulJigsawPuzzle-yh5vh
    @WonderfulJigsawPuzzle-yh5vh 2 หลายเดือนก่อน

    Makadini kumboinda kunoyananiswa nasabhuku kana navashe. Hamuchazonyari mwana wenyu abanenhumbu asina kukuudzai kuti arepewa. Musasaro maimwana,vanhu kutaurirana amai. Chero vakatadza baba ava asihonai manje zvamakonzeresa.

  • @chenaigaja3621
    @chenaigaja3621 ปีที่แล้ว +1

    Upenyu haudi kuteerwa nezvipomerwa Mai avo vakaparira mwana yes that guy was wrong but vaifanirwa kutaurirana nanyakufa

  • @actionfire2976
    @actionfire2976 ปีที่แล้ว +2

    Mai vekubatirwA mwana zamu it seems as if vanozivana nasabhuku...

  • @beautymuyaka4197
    @beautymuyaka4197 ปีที่แล้ว +2

    Nhasi ndatadza kubata live show

  • @ThePrivy1
    @ThePrivy1 2 หลายเดือนก่อน

    Imi mai imi hamutendi. Sahwira akabatsira munhu achirwara makaoma moyo ende munoshora

  • @thulanimajome5420
    @thulanimajome5420 ปีที่แล้ว +1

    Aizve ko vakaramwirwa murume achirwara , hanzi pakatsvagwa munhu asina makuhwa kuti abatsire , saka nerimwe side vaiva munhu bho futi baba ava kuzongobatawo zvavo mazamu , rest in peace hanzvadzi

    • @ollymangena
      @ollymangena ปีที่แล้ว

      Yaaa kuva right baba ava vanenge vaia right ndofunga kudakwa kwataurwa ndokwakaita kuti vabate mwana mazamu

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 ปีที่แล้ว +1

    Saka kana ange asiri sahwira makamupei yes

  • @edwardchirimudiwa2293
    @edwardchirimudiwa2293 ปีที่แล้ว

    ka song kako ako kuseri Andrew

  • @josephinefuramera8122
    @josephinefuramera8122 ปีที่แล้ว +1

    Vkagona mai ava pasi nekuabuser vana umbwende kuzviuraya

  • @MaslineNyakujara
    @MaslineNyakujara ปีที่แล้ว +2

    Drewmas munenharo murikudzifambira nyaya dzacho

    • @IdrissaSharifu
      @IdrissaSharifu ปีที่แล้ว

      Haiwawo tumatama twenyu twutaridza kt mkunyepa ambuya

  • @prospermuzunze8564
    @prospermuzunze8564 ปีที่แล้ว +1

    mukoma neshamba amai ava ndivo vane dambudziko bcz varikunzvenga nyaya yavo hatirambe kuti mushakabvu azviuraya asi inimaonero angu Mai ava vaida murume uyu kana kuti vakadanana nova bcz matauriro avo panenyaya

  • @petrosmutsakani
    @petrosmutsakani ปีที่แล้ว +1

    Apaka ambuya ava vakaita chich isinabasa coz ipapa muchaonan kt mufi achagara pamwana iyoyu mother apa hapanachamakagona coz tirikunzwa kt imi mazondovhurisa futi mamwe ma Docats kuwedzera mutono v

    • @petrosmutsakani
      @petrosmutsakani ปีที่แล้ว

      Kuwedzera futi nyanwe ndimiwo mungazvionasei

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 ปีที่แล้ว +1

    Mai ava zvakaoma muchaona Moto ne chipoko

  • @gracymsimon8854
    @gracymsimon8854 ปีที่แล้ว +1

    Mai Iva vaida murume nxaaaaa,Uri hure mkadz iwe😊

    • @tektekchihera8466
      @tektekchihera8466 ปีที่แล้ว +2

      Gracy ndiwe hure dai wako mwana sikana wakabatwa mazamu ne pakati pemakumbo

  • @talentmugweni9714
    @talentmugweni9714 ปีที่แล้ว +1

    Ko kana ayiva mwanawako iwe abatwa zamhu wainyarara here iwe iyezvino varume varikubata vana ko iye kana asinakubatq ayifirei

  • @chigidikuchiman3383
    @chigidikuchiman3383 ปีที่แล้ว +2

    Aaaah mazamo here awo hapana mazamoapo

    • @gee9961
      @gee9961 ปีที่แล้ว

      Kutobata ikoko it's a sexual assault kuva nezamu kana board akatopara mhosva

  • @tendmut
    @tendmut 4 หลายเดือนก่อน

    Saka haasi sahwira here ummm amai ava

  • @agnesjokonya1405
    @agnesjokonya1405 ปีที่แล้ว +2

    Also sabhuku ko makadii kunotaurawo nemurume uyuu kana maizivapane relationship pakati Pavo 🤔..sabhuku musazodya bota woo futi 😂😂😂😂

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 ปีที่แล้ว

    Mamuona here Andrew Neshamba?

  • @InnocentMogofe
    @InnocentMogofe ปีที่แล้ว

    Vana vanonyepesa

  • @crispenmahachi4406
    @crispenmahachi4406 ปีที่แล้ว +1

    mai vemwana well done

    • @tendmut
      @tendmut 4 หลายเดือนก่อน

      Ndakadzidza chidzidzo pavana ndina bhururu wangu aifarirwa nevana raini rese. Rimwe zuva twakauya twuchimhanya kuzombundira bhururu uyu. Mai wekamwe kamwana kaivepo vakaenda kupolice vachiti mwana wavo abatwa mazamu. After some day vakazoona kuti zvavakaita zvakashata it was too late vakada kuzoita withdraw case but munhu akatoenda kujeri. Nanhasi mai ava vari mujeri ravo vega.

  • @petronellachiyangwa6766
    @petronellachiyangwa6766 ปีที่แล้ว +1

    Saka vakarwadziwa nekunzi makauraya murume neaids kwete kubatwa garo kwemwana bcz makarwadziwa nekutukwa

  • @MichelleRunyowa
    @MichelleRunyowa 11 หลายเดือนก่อน

    Nhaimiwe mqida vanyarare mwana abatwa zamhu shuwa ko dai vakanyarara ozoguma amubhinya😢

  • @lydiakhumbula7359
    @lydiakhumbula7359 ปีที่แล้ว

    Ummm no comment hangu bt afa haarovi ndizvo zvazvinoita amai kana makachenawo hapana kuipaasi kana makanyebera munhu umm ngozi yaauya mumusha

  • @trisssingaga8076
    @trisssingaga8076 ปีที่แล้ว +1

    He was very stubborn kutadza kungonokumbira ruregerero

  • @Wessy_The_Car_Guy
    @Wessy_The_Car_Guy ปีที่แล้ว +1

    subhuku namhomz ava mmmmmm but guys tazogara ungabate mwana mu public here kana aida kurepa mybe there is a big misunderstanding but ngaazorore murugare

  • @gracepukayi6526
    @gracepukayi6526 ปีที่แล้ว

    Chakaita kuti hama dzemurume wawo warambe kubatsira murume wawo chii Mai wane nyaya awa

  • @LinnetMakumbe-dk2pw
    @LinnetMakumbe-dk2pw ปีที่แล้ว +2

    Gare gare taking you to another level

  • @lameckzisengwe6517
    @lameckzisengwe6517 ปีที่แล้ว

    Saka vangavakadhakwa zvekuti vaive nepfungwa yekubata mwana chibharo. Vaida kumubata chibharo pajekerere ipapo mwana iyeye aine vamwe vana.

  • @LaizahManingi
    @LaizahManingi 2 หลายเดือนก่อน

    But ngozi yatova kumba kwenyu mhai chero mukadini henyu
    Chokwadi maitofunga chaizvo ndimu makonzerera

  • @jackienyamadzi2107
    @jackienyamadzi2107 ปีที่แล้ว

    ngaafe,pervet

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 ปีที่แล้ว

    Vakaresva baba vekufa kubata mwana mazamu magumo acho vautozobata mwana iyeye chibharo zvinongorwadza mwana wako ongobatwa mazamu nemumwe munhu wakagona akafa imhuka yakanga isingagoni kugarisana nevanhu

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 ปีที่แล้ว

    Hello media guys you're looking smart and smashing in your Gilets/body warmers🤗🙏🏽, I would like to order some can you direct me where I can get them me, thank you in advance stay blessed 🙏🏽🤗🙏🏽

  • @gidzaD08
    @gidzaD08 ปีที่แล้ว +2

    ko zvekubata mwana mazamu zvinei nekupa munhu azviuraya nekuda kwemhosva yake ,,,mubvunzo wako ANDREW ukutotsamwisa usaita kunge usina mwana girl child ,,,bvunza zvimwe kwete kuda kuisa AMAI ava pacona ,,,uyo akafa rest in peaces we dont care ,,siyanai naAMAI avo ,,,,kuti vakafirwa or kuhura kwavo hazvinei nekubatwa kwemwana ko kana vange vabata mwana chibharo waizotaura izvozvo,,,iam disappointed nembvuno usina basa

    • @neliarubacha4056
      @neliarubacha4056 ปีที่แล้ว

      Taura hko imwe mibvunzo soo ka kuita kunge asina mwana

  • @preemacnyandoro4811
    @preemacnyandoro4811 ปีที่แล้ว +4

    Amai ava vanehutsinye

    • @gee9961
      @gee9961 ปีที่แล้ว

      Vakaita hutsinye papi

  • @Veronica-xk3so
    @Veronica-xk3so ปีที่แล้ว

    Uuuum ndadzidza zvakawanda muromo uno parira amai ava vakunzwa mhosva zvisinei kufa murau wedu tese

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 ปีที่แล้ว

    Mai imi ka imi mai imi hameno henyu

  • @perseverance9096
    @perseverance9096 ปีที่แล้ว

    Haa zvakaoma nhy zvinorwadza kuti munhu aka tofa 😢😢

  • @chipompeke4469
    @chipompeke4469 ปีที่แล้ว

    Song iyo uuuh yaaa. Muno bvisireyi original song nhai.

  • @painosmukanga3079
    @painosmukanga3079 2 หลายเดือนก่อน

    Umm ku halfway kwatova nemhepo zvakaoma

  • @tamramtambonei1532
    @tamramtambonei1532 ปีที่แล้ว +1

    Ndecharini ichi

  • @charitysibanda7306
    @charitysibanda7306 ปีที่แล้ว

    Makudzidzisa mwana nema muchàkànganisa life yemwana

  • @mirriamchiposse9324
    @mirriamchiposse9324 ปีที่แล้ว +1

    Aiwa baba ava vakato abuser mwana

  • @laizapridendofa9980
    @laizapridendofa9980 ปีที่แล้ว +1

    Vanasahwira ava vari dangerous kuvana ngaafe hake

  • @lisamarozhe6991
    @lisamarozhe6991 ปีที่แล้ว +1

    Nice song

  • @MavisKadoko
    @MavisKadoko 2 หลายเดือนก่อน

    Ruthe vakanaka ini ndirivo humba

  • @lameckzisengwe6517
    @lameckzisengwe6517 ปีที่แล้ว

    Mwana uyu paakabatwa mazamu akanzwa kurwadziwa nazvo zvekutochema. Apa hapana kuitwa zvekurunzira mwana here kuti vaite fix baba avo nekuti akange achibvunza kuti ko sei musina kunditenda.

  • @mellisaphiri5502
    @mellisaphiri5502 ปีที่แล้ว

    Hamuna kuvhara kumeso kww mwana Drewmas zvakashata

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 ปีที่แล้ว

    Amai ava vaifanira kuenda kumukadzi wemurume oti murume wenyu andituka mushure mekubata mwana wangu mazamu votaurirana vari vakadzi since vachigarisana akazozviita futi vozomusungisa havo

    • @goldensomenow737
      @goldensomenow737 ปีที่แล้ว

      Shuwa wataura apa,but ndanzwa pataurwa zvekomboni, mukomboni haisi nzwimbo yakanaka zvayo inhau yekushaya pekugara chete pakatambanuka

  • @EdnahKachereh-lx8qh
    @EdnahKachereh-lx8qh ปีที่แล้ว

    Zvaka oma sahwira ngaagumi pachisawira chete ngaazive kodzero dzemwana ngaaregere vanha vakure zvakanaka kwete kubata vana mazamu zvakaipa

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 ปีที่แล้ว +7

    Vanhu vanoda kukumbirwa ruregerero vakomana! Mungamira koisa report nekuda kukumbirwa ruregerero? Makadii kungoregerera musina kukumbirwa henyu?

  • @reginadzapasi9668
    @reginadzapasi9668 ปีที่แล้ว +1

    Mr neshamba kosei ndisingakwanisi kuisa coment ku live chat😊

  • @Zimaestro
    @Zimaestro ปีที่แล้ว

    Magona pa that intro song mkoma

  • @khaliphasibanda4745
    @khaliphasibanda4745 ปีที่แล้ว

    Song bhoo

  • @Precious-xz2nj
    @Precious-xz2nj ปีที่แล้ว

    Vakazvimwira mushonga Dai vakaregererwa vaipedzisira vabhinya mwana kufa vakazvifira

  • @charmainechindima-6290
    @charmainechindima-6290 ปีที่แล้ว

    $300 for rape judicial system yedu kaa
    Thank you amai nekumira nemwana wenyu
    Drewmas isai English translation kune vamwe vasinganzwe shona but would like to help some of the families

  • @primeroseamisi5368
    @primeroseamisi5368 ปีที่แล้ว

    Well done mom by standing for your child

  • @kudakwashekadzinga7504
    @kudakwashekadzinga7504 ปีที่แล้ว

    Kamujambiro ako ndekemunhu anechikwambo apotswa

  • @freebornmagodoro2960
    @freebornmagodoro2960 ปีที่แล้ว +1

    Drewmars media take us to that level, eradicate huori thru exposure