Where can l get the song Sahwira Woyee. Usandione Kunonoka Ndanga Ndichiuya. Ndine magumboots nehovhorosi ndoda kumbotamba Jiti nekachibhanduru mbichana
Mambo havangovigwa pese pese for a reason. But dai makurudzira kuti pataurwe zvine timeline kuti izvi zvakaitika rini mazuva mangani vavigwa tizive kuti muviri wausati watanga kuora here
Kuviga mambo kunge vanoviga imbwa kudaro. Sekuru vangu vakatorwawo maprivate parts avo futi. Asi mhuri yavo yapera including ivo sekuru vacho nyakucheka
@Andrew Neshamba, I like your relationship with your colleagues you guys make me chuckle to your jokes all the time
Usandione kunonoka ndanga ndichiuya drewmas media taking us to another level nhasi raarimwe zuva ❤❤❤❤
Mr. Shumba I really like the song still waiting for you to upload the video of that song plz
Ko mwana wekushaikwa pamasowe , neuya wekushaikwa pamba tipei feedback yacho plz😢😢
Nhainhai apazvangoti ziiii
vunza. hako.cuzzen, ko mhuri iye yekuNorton ya baba Vakapondwa vaibudira pamuzukuru wavo
Mr Shumba @ maNdlovu special taking us to another level high and high
Where can l get the song Sahwira Woyee. Usandione Kunonoka Ndanga Ndichiuya. Ndine magumboots nehovhorosi ndoda kumbotamba Jiti nekachibhanduru mbichana
Mutoko kumusha kwaamai vangu but uuummm Mutoko idetakura kurema
Andrew your introduction songs take tóo long thereby depriving us story time
Handibvumirane naye mudhara Nyikayaramba pakuti mwana wamambo ndiye anoramba ari pachigaro .
Pamutemo zvinonzi ane priod yaanopihwa mwana uyu .Nekuti imba imwe neimwe inofanira kutonga .Ndihwo hudyire-dyire uhwu
Siyabonga kakhulu ngibuntu benu langehlopho yenu.
Nhasa rawe rimwe zuva ❤️
Mandlovu ospecial🔥🙌
Song ikurebesa
Mukadzi anoziva zvakaitika hapana panganovigwa chitunha iwe mukadzi usingazive panofa murume mukadzi unotoziva pane chitunha
Song length murikunyanya
Mambo havangovigwa pese pese for a reason.
But dai makurudzira kuti pataurwe zvine timeline kuti izvi zvakaitika rini mazuva mangani vavigwa tizive kuti muviri wausati watanga kuora here
Ko mwana wekushaikwa uye pamasowe akazoita sei
Nyaya dzcho hadziperi apa toda kuziva kuti vakazobatsirwa hre
isai ye fuel vadzifambire
Nyepanai zita manyama
🤣🤣🤣🤣
Ko wana wekushaikwa wakaonekwa hre,Andrew
Uuuuu Mmmm Zvakaoma hazvo veduwe vanhu vanoroya kutora zvinhu ikoko kuda kutora umambo zvakaoma hazvo
Ko makadii kufamba musati mavaviga pamaona kuti vakabviswa dzimwe nhengo
Rundu akaoma munhu uyu.Hamudaidze muroyi nemuromo akauya anotodawo vana sekuru Tasvu vemishongawo,jira dema kutsipika munhu.
And anga ane Mari sei mapererke
Usandione kunonoka ndanga ndichiuya ndasvikawo
Ndingaonewo here chihera Baba nduzo
Inenge yanga iri Ritual yekuti Rundu atore humamboo nemasimba avaiva navo nezvese,zvamamvbo
Haurevi nhema
Drewmas media to the people ❤❤
Vanhu wakushereketa sure kucheka muviri wemunhu sure uuuuu vanhu hwana matyira sure kucheka munhu wakafa
Chokwadi mambo anoziviswa anovingwa kare anonooiswa musango masahwira akarindirira kusvika nzwara nemazivi zvadonho mochiviga munhu nzwara nemazino zvinofanirwa kuvigwa wnogadzwa humambo anofanirwa kutaidzwa nevadzimu kune zvinhu izvozvo moziva kuti uyu ndiye atenderwa nedzinza kuva mambo pasina izvozvo hapana mambo anogadzwa panyama dzedu
Arg shame Mapereke ba ba vaTinopona Katsande didn't know ndivo chief Nyamukoho
Hoooo
The only question i can ask is munhu akafa ne Covid anofukunurwa here?
Kwamutoko kwakaoma yooo
iyi ndiyo witchcraft at its highest level
Baba avo avagone kutsanangura nyaya yavo anzwisiske vaitangira padumbu plus ngavaende kunevanogadzira kuti vagadzire akatora maparts becoz vakutoshandiswa sechikwambo ko mukadzi anorambira numbi dzemufi idzo hama.dzake dziripo musaregere varoyi vachita zvavanoda imi .
But who is Rundu akazoviga mambo sei ariega vana vake vasipo
Ko Nyepanai ndiyani
Usandione kunonoka ndanga ndichiuya
Ndange ndatonoke bt ndasvika
Kuviga mambo kunge vanoviga imbwa kudaro. Sekuru vangu vakatorwawo maprivate parts avo futi. Asi mhuri yavo yapera including ivo sekuru vacho nyakucheka
Ehee mufungeee seii vakadaroo mambo.munhu mukuru haadi kuvigwa zvakadaro kana Paine alkaita zvakaipa mambo ngava dzokere vano rakashaa ikoko
@@alfamj7412 vachadzoka zvavo
Ummm mazuvano chave chirungu chega. Kare mambo aigadzwa nemhondoro zvino mazuvano unotongonoisa cv yako kuna DA kana chioko muhomwe. That's why crime rate yave kukwira kuma misha. Ndavekutoenda guruve ndinotorawo humambo😅
Nyepanai asadaro
Umm panenyaya
Tirimo hedu kunonoka asi tanga tichiuya😊
Vanhu havana matyira sure ,kucheka chitunha sure ,kuda humambo husina basa iwowo
Kunonoka zvangu asi ndirikusvikaaa
The song for me ❤
Ingribhet Katsukunye
Svikai pfungwe shumba
Mapereke aiva nemandiro aiva aka nyorwa mukati kunzi, Sadza naMapereke store Murewa center shops
Kkkk kwanzi Iyeyo Mukono Mapereke stores
Fon uangu ikuburitsa kaqurter screen
Waiting
Ndokwangu kubhuku rekwamipesa
Ndanga ndichiwuya
Musandione kunonoka ndangandichiuya
Hurombwa huri pachena uhu Rundu akaipaa
mtoko yanetsa nhai
Hayi libahle shame 🤪
Ko sei musina kureporter kuhurumende? ?
Pakaipa
Kana varipo vakauraya chief nyamukoho kana makateerera dai maita the same kuna charumbira
Kkkkkkkk charumbira haaurayike uya
Kkkkkkk akazodiiko nenyaya ye rapikesi kkkkk
@@vivianmugowa3918 Takangona yangova Ziiiii kkkkk
😂😂😂😂
I Nkosi iyakhothama MaNdlovu
Zvakaoma sure
Vana vakazowanikwa hr shumba vaya vekushaikwa
Hokoyo naRundu
Kkkkk kunyoporiwa
😂😂😂
😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Takamirira
VaNyikayaramba iro isaka here kana iwende ndaona ndipo parikubuda narurimi rwenyu kana muchitaura
Chakachaya
ko "r" wacho anenge achipronounswa seiko?
😂ndopanoti mutoko ipapo havasi mazezuru awa ndiwo mabuja acho ini ndinotosekawo ndiko kumusha kwakaberekwa mai vangu
U how do you pronounce it😅
Takamirira