Vasikana kumamisha uko should know that kuenda kumurume is not an achievement. You can’t run away from poverty nekuenda kumurume who you see is also struggling to take care of himself. The end result is haakuroore and uchadzoka kumba kwenyu wapihwa vana and you will suffer worse. Learn to take care of yourself as a girl child not kufunga kuti ndoenda pamurume andiitire zvose iye achitochengetwawo nevabereki.
She's still young to correct her mistakes and achiri kuda nekudiwa nemurume wake....there's no safer place than mumarriage look at your life since masiya murume, wese ane pondo akuponera pamuri,siki marapwa kangani zviya,mkunotora rinhi maARV ,,,chigogodera hachibhadhare kupinda mudondo kuya nenyaya yepride.
Hazviko izvo life is too short kugarira kushungurudzwa wake up vanhu marriage iri safe kana uchidiwa kana usiri kudikana iri dangerous zvekuti ane pondo atora hazviko izvo mudzimba.macho muri kungonwq wani ma.ARV acho
Amwene kana vachitadza vanotukwa ko ndimwari here ivo vachingovawo muroora kana vanga vakabatwa sezvavarikuita mwana uyo vaipagarawo here pamba apa vasada kuomesera mwana sikana uyu haana mhosva
I never knew masabhuku and chiefs vane mabasa akaoma kudai mumamisha umu. Kutodzitonga with equity kukunda what l v seen mune mamwe matare mumadhorobha umu. Mwari aropafadze these
Zanu inozviomberera cos tudhara twacho tune maparika chiwenga had marry ukuaneamai musojavake avo see kana varisekurungana hativerenge cos alot of half-brother s umwenaumwe maivache vana are following suit😂😂😂😂😂🎉
Lack of thinking hapana upenyu hunofungwa pliz Darwin uko endesai vana kuchikoro vasikana avo vasaswerombunyikidzwa nemapenzi ayo. Do you think ari Doctor musikana angasweroitirwa madhaka iwayo here
Seiko varume tichishaya pfungwa.what is the purpose of having 2 wives. Love is between 2 people not 3 zvose zvebarika izvo kushandisa madzimai as sex toys its not fair and not good. Men we must have focus muupenyu tifare nokuda mukadzi umwechete iyeye torongera mhuri good future kwete kuswerokuda kugadzira matambudziko nemamwe matambudziko
@@MabhenaMabhena kukudza mhuri ipiko mukadzi achipimirwa ndiro yeupfu it means he is not able to sustain the 2 wives. People must be guided kunyanya isu varume. Vakadzi ava vanoda kudiwawo muwanano the wife looks beautiful uye kusununguka kwepfungwa kana aripamurume wake ega. Barika its an abuse completely kumadzimai nevana
Tsika yebarika iriko uye tinawo ma advantages atinotoziva kuti akanakira but in this case barika is a no no ,no one can support that nonsense ,it's not an opinion but a straight fact. Why can we support barika retuvanana twakadayi tuchiri kuchengetwa nevabereki ,now tarisai at this under age vakuenda kudare after dare.
Baba avo dayi vakango tora mwana wavo uku kutamba nenguva kaku pihwa pressure nevabereki haasi kudiwa nevanhu ava iwe mkadzi enda kumba kwenyu hakudi iko kuguma kwenyika
Iko kamutemo ke zanupoof kekuti murume anogona kutora vakadzi vakawanda ndiko karikukonzera urombo nekunetsana kwevanhu. Kamutemo ikako hakanei nechivanhu chedu. Zvino twumadzimabo twacho hatwuchagoni kutaurira hurumende kuti inyatsogadzirisa kamutemo ikako nekuti twurikutya kutorerwa twumamotokari twatwakapihwa. Makare murume kana aida kutora mumwe mukadzi aitofanira kukumbira ku,ukadzi wake voona nari vaviri kuti vanehupfumi hunokwanisa kuvachengeta vese. Zvino kamukomana ako kasina kana mari yekutengera mwana wake masweets chaiwo kanobvumirwa sei kuita vakadz vaviri? Vanodya chii? Ndipopamuzoona vana vachikumbira mari mumastreets vasingaende kuchikoro. How can a whole plitical party and government be so ignorant and destructive??

Lm😮 Lbhßckkn
So you think typing this is going to make a difference😂😂😂😂
Hapana mukadzi anoita mwana asina kusangana nemurume
@@KorpusV6yes kune atoona achatochinja chero akaita mumwe pa Zana ndikoko
Unovada vei vakadzi 2 iwe utoriwo tsuro zvayo
Ndiwo ma hunk ekumaruzevha aya... anorarama neraki
😂😂😂Ambori ne makore mangani mfana uyu anotoda Vakadz vaviri kuti agute bonde
Zvinoshamisa ko iro zera zvaro vakadzi 2 iwe uri mudiki so kubva uchaita 50
TSURO NDIDZO DZINODA BONDE ZVEKUTI NEKUTI KUTSVAGA CASH DOLOLO
@@MariaNyika-n1b Vakadzi vanonaka shamwari
Age yacho inotaura zvekuti madzimai maviri shame.Wekutanga hausati waroora.Nduwe chaiyo hauna uri benzi chairo nxaaa.
Nduwe😅😅
Mukadzi uyo mwana mudiki and beautiful. Ngaawane Basa azvishandire. Ngaasiye katsambarafuta ako.
She's still young to correct her mistakes and achiri kuda nekudiwa nemurume wake....there's no safer place than mumarriage look at your life since masiya murume, wese ane pondo akuponera pamuri,siki marapwa kangani zviya,mkunotora rinhi maARV ,,,chigogodera hachibhadhare kupinda mudondo kuya nenyaya yepride.
Hazviko izvo life is too short kugarira kushungurudzwa wake up vanhu marriage iri safe kana uchidiwa kana usiri kudikana iri dangerous zvekuti ane pondo atora hazviko izvo mudzimba.macho muri kungonwq wani ma.ARV acho
Vakadzi vaviri zera rako iroro uneyi nhaiwe..kuzvipa stress
Mbudzi yekuripa amwene ndiri ini yaifanira kubviswa nevabereki vemukadzi ndovasina kuraira mwana wavo kuti ana mwi hatituke. Chero denga haridi navo
Ask chief mutasa or chigodora how to listen nekutonga nyaya
Dai ndrini handigarire chipare unofira mahara mishonga haipere
Mkomana ari kuchengetwa nevabereki wotoitawo barika
Mambo Havana vabatsiri. Vabatsiri ava vanenge vapiwa ✌️zig.
Vakadzi 2 vei usingagone kuvachengeta. Zera racho veduweee.
Ndokutonga uku, anorwadziwa chete ma Bhishu tsek
Kunemhu angagarira kupihwa chikafu mukore uno?Urihuku here afford yourself to avoid disappointment # mudzimai wanhasi.
Vakadzi vaviri veikowo nhaiwe pambwa apa wakatopfeka track jacket rekuchikoro?
Amwene kana vachitadza vanotukwa ko ndimwari here ivo vachingovawo muroora kana vanga vakabatwa sezvavarikuita mwana uyo vaipagarawo here pamba apa vasada kuomesera mwana sikana uyu haana mhosva
Kuwoma iwe uchitora vakadzi 2 kutorwara Nejere
Madam vane chikorekore chinonakidza😅. Vakasimuka vakachora muzura 👏👏
Apo pakandityora manje
Iye anovadireiko vakadzi 2. Achitadza kuchengeta wekutanga plus haashande futi anochengetwa
Uyu munhu sei achinyanya kutaura zvakaipa zvemusikana. Kutuka vamwene mwana uyo anga ashungudzika nokuda kwekuti murume anga aunza mumwe mukadzi. Vamwene vane problem. Chief zvinoreva ndivo vakaita kuti second wife ipinde mumusha.
Anemaziso anenge nhombo wani. Ndoozvinoita kuti kade vakadzi hobho
Kkkk you can say that again.ziso anaro
Yooo ziso kkkkk pombi yadonha zvake unovadii vakadzi vaviri nxaa apa haugezi
Amwene vakatukwa because vakagamuchira mkadzi mdiki ivo vanoda kuzviitirwa hre hutsinye
Hunzinye wechiyi kana muBible munhu anoroora vakadzi vanoda
@@Dube100GStar iwe unozvida kuzviitirwa mutemo here verse ripi rakanzi roorai vakadzi vakawanda .mari yacho yekuchengeta vakadzi iripi ipapa.kuwandirwa nezvishoma ndodambudziko
Mambo munopikisa kuti wairamba bonde pavaisanga maivepo here?
Bvunzawo shuwa.😂😂
Vamwene vanotukwakana vachiitakahunu kkadaro vamwenevakashata
Mutongi unoziva sei kuti mukadzi ari wrong. Musadzvinyirire muroora munenge makatengwa imi musatipedzere nguva
Unotora mukadzii wechipiri iwewe uchitadza kutengera wauinaye chikafu? Imi varume ityai mwari.
Chikomana icho chinoda kurohwa. He is a liar. Vakadzi vaviri anovadii?
Imagine patapata redora rakatobooka, no food yemukadzi umwe ko vaviri ndevei nhandi woye,, these young ladies chii nemi nhai
Ka Bhuru ke Mu Dzimu
Ka Paza danga.
😂😂😂Kanopaza stonyeni
Right there, comment of the year 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂Naivoo vakadzi vacho kudakuroorwa here apa uchifa nenzara apa karume kwacho kanoita vakadzi vaviri chupeti
Nhamo ine nharo 2 wives mutsvina idzi
Tukwasha twe Dharuweni tu mboko last. Zera rake atove ne 2😂😂 kungwarira bonde chete. Kanoti zvimaziso zvemhombo
Eh eh eh siyanai nesu 😂😂😂
@@evansdzinzi3152 sorry Hama, Kasi uri we Dharuweni?😂😂
😂😂😂 mhombo
Kahure kamurume akakutoda vakadzi two ikokari shuro kasinachinhu
😂😂😂😂😂 Dharuweni
mash central: the polygamy capital of the world
I never knew masabhuku and chiefs vane mabasa akaoma kudai mumamisha umu. Kutodzitonga with equity kukunda what l v seen mune mamwe matare mumadhorobha umu. Mwari aropafadze these
Regai vatukwe ndovakapesvera mwana kuti aite barika
Kamurume kanopenga aka mukadzi wechipiri anomudini kkkkk
Iyi nyaya yaida Chief Makoni
Too much noise nema chairs
Why two wives young man
Vana vamwene vazhinji vanoroya
Mambo avo ummmm vatadza outings APO Nyaya iripo vamwene havadikuda muroora pamwe vakamuvengera Kuti aramba kubuda Navo zvekutuka vamwene hazvina bsa nyaya idzi dzoda chief nyamaropa
Uyu mfana akaubvuma kti anoda mkdz wake kti mhosva iriruke
Plus, mukadzi wacho futi haachadi but anoziva kuti akazvitaura anonzi ndiwe waramba murume. 😂
Vabereki vemusikana ngavatore mwana coz vamwene vatopiwa mukana wekushungurudza murroora coz vamwe nemuroora pagara panenyaya ama 2000 habvumi kutukwa akanyarara mukomana haamboti mukadzi hamudi coz anoziva anoripiswa
Zanu inozviomberera cos tudhara twacho tune maparika chiwenga had marry ukuaneamai musojavake avo see kana varisekurungana hativerenge cos alot of half-brother s umwenaumwe maivache vana are following suit😂😂😂😂😂🎉
Mazviita Chief Dotito nekuyananisa mhuri mbiri idzi.
Iwe mambo were you there vana vachiita bonde
Zvakaoma vanoratidza kuita vechidiki. Ko kuzoda barika usingashande. Kudai mwari vatibatsire.
Why 2 wives nenhamo iyoyi
Lack of thinking hapana upenyu hunofungwa pliz Darwin uko endesai vana kuchikoro vasikana avo vasaswerombunyikidzwa nemapenzi ayo. Do you think ari Doctor musikana angasweroitirwa madhaka iwayo here
Mapositori anotooita kana 7 asina nduwe wani😅
Une makore manganiko iwe vatone vakadzi vaviri uri kabenzi kemunhu
Ko utwo tukadzi twacho tunodeyii pamunhu asina chinhu vakadzi soo
Tunoda zvinhu 😅
Inii ukatamba uchituka vabereki vangu kunoedza vave kumbakwavo
Ko murora uyu kuzotuka amwene zwagazwaita seyi apa muri kumbunyikidza musikana uyu apa mambo patarisei
Runhubu rurume uru
Seiko varume tichishaya pfungwa.what is the purpose of having 2 wives. Love is between 2 people not 3 zvose zvebarika izvo kushandisa madzimai as sex toys its not fair and not good. Men we must have focus muupenyu tifare nokuda mukadzi umwechete iyeye torongera mhuri good future kwete kuswerokuda kugadzira matambudziko nemamwe matambudziko
Unedambudziko unofunga kuti zvaunoda ndozviri correct atori ne focus yekukudza mhuri
@@MabhenaMabhena kukudza mhuri ipiko mukadzi achipimirwa ndiro yeupfu it means he is not able to sustain the 2 wives. People must be guided kunyanya isu varume. Vakadzi ava vanoda kudiwawo muwanano the wife looks beautiful uye kusununguka kwepfungwa kana aripamurume wake ega. Barika its an abuse completely kumadzimai nevana
That's your opinion but unfortunately you mistake it for fact
Tsika yebarika iriko uye tinawo ma advantages atinotoziva kuti akanakira but in this case barika is a no no ,no one can support that nonsense ,it's not an opinion but a straight fact. Why can we support barika retuvanana twakadayi tuchiri kuchengetwa nevabereki ,now tarisai at this under age vakuenda kudare after dare.
Ndofunga kutotuka akatoshaya zvekuvarovesa😅😅😅😅
Hakana tsika kamukadzi kake kachikuru ikaka hakuna munhu unoda kutukirwa vabereki vake kudai ndainge inii ndaitokurambira pamberi pamambo ipapo
Baba avo dayi vakango tora mwana wavo uku kutamba nenguva kaku pihwa pressure nevabereki haasi kudiwa nevanhu ava iwe mkadzi enda kumba kwenyu hakudi iko kuguma kwenyika
Hamudzigoni nyaya idzii baba mwana akushungurudzwa nemurume nevabereki vemurume
Imi musatuke baba ava musatonge nehasha vanhu imi munehasha munogona mambo kwete vamunotonga navo kutyisidzira vanhu sando dzenyu mambo
Makorekore ihama dzangu vanongotaura zvisina respect.
Vabatsiri vamambo vakadhakwa.
Vanongorebesa mastatement asina chaanobatsiraespecally those 2 varikuleft kwamambo hapana nezviripo.
😳 ziso mdhara
Idzi nyaya dzinoda chief Nyamaropa (bushu )varume tikushungurudza zvamwari zvekare vabereki mukuita zvakashatisisa
Uyu munhu sei achinyanya kutaura zvakaipa zvemusikana. Kutuka vamwene mwana uyo anga ashungudzika nokuda kwekuti murume anga aunza mumwe mukadzi. Vamwene vane problem.vamwene zvinoreva ndivo vakaita kuti second wife ipinde mumusha.
Musoro bhangu mkomana uyu
Kampengo karume ako
Haiwa kasiye karume ako kanongoti maziso kunge Tsuro demit
😂😂😂
😂😂😂
Nhamo zvekare mfanam yekuda vakadzi 2
Murikungoti vakadzi vaviri anovadii ivoo vakadzi vacho anombozwinyi
Pamberi nemi mambo good mambo
Saka vana vamwene vongoita zvavanoda kuvaroora hre
Mambo uyo gagone kutonga hake
Zvakaoma mambo imboko
Uhu ndoutsinye nemwanasikana
Hamunyare kuisa mazwi mukanwa memunhu here mambo muri kuti ainyima murume bonde maivapo here
Ainyimwaka nokuti akabva pamba
Iye pfutseki ne age yako vakadzi 2 unei
Vamwene vanoroya avo varikuda muroora anoroyawo kuitira kufamba husiku
Thats true vabereki vemurume vanoroya
Itwo tusikana tunongodawo marombe iyaya regai vakaure nenzara.
Iwee unotukavanhu kuti karombe unechii chinoshamisira
Ndoona sokuti bumbiro ravako rokuti varume varoore vakadzi vavanoda rinouraya dzimba.
2nd wife at this age shuwa. Katsambarapfuta kemurume. Kutora 2nd wife usina chaunacho shuro zvayo.
Tumikono twetsambarafuta utwo twunoiwanepi mari yekuchengeta madzimai maviri. Asking for a friend.
Tumari twefodya nechikorokoza
Fodya ikangotengwa twotoona kuti 1 mukadzi haaite
Zvenyu zvekungoda Mari tingazvigona here, ndopanotangira chiBishu ipapo
@@Gonawapotera1 munhu ngaatanhe dzaanosvikira. Kuzvitanhira nhamo mukore uno wakawoma zvinhu kudai munhu anoita vakadzi 2.
@@lynglobal ko kuzvishandira kwakaipei, chikijo chakangoipa zvekuti unozvifarira zvave zvako nehama dzako
Kkk zvrkumusha kwedu bodo .barika kamwana kasat kogona kukwira
this is the worst traditional court ever
Makorekore bhoo hr?
Bho pfungwa dzinosiyana wangu. Boys dzacho vanofurirana
Ivo vakadzi kuenda panhamo.
Ukuwo kutonga kwacho muri kukonewa haiwa
Nyaya yagona kutongwa
Iyo i Mink jacket?
Sika Rudzi ine Mabasa iyi
🫣🫣🫣
Mukore uno nekuoma kwakaita zvinhu kuchirikuendwa pachipari iii zvakaoma.
kutanga wapisika usati wadhota inguruve mupfhanha uyu
Bapure
Vamwe kungotukao zvenyu mutoriwo tsuro futi
Iko kamutemo ke zanupoof kekuti murume anogona kutora vakadzi vakawanda ndiko karikukonzera urombo nekunetsana kwevanhu. Kamutemo ikako hakanei nechivanhu chedu. Zvino twumadzimabo twacho hatwuchagoni kutaurira hurumende kuti inyatsogadzirisa kamutemo ikako nekuti twurikutya kutorerwa twumamotokari twatwakapihwa. Makare murume kana aida kutora mumwe mukadzi aitofanira kukumbira ku,ukadzi wake voona nari vaviri kuti vanehupfumi hunokwanisa kuvachengeta vese. Zvino kamukomana ako kasina kana mari yekutengera mwana wake masweets chaiwo kanobvumirwa sei kuita vakadz vaviri? Vanodya chii? Ndipopamuzoona vana vachikumbira mari mumastreets vasingaende kuchikoro. How can a whole plitical party and government be so ignorant and destructive??
Learn to listen nekutonga nyaya chaizvo musambunyikidze madzimai sekuru. Mukadzi is right uyo hure mfana uyu
Dare racho bodo hatichaziva kuti Mambo ndevapi nekuti itori mvenge mvenge
Kamukono ketsambarafuta kasina chinhu koita vakadzi 2 unovapei
😂😂😂
Maziso iwawo ndoari kukafurira
No sauti iroro pakona
Uyo mutongi anotaurisa haagoni kutonga
Looking for 2 wives apa uri boora ngoma zvako.
Karombe karume aka
Poor judges