Kubirwa paHarare,chadonha😂😂

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 10 ก.ย. 2024
  • Pliz share this video ,mangwana zvinoitirwa hama yako

ความคิดเห็น • 137

  • @silencemupunga8889
    @silencemupunga8889 2 ปีที่แล้ว +3

    Thanx for doing maskits anodzidzisa vanhu. Becoz ndomabirirwe ari kuitwa vanhu these days zveshuwa. And these thieves have different ways, don't trust anyone these days patown

  • @tiamikawayne4847
    @tiamikawayne4847 2 ปีที่แล้ว +9

    ndakaitambwa ndichangobva mubank,yave turn yangu mweya mutsvene wakandirambidza kusiya my handbag nephone,dai zvakatoenda so,wangu Mwari mupenyu akazviramba

  • @mitchellemasvosva1829
    @mitchellemasvosva1829 2 ปีที่แล้ว +11

    But vanhu vaye vanenge vane mushonga chete😂😂😂😂

  • @naomemarera6215
    @naomemarera6215 2 ปีที่แล้ว +5

    ndakazvitwa nevamwe vakadzi kubva pamabirth mutown until now ndovaon vanhu ivavo mumaziso since 2017 hazvibude mumaziso angu

    • @gifthowera7212
      @gifthowera7212 2 ปีที่แล้ว

      Shame sorry neni ndakazviitwa masikati machena

    • @SeleYusuf
      @SeleYusuf 2 หลายเดือนก่อน

      😅😅😅😅😅😅kkkkkk go to prophet paul

  • @pamm378
    @pamm378 2 ปีที่แล้ว +7

    Ndakazviitiwa mu Kempton park only to realize aive mapepa apo phone yangu yanga yaenda.n ndini ndaitoita dzungu kuti wanhonga Mari..they were guys though vakandiita..

  • @dessyllinchawafambira9685
    @dessyllinchawafambira9685 2 ปีที่แล้ว +4

    Once happened to me exactly ndakapuhwa mabepa musocks

  • @TinotendaDylanMandava
    @TinotendaDylanMandava 2 หลายเดือนก่อน

    Kkkk ha but it's funny 😂😂

  • @viola2634
    @viola2634 2 ปีที่แล้ว +5

    Senzeni usaita dzungairwa mudhorobha iwe 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @vanessahndaiziveinyajeka6431
    @vanessahndaiziveinyajeka6431 2 ปีที่แล้ว +1

    ndakazviitwa izvi ugoona ndakatoramba mushe mushe kkk hameno mhepo mmm

  • @sharonmadakuenda8015
    @sharonmadakuenda8015 ปีที่แล้ว

    ndakanga ndaitambwa pana Leopold na R.Mugabe, ndakazoramba pa last munite vakunditi enda mu Chopies unoshare mari ............ wangu Mwari mupenyu

  • @MelissamasangomaiMasangomai
    @MelissamasangomaiMasangomai 4 หลายเดือนก่อน

    Senzeni 😂😂

  • @priscillamudyira
    @priscillamudyira 2 ปีที่แล้ว +1

    Ndakaitambwa exactly kusunhura socks kudai wanei maZim dollars

  • @clotildachamhuna1448
    @clotildachamhuna1448 2 ปีที่แล้ว +7

    I can relate to this hahahahahahaha

  • @tafadzwakwangwari2940
    @tafadzwakwangwari2940 2 ปีที่แล้ว +6

    Kkkkkkk senzeni wandifungidza muna February ndakaitambwa iyoyo zvakaoma ndabva kotora mari kumukuru ndakazhamba veduwe nanhas ndikazvifunga ndorwadziwa weduwe

  • @azizimas2354
    @azizimas2354 2 ปีที่แล้ว +3

    Cameraman kkkkkk kubatwa nesetswa kkkkkk

  • @artwellmtombeni1916
    @artwellmtombeni1916 2 ปีที่แล้ว +1

    wabirwa namai taku kwaa.. mfarise baTaku hey... Kkk

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 2 ปีที่แล้ว +1

    Zvokwadi unoruza njere kkkkkk Senzeni

  • @melodychibvongodze4572
    @melodychibvongodze4572 2 ปีที่แล้ว +1

    Unohwa seunotsva kkkk

  • @sthandekiletshuma1262
    @sthandekiletshuma1262 2 ปีที่แล้ว +7

    It happened to me wen I was young eish it was so painful

  • @chipojudithmubazangi3174
    @chipojudithmubazangi3174 ปีที่แล้ว +2

    Handina mate nazvo izvi🤣🤣🤣🤣 ndakadikitira maskat machena

    • @Preciousgwande
      @Preciousgwande 9 หลายเดือนก่อน

      Sorry ndakazviitwao

  • @user-ud2np6cy4z
    @user-ud2np6cy4z ปีที่แล้ว +1

    Ko iye senzeni kuzoti ifriend yangu yanga ndinayo

  • @tatendachibira9372
    @tatendachibira9372 2 ปีที่แล้ว +3

    Inotambika kwese kwese 🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️😂

  • @alecnzero6583
    @alecnzero6583 หลายเดือนก่อน

    Vanachadonha😂😂

  • @momenttunhira4537
    @momenttunhira4537 2 ปีที่แล้ว +1

    Kkkk. Ndochakandi dzidzisa Harare 12 years ago kk

  • @getrudendaniso3920
    @getrudendaniso3920 2 ปีที่แล้ว +1

    Kkkk ndakaitambwa botswana nevamwe mother handizvikangamwi nanhasi chro moyo webatsira handichina ndaona kuti tsitsi dzinotsitsirisa shuwa

  • @emmaculatemanjoro4860
    @emmaculatemanjoro4860 2 ปีที่แล้ว

    Aaah bhutsu dza senzeni kana veduwee ityai mwari

  • @MiriroManatsa
    @MiriroManatsa 8 หลายเดือนก่อน

    Watobirwa iwe senzeni

  • @cliffchipunza466
    @cliffchipunza466 2 ปีที่แล้ว +1

    YU kill it love👌👌👌👌

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 ปีที่แล้ว

    Aaaayaas ndaseka mhayiweee

  • @tmanvidzo4292
    @tmanvidzo4292 2 ปีที่แล้ว +3

    Kkkkkkkkkk inotambika iyo

  • @hoto31
    @hoto31 2 ปีที่แล้ว +4

    pane vamwe ambuya vakambobirwa mari yefodya pajoina city speed yavaifamba nayo vachitenderera vaita kunge munhu wacho varikumuona vachitandanisana ukabirwa ndopaunozoona kuti hazvina basa nekuchenjera

  • @mitchellebhebe1326
    @mitchellebhebe1326 2 ปีที่แล้ว +2

    Zvimwe kupusa 😂😂😂

    • @melodyinachio7327
      @melodyinachio7327 2 ปีที่แล้ว +2

      Chadonha hachina kuti kupusa shaa team iri rotishandisa chikiribidi pazvinhu zvacho zvekuti hautifungire kuti ukuda kubirwa

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 2 ปีที่แล้ว +3

    4:40 cameraman zvamange makuseka kkkkkk kkkkkk Senzeni achiti Aaaaa

    • @sandrabeulah
      @sandrabeulah 2 ปีที่แล้ว

      cameraman ruined the skit by laughing🙄 otherwise yanga ichinakidza

  • @runganorejoicedandawa2972
    @runganorejoicedandawa2972 2 ปีที่แล้ว +3

    Guys izvi ndakazviitwa last week chaiyo 😂😂😂😂

  • @nyashamarunganya3473
    @nyashamarunganya3473 2 ปีที่แล้ว +4

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Senzi senzeni senzeni how many times did I call you...waratidzwa town

  • @melisacharlie9892
    @melisacharlie9892 2 ปีที่แล้ว +2

    Senzen wandifungidza phone yangu ndakabirwa neteam rakadai

  • @fungimupaikwa5368
    @fungimupaikwa5368 2 ปีที่แล้ว +1

    Kkkk haaa iyi inotambwa kwaMutare kumapassport kuye huye bodooo🙄

  • @rejoicekanhukamwe936
    @rejoicekanhukamwe936 2 ปีที่แล้ว +5

    Ndakanzi enda unosheya ma chopies aaa kunodai sox raramba kuvhura apa akaisa mari musox ndichiona akandipa rinema paper haa imi ndakangovhura ndichiona ma paper handina kumbovatsvaga ndakangobidamo ndichikanda mapaper mubin nekuenda kumunhu akanondipa mari yebus ndakadzikera kumba nekuuya kuzotora mari yekutenga imwe apa ndini ndaive nedzungu ndichiti haaa iwe ndakuona ndandichitoda kuinongawo ndichitoburitsa tsinga nsichitaurisa haa fon yakarova pasi 😭😭😭😭😭😭

    • @yollandamudambi8529
      @yollandamudambi8529 2 ปีที่แล้ว

      i can relate its been two weeks ndazviitwa kkkkkkkkkkkkkkkkiest

  • @artwellmtombeni1916
    @artwellmtombeni1916 2 ปีที่แล้ว +1

    Talented senzen...

  • @natasha9439
    @natasha9439 2 ปีที่แล้ว

    Yanetsa game iyi

  • @passmoreparadzai4128
    @passmoreparadzai4128 2 ปีที่แล้ว

    Ini one thing chandakadzidza,any stranger is a suspect,ukaona wondibira washandisa pfuti or intimidation,these tactics ndasvinura chaiko,ndinokubvunza kuti saka zvekunhonga mari kwavo zvinei neni,vamwe vakadzi mujoburg vakandikumbira kuphoner hanzi tikupei airtime nenumber muphonere someone tarasa phone ndikati handei pakawanda vanhu ndigokubatsirai,ndikati nekuwanda kwakaita vanhu mujoz moda kubatsirwa neni maonei mazimbavha!

  • @edwinbhimha9191
    @edwinbhimha9191 ปีที่แล้ว

    Kkkkkk haaa pkaipa

  • @shyleenmomberereshyleenmom9658
    @shyleenmomberereshyleenmom9658 2 ปีที่แล้ว

    This is srs hanzi ndovaziva ishamwari yangu

  • @JahBlissZw
    @JahBlissZw 2 ปีที่แล้ว

    Haaaaahaaa saka Bee ukaramba vanokumanikidza here or vanokusiya

  • @YonaNicole-fn4ew
    @YonaNicole-fn4ew หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂😂lol

  • @user-yz8cf5vw6e
    @user-yz8cf5vw6e 8 หลายเดือนก่อน

    😂😂😅

  • @karrendurry7845
    @karrendurry7845 2 ปีที่แล้ว +1

    🤣🤣🤣🤣huh nyika haina kumira fine

  • @nomatternhuta3018
    @nomatternhuta3018 2 ปีที่แล้ว

    Zvinorwadza yooo

  • @marthambizvo
    @marthambizvo ปีที่แล้ว

    Ndozvandakairirwa chaikooo 2015 ummmm

  • @tauraimushango6144
    @tauraimushango6144 2 ปีที่แล้ว +1

    Maita basa muri kudzidzisa vanhu kuvangware kana vari mutown chero kupi not Harare chete

  • @ltsikis9161
    @ltsikis9161 2 ปีที่แล้ว +1

    Kkkk ndakaitambwa pa Wonderboom Pretoria 😅😅😅😅ndakatorerwa zvifoni zvangu Mari 5 rand

  • @Preciousgwande
    @Preciousgwande 9 หลายเดือนก่อน

    Ndakazviitwa 2022 December muPolokwane zvakaoma hazvo

  • @ruvadhobha6689
    @ruvadhobha6689 ปีที่แล้ว

    Aaaa senzen yu killed me🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @laurenciamavhiya7204
    @laurenciamavhiya7204 2 ปีที่แล้ว

    🤣ko Senzeni kuzoda kungwara ngwara manje hanzi iyi ishamwari yangu apa u only just met that person 🤣

  • @AnjoJoy.
    @AnjoJoy. 2 ปีที่แล้ว

    Kubirwa wakachena so ma1

  • @user-pq8fc8ze4n
    @user-pq8fc8ze4n ปีที่แล้ว

    Izvi ndakazviitwa last year paharare ndikabirwa pn J4 vane mushonga vanhu ivava vanokupatisa

  • @tinashe8123
    @tinashe8123 2 ปีที่แล้ว

    Kkkkkkk iwe kamumanyiro kacho

  • @tendaitendai4870
    @tendaitendai4870 2 ปีที่แล้ว +1

    Vhacho kurimbe 😂😂😂

  • @tashataderera
    @tashataderera 2 ปีที่แล้ว

    😂 😂 😂 😂 😂 team riya rine utsinye ndakabirwa fon ne mari kusari ndri pazero nanhas azvibude mu brain mangu

  • @Militarya549
    @Militarya549 2 ปีที่แล้ว

    Senzeni asi wakakurira kumaruva kanhii inonzi Hararee iyi kk

  • @petronelamusiyiwa2960
    @petronelamusiyiwa2960 2 ปีที่แล้ว

    Kkkkkkk warambwa senzeni bhora risina mweya

  • @paidamatanga5414
    @paidamatanga5414 2 ปีที่แล้ว

    Welldone

  • @gee40trots
    @gee40trots 7 หลายเดือนก่อน

    4:34 camera man couldn’t help it 😂😂😂😂

  • @angelinechitsa7124
    @angelinechitsa7124 ปีที่แล้ว

    Mmmmm mandifungidza yandakatambwa😭😭😭

  • @mellissacharlenemupemhi1885
    @mellissacharlenemupemhi1885 2 ปีที่แล้ว

    🤣🤣🤣🤣🤣senzeni kuda zvinhu

  • @takuramangwana4749
    @takuramangwana4749 2 ปีที่แล้ว

    Chitsotsi chapasi chigare

  • @blamhatamacinca7201
    @blamhatamacinca7201 2 ปีที่แล้ว

    Chadonha unokwara patonaz

  • @henyriemhlanga2206
    @henyriemhlanga2206 ปีที่แล้ว

    Kkkkkkkkkk senzen kaaa

  • @nicolagandiwa5904
    @nicolagandiwa5904 2 ปีที่แล้ว

    🤣🤣🤣wabigwa ka

  • @lorrainezhou1347
    @lorrainezhou1347 2 ปีที่แล้ว

    Waaah kkk🔥🔥🔥🔥

  • @nyashachirozvi8912
    @nyashachirozvi8912 2 ปีที่แล้ว

    Ende ndozvandakaotwa asi vaive varume vachiita sevasingazivane ndakavapa mari yose

  • @mimimioshar5104
    @mimimioshar5104 2 ปีที่แล้ว

    Story of my life ndakanzwarwo ndatumirwa 50 usd Amanaka🤣🤣 pakuenda kumba ndakazo piwa 1 nemupurisa yekuenda kumba vanhu ava vanoshandisa ushonga chete vakandingwadza 😂😂😂

  • @micmusicofficialmichaelmub6915
    @micmusicofficialmichaelmub6915 2 ปีที่แล้ว +2

    This almost happened to me in kemlton Park

    • @abigirlabigirl9447
      @abigirlabigirl9447 9 หลายเดือนก่อน

      If u Min Kempton park yes vanozviitira Muna west street n park Street 😂 vanowanza Kuti takuwanira basa

  • @voltage4046
    @voltage4046 ปีที่แล้ว

    she is good

  • @MrMbisker
    @MrMbisker 7 หลายเดือนก่อน

    Camera man aseka pavhurwa prastiki 😂😂

  • @simbarashesibanda4335
    @simbarashesibanda4335 ปีที่แล้ว

    Hahahahaha guys kaa ndoinonzi welcome to Hre, 2014 takaitambwa iyoyo muchikomo cheku Rotten row thank God ndakakasika kuzviona kuti I'm in danger. Ndakaita Sharp U-turn ndokudzika gomo ndichimhanya.
    2020 paLockdwn ndakatopinzva muchiConner ichocho chepanaMeikles ñd Bachelor's Republic opposite Unit square nemaChange money epaEastgate ndikapiwa fake $40🤣🤣🤣🤣. Apa the money was meant kunohodha maBraides emzukuru wangu in Byo, Lucky enough i had to buy nayo yakadaro the shop cashier haana kuzviona

  • @nomatternhuta3018
    @nomatternhuta3018 2 ปีที่แล้ว

    Yoooooo

  • @calistarmwoyosvii3528
    @calistarmwoyosvii3528 ปีที่แล้ว

    It almost happened to me but yave turn yangu zvakaramba ndaingovati endai mimi

  • @SeleYusuf
    @SeleYusuf 2 หลายเดือนก่อน

    😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk

  • @Shumba_263
    @Shumba_263 2 ปีที่แล้ว

    Cameram ngaarege kuseka kuti zvinakidze kwete kutadza kudaro

  • @nyaradzomimmiemashamba3207
    @nyaradzomimmiemashamba3207 2 ปีที่แล้ว +1

    This happened to me handichataure nema strangers ndikapinda mutown Haa ndakaita benzi couldn't believe it when it happened mari phone gone 😢

    • @nokhuthulancube7722
      @nokhuthulancube7722 ปีที่แล้ว

      ,,kkkkkkkkk senzeni maone

    • @placecolspa8208
      @placecolspa8208 ปีที่แล้ว

      Ini ndaiitwa mugweru ndaendakumapasport Mari kuchinja kuita mapepa emajigies upenyu hwakaoma

  • @sandrabeulah
    @sandrabeulah 2 ปีที่แล้ว

    Asi vanhu vasadaro veduwe zvinosiririsa izvi

  • @Soccezone15
    @Soccezone15 2 ปีที่แล้ว

    Kkkkk amai kanhi shem Senzen

  • @briansizara397
    @briansizara397 ปีที่แล้ว

    Kkkkkkkkkkkkkkk

  • @jestenerphiri9819
    @jestenerphiri9819 2 ปีที่แล้ว

    Kkkkkkkkkkkkkkkkkk but senzenika

  • @melodyinachio7327
    @melodyinachio7327 2 ปีที่แล้ว +1

    Ndakaitambwa pachitown unit H laptop 2 mafon 3 pairs masneakers zvakabaya unoita sewakupenga paunozozviona shame

  • @masaudzosinoya6489
    @masaudzosinoya6489 2 ปีที่แล้ว

    😅😂😅😂

  • @lucksonmujaki3298
    @lucksonmujaki3298 2 ปีที่แล้ว +2

    Thanks madzidzisa vanhu

  • @tsitsimutiraingwa6252
    @tsitsimutiraingwa6252 2 ปีที่แล้ว

    Kkkkkkk camera man kuseka bhoo here kkkk

    • @evanschidakwa5942
      @evanschidakwa5942 2 ปีที่แล้ว

      nhai hako , thot ndini ndega ndazvinzwa , kkkkkkkk

  • @stellahncube5921
    @stellahncube5921 2 ปีที่แล้ว

    Ndakamboitambwa

    • @mavodlozakadawu6752
      @mavodlozakadawu6752 2 ปีที่แล้ว

      Inotambika 😆😆😆😆panguva yacho auzvifungi zvembavha

  • @stellamukoki6663
    @stellamukoki6663 2 ปีที่แล้ว

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣ngatishare pliz

  • @tauranyaya6893
    @tauranyaya6893 2 ปีที่แล้ว

    Ndakazviitwa guys ndikatorerwa foni yangu nyowani haaaaa

  • @ethelsaiti6926
    @ethelsaiti6926 2 ปีที่แล้ว

    😄😄😄hhhh

  • @rujekokarima-dk9rw
    @rujekokarima-dk9rw ปีที่แล้ว

    Iii ndakaitambwa 15 yrs ago mu Harare luck enough ndakaramba ne wallet yaive ne chitupa😂nekamari kashoma but fon yakarova pasi

  • @lydiat7636
    @lydiat7636 2 ปีที่แล้ว

    Axactly at this point ndo panonyanya ma tsotsi ipapa paZb . On Wednesday kune akabatobirwa phone me Mari but mbavha yakamhanyiswa ikabatwa

  • @rumbikwiti9577
    @rumbikwiti9577 2 ปีที่แล้ว +1

    😅😅😅😅😅

  • @sylvesterncube399
    @sylvesterncube399 2 ปีที่แล้ว

    Camera man mmmmm

  • @user-bm4um5gn6k
    @user-bm4um5gn6k ปีที่แล้ว

    It almost happen to me ndakazoramba ndikati enda uno share iwew nemunhu akatanga kunditaudza but vakaratidza kusvota vanhu vacho ndikatukwa kutoti utu akapusa uyu apa ndandine school fees mabank cards for someone

  • @muchatakawira2495
    @muchatakawira2495 2 ปีที่แล้ว +2

    🤣🤣🤣it happened to my neighbour in byo

  • @mitchellemasvosva1829
    @mitchellemasvosva1829 2 ปีที่แล้ว

    😂😂😂😂😂