Mukadzi wakawana ndiye poizeni chaiyo ndiye ari kudya mari dzamai gutu ndiye anofurira murume kupindura vana dzimba aiida vagare kupi kutora marata amai guru mukadzi uyu anifurira murume vana ava vari muchoto baba namainini vanoroya
@@silentmutsikamahwe6906 not in terms of powers but knowledge chaiyo ,Mutasa looks more learned than Chigodora. Mutasa knows ma laws and how to apply them zviri professionally unlike Chigodora he imposes and imwe information seems hana hatoziwi.
Mai vakangwarisa ava Yoh kufanana nemurume wavo
Headman mazvidzwa apa anhu akaite kunga Kaswa anoda kutongwa nge demo aya
Haa madheererwa headman apa ndivo vanhu vanokurudzira vanhu kuti vadheerere
Taiiti muface uya ari rough but apa aidiwa apa vanhu vakudheerera
Ini nyaya yekuti ndikutongwa handiti vamwe vanhu vachi davirira mukati umo kaaa umwe achaikuvarira.....
Inzenza mudhara uyo muroora hokoyo ngwara
Kaswa anoda kumamiswa
Kaswa aka dyiswa nefoshoro chaiyo
Mambo MUTASA NA CHIGODORA VANOPESANA PANYAYA YA TASVU
😂😂😂 vakaswa kkk manja akasvipa tsvimbo haapukiba
Mudhara ane mukwarakwato uyo.
Headman Dai matora displinery actions panaKatswa,.mobviswa chiremero nevanhu,apa muri kubatsirawo
Gogaz vanoroya awooo
Haaaa kamudhara ka nhubu aka mhani
I think baba avo vanoroya chete and havana hunhu shua 😮😮😮, vanonyadzisa chaizvo kutamba sele mudare. Vane utsinye nemhuri yavo sey and i think mukadzi wavakaramba vakamurambira nyaya yekuti vakaramba kuroya simple.
😂😂😂😂 iiiiiii vatamba sele baba awa mmmm zvakaoma hazvo
Headman batai vanhu ava pahuro kani. Musadheererwe headman. That man arikuzvidza dare please.
Headman makanyanya kudhererwa padare noise yanyanya ishe
Ubaba lowu bakaswa hey kaphilanga ekhanda yikho ethi kumalukazana Shela mina ezebedroom
Headman Chigodora chengetwai namwari nekuumba hukamwa hwevanhu huri kuputswa nevauyi ropafadzwai namwari munotonga zvisina mhirizhonga may god bless you
Baba vnehurombwa,ava
🙌🙌🙆🎉🎉🎉
Apa vanoti tiri vakuru vesvondo
MaWatvhtower masatanists awa ose zvavo
Headman VaKaswa ngava mboenda kwaSekuru Tasvu vane nharo xaaaa
Lord save me from my anger 😠 😡 this man is disrespectful hameno chaanotemba nacho uyu dai ndamubuditsa mudare
Asi hamuna cheni hr mambo
Hoooo paita kudherrera apa.nekuti ihama vese ndivana soko.magona changamire maendesa dare kwa mambo
Mudara Kaswa havana kuchena
Vana ishe Avo vanotongowo ere varikwavo cos they seem like they don't even reason
Vakaswa vatamba yuwii
Headmanchikimbiro kana maenda kwamambo batsirai mwana uyu tinokutembai soko muri ridadiso neteam yenyu
Maswera sey team yose, ko mai iyo yapindwa neyi.
Vakaswa vari kutotamba zvavo sele
Headman itai zvinoita Bushu. Bushu hawanze hatonga muera Mbizi anokuendesa kwaNyamaropa.
Kkkkkkk baba ava vanoda rumamiso
Ishe Kaswa apana chisvinhu chavanotonga kudare kwavo ishe avachinjike hre koyiswa umwe avo avana order kana neni avanganditonge ndaona hunhu wavo uyo yekusa respector dare reumwe munhu
Haa Kaswa igaro
Mukadzi wakawana ndiye poizeni chaiyo ndiye ari kudya mari dzamai gutu ndiye anofurira murume kupindura vana dzimba aiida vagare kupi kutora marata amai guru mukadzi uyu anifurira murume vana ava vari muchoto baba namainini vanoroya
Baba avo vanoda back to sender bedzi vanopedzerana ikoko
order mudare
A Kaswa i problem hombe. He is very stubborn nxii
Haana respect mdara uyu anoziva zvaarikuita
Anhu mungashupika henyu kana.ari muwatchtower murume uyo it is obvious anotoroya ndozvinoita mawatchtower vazhinji vakaromba ,vanoroya ,and vane zvikwambo
😂😂😂😂😂😂 wakavabata
😂😂😂😂😂
Mudhara uyo aita lucky kuti rimwe Jindal raHeadman riya haripo uye that mudhara atove kusvotesa vanhu kuti pano hapana zvamunondiita uye vana ava achaenda kupi kunogona kupedza nyaya dzavo
Kuvapo kwake ndokwaigoita kuti adii?MUNHU CHAASINGADI AHAADI DONT FORCE PEOPLE
Kaswa anoda rumamiso
Changamire 🎉hoyeee❤
Dzungu raMagirazi rati dzikirei.. Ndofunga rakaenda nema girazi ake
Akaudzwa kut ahas mambo
Ko vanwe madare vaye varipiko vaigona vaye
Vadare vakasiya basa
nanhasi hatisi kuwana mhinduro pamubvunzo uyu
😂😂😂ISHE CHIGODORA HOYEEEE 😂😂
bba avo vanojairira headman vaktokwana hre mishnga iripo sure idunnu😢 ko joe ndewekpikoo kkkkkkkkkkkkk😂😂😂 ndkamufunga ndomboseka
Baba awo ummmm
Vakasa vakaoma zvawo
Ngilithanda thandie
Baba avo havana kukwana akadyiswa over dose
VaKaswa iTwerking King yenyika😂😂😂😂
Kamudhara kanodheerera ako kkkkkkkkk
You should learn from chief Mutasa ,zvikuoneka kuti ma levels asiyana..i come in peace
True akatosiyana mutasa ndiMambo... Uyu ndiIshe... Mapowers avo akasiyana
@@silentmutsikamahwe6906 not in terms of powers but knowledge chaiyo ,Mutasa looks more learned than Chigodora. Mutasa knows ma laws and how to apply them zviri professionally unlike Chigodora he imposes and imwe information seems hana hatoziwi.
Mutemo we Bible kuremekedza vatongi kwete zvavaita izvo
Mu JW wezita chete
Aifanira kuratidza rudo kuvana vake first
Ane nharo dze uroyi chaidzo
Anototya kubatwa nt kuti mu JW
Baba kaswa ngavaite mushe
Baba awo ummmm