Journalism yako sister ndaifarira .Unobvunza mibvunzo iri relevant keep it up sister nebsa .Uyo wekudya nyoka haiwa regai adye zvake but dai atsvaga imwe reason not yaapa iyo
Haapengi ariboe vakawanda vanodya ma china anodya inobviswa poison chete good meat . Akanaka uyu pane vanodya vanhu . Game continue wangu rova zvako iwe and haabatwi nezvirwere zvisina basa kunyanya makudo
Nyoka is delicious and expensive. It's good for your health especially it's blood . That's why any logo to do with health, hospital or ambulance always have a snake 🐍 on it 😂😂
the interview techniques are just way too bad....please askana improve.... You need to make, create and engage into a conversation. Mukuita kunge muri mu marathon
Good questions, you know your job my sister. Keep it up dear
Nyoka dzinongodyiwa in different cultures,kungoti uyu ma reasons ake anekakumhanya mushini.
Kkkkkkkkk
Kkk😂😂
Kkk ya people hey eat snakes kunyikadzese makudo vanodya imbwa mazhizhong wani regai adye nnyoka arikutobatsira dzinorumavanhu idyai dzeuroyii futi😊
Bhudhivakatokoriwa zvavonemusombodhiya😂😂😂😂
Kkkkkkk 😂😂😂😂
Good journalist keep it up
Rengai azvidyire hazvina Basa izvo ma China anodya zvesezvese wani
Uye Yakambodyiwa pa St Matheias Tsonzo High School nevanhu vandotoziva vakauraya shato pachikoro pa Tsonzo vachivaka vakaigocha vakadya
Uuuum usaroora kwedu wanku😂😂😂
Taura zvako zviriko izvo
Inzara iyi😂
MaRaster 😂😂😂 usadarooooo
Saka ayida counseling hanty 😅
Journalism yako sister ndaifarira .Unobvunza mibvunzo iri relevant keep it up sister nebsa .Uyo wekudya nyoka haiwa regai adye zvake but dai atsvaga imwe reason not yaapa iyo
😊
Straight kuna Negomo muchinda uyu. Chii chakaenda nechimwe pano😂
Anopenga uyo ❤
Haapengi ariboe vakawanda vanodya ma china anodya inobviswa poison chete good meat . Akanaka uyu pane vanodya vanhu . Game continue wangu rova zvako iwe and haabatwi nezvirwere zvisina basa kunyanya makudo
Aaa saka anemkadzi here yooh hayi ngeke shem
Uyu anotodya nyoka nomapfeni akanaka haana chitema nemunhu,kovamwe vedu mapedza mimba,nevana vevamwe muchiita usavi.
Dzinodambuka ungadye nyoka nekuda kwekurwadziwa nembwa, unoda deliverance
Kkkkk nyoka dzapinda busy
Hunga inyoka iya saka hazvimbosiyana😂😂😂
Kkkkkkk hadzimo uyo haiwa
Hanzi nyoka yangu😂
Uyu anenge mupfana wa silent killer😂😂😂 mbanje anodziwanza
Revenge yacho yakangooma 😂😂😂😂 ende ka zvakaoma hanzi tongotongwa tese ,,,akomana ngatisiyei zvinodhaka
Vanorohwa nechamba hamusi kuona kahat here label
Ndijah vasina mhosva
Sister kuzoti makakwana pfungwa monwa mutoriro maone
Iwewe asi urimwana waTete Stella here
Kkkk wazonyanya apa
I want to know kkkkkkkk
Izhara iyi
Uyu anotoda kubatsirwa dzakatotiza musoro kkkk
Rova hama kqatosara mapete nenhunzi.Rainy season irikuuya dzichakusvota nhunzi.Haujairirqe iwe udzipedze wangu.
Uuuuuu chibaba mutoriro muri kuuwanza ndakutyai
Azvisi zvitsva siyai adye kana zvichimunakira
Kkkkkkkk 😁😂😀😄
Nyoka is delicious and expensive. It's good for your health especially it's blood . That's why any logo to do with health, hospital or ambulance always have a snake 🐍 on it 😂😂
In namibia they eat frogs and dogs meat is just meat
Zvinongodyiwa izvo
Ariko mumwe anodya nyoka nemarize kuMasvingo ukoo Kkkk ndakatomuonawo
Kamsikana haakatyi kubvunza kkkk ungati kumunhu hayirovi guka kkk
Mutoriro😂
Zvodyiwa zvese izvo
Shato inodyiwa
Gudo. Rinodyiwa
Mashavi chaiwo
Musiyei adye zvakafanana ne hoshwa magakanje dzimwe nyika dzodya isu hatidye 😂
😢😂
Gudo vanhu hobho vanodya but nyoka manji uuum
Ngaaende kunogara kuChina
Ndaifunga kuti ndini ndega ndinodya nyoka
Dziriko nyoka dzakati wandei dzinodya nyoka
Hanzi nyoka yakanditadzirawo😂😂😂😂😂
Dzodhakwa idzi 😅😅😅
Koo imbwa haatodyii here 😢😢
Haaa iwewe haungatadxe kudya nyoka chimbotiratidza uchidya tione
Vakarombesa asekuru ava
Kk😮
Ukaona chawada batawo udye hama yangu recipe yako chete😂😂😂
23 years ayaaas
sadza rine nyama yenyoka rice rine nyama nyama yegudo iii mfana une drama
Nyamafungo inehasha ndoshaiwa kt anoibata cy ende inoreba nyamafungo
Tanzania hadzabe vano rarama nenyama. Ye ma kudo ne shoko
Indonesia, China ,Nigeria vatori ne snake market vese ivavo vanodya nyoka arinani ndeupi anodya nyoka neanodya munhu
Dzimwe nyika nyoka vanodya wani ,haina zvainoita inyama iyo
Gudo ndakambodya hangu rakaomeswa ronaka,zvenyoka izvi noo😂
Zvegudo zvako izvo nooooo 😅
Lol.Ndarangarira vamwe vavhimi vachitengesera vamwe nyama yegudo vanhu vachitotenga.Hanzi inonoka nyama iyoyoy
Chinhu chese chikangoiswa sauti chete chinodyika except munhu😂
@@GraceMuzhuzhako katsi, zizi kana madzvinyu emisoro yeblue ayav
Science yekuvhima ende especially yekubika nyoka akadzidza ku inivesiti i ipi 😮
Haiwa musiyei azvidyire zvoshamisirey Nigeria china vanodya wani
Kutipedzera data kutiratidza mabasa embanje,muromo wakachena akatorohwa nedrymouth
Vanhu vekuzim makubhadhara vanhu kuti vataure nhema
Hazvivhundutse maChinese anongodya wani mnhu anodya zvaanoda chakazoipa kudya mnhu
Idya homeboy dzonyangadza nyoka dziya pamwe dzingatiza dzikaziva kut taakudyiwa .Dzajaira kudyiwa ku China zvino ikozvino zvanaka dzakudyiwawo muno dzirove wangu 😂
Anopenga uyu
Ini ndodya vanhu guys
Kkkkkk mutoriro
Gudo vanhu vakawanda vanodya BT nyoka ummm ndatanga kuzvinzita ipapa
Ndi Rasta ava
Ngabona zingakubona ziyabaleka usunuka ismell yenyoka
Unemashavi or mudzimu wenyoka
madrugs
Two wks ago pane container rakauya China through Beira muchainA aidya nyika asi yaive diki yakaomeswa ndikamubvunza pachena akabvuma
Haa hapana kana nyaya apa, interviewer ngaangoti iye haasati ambozvinzwa hobho vanhu vanodya makudo kunze uko zvese nenyoka kana tsoko futi. Tsvakai nyaya momboitawi tsvakurudzo moona kana zviinemusoro kuisa pamhepo.
In ivory coast, the Himba tribe that's their food. I saw them killing a black mamba and ate it. The Himba tribe hunt pythons for food
Isn’t the Himba tribe from Namibia 🇳🇦
Anorwara uyo
Vhurikom iro
Kkkk shirt kunge yakatsengwa nemombe
Ibenzi
Apa nyamafingu yanho inyoka isinga jairiki ikakuruma unofa within 5 minutes
Yakaita sei. Zita ndiro randarasika
Unopenga iwe ukuti hanzi toda kunzwa iri fresh kana yakabikwa ndookutii
Yakati tadzira tese varume ngayi djiwe dai isirio yakanyengera Eve Adam dai hana kudzingwa namwari saka idjahako mkomana
Ummm ndofunga adzipedza pa purazi apa yooh hezvo apa irikufira revenge nyoka ummmm
Good job mufanha nyoka inyama tichapedzisira takutodyawo tese
Asi ibwa yacho yaive yemushonga Kani kumhanya bani uku
Hanapa chakaipa apa every animal or creature on this earth zvinodyiwa
Kunyika ine ebola inyaya yekudya makudo zvino mkoma ava ndozvavakuda kuti unzira munyika muno... kwanai mkoma imi
the interview techniques are just way too bad....please askana improve.... You need to make, create and engage into a conversation. Mukuita kunge muri mu marathon
Dzinenge dzakatotidambukei
Nhai Mwari Chii chinenge Ngozi veduwe kudya nyoka neGudo here zvodzidzisa Kuti vanhu musafarira kudya nyama mumaraini izvi
Nakirwai chibaba ini ndofarira kuvhima ndofara kuwona mumwe wangu muvhimi homba rume
Chakamupa kudya nyoka kuurayirwa imbwa yake nenyoka zvakamustressa kusvika pakuita revenge yekudya nyoka
Dzodyiwa idzo don't choose bra idya dzese dzawaona China breeds nyoka matatya zvese Kani vanodya
Gudo, Nyoka nezviMupurwa zvinongodyiwa nevanhu vakawanda zviya .maChina havasi vanhu here?inga nembwa nembwa vanongodya wani haana mhosva inoda Mambo uyoo
Ko poto nemafuta wakazviwanepi musango bhangu iwe
Mutoriro chaiwo
Hanzi ndiri kurwadziwa ne imba yangu yakafa Saka ndichidya nyika, saka munhu akauraya imbwa yako unenge wave kuti gore rega rega unouraya munhu uchidya hre?
Kunana essia vanodya wani nyoka imbwa zvese zvinofema vanodya ku Tanzania variko vanonzi ma Hadzabe vanodya makudo tsoko
Anodya 1 every 2 years. Imbwa yake yakafa 3 years ago. So far adya 3 nyoka😅
Ndaedza kuculculetawo ratio yacho ndatadza 😂😂😂😂😂
Gudo muriwo musadaro asi
Handifunge kuti tiri kugara munyika imwe chete 😢
Mupengò uyu
Iwe ndiwe mupengo
@@lloydkusotera2267 ndoita mupengo sei handidye nyoka kainì
Please don't lie