ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
😂😂Hapenge mambo uyo , asi ngapamharwe nenhunzi plus volume!!!!
Mukadzi akachenjeresa uyu zve sure anotaurisa
Imhepo iyo vakadzi vangani vanomira nemaji but vatochembera mumba
Anotaurisa
Ko wadii kudzoka kwa chief Chiweshe kwacho,hazvina order izvi ,kungochinja ma chief why ?
Tinotenda mambo mawe kuita sa mambo manje kutonga mune hunyoro kwete kutuka kwamaiita kuye haaaaaaa satan aiwe afamba paye,chengetai runyararo
Mukadzi haangango tanga kutaurisa pasina chikonzero
Akazvarwa akadero uyo
Kutaura kuda muganhu
Mambo mambotsvaka hre kuti chinoita kuti mukadzi atawurise chiyi nokuti apana mukadzi anonyarra kana murume achimuhurira kana kuti asingamurespect ndochokwadi ichocho kana Uchida mukadzi anonyarra iwe uchimuhurira veza wakoshamwari uridofo
Kana munhu asisade mukadzi nenhawu yechihure ahashaye chekutawura ndochokwadi chocho
Inzenza murume uyo honayi nekuchinjanisa kwaarikuyita madzlmambo kwakuyita Huizenga nemumachief kwese uchafa urirombe wakuwona kutawurisa kwemukadzi wako nhasi nekuti wava newumwe usati wayita mumwe seyi wanga usingawoni kutawurisa kwake zibenzi remurume awuna future iwe dofo
chat.whatsapp.com/D2ZJjUHK9jI96Fhh59giST