ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Vamwe vana Sekuru vanongotarisirwa pasi but basa haa zxinokudzwa and zviriko
Sekuru vanobatsira tinotenda zvukuru mumatare boo
Nyangatayani is the best
Khule soko the best
Gogo is very stubborn, varikunyatsoziva havo but hu stubborn nehuroyi zvese pamunhu hwani
Nyangatayani vakuru chaiwo awo I svikiro chairo rakabva kuna mwari kuti vabatsire nyika yaremerwa
Ishasha iyo kwete zvekufananidzira
Sekuru nyangatayani kumberi,Sando dzenyu sekuru
Sekuru Nyakatayani vakapfava mudzimu wavo hauna hasha
Zim.quick munofanira kunyora kuty part 1 or part 2 tizive kuty iyi ipart chiii...
Dai achisiya Robert achiita bass ava vari biased
Ummmmm vanhu vakatakura kurema mumadzinza umu
Makorekore handima mwoyo nawo ini ndakaroiwa
Kkkkkkkkk kunasekuru Nyangatayana aunganaki unochepa tinotenda pamberi nebasa
Ko cey zvidhoma zvichigariswa muhembe nhai😢
Ngavaitemere nyora dzekuti vakabatazve zvehuroyi vanofa
Kkkkk this Gogo don't want you to take her things
Mumanzinza matakura thanks to chief Nyamaropa nekugona kutonga sando dzenyu sekuru Nyangatani
These people are Mbavha if you see the cars they drive you will understand
Rudxi urwu rwakaoma shuva
Zizi Nyangatayanaaaaaaaaaaaaaaaaaaaaa hei zizi
@16:18 ziso rabhudhi avo pasimudzwa zizi takes a biscuit. Kuwetsa meso kutya zizi. 😂😂😂😂
Sekuru batayi varoyi vanyanya kuroya vanhu vasina mhosva
Mbuya iyo ma one
Munoziva hre kudhira munhu aine zambuko senane pane kudyirwa mari vane zambuko kule avo dairai mhuri yezim ndiani akambobatsirwa navo ndiudzeivo tabaiwa nekudyirwa mari
Kana huku chaiyo hapana asi vane mazizi
😂😂😂😂😂😂taura hako. Kuchengeta zizi vasina huku
50 kg dzemadhende
Kuri Zizi ridzirwe
Vanhu hamugone kutaura zvakanaka zvinoitwa nemunhu,wakuti imbavha vano drivha mota dzakanaka,saka voregererei kutenga mota yakanaka mari yacho vainayo ingogutsikanai vanhu kwete kutsvaga nhongwa
Ko kunyarara hake ogara kumba kwake.. Haatozive kuti vamwe vanotengerwa sematendo vabatsirwa
Imi weZim Quick ma video enyu anobhowa kuona, hamutori nyaya yese nemhaka yei, kutiratidza zvigwishu zvenyaya nxaa
Hi boss kana nyaya yaperera ipapa munoda kuti tiitewo sei mhuri iri kudzoka kudare rasekuru musiwe Wednesday
@@Zimquiktvnyorai kuti part 1 part 2 tizive
Vakadhakwa ava apa mibvunzo hobho isikuenderana nenyaya yabatirwa vanhu esp anababa vaye vekurombesa vekuda kuripwa ngavasiye Robert aitebasa
Kuisa chifumuro Kuti vavhare dare