I repeat if you become the oldest in the family, uri muroyi, if you make it in life through hard work 😓, have a good paying job or you are stealing and making money wakaromba, if you are learned and have made it uno dada, if you are a highschool dropout, or have failed at school/college, you are lazy, or have simply just failed in everything ndiwe uno ziva varoyi, muroyi, akaromba, ano vhaira etc. ndiwe futi asingabve mumaporofita, mun’anga. Ndiwe futi unoti ndika bata mari haina chaino ita. Uchimbo bata marii iwe usina kudzidza kana kuti usingade kushanda nesimba. I’ve never seen a successful person achi nongedza huroyi. Shanda iwe nyope iwe and leave mbuya nemadhunduru avo.
Sabhuku Şengül ana baba hardy batsirai gogo makunde ko Ana baba takudzwa marazda kugadxirisa mwana here masabhuki mukaregera nhubu iyi ichakunetsai muraini
Ndaisuvira kuti government ipindire nokuti vana vemazuvano havana hunhu ava ngapave nemutongo mukuru kwazvo kuchembera imhosva here kushungurudzwa kwevanhu vakuru kuri kunyanya zvinorwadza please vana tete murai mama vanourairwa zvisipo
Hakuna maChief here kwavanogara.justice for gogo chero vakanzi varoyi hazvisizvo zvinoitwa.sabhuku kana achiziva nyaya iyi ane huwori ngaibatwe mushe nyaya iyi
I repeat if you become the oldest in the family, uri muroyi, if you make it in life through hard work 😓, have a good paying job or you are stealing and making money wakaromba, if you are learned and have made it uno dada, if you are a highschool dropout, or have failed at school/college, you are lazy, or have simply just failed in everything ndiwe uno ziva varoyi, muroyi, akaromba, ano vhaira etc. ndiwe futi asingabve mumaporofita, mun’anga. Ndiwe futi unoti ndika bata mari haina chaino ita. Uchimbo bata marii iwe usina kudzidza kana kuti usingade kushanda nesimba.
I’ve never seen a successful person achi nongedza huroyi.
Shanda iwe nyope iwe and leave mbuya nemadhunduru avo.
Mukomana wekupumha mbuya uyu problem aitoshusha Vamwe vazukuru
Iye ndiye muroyi
Hutsinye akahutanga Ari mudiki
Kana sabhuku asiri kubata nya ya iyi zvakanaka ngavaende kwa chief iye arikuroyiwa ngaabve pamusha anotsvaga kwake
Koiye anoroiwa anotamaka oinda kwake not kudzinga muroyi pamba pake kuti iwe ugare
Nhai zvako iwe plus muroyi akambotizwa here.unomutiza iye achigona kuenda kuUK achibva Zim kkkkk ibenzi muzukuru uyu.
Nhy vedu wee,kuchembera kuroya here
Hakuna munhu anosvika 80 years old asati onzi muroyi, hanzi sei uchirikurarama
Mwari ndivo vanoraramisa munhu,kurarama hakusi kugona kwako.
Unoroyewa wambo rerewa nambuya zvagara ukango chembera urimuroyi vanavamakore ano havachadi vabereki vanodakuita zvavanoda zvesimba rako
Anoroyewa aneiko muzukuru wacho
Muzukuru ngaapinde mujeri straight
Sabhuku Şengül ana baba hardy batsirai gogo makunde ko Ana baba takudzwa marazda kugadxirisa mwana here masabhuki mukaregera nhubu iyi ichakunetsai muraini
Police ngaitore munhu anehunhu hwembwa nhaka ndeya mbuya
Ndokutsvaga ngozi wakura kauku😢😢😢😢
May be mwana uyu haazi wedzinza
Kurera imbwa nemukaka inofuma yokuruma , akura haachaona mbuya sechinhu. so sad
Aripi muzukuru iyeye ndimutsemure,ndagumbuka
Ndarwadziwa 😢 veduwe vanokwanisa kubatsira batsira pakutoda peaceorder apa
Vasikana please mai ndimai please ndarwadziwa mufunge henyu garai namai venyu kuberekwa kunorwadza takazvitirwavo kuda fuma ikoko isimbe ngadzingwe uyu
Kushayisa gogo rugare kudaro vana vemukore uno kaaa
Kunyadza muchenjeri kumutakudza vana vake. Mbuya ava vachapedzisira vanatwa chibharo nembwa iyi. Nekuti vanenge vakutya.
Kana mutemo uchinonoka. Its better. Simba admsati atengesa. Mida yagogo....imi vana vacho. Garai oasi mutengese yese minda. Motengera mbuya pamwe change vodya. Vachisesekedza mazuva panyika
Kupenga chaiko kupamba zvisi zvake
Hakuna mapurisa here nhai weduwee
Kkkkkk mukurohwerwa zvematongerwo enyika gogo. Dai masiyana nazvo. Shuwa munoroya
99 yrs, she has different views about politics. 😂😂😂
Kuzvitsvakira ngozi nxaaa ndiye muroi muzukuru uyu
Ndaisuvira kuti government ipindire nokuti vana vemazuvano havana hunhu ava ngapave nemutongo mukuru kwazvo kuchembera imhosva here kushungurudzwa kwevanhu vakuru kuri kunyanya zvinorwadza please vana tete murai mama vanourairwa zvisipo
Ngavaende kumapurisa mbyya. I am really saddened
Sure kuti munhu akango chembera otonzi muroyi kushungudza gogo here
I cum frm a family that was blessed with a long life frm my mom's syde kune vanochemberesa I am used to it and I love them nekuchemberesa ikoko
Zvakaoma
Hakuna maChief here kwavanogara.justice for gogo chero vakanzi varoyi hazvisizvo zvinoitwa.sabhuku kana achiziva nyaya iyi ane huwori ngaibatwe mushe nyaya iyi
Yeee mina umama wami watsjiya umuzi ngenxa yabazukulu bamantombana
Unoroyewa wamborerwa kukura kusvika uite murume mkuru dai vairoya dai vakangokudyazve urimudiki vaigotambisirei Mari yavo vachikuchengeta nekupinza chikoro ....zibenzi remunhu ....gogo uku ndokunonzi kurera imbwa nemukaka mangwana inofuma yokuruma
Haiwawo zvkuroya kwavo kna kusaroya zvnei nechiredzwa Chavo ko pava kambovaxheta kubva pa2years kusvika nhsi mkadii kutora vna vadiki muchiti ava vanoroya I vaiti ikko hudyire uho
Batslirai gogo kutora protection order zvinorwadza ,This grandson must be arrested threatening this old woman
Uyo akaromba plus arikushota shamhu akarohwa chaizvooo anozvirega uyooo
Madrugs very bad
Imbofambayi se musha muone kuti chii chave kuitika mumusha. Mimwe midzimu yakasviba inopedzisira hwatova uroyi kana pasina kuchenurwa .
Ega ega ndiye oroiwa here
Vanhu tisadaro ko vakadii kukuroya uri mudiki apa ndivo vakakuchengeta kubva uri mudiki....madzimambo ngavapindire gogo vagare zvakanaka
Ane mhepo yekuda kuuraya kana achitandanisa mukoma wake ane mhepo yekuda kufira kujeri
Urombo hunopa munhu kuchiva negodo nekumwa tumbwa utwu
You have said it all
Ambuya karekavo vaive iritsvaradenga .mhuno kuti twiii
Benzi remuzukuru kusanyara kwacho
Ukachembera hanzi waroya
Yowe gogo inga makaroorwa makabvisirwa mombe 12 haaa varume vekare vairoora not zvatakuitirwa nevemazuvaano
Mitoriro vapfana ava
ndochangosara kui mbuya muroyi uchavafunga mbuya ava zibenzi romunu kushungurudza mbuya
Uuuuuumm zvakaoma hazvoo
Ukango chembera chete ndiwe muroyi mumusha
Ko mudzimu wacho unobuda paurwere sey
mudzimu unoda kumusha kwavo uchiwombererwa newekwavo kungot vatadza kuzvinzwisisa
Nhau iripo muchinda uyuu anoda mudzimu uripanambuya avaa asingazivi kuti havasi verudzi rwake hauuyu kwaari uyee urikuda kupamba land yavoo semunhu arikutambura otsvaga pekuraramisa napo mhuri yake asii arikusengana nedzimwe mhepo dzaasingazokuti fanika vakatofa unofira mahara uyoo zvake zvemutoriro izvoo ngaavharirwe unoda kurohwa uyooo kumujaidza
Kana usati waroiiwa autauuri
Iwo mudzimu wazosvika vachembera kudai waimbovepi mudzimu wacho😊
Mdzimu unogara paùñòda.
Tavapo
Endai naye kuDNA pamwe haasi wemumhuri yenyu
Pamwe munoroyawo mbuya
Ane mental health issue mukomana uyu
Zvimbuya zvekare izvo musazvi trusta vanoroya kufa vanhu ivava .ndofunga makare kare vanhu vaikoshesa huroyi zvakanyanya bcz mukatarisa nyaya zvinji dzehuroyi dzirikubuda mutumbuya netudhara twekare itwotwo.
Taura hako
Ndino namatira hupenyu huno yendeka pauri ugova sorojena. Waku famba waka kotama neku chembera wozonzwa zvaucha itwa nevana vevana vako. Ndipo ucha ziva kuti kuita mukweguru muZimbabwe kwakaoma
Ngagare pake pasha asiye muroyi pamba pake iye mukomana ndiye akaromba avo mbuya ngava gare nehuroi hwavo midzimu ndewavo ngavasiye