ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Saka team ŕaiva kuhondò raitovana nguva yekuisanà😊
Chief Bushu is the best. Learned, smart and tries to bring unity to the parties. My favorite Chief.
61 years kuroorwa? Was loosing hope at 38, haaa ndinoroorwa chete
Aaaa shamwari munhu anodikanwa muhupenyu vamwe are enjoying in marriage
Kkkkk urikuregererei
Kkkkkkkk nhasi wazondisekesa hangu life is too short shamwari unofa usina kunakirwa bhora mberi..
Plus kakabata mushonga ndosaka kakuramba mukadzi Bec arikufumura zvakaipa zvakanoita
Baba is fast like wifi yestarlink
Baba ndofunga vane ptsd (Post Traumatic Stress Disorder) Vanhu ava havana kupiwa Therapy after war.
Harahwa iyi inonyeba asi Gogo vanotaurisawo .....futi unofira mahara nemanjuzu uchiti ndakabviswa umhandara varume vakaona kuti unomuda anokuitisa😢
Baba mukada kuchinja vakadzi sehembe muchashaya anoviga garisikai vemanjuzu vamatanga ava muchademba
Baba awo ibenzi zera ravo iro vachikuramba mukadzi vakarwara vanochengetwa ndiani 61 years
My favorite chief❤❤❤❤🎉
Kkkkkk; woda kuchinotsvaka kuti uyu akainda neyi .... bula after wamboendesa futi wechi 4 nhaii; ko pakaenda 3 was it not bad enough? MuOvet uyo ari kutamba nefungwa dzeDare.
Harabwa iyi haikuriwo
mjolo uyanyisa chero kuchembere
😂😂😂
Mambo ava is an intellectual
Zera racho kani imi nyarai nyika baba kurai mhani imi
Hakakuri kadhara aka
Mambo hapana amai awa kwavanoenda kamudhara ako kamuconman katsotsi kutambisa hupenyu hwevanhu
the old man is confused, hapana chozikanwa apa. old mambara uyu
Zvavava vanhu vakuru nhai,havanyare baba ava
Nyayadzechembere idzi hadzihwikwi kutambisa nguva yedare
Kamdara ako kamboko
Humhandara hwekuhondo honetsa haaa kkkkkkk haaaayaaa vakadzi nyaya yeumhandara yakabva kure nechembere dzochemera umhandara hwadzo
Yaa. Zvataura amayi avo zvinonzwisa tsitsi zvikuru. May be pamwe vawedzereravo zvavo; asi tuzhinji ichokwadi. Ndohunhu bwema gandanga chaibwo bwabuda apo. Havanzwisisi vanhu vacho: hudyire nekutongodhakwa kwembanje ndozvakazara mumisoro yevanhu vose ivava.
Inonzi unresolved war trauma.Emotional and behavior dysregulation.Vanotoda help hamusi kuona kuti havasi kutaura zvinonzwisisika
Harahwa haikuri
Muchuno maatezvara vangu avo munopisa iiiiii😅
Mukadzi ane 61 munenge muchadeiko tsvagai musha muzvigarire ambuya ,mudzikame zvenyu
hapana chavasina vane imba plus purazi zvisina murume iyeye mukati
@@claravirgiemapukachinasire8079 Saka sei vachiti Havana kwekuenda?
Iwe life is short we live once munhu achida roorwa ngaroorwe zvekunzi gara wega for what
Saka unoti 61yrs haadi murume here
baba avo vane vana hr sei vachidaro
Hakuna mukadzi anokakanganwa munhu akamubvisa humhandara zvokwadi paunosangana naye unonzwa moyo kufara chaizvo😅😅
Mishonga yavari kubata ndoo yakuita vatadze kugara nevakadzi kapenzi kemurume
Baba vanochandiswa nevanhu vemanjuzu🎉😂
Respect inodiwa amai mungati iwe kuharahwa iyo
Varipa honeymoon phase usanetseke
Harahwa yakuda manjuzu 😂😂😂
Kane mubobobo
Endesai mudhara uyo kwaTasvu.Ane zvaanazvo chete kukwira makomo anoyera nemanjuzu.
Hanzi takarwira nyika imi maiita basa rekurwira chihure. Nonsense munosemesa
Majuzu ndoarikuparadza musha
Unenge urizvako mhiri kwalimpopo,dhugudhugu mai vako vane61 vachichemera murume akavabvisa humhandara
Mkafzi uyu Ane zvarikuoneswa baba Ava vanobatabata muroyi komrade
Baba ava vatori problem chaiyo zera ravo irori
Sando dzenyu mambo baba Havana kumira mushe ndapota ipai Mai pekugara musatambíra nyaya dzababa avo varikushandiswa
Umm baba ava richiri zera rekuramba mukadzi vakarwara ndiani anopepa
Baba ava kungwarisa zera racho kudakuchinyanisa vakadzi
Zigo wakugara kwabhushu here kkkk
Musi wa 2 ngatidzoke
Ma war vet aya, motemesa musoro, kadhara kanoda akadzi, amai vangu makura siyai karume, tsvakai pekuvaka mugare, muchikudei, Mai hamuna vana here
Mdara dzikama zvichengete zvawachembera nhai iwe haunyare here chii chinokunakira pazera rako
Kanopenga kababa aka
Apa zera racho hakanyari sure kungodya kutambisa vakadzi
Mujolo hauney nezera Shem unokunyisa kty nyisii pa60yrs
Kamudhara ako kanhubu Ngakadzokese $3000 us yemukadzi uyo kamupe something again aende
Humhandara machembera so
Chembere idzi dzopenga tinodzidzeyi 😮
Mambo imbopai vanhu mukana vatsanangurewo pliz
Ndozvatunoita tuvanh twakamboenda kuhondo misoro yatwo inotenderera
Chiiko chinonzi manjuzu nhai? Zvakatanga rinhi izvozvo.
Pakaipa
Mudhara anonetsa akura so kuzoti pahujaya
Kkkkkkkk ndatofunga Kuti Kuda mudzimu urikubuda pamunhu pandaona musoro wenyaya nyambiswa munhu mupenyu mutano futi 😂😂😂😂😂
Sekuru kurai
Guys regai mudhara uyo abude mumoto,ndimbuya Mudzambi avo
Taimbozvitaura kuti magandanga akapera kufa becoz vaiita zvechihure havana hondo yavakarwa maiti tovanyebera. Inzwai avo ma war vet acho ayo aiita zvekuitana muhondo vachinyepa kuti takasunungura nyika. Vakasunungura ani ivo vaiita basa rekusungana pakati pemakumbo
Kamudhara ako ka shwete
😂😂😂😂
Kamudhara kanonyepa aka. Haaa ndakadzikame kari kufunga kuti kachiri mwana mudiki here.
Kanoda mboma kkkk
Anopenga mudhara uyo rovai munhu ajadai
What us Manjuzu fellows 😢😅
Marine spirit
Kkkkkkkkk yoweee maive kuhondo zvo moda adi kkkkkkk
Ma1
But zvekuhondo futi zvakaomawo ikozvino vanhu ava varikutifurufusha vachiti ndivo vakaenda kuhondo .saka vanofanira kudya hutepfetepfe isu tisina kuenda kuhondo todya nhoko dzezvironda yet kuhondo kwacho vaitoita zvavo basa rekudyanana bota haaaa musazodaro
Apa Baba ava vanenge chitofu chemarasha kana ndakavatarisa.
😂😂Kusviba kuti tsvaa zviri mukadzoro ikako hazvina direction 😂
Kanhu katematema ako ngakakwane kuda kuchinja vakadzi kachembera kanotemba cash dhemeti
Vanhu kna vachida kusiyana ngavasiyane zvichakanaka wee
Kurai sekuru vangu
Tsveee kuchengetana mudhara uyu chiiko ruchiva kusvika pakuchembera sure kusvika 66 uchingoroora
Mukuru uyu ane dambudziko hombe. Zera irori richaramba mukadzi here uye manjuzu ayo chiiko zera rakura kare iri
Zera racho ririkuchinja vakadzi kunge dstv chanels huye bodo
Kkkkkkk kunge DSTV channels here,haaah ndafa kuno mhai 😂😂😂😂
Kkkkkkk
Woona mumwe mukadzi achiendazve paharahwa iyo mazimba musadaro so
Kugomo maiitei munatwowo
Amai kuda murume here
Ini ndatyawo nezera ragogo vachiri kuda mrume dai vakatovaka pastand pavo vogara nevazukuru
Munhu wenyama wani kkkk
Ma war vet. Mahule
Kurwara chaiko kwevanhu vakuru vakadaro kuuya mudare kuzotongwa nyaya dzekuda kurambana mazera awo iwayo shame on you sekuru awo hawanyari kumeso kwaunyana simba rawo rakanyanya kudii kuramba voda kuchinja vakadzi. Musi waacharwara achashaya anomupepa ibenzi ndaitofunga kuti ubenzi unopera nekukura nyamba kwete ndewekufa nawo harahwa benzi chairo
Magona mambo
T
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Saka team ŕaiva kuhondò raitovana nguva yekuisanà😊
Chief Bushu is the best. Learned, smart and tries to bring unity to the parties. My favorite Chief.
61 years kuroorwa? Was loosing hope at 38, haaa ndinoroorwa chete
Aaaa shamwari munhu anodikanwa muhupenyu vamwe are enjoying in marriage
Kkkkk urikuregererei
Kkkkkkkk nhasi wazondisekesa hangu life is too short shamwari unofa usina kunakirwa bhora mberi..
Plus kakabata mushonga ndosaka kakuramba mukadzi Bec arikufumura zvakaipa zvakanoita
Baba is fast like wifi yestarlink
Baba ndofunga vane ptsd (Post Traumatic Stress Disorder) Vanhu ava havana kupiwa Therapy after war.
Harahwa iyi inonyeba asi Gogo vanotaurisawo .....futi unofira mahara nemanjuzu uchiti ndakabviswa umhandara varume vakaona kuti unomuda anokuitisa😢
Baba mukada kuchinja vakadzi sehembe muchashaya anoviga garisikai vemanjuzu vamatanga ava muchademba
Baba awo ibenzi zera ravo iro vachikuramba mukadzi vakarwara vanochengetwa ndiani 61 years
My favorite chief❤❤❤❤🎉
Kkkkkk; woda kuchinotsvaka kuti uyu akainda neyi .... bula after wamboendesa futi wechi 4 nhaii; ko pakaenda 3 was it not bad enough? MuOvet uyo ari kutamba nefungwa dzeDare.
Harabwa iyi haikuriwo
mjolo uyanyisa chero kuchembere
😂😂😂
Mambo ava is an intellectual
Zera racho kani imi nyarai nyika baba kurai mhani imi
Hakakuri kadhara aka
Mambo hapana amai awa kwavanoenda kamudhara ako kamuconman katsotsi kutambisa hupenyu hwevanhu
the old man is confused, hapana chozikanwa apa. old mambara uyu
Zvavava vanhu vakuru nhai,havanyare baba ava
Nyayadzechembere idzi hadzihwikwi kutambisa nguva yedare
Kamdara ako kamboko
Humhandara hwekuhondo honetsa haaa kkkkkkk haaaayaaa vakadzi nyaya yeumhandara yakabva kure nechembere dzochemera umhandara hwadzo
Yaa. Zvataura amayi avo zvinonzwisa tsitsi zvikuru. May be pamwe vawedzereravo zvavo; asi tuzhinji ichokwadi. Ndohunhu bwema gandanga chaibwo bwabuda apo. Havanzwisisi vanhu vacho: hudyire nekutongodhakwa kwembanje ndozvakazara mumisoro yevanhu vose ivava.
Inonzi unresolved war trauma.Emotional and behavior dysregulation.
Vanotoda help hamusi kuona kuti havasi kutaura zvinonzwisisika
Harahwa haikuri
Muchuno maatezvara vangu avo munopisa iiiiii😅
Mukadzi ane 61 munenge muchadeiko tsvagai musha muzvigarire ambuya ,mudzikame zvenyu
hapana chavasina vane imba plus purazi zvisina murume iyeye mukati
@@claravirgiemapukachinasire8079 Saka sei vachiti Havana kwekuenda?
Iwe life is short we live once munhu achida roorwa ngaroorwe zvekunzi gara wega for what
Saka unoti 61yrs haadi murume here
baba avo vane vana hr sei vachidaro
Hakuna mukadzi anokakanganwa munhu akamubvisa humhandara zvokwadi paunosangana naye unonzwa moyo kufara chaizvo😅😅
Mishonga yavari kubata ndoo yakuita vatadze kugara nevakadzi kapenzi kemurume
Baba vanochandiswa nevanhu vemanjuzu🎉😂
Respect inodiwa amai mungati iwe kuharahwa iyo
Varipa honeymoon phase usanetseke
Harahwa yakuda manjuzu 😂😂😂
Kane mubobobo
Endesai mudhara uyo kwaTasvu.
Ane zvaanazvo chete kukwira makomo anoyera nemanjuzu.