3am musi we Monday mwana ovigwa 3pm Tuesday it means mwana arara 1 night mumba. Kwete reasoning iri kutsinhidzirwa nedare. Sabhuku vakasumwa asi vakange vasipo and was told nemwana akanga aripamba. Sabhuku vaifamirwa kusuma ishe.
@@MarthaTholanahChivanhu hachina definition it’s open to any interpretation to suit one’s needs at the time. Nerimwezuva uchanzwa zvichinzi 3am ndiwo mambakwedza.
Nyaya dzekusuma its very serious pachimanyika. I called skylake to drill a borehole at my homestead in 2021 but i forgot to suma sabhuku. Akauya echimhanya azwa gidhigidhi rekuchera. He helped us though, hanzi pane zvaida kutaurwa otherwise mvura yaizooma muchibhorani but akabva atora ka 4 US😅.
Apa mambo mazama kufadza ishe wenyu apa. Mwana akafa kuma3am then vanaskru vakasvika ku3pm vakamboita matare then 4pm ikangokwana haachachengetwi. Akangozovata 1nyt mumba the vakachengeta. Apa ini ndaona skti mada kufadza vamwe veushe hwenyu
Vana Tezvara havatadzisi kuvigwa kwemuzukuru. Haasi mwana wavo. Asi dai ari muroora akashaya ndiye asinga vigwi vana baba vake vasipo. Mwana pachivanhu mwana akarara two days shuwa. Imi makamboenda kumusha nemutumbi mukasvika kuma 3 am ikoko ponzi munhu haana kurara mumba here. Handiti anotonzi arara mumba here. Mambo is very right. Vakweguru avo avo vainyepera kuzungaira asi chivanhu vanochiziva. Plus mambo ari very right muzjuru ane dare rei varidzi vemwana varipo.
Mwana mudiki hapedze mahrs ese iwayo asina kuvigwa 3 am yakafa dai akatovigwa kuseni zvekuma 9 kana 11 not kuswedza mwana nekurara mumba mwana mudiki haitwe izvozvo
True, ini ndakasvika baba vangu vavigwa just from Harare to Chimanimani. Baba vakashaya kwakuedza, vakavigwa zuva rakutovira same day, takazozvika kuma 7pm same day vatovigwa. so zvinoitika. munhu anovigwa chero dzimwe hama dzisipo.
Munhu haisimbudzi. Ungati wafirwa woviga munhu pasina burial order or notifying local authorities. Saka how do they then get dearth certificate in this case. It's a simple administrative issue. What if munhu kana akavigwa arimupenyu or what if they didn't bury that person at all
But teererai kuti Sabhuku vakabva pamba 6am iye mwana achinzi afa kuma 3am paDistance ye 200mtrs meaning kuti vakazozivisa after 6am and Sabhuku said vakanzwa shoko kuma 11am and do u mean that panoda 6hrs kusvika pa distance ye 200mtrs
Ndinehurombo kune vakafirwa. Nyika ya Mambo Mutasa inonetsa when it comes panyaya yemunhu afira mumba. I am under one of his headman zvaitonze vigai by three munhu akafa mambakuedza. Kune time yekuenda kumakuva . Kunonetsa dzimwe ndzvimbo dzavo dzechiri kuenra like chivhanhu kutoitika. Some if the areas are scary.
Haisi nyaya yekuda kudyirwa but ndiwo mutemo we munyika. Kana wafirwa just follow protocol. Mozva yekuviga pasina burial order ndiyo yedzimwe mhosva dzakabatirwa madzibaba Ishmael. After all apa Havana kunge vakanzi bvisai mari dzakawanda vaifanira kungotuma nhume kuvakuru vedunhu as much as if it was in town vaifanira kuenda kupolice then wait for police kuti vaite basa ravo. Mutemo mutemo unofanira kuteedzwa even ava vechikuru vanozviziva asi zvichida kudheerera or vakangoti kamwana hakana basa.
Kwedu ku mhondoro hatizvizive izvi zvekusuma madzisabhuku nezve rufu inongorira mhere sabhuku otonzwawo mhere otomhanyirawo kunhamo nevamwe hapana mari inobviswa kazhinji sabhuku nerudo rwake anotogona kubatsirawo nechibage hakuna zvema headman kuna mambo na sabhuku chete and we live in peace and harmony
Iue mwana mucheche anomirira anatezvara kuti zvidii iye ari muzukuru asi dai ari mwana wavo vaiti hataiviga mwana wevanhu vabereki vasipo.izvi hazvi make sense.pane zvaivigwa apa
Great job ba Taps
Mambo is doing a great job .
Weldone Chief @ Baba Taps thank you karanganda asi kwachigodora please baba Taps tipeivo zveko
Video Ne Sound Quality Ye Karanganda is Unmatched. Tinokutendai baba Taps. Well done!
Always on point
Very true. I can't even watch zvevamwe varikuuya kuzotora nyaya ikoko very poor sound quality. Well done Karanganda keep it up🎉
Waiyepo hre baTaps
🙏🙏🙏🙏🙏🙏
God bless you karanganda fans
3am musi we Monday mwana ovigwa 3pm Tuesday it means mwana arara 1 night mumba. Kwete reasoning iri kutsinhidzirwa nedare. Sabhuku vakasumwa asi vakange vasipo and was told nemwana akanga aripamba. Sabhuku vaifamirwa kusuma ishe.
Ruvengo basi. Sabhuku vemagrazi vanodla bota kunaĝogo ava.
PachiShona that's 2 nights.
@@MarthaTholanahChivanhu hachina definition it’s open to any interpretation to suit one’s needs at the time. Nerimwezuva uchanzwa zvichinzi 3am ndiwo mambakwedza.
Pachishona that is Sunday night
Chief mutasa you are the best of the best ever ever ever ever ever and ever
Thank you Chief Mutasa for banning these Tsikamutanda. They are illegal & rip off. Well done 👏 you
Nyaya dzekusuma its very serious pachimanyika. I called skylake to drill a borehole at my homestead in 2021 but i forgot to suma sabhuku. Akauya echimhanya azwa gidhigidhi rekuchera. He helped us though, hanzi pane zvaida kutaurwa otherwise mvura yaizooma muchibhorani but akabva atora ka 4 US😅.
Apa mambo mazama kufadza ishe wenyu apa. Mwana akafa kuma3am then vanaskru vakasvika ku3pm vakamboita matare then 4pm ikangokwana haachachengetwi. Akangozovata 1nyt mumba the vakachengeta. Apa ini ndaona skti mada kufadza vamwe veushe hwenyu
Bt still vaifana kuudza sabhuku chero 1hr munhu afa sabhuku must know
Mutemo wacho wakaoma mwana mudiki onzi udzai sabhuku aunzwa akuramba saka vaida adiyi mwana wacho mutemo wenyu wakanyangara unosiyaniswa zvichienderana nekuti wabuda mumba mani 😊
Vana Tezvara havatadzisi kuvigwa kwemuzukuru. Haasi mwana wavo. Asi dai ari muroora akashaya ndiye asinga vigwi vana baba vake vasipo. Mwana pachivanhu mwana akarara two days shuwa. Imi makamboenda kumusha nemutumbi mukasvika kuma 3 am ikoko ponzi munhu haana kurara mumba here. Handiti anotonzi arara mumba here. Mambo is very right. Vakweguru avo avo vainyepera kuzungaira asi chivanhu vanochiziva. Plus mambo ari very right muzjuru ane dare rei varidzi vemwana varipo.
Musumo werefu wakaenda kuna sabhuku. Sabhuku akatambira. Sabhuku akabvuma kuti zvakaitika.
Saka, baba nyakufirwa pake akaita.
Sabhuku apiwa musumo anofanirwa kuziwisa Ishe, nekuti aite basa rake rekupa mhuri iyi nzvimbo yekuwiga mufi nekuona kuti mitemo yedunhu yese yateedzwa huye yaringana.
Sabhuku haana kuita basa rake. Aisawepo uye hatina kunzwa panzi akatuma umwe sabhuku kana kuti Ishe kuti basa reruwigo riyenderere mberi.
Makurukota a mambo Mutasa. Mwa paka nyaya iyi pa "Lay By 1/4 Mile". Dzosai nyaya mumugwawa muchenure baba nyakufirwa kuti haana mhosva yaakapara.
Mukasiya yakadai, hana dzedu dzorowa kuti kuenda kudare ra mambo Mutasa kungonoitwa kanyama-kanyama. Ndapota.
Shumba shumba shumba shumbaaaaa the best chief in Zimbabwe
Best yeiko apa parikumbunsikidzwa vanhu apo
Chief musadaro,3 hours doesn't make a day.nyika ino soo zvakaoma
Mwana mudiki hapedze mahrs ese iwayo asina kuvigwa 3 am yakafa dai akatovigwa kuseni zvekuma 9 kana 11 not kuswedza mwana nekurara mumba mwana mudiki haitwe izvozvo
Nyararai kana musingazivi chivanhu
Tipeiwo ma likes kani wanhuwoyeeee. Isai like and ka comment .
Hanzi ignorance has no defense.... In mambo mutasa's voice
Sabhuku vakasumwa dare ngarigamuchire zvapupurwa nasabhuku kuti vakaona message. Iwo masabhuku ngaabvise chindini chavanacho udlire vakatsamwira $1 kuti ishoma. Kana munhu awirwa nedambudziko zvimwe zvinotiza anotoda kubatsirwa nevamwe. Pagara pane daka vanhu ava avadlidzani. Mwana aida kubatsirwa pachivanhu not chipatara ndozvakafunga vabereki😢
Well done Chief Mutasa for banning these Devils anaTsikamutanda. Zvenyu zvaita kwaMutasa 😊.
Thnx babataps nekaranganda tv❤ rambai makadaro kuti dheshee sofa rese
True, ini ndakasvika baba vangu vavigwa just from Harare to Chimanimani. Baba vakashaya kwakuedza, vakavigwa zuva rakutovira same day, takazozvika kuma 7pm same day vatovigwa. so zvinoitika. munhu anovigwa chero dzimwe hama dzisipo.
Same with me, I was coming from Bulawayo to Masvingo
Kuvhunduka chati kwata,, Sabhuku makachena hre, zvoda Chigodora zviii
Chigodora achiriko iyeyu?
Sabhuku ngavadzikame vane chavanoziva sei vasingadi kuti vanhu vabatsirwe vanotya kubatwa
Sabuku and Mambo vanoda mbudzi nehuku too much muchapihwa dzakarevererwa😊
Haaa apa mambo vadhomoka hakuna zvakadai
Yaaah pa ku banner tsikamutanda welldone kwamutasa uko imagine vanhu vanofamba nemota yakanzi todya zvemarema
Chief apa mukuvhiringika.musadaro vanhu vakuchema mukuvawedzera ronda.ndokufarirai asi apa hamusi kupaona mushe
Hy
Nhasi bataps vauya kuipa ko kandai kaaa yatonde iye
Ziii yaTonde hakuchina 😮 rega tione 😊
Zvimwe zvimutemo zvenyu ndezvekumama mambo nasabhuku moita sekuti makabatsira Mwari kusika nyika iyi maivapo hr zvaunot vhu nderedu unoziva kt raksikwa sei hr sei muchijairira vanhu imi nyika yedu yamakawanepi moda kunmatwa murivna Mwari hr imi
Sofa rese kuti dheshe ...thank you Baba taps
Amai avo vanofanira vakutya kufumurwa ndosaka vaita problem nazvo😮
❤Baba Taps my favourite
Iyi mbuya ine Error , uoshamdisa chisimba
Hurusa Kanotonga nedemo
😂😂😂😂 asi gona rambuya rakapiswa hre 😂😂😂 nkuty kusumudza musro kuenda kwavshe nkty vnnge vachinkirwa nekuroya vnhu 😂😂😂 mbuya havaroyeee hree avoo mubvunzo chief matuzvi matonga nhema apaa imi itai mushe
Taura zvako vanoroy mbuya ivava
Iyiii wafirwa wotangazve kusuma suma nekubhadhara aaa imikaa
Hutsotsihwo here hune madzishe
In town, you get burial orders. Kumusha unoudza or kusuma Sabhuku kuti mupiwe masango. Otherwise, vanhu vanongourayana vachiviga
Nhai unoti ukuchema apa watotemeswa musoro futi haaa zveZim so
Munhu haisimbudzi. Ungati wafirwa woviga munhu pasina burial order or notifying local authorities. Saka how do they then get dearth certificate in this case. It's a simple administrative issue. What if munhu kana akavigwa arimupenyu or what if they didn't bury that person at all
Haa apa parikumbunikidzwa vanhu apa n ndaiti unotonga mutasa but uriduzvi apa vadhomoka xem
apa mambo matadza kutonga matongera vhevha
Mviromviro dze mhanza mapfeka Chief manyanya kurumbidzwa mabva mamera manhenga
Tsvimbo Yamamoto mutasa haina kumira zvakanaka .huchenjeri hwavo ne masoko handi zvavo madzimambo akasarudzwa namwari ❤
Chief nyaya yemwana iyi zvoita senge mupenyu musadero
Marwadzo pamusoro pemwamwe matonga muchida kufadza masabhuku
Mwana akarara kamwe chete, mambo musanyepedzere kuzungaira
Sure mambo apa akadhomoka hakuna 2 days dzakadaro
Mambo vakaratidza kuzungaira
He slept 2 night if you die before dawn you are buried same day
@@beautymutiti3605 he slept 1 night, 3am is not night it’s early hours of morning.
Nhasi watadxa kutonga mupfan wangu kuit sekut kudeng unenge uri chief
APA CHIEF MAKAPORONGA ZVENYU KUTONGA APA , KANA MUNHU AFIRWA HAATONGESWE LIKE THIS. TINYAREIWO PLIZ. LEAD BY EXAMPLE KUITA HUNHU CHIEF
Yes taura hako ...sabhuku aisavapo but vakaudza mwana wasabhuku zvee ...apa vanhu vafirwa futi
But teererai kuti Sabhuku vakabva pamba 6am iye mwana achinzi afa kuma 3am paDistance ye 200mtrs meaning kuti vakazozivisa after 6am and Sabhuku said vakanzwa shoko kuma 11am and do u mean that panoda 6hrs kusvika pa distance ye 200mtrs
Ndafarira pamati Stikamutanda hamumudi. Tsikamutanda imbavha
Ndinehurombo kune vakafirwa. Nyika ya Mambo Mutasa inonetsa when it comes panyaya yemunhu afira mumba. I am under one of his headman zvaitonze vigai by three munhu akafa mambakuedza. Kune time yekuenda kumakuva . Kunonetsa dzimwe ndzvimbo dzavo dzechiri kuenra like chivhanhu kutoitika. Some if the areas are scary.
Haa chief mwana akarara one day hake
Umm Chief mutasa murikusanganisa nyaya apa izvi zve burial order hazvisi zvenyu izvi tongai dzenyu dzechivanhu kungoti nhamo kana rufu hamusi kuiziva zvino mhosva yacho ndeyekurara mumba 2 days here hanzi pane nhaurirano dzakaitwa nanatezvara
Kana une nhamo inozikanwa nenharaunda unovengwa kusvika pakadai vanhu ngatizive kuti tose tinofa sure kudzimbirwa maronda ari kunetsa kutopora tosadaro vanhu vatema Ambuya ndafunga kuti mune moyo wokuzvara musadaro 😢
Ukafirwa unodyirwa mari futi pamusoro pekuchema
Kamuroyi kachembere
Haisi nyaya yekuda kudyirwa but ndiwo mutemo we munyika. Kana wafirwa just follow protocol. Mozva yekuviga pasina burial order ndiyo yedzimwe mhosva dzakabatirwa madzibaba Ishmael. After all apa Havana kunge vakanzi bvisai mari dzakawanda vaifanira kungotuma nhume kuvakuru vedunhu as much as if it was in town vaifanira kuenda kupolice then wait for police kuti vaite basa ravo. Mutemo mutemo unofanira kuteedzwa even ava vechikuru vanozviziva asi zvichida kudheerera or vakangoti kamwana hakana basa.
Kwedu ku mhondoro hatizvizive izvi zvekusuma madzisabhuku nezve rufu inongorira mhere sabhuku otonzwawo mhere otomhanyirawo kunhamo nevamwe hapana mari inobviswa kazhinji sabhuku nerudo rwake anotogona kubatsirawo nechibage hakuna zvema headman kuna mambo na sabhuku chete and we live in peace and harmony
@@judithkwenda2841 pamutemo vanofanira kuziviswa sabhuku asi panyaya iyi zvine karuvengo mukati sabhuku avo kumhuri iyo
Mface uyu ndoo type inoita kunge irikuseka iyo isiri,manje yaakutonzi irikushora dare kkkkkk
Nyika yakaoma doraa racho ratobuda haro imi mbudzi yei aaaaa njongwe kkkkkk vakutoda nyama mambo Mutasa apa mawanza aaa
Mirai kushungurudza afirwa veduwe musadero it's so sad
Panyaya yemwana wekushaika apo mambo vaikonewa iyi. Sabhuku wakasumwa akatadza kuzivisa ishe. Mwana wakashaika kuma 03:00 a.m, iye unoti vanhu havana kuuya kuzondizivisa kusvika na 06:00 a.m waida kuti vanhu vafambe husiku here.
👏👏👏
Haaa Mambo, 2 plus 2 equals 8
iyi mbuya haigariki nayo iyi,
tunyaya twaakakwidza kwaMambo hatuna nemusoro wese ,kutsvagiridza tumhosva Kuda mari chete apa
Mmmm.taura hako kuda kungonzi ndaendesa nyaya kwaChief
Nyamukwarara ndokwaida kuiswa Sekuru wedu ishe Fungai from Manicabridge...satan achibva avhiringidza
Hoo mbuya ava ndisabhuku
Ndiwo ishe wacho
Urombo uroyi😢nxaaa
😢munhu mukamukuza kut haabviri kugona anodhomoka. Kuripisa kwaanamambo kumwe kwacho kunorwadza
Chivanhu chakanaka asi pane imwe inombunyikidza vanhu, nyaya yemwana wekushaika haana kurara mumba 2 days, uye sabhuku akasumwa uyo , hantii vakatumira munhu kumba kwake vakamushaya asi vakasiya shoko nemari. Mambo just defended sabhuku wake
☝️☝️☝️☝️☝️🙏hoyoooo
Mmmm haaya nhamo ine nharo
3am manheru here nhai Chief??nyaya iyi marasika chief ahhh calculations dzenyu dzabvepi dzeusiku huviri???
Kambuya ako kanomama plus apa madhakwa
Uuuum ishe wacho akakumaka unopinda busy
apa mai yacho iri kutosekerera hayo. sabhuku ane kautsinye zvavo.
Matongero amaita mambo apo its rubbish vanhu vane problem ndovamotsikiririra. Zvimutemo zvisiri nekunayisa mvura
Chief ndokuzivai nekutonga zvine uchenjeri but apa mmmm munenge musina kutonga pachokwadi coz chitunha chakavata usiku humwe, mhosva yemurume uyu ingava yekuviga mwana pasina burial order, nekusazoratidzwa nzvimbo yekuviga mwana
Inga kana kuvigana kwacho kumamisha kwakaoma kana ugere munharaunda yasabhuku vakadai
pane nzvimbo dzinokoshesa zvekusuma
Masabhuku acho hutsinye
Umm mambo apo varasika pakuti usiku vuviri no usiku 1
Vanoda kupihwa zvakarevererwa tukaure
Mbuya iyo haina moyo wekubereka apa yaratidza hutsinye husingaite
Iiiiiii veduwe musashungurudze vanhu vakafirwa zvimwe zvacho ka
Pamwe pacho munowanzatumitemo patusingashandi,panzvimbo yekuchema nevakauyirwa nedambudziko maakutomuroverera kuti abhadhare for what reason?Kana sabhuku akati ndazvinzwa aripafoni anomirirwa here kudzoka kwake
Vamuzvare avo ngatsvage basa.vanodya zvevapfupi nekureba.sabhuku regai kuoma moyo imi.
Ita serious 😂😂😂😂 did you see the age.😂😂😂😂
Ko chigidora aripi😅
Saka munhu akafirwa anotsvaga $15 kunosuma ini ndapera mari muchipatara amanaka heee
Haaa veduwe ka kungoti dunhu ne dunhu rine nhoroondo yaro asi mmmm mitemo yacho inorema
Vanhu hamuzive chivanhu here Sabhuku ndivo vanopa vanhu dzvimbo yekuviga mwana.. ndatoo worried mwana akafa zvakanaka naka here? Anenge akauya akafa shuwa mambo ipapo mapaona henyu kusiya zvipatara zvese ? Sei vasina kutora mapepa akakosha anodikanwa kana pafiwa….. pachivanhu mwana akatorara 2days shuwaka
Mbuya vakaipa moyo why kushungurudza vanhu vafirwa nenyaya dzisina basa
Mwana haana kurara 2days mumba,zica renyu vaMutasa neMuzvere rine mahrs mangani?
Pa camera apo yeee
Baba tap's tinemi rowai basa
Mamba marasika apo mwana akarara husiku humwe chete .akashaya makuseni akaswera ndokurara husiku humwe fume kwakuvingwa
Kna ukabva kwawabva ukasvika mumba na3am haurari here kna uchimborara kusvika kwaedza day rinoverengwa ..mufi aktorara nekuti kwaive kwakasviba ndozvinoitwa pachivanhu
Kwaakaita ndokutorara ikoko1
Yezvipikiri iya yakazodii paye?
Kuti dheshe sofa rese 🛋🛋🛋
Morning bataps magona matirangarirawo
Manicaland nenyaya yekuda kusuma kwedu hazvikoshe hudyire kuisa tombstone rehama yako sabhuku anobhadharwa ini zvinondinetsa kwe kumashonaland hatizvizive isu
Gogo imi itai mushe munhu afirwa achiri kuchema momuendesa kudare kuti why akauisa vanobatsira imi itai mushe sabhuku kadzi imi ityai mwari munotyei
Mari yekuzivisa rufu motoda iwande kuti vawane yekutenga sugar ne chingwa ne nyama imi ka munotyisa
sabuku avo varikuramba zvavarikuziva havana kupiwa chebasa muhu anganyepe he kuramba kubhadara huku
Ivo mbuya avo vanotoroya avo Ivo chakavabata chii
I think tumbuya utwo twaitya kubatwa chete
Present ✔️😁
Team viewer kuti chuuuuuuuuuuu
Iue mwana mucheche anomirira anatezvara kuti zvidii iye ari muzukuru asi dai ari mwana wavo vaiti hataiviga mwana wevanhu vabereki vasipo.izvi hazvi make sense.pane zvaivigwa apa
Mai avo zvivindi zvavo ngezvei Ivo vasiri sabhuku ummmm I'm sure vanogona vane chinhu chakabatanidzirwa
Ndivo Ishe
Ndivo sabhuku
Mambo vakudhomoka havo ava nyaya dzavo vanosanganisa chivanhu neDutch law nyàya dzavo dzakuda kubhowa he is becoming pompus
Vakungozhinyawo baba ava
Wonini
Taapoo😊
Chivanhu munhu anotovigwa makuseniachoo
Mbuya varikutya kubatwa ava
Makanga marova baTaps
Asi ndochokwadi hacho pamutemo wedu mukafirwa munosuma sabhuku kana mutumbu vakubuda mumba futi munosuma sabhuku
Haaa nhasi magonesa chokwadi
Kufirwa heritori basa hai..worwarirwa wofirwa ..wozi 5 yuwesi kwa Sabhuku
10 yuwesi kwaShe .ummmm akomana ka
Ku city council munobhadhara guva wani . kkkkkkk. But yema chief hayo ma charges acho akawandisa apa kumusha futi kusina kana basa ravanoita.
Ae😮@@Olcool