ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Rhythmist chibaba 😊
Ambassador we Terms ❤
Voice on point...gatare rakadzikama wena
Makaipa Perego ndini ndadaro JB number one fan Pa Capetown
Capa we love you JB, thank you so much♥
Pereeego Pereego💥
mnorova chi baba keep up the good work 👏
Lead mukaka
Perego ipapo kubvuruvudza ngoma kuti waya waya ndiyo tsimba ya Dehwa iyo pfeka bhutsu iyoyo inokukwana chaiko kuti taaaa
Munhu wese dzidza makasa 🔥 🔥 🔥
Dzidza makasa
Inzwa Waya idzooo. Anogona murume uyooo
makabata ngoma mdara
THANK YOU FOR LISTENING♥PLEASE DON'T FORGET TO SUBSCRIBE, LIKE, COMMENT & SHARE
Wakaipa
Munhu anonetsa kana mazogara. Beautiful song Mr Red Snow.
thank you so much
Good music wangu ❤
Thank you
Chamboko chewaya makaipa makaipa
Nice 1
Waitoimba zveshuwa pasong iyi waitoda mukoma wangu
kkkk Changamire
rova mabasa mwana wamai urimu direction
Ko kuzokopa magitare aDhehwa kungodzuro kwakuti Sungura inoenda mberi apa voice hapana kutaura zvako
Matumwa imi, matonyorwa🤣
@@chitsidzosamanga6008 tsvina kutonyora ndochii ichochp
@@chitsidzosamanga6008 Ndosaka takati Dzidza makasa ine vanhu vayo song iyoyi
Dont listen to vavengi, you are the best Perego. Wish you the best @MathewPerego
haana kukopo nekuti waya dzekwa dewa wacho dzairidziwa na perego kanausingazivi dzidza kunyarara ndo godo kurwadziwa nemunhu attaching chake
Chibaba....ndi boss magute
Rhythmist chibaba 😊
Ambassador we Terms ❤
Voice on point...gatare rakadzikama wena
Makaipa Perego ndini ndadaro JB number one fan Pa Capetown
Capa we love you JB, thank you so much♥
Pereeego Pereego💥
mnorova chi baba keep up the good work 👏
Lead mukaka
Perego ipapo kubvuruvudza ngoma kuti waya waya ndiyo tsimba ya Dehwa iyo pfeka bhutsu iyoyo inokukwana chaiko kuti taaaa
Munhu wese dzidza makasa 🔥 🔥 🔥
Dzidza makasa
Inzwa Waya idzooo. Anogona murume uyooo
makabata ngoma mdara
THANK YOU FOR LISTENING♥
PLEASE DON'T FORGET TO SUBSCRIBE, LIKE, COMMENT & SHARE