ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Uri benzi. Siyana nemukadzi webrother. Iwe ndiwe muroyi.
Vegonzo avo kkkkkk zvakaoma
Enda kuna prophet Miracle Paul
Mukadzi wemunhu haabatwe mhanduweeeeeeer
Mainin vekudyiwa nemakonzo enjoy ur cup of tea nini hauna kuuraya hama ndoo kuromba kwakanaka pane kushandisa vana vevamwe
Very true
@@SikhulekileMpofundovabatawo sei aunty mamoyo
Munhu ngaadyiwe hake negonzo
Zvekuromba izvi michazvirega henyu
Prophet miracle ndochete vangakuyambutsa vasina chinokona kwavo
😂😂😂😂😂😂😂hakuna mari yemahara sisi
Yooh wakashinga ini kutoona gonzo racho ndorityaa ndinoridzaa mhere haaa ngatidaidzei Jesu ndiye mutungamiriri wakanaka
Batai basa sekuru gonzo 😂😂😂😂😂😂 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂basa mberi
Enda kwamiracle prophet Paul wegonzo uyo
Imi sis murume wenyu akaromba musaite kungemakadzungaira imi next mwana arikuuraiwa first bonde hapachina
Ah makazvarisa gonzo 😅😅😅😅😅😅😅😅
Iwewekuyriwa nemakonzo nganyatsokuyra Wakarusa mishayakawanda in joy your benefits hure
Asi zvivindi munozvihodhepi
Tete ndipeyi number dzenyu
Muchatipindur KT gezai that's way murume achikutiza😅😅😅 mama negonzo hure
Kkkkk mari inonzi mari kusvika pakucheresa mugodhi kumusha ummmmm mainini maita mari
Nzira yeku na'nga haina pundutso daidzai Jesu ndiyo nzira isina marwadzo
First confession ndezve chokwadi here izvi
Hello aunt Mamoe ❤❤❤
Second confession tikwanire ndiye ega musikana here
Ndinonzwa kusvotwa varume vanoti ndakatorerwa mukadzi or musikana ko akabatirwa banga here munhu anokuda haambodi umwe munhu kunze kwako
Dai matobudira mukoma wenyu pachena mabatsirika than kuuraya munhu munotozotambura futi nengozi😢
Veduweka zvakaoma chokwadi
Last con kuuraya kobatsirei.mukoma haisi mhosva yake aisaziva.itomuudzai zvamakaita mubatsirike
Yohwee 😂😂😂😂 kuromba uku at your own risk
Ko pakunochekwa sari nokuzotemererwa mishonga zvanga zvambasei
Manje chihure chichaitika sei apa😅
Zvivindi zvacho. Gonzo iiiiii
mushonga hauna kumura mushe ngaaende kwa Tasvu zvingatove nani
Manje mukaura mukoma inoita double trouble kanhai kuti ngozi ichipfuka uko rukawo rwakabata apa anokwanisa kukusunungura parukawo wauraya unozodiini manje kkkk pafunge ipapo saka siyana nazvo
Mushonga imbo tsvagayi zvenyu hamusati matanga
Last conf you need to confess otherwise unofa wangu
Gonzo😂😂
Tete Mamo please isai. Cell number dzenyu pachena kuitira kuti tikwanise kukubatai kana pane zvichemo
Beans yapamhene😢
😅😅😅
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Wegonzo uyu tengesaka zvese zvawakatenga nemari yawaiwana uvape gogo vacho vatore makonzo avo
Why ungayixolisa coz sewubonile ukuthi Wenze e wrong thing
𝐵𝑎𝑚𝑢𝑛𝑖𝑛𝑖 𝑚𝑎𝑑𝑖𝑖 𝑚𝑎𝑖𝑡𝑎 𝑧𝑣𝑒𝑘𝑢𝑡𝑦 𝑚𝑢𝑎𝑟𝑎𝑝𝑤𝑤 𝑚𝑜𝑠𝑖𝑦𝑎𝑛𝑎 𝑛𝑒𝑚𝑢𝑘𝑎𝑑𝑧𝑖 𝑤𝑒𝑏𝑙𝑎𝑧
Zvekuromba izvi muchazvirega henyu