Imi baba vekuMasvingo kumusha kwangu motitukisa nekupusa, orelse mange makatogadzirwa kudhara mainwisa mvura yagezwa chitunha hama dzenyu dziripo more a kuti makaenda mega kunhamo, ummm kuputirwa nerudo zvekusvika pakunwiswa mvura yageswa chitunha, endai kwaprophet Miracle Paul it's not too late but kudzungaita itaiwo kushoma, apa maiendesa munhu kuchipatara nekumuchengeta kusvika afa iye achitaura nyaya dzake umm makanyanyawo imi chii chakadaro
Miracle Paul n Freddy havazvigone mnongoona pa tv vanhu vakatengwa endaiko muone kt mnopora hr ngaaende kwaMukotsanjera
Hidey mhanya kwaApostle miracle pliz mhanya pachiri nenguva vanokubatsira mahara chaiwo #1 uyo enda nemhuri yako vana avo
Tozviwona kmanigierian movies izvozvo muchatinyepera imi
T Freddy munobatsirwa mkoma wangu vanhu vechipinge Mwari Ave nemwi
So far so good seiko nhaimi ipo paine ziproblem
Please 🙏 ngavaende kwaprophet miracle Paul zvinopera zvavakaitiswa kunwiswa mvura yemufu😢umm vanhu vanodarireiko
Imi baba vekuMasvingo kumusha kwangu motitukisa nekupusa, orelse mange makatogadzirwa kudhara mainwisa mvura yagezwa chitunha hama dzenyu dziripo more a kuti makaenda mega kunhamo, ummm kuputirwa nerudo zvekusvika pakunwiswa mvura yageswa chitunha, endai kwaprophet Miracle Paul it's not too late but kudzungaita itaiwo kushoma, apa maiendesa munhu kuchipatara nekumuchengeta kusvika afa iye achitaura nyaya dzake umm makanyanyawo imi chii chakadaro
Hmmm dear handifunge kuti kupusa ini asi kuti varoyi vanokudzimaidza zvekuti ipapo unenge uchibvuma zvose
Yah zvakaoma hama idzo hadziko😊
You still hve a chance to defeat huroyi hwekuChipinge namatai neSimba nemwoyo ,hve time of fasting kudya madekwana chete 2 or 3 days a week
Last kkk ubaba wakho Yaa ncono uyekubathandazi
Mkoma vekunwiswa mvura enday ķwaMiracle Paul munopoeswa
Hmm zvakaoma endai kwaProphet Paul
Vahanzvadzi avvo ngavaende kwa Sekuru tasvu kanana kwa Mukotsanjera
Mvura yemunhu akafa never. Kutodya munhu kauko, munhu afa aakuora🙆🏿🙆🏿
Ummm handipusiswi zvekudaro kudya huroyi nenyadzi noooo won’t drink 🙆♂️
Prophet poul 🙏
Mukadzi akauraiwa nehama dzake vakangoda kukurasirira chete asi vakazvidyira mwana wavo
Ummm varoyi hama dzemukadzi aah ungamwawo mvura yechitunha ere
Makanyanyawo uyu, apa aive nehama hakuna munhu anoenda kurufu egaesp from Masvingo hazviite zii zvake achidunga mvura yageswa chitunha, not 1 huro, not 2 but 4 umm akatouya hake munhu
First confession dai wakaendesa mukadzi kuhama dzake dzakarapisa
Mukaona vakadzi varwara zvinenge zvechivanhu endesai kumusha kwavo
Endai kwasekuru tasvu
Enda kuna Mukotsanjera chivanhu chakaitwa apo maporofita hsvakwanisi kuzvipedza
Tete avo vekumwa mvura yechitunha ndavaende kwasekuru moyana kumvurwi ndivatezvara vangu vanobatsira panogona pane anotovaziva pano
Zvakaoma mkoma dai makaramba yoh hakuna chivanhu chakadaro
Iweukuitei pa corne ipapo uchifambisa malips zvenhema
kkkkkkk asika veduwe ndaseka
Umm zvakaoma kurombera mamgoromera umm
Ummmmmmmm kuchipinge kupi imi hide musada kutitukisa imi aaaaaa pamwe ndezve pamba pemukadzi wenyu iyeye
Hakuna zvakadero vaitokusundirai mweyawake kutiakunetsi zvakaoma
Tete mupei nhamb dzabba Nzira vanoita zvakanaka variko kwamutare vanhu vaneutsinye vechipinge
Ummmm zvakaoma mufunge
Vanhu vaku tyisa kuitira mwana weimwe mkadzi hutsinye
24yrs imbosiya zve marriage ugadzirise hupenyu hwako
Vanhu ngati dzidzeyi kuramba zvinhu zvatisinga nzwisisi, ukaona wakuitiswa zvinhu zvawu singa nzwisisi ramba kuramba chaiko ,nokuti unenge uri vulnerable nguva yekufirwa vanhu vanotora advantage nguva iyoyo kazhinji, unenge usingafungi zviri straight straight sorry mukoma I hope muchawana achakubatsirayi
Mhanya kwaskru Tasvu
Enda kuna Mukotsanjera chivanhu chakaitwa apo maporofita hsvakwanisi kuzvipedza