Good zvakaoma,ko cy kuita opposite nezita rako nhai mwana komana , very so baba hura inyoka inozvara zvese,imi makazamawo semubereki asi zvakarambawo baba , forget and forgive
Mubereki webenzi haana mufaro shuwa. Kushungurudzwa nemwana wawakabereka shuwa, zvinonzwisa tsitsi. My heart is bleeding for this Dad, he is been through hell.
Very Sorry Mudhara, I commiserate with you as a parent also .whilst not exonerating the child ,sometimes zvimwe zvatinobata sema parents zvinogona kutambudza vana ,I know of almost a similar case like this but the relatives did point fingers to the Parents panyaya dzekubatabata idzi
@@talentmlambo3512 I know kuti sometimes mwana inenge ingoriwo misikanzwa asi kungovawo sure kuti misikanzwa zvayo asi ndewangu kwakangonaka futi nekuti dziriko futi nyaya dzekunzi ari kuita izvi nekuti ari kudiwa kudzinza kwake so just to be sure DNA is needed
Pfungwa yakafa, saka woramba mwana wako nekuda kwehubenzi, that will be now kusvaga mai vacho, ko akawanikwa ari wake iye ayita such thing, mwana wake n zvowanikwa best way kusamuburitsa mujeri agate ikoko, vans havadi kungoregererwa chete n showing them to much love , mwana munhuwo haasi mwari ngaadzvinyiwe chaizvo
Shame zvakaoma as a parent unosvika pachikamu chekuzorora Kana kubereka kuchidai kunorwadza veduweee unosvika pakuvhunza denga kuti ko ndakatadzeiwo Mwari
Halfway through this yet to hear the crime he commited kuti atongwe 71years dzacho ....correct this please .zvese bho asi ipapo tangai nenyaya yacho marondedzera kusvika pakubaiwa mukazongojamba jamba
@@alvinachimedza2964 71 years akabvisigwa mamwe he is serving 30 dzisina parole zim jail is not a joke ndiudze waunoziva served 30 years akabuda arimupenyu
😢zvakaoma shua vana vanorwadzisa, I can feel the pain yababa shame
Ummm zvakaoma ko kana mwana uyu asiri wababa ava pane zviri paari zvirikuda kutsvagwa kty aende kumhuri yake mafungirowo angu😢😢I feel your pain baba
That's a fact
Shame baba ava vanoratidza kut munhu kwaye asi kut sezvinoreva shona kut mugoni wepwere ndeasinayo,,, hugs daddy
Baba webenzi havana mufaro😭
I feel sorry for the dad😢. Seems like a good man
Aaaaa baba ava munhu kwaye chaiye havarevereri mwana vamwe vabereki havadero, Mwari ngaakuitirei zvakanaka naiye Good 🙏
I feel yo pain I have a son akatondiudza kuti hamundiudzire ndanemukadzi , best way kusiya vaende kujeri zvigare
Regai aende kujere ini ndaipinda mugadeni kurima muriwo kuenda kuchigayo mwana wangu aripo asi ndakasiya akadero ave kuzvionera nemhuri yake
Zvakaoma wena. Akaendazve kujeri moyo worwadza
Very sorry Mwari ngaakusimbisei pamwe nekukupai wisdom
Ini ndinoona kuti kuenda kujere kunorangiwa regai vana vakadai vaende ko handiti vanenge vari vapenyu havo, ko zvino tovadini kana tavakonewa
@@zenchen5792asi zviri nani kana achinzwa anodzoka ikoko achinja
Mugoni wepwere ndoasina baba , makanaka hamurevereri mwana kana vanokusekai ndezvavo imi muri muchokwadi , Mwari vakuitirei zvakanaka vura mapoko hunozvara mbavha nemuroyi 😊
Good zvakaoma,ko cy kuita opposite nezita rako nhai mwana komana , very so baba hura inyoka inozvara zvese,imi makazamawo semubereki asi zvakarambawo baba , forget and forgive
Haaa zvinogwadza chose izvii....baba varikugwadziwa 😢😢😢😢😢
Zvogwadza sua neni ndagwadziwao
Between DNA kna kuti chivanhu zvitsvagei baba Good
Ndochokwadi ichocho ngavaende kuDNA
Mubereki webenzi haana mufaro shuwa. Kushungurudzwa nemwana wawakabereka shuwa, zvinonzwisa tsitsi. My heart is bleeding for this Dad, he is been through hell.
Sorry shuwa baba kuvanemwana akadai, asi kana pane mishongao yamakabata baba inogona yakuita kuti mwana adai kufungao kwangu,
iii zvakaoma hazvo im so sorry ppaps!!l wish l have a father like you .who cares and loves his children
You are such a loving father
Baba vanorwadziwa ava. Mhepo chaiyo yakaiswa panaGood
This dude knows what's happening in the spiritual realm concerning the child.
Yaaa Neah liyaz abantwana bayayehlula ukuthola abazali abanje abalothando lomusa ngale insuku akukho Lula l feel sad 😭😢 for baba
Very Sorry Mudhara, I commiserate with you as a parent also .whilst not exonerating the child ,sometimes zvimwe zvatinobata sema parents zvinogona kutambudza vana ,I know of almost a similar case like this but the relatives did point fingers to the Parents panyaya dzekubatabata idzi
Ndachema mwana wa sekuru vangu 😢😢😢
Very painful. Mubereki arwadziwa
Kazhinji vana vanotanga misikanzwa pazera diki it's not normal zvinoda kufambirwa
Ndine urombo baba. from what you said, makaedza penyu. You will not be judged unfairly.
Kubereka kwakaoma vasikana. Mweya une vana vemazuvano wakaoma especially ma2000. And l'm talking from my experience
Ndokumbirawo ma beads.. Mmmm ndaona munawo zvi set futi kkk
Baba chimbofambirai nyaya yemwana wenyu, imhepo iyi yakatanga kumubata achiri mudoko..munofunga kuti misikanzwa
Shuwa
Dzimwe ingozi nehurombwa in families zvinotuma vana kuita mhosva
Good turned to be Bad 🙌
Good ngaaitwe DNA nababa avo, something is wrong somewhere
Ndobvumirana newe wanted to say that also
Pane imwe DNA yakaitwa yemwana ainzi arikuita misikanzwa but akabuda ari wavo,saka hapasi pese panoda DNA kna aita misikanzwa
@@talentmlambo3512 I know kuti sometimes mwana inenge ingoriwo misikanzwa asi kungovawo sure kuti misikanzwa zvayo asi ndewangu kwakangonaka futi nekuti dziriko futi nyaya dzekunzi ari kuita izvi nekuti ari kudiwa kudzinza kwake so just to be sure DNA is needed
Zvino Rwadza kuva Mubereki
Sorry dad vana vano shupa you did your best but kana apanduka hamuna chamunga iti.Sad indeed l feel your pain 💔
Ummm zvakaoma hazvo ,hatibari moyo tinobara nyama vana vanorwadzisa
haa zvakaoma mugoni wepwere ndousinayo sure pain ina baba ava varikurwadziwa
Bamkru vangu good munhu sure,murume watete vangu
Wadi kumboenda kwanasekuru Tasvu Sekuru kadengo aifanira kt asaripirwe ipapo pakatokanganiswa paitoripirwa ipapo yaah semubereki unengeuchiti mwana aitokanganisika akadzoka coz hacharegi ngawatofambe asati adzoka kujeri
Zvinorwadza, mugoni wepwere ndousinayo
Shuwa mugoni wepwere ndeasinayo zvakungoda mwari vapindire
Mugoni wepwere ndeasina. So painful hugs baba
You're right madrugs
Iro Zita rekuti Good l think takatoipa bcoz kwedu kuna Good anoitawo mabasa seiwaya misikanzwa . Vakadzi nekubirwa vanhu
Sure mugoni wepwere ndeasinaye sure ende akatobuda muJeri imomo anotenderera mberi achizviita mwana muparadzi anoudzwa odzoka kushungurudza mubereki uuui 30yrs hupenyu
DNA ndo the best kumwana uyu 😢😢😢😢😢😢
Pfungwa yakafa, saka woramba mwana wako nekuda kwehubenzi, that will be now kusvaga mai vacho, ko akawanikwa ari wake iye ayita such thing, mwana wake n zvowanikwa best way kusamuburitsa mujeri agate ikoko, vans havadi kungoregererwa chete n showing them to much love , mwana munhuwo haasi mwari ngaadzvinyiwe chaizvo
Kana ariwavo panepasina kuipa kungoziva kt ndewako but DNA inongodiwa
Its so sad veduwe vana here zvinotoda Mwari vapindire chokwadi
Ndezve chivanhu izvi fambai muchivanhu
Voita futi maDNA first votanga kuzvifambira
Good must suffer the consequences,musaende kunomuona ngaagare ikoko
Zvakaoma shuwa ura mapako baba
Ndabatikana
I think either mwana Hasi werudzi rwa baba ava kana kuti pane zviripo. Kufirwa ne vana 4 understand oita delinquent pakaipa
Apa ktopiwawo zita rekuti Good akaita hake the opposite
Baba vangu vanhu aungavagoni itai zviripo mutomufambirai ko mungazvitarisa hre dzevanhu
Good akabhadharirwa Mari paprimary school asi iye aipfuurira kuenda kuSecondary hanzi ndokunezero rangu zvakaoma.
😂😂😂😂
😂😂😂
@@lovenessjeche3761 Wasekawoka kkkkkkkkk
@@EvengelistaMverecha kkkkkkkkk zvakaoma wena
@@carolinesibanda7673 kkkkk zvkaoma veduwee
Pavana 8 kwasara 4 then Good is in jail so pasara 3 aaaaah something wrong
Vana vavo vadiki, vari kufa nei ,vari kuratidza kusave nehanya nazvo zvekufa kwevana uuuuummm
Sabhuku❤
What good father,but good to good is something monotonous,,, unknown face is a crime
Akarwadzisa baba vake mwana uyu hmm,Vana ngatiteetere vaberk tisat tapinda mumatambudziko,takawana varipo vanhu Ava and mashoko avo haawiri pasi
Anogona asiri mwana wepamusha apa kana zvisizvo anogona akaiswa mweya wengozi
Apa zita rake anonzi Good, the irony of it
Mwari zvakaoma vana wedu wanotirwadzisa baba waizama kuriritira bt hei
Ndanzwira baba ava tsitsi kubara uku
Baba vebenzi Havana mufaro💔
Kungodaro hedu kuzvara but vana vane stress
Imhepo iyi baba sorry asi dai makafamba nemwana coz it's not normal
Shuwa vakanonokera kumugadzirisa nguwa iripo mhepo chaiyo
Baba Va he's in pain Vana vanogumbura zveshuwa
Yaaa ndarwadziwa ndinaye mwana wangu anoita zvekusatoda kushanda pamba hade kuenda kubasa apa akatomboenda kujeri nekusungoswa eshiii 💔💔💔
Please love him try to figure out kuti haasi kuita zveGuka here if yes muendesei kurehab muchinamatawo
Mugoni vepwere ndeasina ngatigarei pamunamato
😢
Mudhara hanakuromba nemwana here uyo
I don’t think so. He doesn’t sound that way.
Let them do maDNA
this one must never be set free, ndapota rasai makey ejail cell rake muna Mukuvisi
Mhepo chaidzo veduwe muroi anobata kumwana anoziva zvinorwadza mubereki kusvika pakugumirwa
Zvinorwadza good ndakadzidza naye aitakura mapanga kuchikoro😢
Hezvooo so this is true story?😢😢😢
@@sandratepanyoni5076 yaaa ishuwa Haisi yekunyepa enda Aitotigarira achiti rova tichibva kuschool pasina chawamutadzira kubvaruri mabooks
@@EnviolaterChambokosaka ndaagare zvake ikoko kusvikira agamuchira Jesu.
@@angelakwaramba9752 haaaaa ndezve mhepo chaiyo anotoda Jesus ukaona baba vako vati Gara hako ikoko
Ayikaka saka akatobvira Kare? Anonzi Good ani timbomu googla
Shame zvakaoma as a parent unosvika pachikamu chekuzorora
Kana kubereka kuchidai kunorwadza veduweee unosvika pakuvhunza denga kuti ko ndakatadzeiwo Mwari
Hwurombwa uhwooo
Aka bata vanhu vangani?
Haaaa marwadzo chaiwo
Hopefully jere richamubatsira agone kuchinja hunhu kujere
Kuzvara uku 😭😭😭😭
Vana ava vanopa stress 😭
Zvinorwadza mugoni wepwere ndousinayo baba varwadziwa mwari vabatsirei
Hanzi anogona kupara dzimwe mhosva kwaari ikoko kkkkkk baba havasi kumu truster Good
😂
Very true wena mwana wa sekuru vangu akaita zvakaona wena end sekuru vangu munhu ari bhoo asi Goodwill takamutadza
Shame baba wabatikana
Ummmm vana vanorwadzisa chokwadi
Mweya wetsvina wanga wakabata mwana mweya weshasano handikudawo kwake
Aaah shame Fambai naye kuroiwa chaiko
Zvinorwadza
Shame baba Ava moyo wekubereka vakurwadziwa
Mwana uyu haisi mhosva yake pane hurombwa mumusha menyu baba endai kwasekuru kanengo munobatsirika
Yey lm 1st today🎉🎉❤
Chimbonotauraiwo nemwana wacho kujeri
Shame baba ava vakaedza veduwe asi zvakaramba umm vakarwadziswa
Vana vanowanzonetsa ava vana Mai taurai madzinza evana chaivo chsivo mwana kuita mhuka soo something is fishie
Shame sorry baba vana marwadzo
Vana havasari 4 kubva ku8 unoda kumboendeswa kun'anga handisi kukuchenesa mudhara iwe
Sekuru vamwe why would he say taitiii vabereki vachatsuura pane anoda here mwana wake Aite benzi
Zvakaoma mwana haana mugoni shuwa
Good anenge anotoda DNA chaiyo
Pamwe hasi wabab venyu
Vana vanorwadzisa chokwadi
Very sorry baba vekumusha kwangu
Vana vanomborwadzisa shuwa
Halfway through this yet to hear the crime he commited kuti atongwe 71years dzacho ....correct this please .zvese bho asi ipapo tangai nenyaya yacho marondedzera kusvika pakubaiwa mukazongojamba jamba
Zvakaoma shuwa yoo
Achabuda avane 52😢 mwana wake anenge atone 31 😢
😂😂wazvifunga cey😂
@@davidnyaradzo3272 eish pakaipa wangu
In zim unobuda in coffin
@@chingombedaries haaa Mai tt ratova coffin here nevamwe vagaramo kubva 1996 vaya
@@alvinachimedza2964 71 years akabvisigwa mamwe he is serving 30 dzisina parole zim jail is not a joke ndiudze waunoziva served 30 years akabuda arimupenyu
Ummmm vakarwadziwa baba ava shame
Kubereka kunorwadza unozvara mbavha nemuroyi uramapoko asikana ungadii wakamuzvara
Mwana asikana anoparira vabereki