🎸 Introducing New Bass Guitarists! 🎸Check out these talented bassists and let us know what you think
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 24 มิ.ย. 2024
- "🎸 Introducing New Bass Guitarists! 🎸Check out these talented bassists and let us know what you think! Rate their skills from 1-10 in the comments below. Your feedback helps us spotlight the best talent! 🌟 #BassGuitar #NewTalent #RateThem"#sungura #music #zim #charttopper #youtube #duet #zimsocial #hitsong #viral #live
- บันเทิง
Mamwe magitare yango noise 😊
Iyo haisi laliga bvisai spencer apo mopenga here
Vakawanda vanoridza ma BASS GUITARS 🎸 aya but vanozofira pakuridza melody inonakidza
Anoshandisa left bhoo zvekut
Handishore hangu asi iiiih amwe magitare apo ka haasikuita
Atanga kuridza uyooo haana kugara bho
Munhu aķaridza kwa NICHOLAS zaka ndiye huchii
Yes anonzi Void
Playing the guiter is proven but creating sweet melodies is a mammoth task for these boys
before i play the rest the first one is very dangerous number 1 to of the rest
wekutanga ndiye ega aridza
Wekutanga ndibaba vavo vese
Tibvisirewo spencer apo titange kutaura newe
Ndiye mufesi airidza kwaLuck Khumene here
Upi wacho
roy
Spencer anodeyi muzvitiyo izvi
Aridza pakutanga anogona zvake
Asikuzika
Baba nhingi pindai
Sound quality yowe mhaiwe itai muchi improver nhai wani kwane better instruments wani. Kunge kuri kuriramagaba
th-cam.com/video/GH8Ma0Sm5MY/w-d-xo.htmlsi=h-Eyz18UFp1VXcSp Ndokumbirao tsigiro
whose the first boy
Spencer is not part of that category he's way far ahead gondo muzvitiyo 😅😅😅
Spencer Bolt cutter Spencer
Spencer anorema
Kudzikisira Spencer zvekutodaro, anorwara
Vari kuronda matsimba vafana ava
Dai 1. maita seperate mabass nema lead
2. Spencer does not fit this category