MUTOKO......CHIDHOMA CHAKAFANANA NA GOGO CHOBATWA

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 15 ก.ย. 2024
  • WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

ความคิดเห็น • 188

  • @patiencemujuru296
    @patiencemujuru296 15 วันที่ผ่านมา +5

    Zvidhoma is real kungoti kanazvisati zvakutambudza kwenyu unoti ifake

  • @RayJay2024
    @RayJay2024 26 วันที่ผ่านมา +8

    To those who are too slow to see, watch closely @ 10.00 and tell me what his left hand was doing mubrugwa make...
    Huroyi huriko 100% but not this drama.

    • @Varaidzo83
      @Varaidzo83 25 วันที่ผ่านมา +1

      Ndazvionawo

    • @Ryanmatanda
      @Ryanmatanda 25 วันที่ผ่านมา

      Matsotsi vanhu avo l don't trust them

    • @Ryanmatanda
      @Ryanmatanda 25 วันที่ผ่านมา

      Zvinhu zvinogadzirwa kumbare uko hapana chavabvisa apo

    • @Ryanmatanda
      @Ryanmatanda 25 วันที่ผ่านมา

      Madzibaba nechin'anga munerimwe

    • @SandraChirambadoro
      @SandraChirambadoro 18 วันที่ผ่านมา +1

      Ndazviona wo aisa ruoko mublugwa nxaa mbavha iyo

  • @funwellmatowe1336
    @funwellmatowe1336 26 วันที่ผ่านมา +4

    I put like when l see Mukanya simbi yebasa 👏

    • @Ryanmatanda
      @Ryanmatanda 25 วันที่ผ่านมา

      Hapana simbi apo fake yega yega , Joshua dare rako rasvika APA vakapfeka ngundu xhaa

  • @Maigerald04
    @Maigerald04 26 วันที่ผ่านมา +6

    Drewmas media taking us to another level

  • @zimzimm-qe5in
    @zimzimm-qe5in 26 วันที่ผ่านมา +6

    Ndaita number 3 pama likes

  • @TariroEmelda-yv5jq
    @TariroEmelda-yv5jq 26 วันที่ผ่านมา +6

    Achembera wese akutoroya haaa musajairire vanhu imi

  • @MafirakurevaStephen-lc3yy
    @MafirakurevaStephen-lc3yy 26 วันที่ผ่านมา +11

    Ahh havana mhosva gogo ava 🎉 gogo mavambunyikidza.iii

    • @mashcentralpeople77
      @mashcentralpeople77 24 วันที่ผ่านมา

      Imhata idzi, kupusiratu dhiplazi-plazi. Kubirwa mari ne nguva. Paribe fundo!

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 26 วันที่ผ่านมา +8

    Izhara ufu hunopera

  • @DonaldMataga
    @DonaldMataga 26 วันที่ผ่านมา +4

    Aaaa ana mukanya muriko here

  • @user-dd5fl7ze1c
    @user-dd5fl7ze1c 23 วันที่ผ่านมา

    Thank you drewnas I follow your programmes from South Africa.
    Keep on helping people and expose witchcraft, its real

  • @bluevan11
    @bluevan11 26 วันที่ผ่านมา +3

    Kkk ayas regai ndiseke zvangu

  • @richardbwane3613
    @richardbwane3613 26 วันที่ผ่านมา +5

    Imi that gogo muroyi this is not any edited story

  • @idahtembo8484
    @idahtembo8484 25 วันที่ผ่านมา

    Mawabatira property yayo Gogo manje nyama wachaiwanepi watching from Zambia

  • @mariabanda2415
    @mariabanda2415 26 วันที่ผ่านมา +2

    Drewmas media u a the best❤

  • @EdingtonMudewairi
    @EdingtonMudewairi 26 วันที่ผ่านมา +1

    Ndaapo pa 1

  • @MAVISDADIRAI
    @MAVISDADIRAI 26 วันที่ผ่านมา +8

    Ko seiko zvinhu zvinobatwa nevanhu ava zvangofanana fanana 😢

    • @bennymapfumo2986
      @bennymapfumo2986 25 วันที่ผ่านมา

      zvidhoma zvakafanana

    • @Varaidzo83
      @Varaidzo83 25 วันที่ผ่านมา

      😂😂😂😂zvinondinetsawo

    • @user-tc9pb7gl4e
      @user-tc9pb7gl4e 20 วันที่ผ่านมา

      Zvinhu zvavo anambavha ava

    • @bennymapfumo2986
      @bennymapfumo2986 20 วันที่ผ่านมา

      @@MAVISDADIRAI paucharoyewa ukabetsegwa. nen'anga. idzi nipo pauchaona kt Satan haana simba

    • @tobs7968
      @tobs7968 13 วันที่ผ่านมา

      Zvinogadzirwa ku company imwe chete 😂😂😂😂

  • @wekwamazorodze8660
    @wekwamazorodze8660 26 วันที่ผ่านมา +4

    Hakuna Tsikamutanda akambopedza nhamo mumisha. Kungotora mari every few years. Thiskamutanda is a No No

  • @CONLIAGADZAI
    @CONLIAGADZAI 22 วันที่ผ่านมา +1

    Zvinogadzirwa kumbare izvo

  • @user-oo3xx4xz7x
    @user-oo3xx4xz7x 26 วันที่ผ่านมา +5

    Gogo avo chokwadi ndaona vafa tisina nguva yakareba navo vari kutorohwa nehana zvisingaiti

  • @faithbungu9136
    @faithbungu9136 25 วันที่ผ่านมา +5

    Hayiwawo zvekunyepa izvo cy muchingobata zvine mvere

    • @EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz
      @EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz 25 วันที่ผ่านมา

      Pa TH-cam apana n'anga ma fake egaega, mumwe nfakamuona achiburitsa zvidhoma 8panzvimbo hwani mu toilet

    • @eunicemafurirano2466
      @eunicemafurirano2466 22 วันที่ผ่านมา

      Taurai kwese kwavabata vanongobuditsa same thing

    • @LeslieBridge-xs9gf
      @LeslieBridge-xs9gf 19 วันที่ผ่านมา +1

      kune zvimwe zvakaita sei

    • @faithbungu9136
      @faithbungu9136 19 วันที่ผ่านมา

      @@LeslieBridge-xs9gf handiti vanhu vanoti ndaona kachidhoma amunhu kapfupi pfupi not icho chakabatwa icho ndechekugadzira icho

  • @antoniodomingo7433
    @antoniodomingo7433 26 วันที่ผ่านมา +7

    Hakuna zvakadaro. Chinhu.nechako icho. Wanga uhitoiva pawakachiisa Mumba magogo. Seiko kudherera chembere imi
    Sei muchimirira kuchembera kwemunhu mozoda kumuvhiringa😂

    • @albertmunawa371
      @albertmunawa371 26 วันที่ผ่านมา +2

      Imi ama 2 k iti zzzz

    • @nyashakuchenga3872
      @nyashakuchenga3872 26 วันที่ผ่านมา +2

      Chembere yakafumurwa nemweya wemufi asati avigwa

  • @wilsonmudzani-ly9pl
    @wilsonmudzani-ly9pl 7 วันที่ผ่านมา

    Nhema idzi , vano kuurayisayi navaroyi vanhu ava .bcz varoyi vega ndivo vanoziva kuti iyi ifake ,and this one is another one

  • @slyvybz
    @slyvybz 25 วันที่ผ่านมา +4

    Parohwa vanhu 10-0 apa

  • @ChipoMpofu-hl2ll
    @ChipoMpofu-hl2ll 7 วันที่ผ่านมา

    Ko vanhu murikupupurira gogo seyi ivo varikubvuma vega uye havana kunwiswa muzepete

  • @LyriqalFlame767
    @LyriqalFlame767 6 วันที่ผ่านมา +1

    Iyo yekuzoita knge unotoroya nagogo kuvarambira ndokudiii 😢.. inzwai tsitsi msango mirire varoyi imi ,mrivamwe sooo

    • @DorcasMakwachata
      @DorcasMakwachata 6 วันที่ผ่านมา

      😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @charlesshambare143
    @charlesshambare143 26 วันที่ผ่านมา +1

    We move

  • @SylviaJonga
    @SylviaJonga 26 วันที่ผ่านมา +2

    Vanoti kunyepa hazvisati zvasvika kwenyu ndosaka muchidaro.zvinhu izvi zviriko

  • @tawandakororo2756
    @tawandakororo2756 24 วันที่ผ่านมา +1

    Name of the song

  • @tatendagudo8620
    @tatendagudo8620 26 วันที่ผ่านมา +2

    Apa ndopega pandopesana neDremas pakuregera vanhu vachibirwa nembavha idzi remember last time kwagogo vaye vemoto pakabatwa nyoka yefake ava vanhu imbavha

  • @LoycePande
    @LoycePande 11 วันที่ผ่านมา

    Zvakaoma shuwa munhu wese akura akuroya shuwa

  • @Jenny-yi4qu
    @Jenny-yi4qu 25 วันที่ผ่านมา +1

    Kana dremmas medea yakuita madrama akadai ngaivhariswe nxaaaaaaa kujairira chembere kusvika pakadai hre moyo wangu urikurwadza💔💔💔💔

  • @AnniegraceMakumbira
    @AnniegraceMakumbira 23 วันที่ผ่านมา +3

    Ngavapote vachiuya neupfu hwavo kune nzara uku

    • @patiencemujuru296
      @patiencemujuru296 15 วันที่ผ่านมา

      😂😂😂😂Bhagidhi kuti tsvai

    • @LoycePande
      @LoycePande 11 วันที่ผ่านมา

      Iiiiii taura hko nemafuta nesalt hre vakomana

  • @GratewinMbundire
    @GratewinMbundire 26 วันที่ผ่านมา +4

    Musapedzere gogo hupfu inguva yenzara vanozopiwa nani

    • @bennymapfumo2986
      @bennymapfumo2986 25 วันที่ผ่านมา

      @@GratewinMbundire true vanosara vachitambura ava mdanzwa zvchnzi huyai necooking oil kkkk vanosara kitchen isina chunhu

    • @ShyletMdosi
      @ShyletMdosi 6 วันที่ผ่านมา

      Childhood chacho choda grocery kt chibatwe 😂😂😂😂😂 respect our parents ​@@bennymapfumo2986

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 25 วันที่ผ่านมา +1

    Mvura ne hupfu zvine basa , asi vano zoisa wavo mushonga here kuti zviite other wise wega unogona kungo zvoita wega 😂apa cooking oil futi

  • @user-xy4vy5wn9q
    @user-xy4vy5wn9q 26 วันที่ผ่านมา +1

    Zvinhu zvacho hayas

  • @sheillahchakanyuka1260
    @sheillahchakanyuka1260 25 วันที่ผ่านมา

    Gogo avo pa part 1 panehama yangu yaivabvunza ivo vaitaura vega kt nyoka nezvidhoma izvo vachizviona saka gogo Havana kuramba muroyi

  • @albertmunawa371
    @albertmunawa371 26 วันที่ผ่านมา +2

    Mabatiro emu face uyu handimatendi

  • @ShebhaNdhlovu
    @ShebhaNdhlovu 26 วันที่ผ่านมา +4

    Zviriko hre izvo... Muzimbabwe muchangozara mbavha chete

  • @MonicaUsenii
    @MonicaUsenii 7 วันที่ผ่านมา

    Kwaiita madzibaba ndivo vauya nacho

  • @kandariraanna
    @kandariraanna 25 วันที่ผ่านมา +1

    Kkkkkkk pakutoda omo washing powder hupfu mafuta salt zvakaoma mumba munosara musinga order

  • @HenryMaringire
    @HenryMaringire 4 วันที่ผ่านมา

    Beware for these people

  • @giftndori9362
    @giftndori9362 21 วันที่ผ่านมา

    Next time bag rinobuditswa panze Andrew ne shambA auzviziye here ma video ahazinakidze pa mike makagona next time munhu anobatirwa mike kuitira kuti Munhu nyangwe akataura nemaoko mike aitize😂😂

  • @tinochinoz9737
    @tinochinoz9737 12 วันที่ผ่านมา

    kudira gogo mvura kudaro shem

  • @hildajudy9161
    @hildajudy9161 25 วันที่ผ่านมา +1

    For me it's not clear, haibo

  • @SolomonGwaze
    @SolomonGwaze 25 วันที่ผ่านมา +1

    Gogo varikubvuma wani saka modakuti abate sei ivo gogo vachitaura kuti ndechangu

  • @bornfacenhau
    @bornfacenhau 17 วันที่ผ่านมา

    Madzibaba munotenda kumashura here

  • @EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz
    @EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz 25 วันที่ผ่านมา +3

    kubirwa muchiona, inini ndinomamisa matsvina akadai

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 23 วันที่ผ่านมา

    Mukà into same nagogo wani

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 23 วันที่ผ่านมา

    Song 🎵🎵🎵

  • @PreseviaranceMarangwanda
    @PreseviaranceMarangwanda 25 วันที่ผ่านมา

    Haaa Ummm hameno

  • @user-tc9pb7gl4e
    @user-tc9pb7gl4e 20 วันที่ผ่านมา

    Anamadzibaba makuitiswa haaaa inini handinzwisise nhau dzanambavha Ava .Tsikamutanda dzakabikwa idzi team Mosqen yega yega iyi

  • @Wavie2007
    @Wavie2007 26 วันที่ผ่านมา +1

    Sei kuzoti haudi kuramba uchingobatwa. I don't believe this,

  • @dhavetembo7654
    @dhavetembo7654 20 วันที่ผ่านมา

    Tsikamutanda using the tried and tested techniques chikwambo chaiswa pa 10:03 to 10:07 Look at his left hand. Don’t tell kuti asechwa before. Even a magician show his hands kuti ahaana chaakabata but the next thing unoona something appearing in his hand. It’s trick not super natural.

  • @brianmusendami6110
    @brianmusendami6110 26 วันที่ผ่านมา +2

    Mr Bones

  • @hokoyochikwenya7678
    @hokoyochikwenya7678 25 วันที่ผ่านมา +2

    Team imwe nemadzibaba ye fake

  • @charlesmagagada5044
    @charlesmagagada5044 24 วันที่ผ่านมา

    chimboitai bira ren'anga vana Tasvu, Mukotsanjera, Shumba iyeyu nevamwe

  • @linahkasirori4220
    @linahkasirori4220 21 วันที่ผ่านมา

    😂😂😂😂😂😂n'anphiti

  • @GraceMuchara
    @GraceMuchara 21 วันที่ผ่านมา

    Haaa property yagogo inopona eree

  • @ProfessorFifi
    @ProfessorFifi 22 วันที่ผ่านมา

    This is happening in Zimbabwe in 20th century 😩😩😩

  • @givelashlychaluka4665
    @givelashlychaluka4665 25 วันที่ผ่านมา

    Vanhu vese avo, kuunganira zvinhu zvisina basa, why muchiti munhu akachembera muroi 😊

  • @user-bu7oy9bc2h
    @user-bu7oy9bc2h 26 วันที่ผ่านมา

    Maswerasei drewmas media

  • @Tendai-u4l
    @Tendai-u4l 19 วันที่ผ่านมา

    Ndepapi apa Neshamba

  • @ephraimsshum432
    @ephraimsshum432 21 วันที่ผ่านมา

    Primitiveness must be stopped forever.

  • @NevsonSarahMuzvidzwa
    @NevsonSarahMuzvidzwa 26 วันที่ผ่านมา +2

    This guy is tsikamutanda fake anodziwanza

  • @user-tc9pb7gl4e
    @user-tc9pb7gl4e 20 วันที่ผ่านมา

    Madzibaba rekai kubatanidzihwa nombavha monyepera kupihwa

  • @LoycePande
    @LoycePande 11 วันที่ผ่านมา

    Aaaaaa imi ini ndakagara navo vanozviita nekuzviruka zvinhu izvi musanyepera gogo

  • @decidechomudhadha1413
    @decidechomudhadha1413 13 วันที่ผ่านมา

    Dai umwe akazvirova dumbu nechitsvimbo ichocho

  • @Kete-rp6sy
    @Kete-rp6sy 26 วันที่ผ่านมา

    kkkkkkkkk dzouya

  • @BesinaiNgapasare
    @BesinaiNgapasare 17 วันที่ผ่านมา

    Ko iyo song yaisi yemasowe kkkk hanz joshua dare rako razikanwa

  • @UrsebiaNyabunze
    @UrsebiaNyabunze 26 วันที่ผ่านมา +1

    Mukoma Andrew ko mbuya shumba yaonda warisei

  • @stanfordmusekiwamurove3316
    @stanfordmusekiwamurove3316 26 วันที่ผ่านมา

    Drewmas🤝🤝🤝🤝🤝🤝🤝

  • @marvellousmakanje7155
    @marvellousmakanje7155 12 วันที่ผ่านมา

    Zvinoshamisa here kuti chinhu chakaitwa naSatan chibviswe naSatan... This is the highest deception from the devil himself but ndinehurombo nehama dzedu dzirimurima and l agree kuti zvikwambo nezvidhoma zviriko ende mabasa aSatan ese kubva kuneakaisa wacho neabvisa wacho it's all Satanic

  • @user-tc9pb7gl4e
    @user-tc9pb7gl4e 20 วันที่ผ่านมา

    Ndokupiko kunemaninji yakadaiya maBuja douyayi Pano tirinzane kamu .?????Gondinyepai kuti zvirikuita ipi ikweyo .?????Mutoko ipi ????

  • @EdingtonMudewairi
    @EdingtonMudewairi 26 วันที่ผ่านมา

    😂😂😂😂 Bata

  • @pfidzinhaluilo750
    @pfidzinhaluilo750 16 วันที่ผ่านมา

    Vanhu vhurai maziso. Rovai n'anga imbavha idzo. Nanhasi muchiri makapusa kudaro?

  • @brianshumba4349
    @brianshumba4349 3 วันที่ผ่านมา

    Chikwambo not Chidhoma kkkk vakasirwa nechiMudhara

  • @MariyaChipfunde
    @MariyaChipfunde 26 วันที่ผ่านมา

    Ummm regai kushungurudza gogo imi hamusi kuona here kuti she is innocent

  • @DumisaniEmmanuelSibanda
    @DumisaniEmmanuelSibanda 22 วันที่ผ่านมา

    Kkk dremas apana nyaya apa chitsotsi ichi

  • @FunnyAtom-hf7og
    @FunnyAtom-hf7og 17 วันที่ผ่านมา

    Vana tsikamutanda vanoita masaramusi ndechake icho ,muchembere haana mhosva kubira vanhu vana madzibaba musapupura zvamusingazive ,kwese nyika yese vanhu avo vanobira vanhu

  • @user-kn9jr9bg5n
    @user-kn9jr9bg5n 25 วันที่ผ่านมา

    Haa uyu akuita masaramusi sheem hayiwa zvedu

  • @user-nt7fo1gr4m
    @user-nt7fo1gr4m 23 วันที่ผ่านมา

    Madrama chaiko aya haaaayas

  • @SharonMoyo-y3h
    @SharonMoyo-y3h 25 วันที่ผ่านมา

    Musadaro vachembere vedu imi zvinhu zvenyu mese zvakangofanana wani plus angochembera wese waroya mmuukushungurudza harahwa nechembere imi vanhu

  • @tinomzeni420
    @tinomzeni420 26 วันที่ผ่านมา +1

    Mbunyikidzo iriko futi

  • @NoxichitovaGorimbo
    @NoxichitovaGorimbo 26 วันที่ผ่านมา

    Mr bones

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 26 วันที่ผ่านมา

    ❤❤❤

  • @PraiseNyoni-t6e
    @PraiseNyoni-t6e 26 วันที่ผ่านมา

    Yoh mbuya ava nekuvareverera kwangu kwese tjoh 😢😂😢😂

  • @BhaseraNorman
    @BhaseraNorman 21 วันที่ผ่านมา

    Ini ndinoziva tasvu nakanengo only ndovanoti kkumuroi tora Chingy chako wega not izvi

  • @shantelbaiton9866
    @shantelbaiton9866 18 วันที่ผ่านมา

    😂😂😂Kana mazogara vanhu vekumaruzevha vanoda zvinhu shem vari vorohwa nezvidhoma wosiya mhuri ichitambura ivo vana vadiki siyayi kudzimba vanohakira zvinhu zvevanhu😢😢😢😢😢

  • @maimavis
    @maimavis 25 วันที่ผ่านมา

    Veduwee kudenga Kure sure vanhu Vasa nyepe zvakadaro azviko izvo kunyepa chaiiko

  • @SimonMashingaidze
    @SimonMashingaidze 24 วันที่ผ่านมา

    Saka munoti neshamba anotora zvinhu zvaFake hr imi ,munobvunza kana musingazivi plz

  • @chichimanyange3150
    @chichimanyange3150 19 วันที่ผ่านมา

    Vanhu vakarema mumastreets vachifeeder zvimwe zviextra vana tirikuvaziva hedu😂

  • @aaronnhumbe2218
    @aaronnhumbe2218 26 วันที่ผ่านมา

    Kudya hupfu kkk

  • @YvoneMuchezana
    @YvoneMuchezana 18 วันที่ผ่านมา

    Akuna kuibva uku hupfu hwamopedza kunenzara kudai aaaaa imii taneta nemi nhema dzenyu

  • @TonderaiChivanga-w7o
    @TonderaiChivanga-w7o 6 วันที่ผ่านมา

    This is fake ❌ mbavha dzevanhu drewmas media pliz editor uwone hakuna chikwambo chisingarwisi kana chidhoma dead movement

  • @sarudzaikagoro5788
    @sarudzaikagoro5788 21 วันที่ผ่านมา

    Zvkunyepa izvi

  • @FelistasMagomo
    @FelistasMagomo 21 วันที่ผ่านมา

    Hupfu mafuta cooking oil makutambisa imi zvinhu zvirikudhura

  • @tinochinoz9737
    @tinochinoz9737 12 วันที่ผ่านมา

    gogo vatori confused vati ndandiri ndega. vozoti tatiri 4

  • @NoxyZvayi
    @NoxyZvayi 19 วันที่ผ่านมา

    Kuchembera ratova problem wese achena msoro mroyi yaa ma1 msazodero ana tsikaz

  • @PaulThomas-ps3yj
    @PaulThomas-ps3yj 26 วันที่ผ่านมา

    Uko ndononzi kunyepa 😂😂😂

  • @AnniegraceMakumbira
    @AnniegraceMakumbira 23 วันที่ผ่านมา

    Cooking oil upfu munyu 😢