Very few vana are like this. Mai ava vashaya zvakutaura, she chose a fight with a person tha doesn't want to fight, nekuti anokudza amai , vasingakodzeri kunzi Amai. Nyadzi dzinokunda rufu. Apa havana kusiya mwana mudzinza, how ungrateful can one be. Havana chavapokana nacho pa evidence yese shown. Amai chengetekai Musadaro
It doesn’t work like that. She has a right to her husband’s estate. Vangotadza kunzwisisawo zvavo kuti vawirirane nevana. She was married to Kamba so property ndeyavo vose.
@mahafrika7116 manyatsoteerera here zvenyaya yataurwa about company yacho? It was in a Trust. Tge terms obviously excluded mai ava as she wasn't even a share holder. Estate was finalised, High court knows mutemo and what a spouse is entitled to. Mai avo vanzi vakasiirwa zvavo vakatengesa wani including imba yanzi vakatengesa. Havavaki mai avo. Dai vakazvara na Kamba havaimbotengesa zvese. Vakadii kuzongoti kana vafa zviende kuvana vaKamba? It shows vakato marker vana vaKamba
Mai ava vakushaiswa respect ne vana ne hama chikonzero Havana wavo wavakabereka. Chinokonzera kuti vana vese vavakarera vavade chii muna mato wangu ndewe kuti Mwari vape madzimai ese asina mbereko mbereko 😢
Chief mutemo hauna basa kuti unevana here kana kwete. Kana vane muchato she has a right to property yemurume wavo unless murume akasiya will ichitaura something else. She is recognised even pasina muchato under common law.
Nhaimi ukanyora mashoko padombo zvinomutsa mufi here 😂😂😂😂mufi anomuka achiverenga mashoko here haaa Mai ava vane drama risina basa so hama dzemurume dzavaiziva zvadzakafa vanoreva here kuti vakuda kubata guva remurume voga here ?ngavatidzikamire
Haana kumbovapandukira. Mai ava vari kutoshungurudza nekudheerera mwana uyu. How can she take mukomana uyu kudare for nyaya yaasina kuita ega? Mombe 3 dzei ivo vachitopiwa mari yeku company isiri yavo? She's cruel. Kuzoda kuvhara nyaya yekuti vari kuchengetwa vachiti haisiyo nyaya yavakwirira dare. Shame on her.
Amai ava vari blessed asi havazviwone vachazowona kukosha kwevana ava vavafuratira
Amen mwana wataura mashoko makuru❤❤
Mai van nhongwa
@@EmidaMutenure vane beef because of company yavasina kusiirwa.
Very few vana are like this.
Mai ava vashaya zvakutaura, she chose a fight with a person tha doesn't want to fight, nekuti anokudza amai , vasingakodzeri kunzi Amai.
Nyadzi dzinokunda rufu.
Apa havana kusiya mwana mudzinza, how ungrateful can one be. Havana chavapokana nacho pa evidence yese shown.
Amai chengetekai
Musadaro
Respect to the brother or to the Kamba family dai amai ava vakatoenda kudara
Kurova pasi chaiko. Unonzi uchagarirei iwe usiina vana. Vanotemba nekuti hama dzemurume hadzigare mu Zimbabwe, vaidei vakatama musha kare. Tina mbuya mukadzi wemunin'ina wemunin'ina wasekuru vangu akanzi ibvai muende. Murume wenyu afa. Manga musina mwana nemurume wenyu muchagarirei pano? Vakatoenda even though vanga vakura. Vatukirira sei mbuya ivavo hehehe. Vaive nepamuromo vachichenama sterek. Musha wakatosara wave wemwanasikana wekune previous marriage yasekuru.
It doesn’t work like that. She has a right to her husband’s estate. Vangotadza kunzwisisawo zvavo kuti vawirirane nevana. She was married to Kamba so property ndeyavo vose.
@mahafrika7116 manyatsoteerera here zvenyaya yataurwa about company yacho? It was in a Trust. Tge terms obviously excluded mai ava as she wasn't even a share holder. Estate was finalised, High court knows mutemo and what a spouse is entitled to. Mai avo vanzi vakasiirwa zvavo vakatengesa wani including imba yanzi vakatengesa. Havavaki mai avo. Dai vakazvara na Kamba havaimbotengesa zvese. Vakadii kuzongoti kana vafa zviende kuvana vaKamba? It shows vakato marker vana vaKamba
@@PaloSantvanenge vanoda mari too much mai😂😂😂
Amai ndavanyarira😂
AMAI avo muroyi chaiye that's why Mwari asina kuvapa Mwana. Blaz usavape mari yaunovapa Monthly. Watching from Zimbabwe Gokwe Nembudziya ♥️ 🇿🇼 👍
Ariseyi Justice Mayor Wadyajende
Amai ava vanoshusha uye pamuromo
Mai ava vakushaiswa respect ne vana ne hama chikonzero Havana wavo wavakabereka. Chinokonzera kuti vana vese vavakarera vavade chii muna mato wangu ndewe kuti Mwari vape madzimai ese asina mbereko mbereko 😢
Mai ava vari wrong, chero magariro avo neattititude yavari kuratidza haina chimiro.
Kusatenda huroyi amai ava vanegodo tendai kuchengetwa nevana vemurume its a blessed mufunge muchaona kukosha kwechikorobho mvura yarasika uye cheif musasuppoter mukadzi uyo anoroya
Ukaona murume mukuru achema ummmm mai nyewenutsai moyo
Mambo tongai muchiona zviito zvamai varikuomesera mwana kutonga kwawo kwanyanya chavarikuda imari yemwana tisaomesere mwana
Apa matongawo zvakanaka heads-up big brother for standing firm against this childish woman
The problem is our culture ndiyo yakapa vanakomana pfungwa yekuti nhaka ndeyavo yet vana vese are equal and should benefit equally
Usavapa mari fut mbuya iyo inofarisa streki
Ndakambonzwa kuti vanhu vatsvuku vanoroya ichokwadi here uye ndimai nyakutumbura here
A mbuya ava kurikuda mari here😮😮
Asi dombo racho raive nemushonga here. Kana ranga risina chaipa chii . Amai makushayawo zvekushushira
Ndirini kana cent hamaizoriwana🙈🙈🙈
Saka msg yepaguva ndoyanetsa chete apa
Ko kukwana semukadzi Mkuru
Mai avo ma1
Vane hutsinye mai ava
Mai havana kumaka awo iro ziso ravarikutarisa naro harina kunaka havana kuchema mwana uyo fambira upenyu hwako unofa
Kuseni kwechuru ndizvo ubatsirwe vasiyane newe zvachose vanogona kuzokurombera ukafa
ndotype Yana daisy mutukudzi
Eczacly
Kana uchienda ku court gadzirira zvekutaura shuwa !
Mai Ava vakaoma
Chief mutemo hauna basa kuti unevana here kana kwete. Kana vane muchato she has a right to property yemurume wavo unless murume akasiya will ichitaura something else. She is recognised even pasina muchato under common law.
Mai imi zvamochemera hazvina basa mazvinzwa mungachemera msg yepaguva hr chii chakadaro ,,zvekushaya mwana zvinebasa rei inga mapedza kutengesa zvimwe Wani haiwawo
Kusanyara stepmother apa no mwana nakamba
Paguva pacho maida kudiiko mbuya imimi,kutadza ku appreciater zvakanaka. Muri kurwira dombo,mambo musatora side rambuya avo munenge makatengwawo imi
Vana mai vedu vanoda kungwarira chero vakura vanogadzira nyaya dzokukutsvagira mhosva mai ngavachingo taura zvavanoda zvipere
Kukudza mwana haisi mhosva itai rudo nemwana naiyewo anoita rudo naamai usavape cent vanojairira vaitengeserei zvinhu
Hooo havasi mai nyakubereka ndazopabata
Baba vakaona kuti ndikasararidza mwana hama dzake panezvakaona baba mabatirwo aiitwa mwana vaida kutonga mwana semuranda ngaarege nekuvachengeta havana rudo varikuda mari yemwana chete
Amai ava havafanire kuripwa kana duzvi ishanje dzengomwe
Dako rako makoni nembuya iyo
Amai ava vane moyo mukukutu but vachazovafunga vana ava
AMEN WHAT A GOOD NARRATER EVIL WOMAN
Nhaimi ukanyora mashoko padombo zvinomutsa mufi here 😂😂😂😂mufi anomuka achiverenga mashoko here haaa Mai ava vane drama risina basa so hama dzemurume dzavaiziva zvadzakafa vanoreva here kuti vakuda kubata guva remurume voga here ?ngavatidzikamire
Mmmm
Ma war vate agara anoshisha
Chifimboko
Unozoda mwana akadii shuwa apa handiwe wakamubara, ungrateful mother,vako vacho vanototadza kukuchengeta... Mmmmmm mbuya yakaoma iyi
Apa haazive kurwadza kwekuzvara.Plus kutengesa kwaaita property ndewe mutema rige wembada
😅😅😅
Mwana ari very arrogant.. Mai ndimai... Kupandukirwa nechawakarera