Amwene Nemuroora Ep 17

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 9 ก.ย. 2024

ความคิดเห็น • 828

  • @user-cs3tg5lp3w
    @user-cs3tg5lp3w หลายเดือนก่อน +261

    Vhovho and bemudha fans let's gather here and show them some love

    • @Winnetnyashachinyadza
      @Winnetnyashachinyadza หลายเดือนก่อน +1

      Amwene magona nekuti muroora remekedza uye waka mhuri yekwaunenge wawanikwa kuti uwane tsigiro kuhama dzemurume wako.

    • @gracematsika7304
      @gracematsika7304 หลายเดือนก่อน +2

      Wonderful vovo heyii firefire bhemudhe mafaro cheete❤❤❤😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉

    • @gracematsika7304
      @gracematsika7304 หลายเดือนก่อน +1

      Ozemwa kuto Wetheral moto kuna maiguru anhuwoyeee Aaaayaas mhayiweee ❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉

    • @gracematsika7304
      @gracematsika7304 หลายเดือนก่อน +1

      Ozemwa doro heyiii❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉

    • @gracematsika7304
      @gracematsika7304 หลายเดือนก่อน

      Mamoyo tothefullest feelfree❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @MissRoyalty735
    @MissRoyalty735 หลายเดือนก่อน +104

    FOUR SEASONS Media ngatimboipai malikes❤❤ hobho tipihwe rimwe Episode manheru anhasi❤❤❤❤❤❤❤

  • @nokutendachiremba7343
    @nokutendachiremba7343 หลายเดือนก่อน +75

    Ozemwa's fans let's gather here😂😂😂😂😂 zvanzi ndrikuda kuona kuti musvinu hre kana kuti wadzokorodza zvawakaita pakutanga

    • @anniefungatira3732
      @anniefungatira3732 หลายเดือนก่อน +1

      Ozemwa to the people😂😂😂

    • @NELSONMUSHSOHO
      @NELSONMUSHSOHO หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂

    • @rosemaseva4464
      @rosemaseva4464 หลายเดือนก่อน

      Imagine kunge asina zvaari kuziva 😂😂😂😂😂 apa kuwanza sei

  • @ElephigiobhakkeMatafi
    @ElephigiobhakkeMatafi หลายเดือนก่อน +236

    Kana uchinakirwa ne 4 seasons siya like

  • @ashleynyika1331
    @ashleynyika1331 หลายเดือนก่อน +182

    Who else is here for Vovo and Bhemudha ngativape sando dzavo guys huyayi pano

  • @sarahmushonga
    @sarahmushonga หลายเดือนก่อน +91

    Let's gather for omzemwa sahwira

  • @MakaP-r2h
    @MakaP-r2h หลายเดือนก่อน +81

    Can't wait kubata muzukuru zvangu ##vhovho imagine that happiness umm let's push guys todakupinda muepisode 50 siyai like mafans if you agree 👍 4 season is the best well talented

    • @user-om6dl3hx3m
      @user-om6dl3hx3m หลายเดือนก่อน +1

      Kkk ikasabviswa mimba yacho namaigurukkkk

    • @MakaP-r2h
      @MakaP-r2h หลายเดือนก่อน

      @@user-om6dl3hx3m ummm panododa kusimbwa kkkkk

    • @BuhleMpofu-ko1up
      @BuhleMpofu-ko1up หลายเดือนก่อน

      Takatomirira kuona isu ❤ l luv you gyz itai 2 ma episode pazuva

    • @user-pq9yu3rf7e
      @user-pq9yu3rf7e หลายเดือนก่อน

      Hoyoooooo l love you muroora mitch

  • @RandoskillerWengoma
    @RandoskillerWengoma หลายเดือนก่อน +120

    Haaa guys make sure kt Friday mkutipa two ma episodes...
    Who is with me

  • @takundasigauke9968
    @takundasigauke9968 หลายเดือนก่อน +38

    This is reality munedzimwe mhuri, vamwe vakadzi mess up marriage dzavo forgetting kuti murume anogona kungochinja one day, this is a big lesson some ladies have to learn. Uyu first wife akazvikanganisira ega hapana wekuchemera , Mari ayipfachura, hama dzemurume achivabata rough apo mwana hadi kuzvara , in life you reap @ some point..

  • @OscarMatsilele
    @OscarMatsilele หลายเดือนก่อน +68

    the best actress Mitchell

    • @Winnetnyashachinyadza
      @Winnetnyashachinyadza หลายเดือนก่อน

      Mitchell l salute 🤠 you keep it up ❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 หลายเดือนก่อน +30

    Ozemwa mhayiweee anhuwoyeee Aaaayaas Well done ozemwa ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉

    • @Winnetnyashachinyadza
      @Winnetnyashachinyadza หลายเดือนก่อน

      Ozemwa🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏

  • @Motivationbyttd
    @Motivationbyttd หลายเดือนก่อน +40

    Ndinoisa like ndisati ndaona however that means inyama

  • @webbingtontazvivinga564
    @webbingtontazvivinga564 หลายเดือนก่อน +23

    Mitchell ane talent hake keep on shining you guys

    • @talenttaengwa
      @talenttaengwa หลายเดือนก่อน

      Anayo shuwa sezita rangu 😂😂😂😂😂

  • @TawandaDhliwayo-q8s
    @TawandaDhliwayo-q8s หลายเดือนก่อน +35

    Can't wait,75% of my phone storage is full of four seasons media videos 😅🎉.

  • @user-pf7pb8io8p
    @user-pf7pb8io8p หลายเดือนก่อน +5

    Ozemwa is the best for creating some prbms love you four seasons ❤😂😂

  • @patrickmatanga3074
    @patrickmatanga3074 หลายเดือนก่อน +19

    This drama makaragadzira zvine unyadzi.... I like this drama hopefully it can reach episode 100

  • @stelladeredzai7792
    @stelladeredzai7792 หลายเดือนก่อน +29

    A big lesson Kuna Makoti mukuru pamwe pacho muno pusha varume kutsvaga umwe mkadzi nekuda kwe hunhu, Four seasons murikupisa 🔥🔥🔥🔥🔥

    • @Muetarie21
      @Muetarie21 หลายเดือนก่อน +3

      Taura hako tirikudzidza veduweeee Hama dzemurume ngadzifanane nedzako edza nepaunogona munhu kuvaenzanisa parudo

    • @Muetarie21
      @Muetarie21 หลายเดือนก่อน

      Four season kumberi

    • @redfanchigumbura9077
      @redfanchigumbura9077 หลายเดือนก่อน

      DO U THINK THIS CAN HAPPEN IN TRU LIFE

    • @Ruruwacho
      @Ruruwacho 16 วันที่ผ่านมา

      ​@@redfanchigumbura9077 Yes...........zviriko mudzimwe dzimba

  • @JonesNdlela-hm9lr
    @JonesNdlela-hm9lr หลายเดือนก่อน +25

    The moment I was waiting for .. Michi vs Makoti alongside amwenee can't wait guys Friday kure

  • @chipomchenje8987
    @chipomchenje8987 หลายเดือนก่อน +22

    Chinobururuka chinomhara ikozvino maiguru Matemai vamhara keep it up guys ❤❤❤

  • @edsonkasokola6756
    @edsonkasokola6756 หลายเดือนก่อน +10

    Vakadzi dzidzai pana mkadzi wa Jati apooo ari kuratidza hunhu husiwo asi chidzidzo, varume hanzi tiri pwere tinoenda kkkk

  • @langzy
    @langzy หลายเดือนก่อน +28

    Vovo u are playing this role smoothly. I'm very impressed with your work guys.Keep it up❤.Apa magonesa.

  • @AfroWisdomVault
    @AfroWisdomVault หลายเดือนก่อน +37

    Hmm guys Friday Kure itai plan tiwane our best entertainment early. A dose everyday will be just fine

    • @hoto31
      @hoto31 หลายเดือนก่อน

      ndimi muno abuser mushonga imi

  • @shepherdgavaza4442
    @shepherdgavaza4442 หลายเดือนก่อน +10

    Vhovho naBhemudha varikupisa😅😊😂😂😂😂❤❤ more love

  • @emmanuelkadyamatimba9647
    @emmanuelkadyamatimba9647 หลายเดือนก่อน +14

    Soft yaBhemude haaa Nice ❤

  • @shemgomo2756
    @shemgomo2756 หลายเดือนก่อน +6

    Excellent 👌 work 4 mamwaka iyi inofanira kusvika episode 100 chaiyo this is real life story

  • @lanhelihlemoyo2089
    @lanhelihlemoyo2089 หลายเดือนก่อน +3

    Ko mroora mkuru wogwadama hre hupenyu inhava yebenzi chokwadi 😂😂

  • @christianstephen7400
    @christianstephen7400 หลายเดือนก่อน +3

    Mabig house vese mune dzungu madzidza kaaaaa😂😂😂😂😂

  • @joicemaruta8042
    @joicemaruta8042 หลายเดือนก่อน +8

    Mamo ndokut mukadzi vanamamoyo tokumiririra🎉🎉

  • @tracybiriati1448
    @tracybiriati1448 หลายเดือนก่อน +2

    ❤❤❤❤❤ bhemudha and vhovho to the world Mitchell macake guys this amwene nemurora 17 its too much 🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @user-jg2tp2kc8s
    @user-jg2tp2kc8s หลายเดือนก่อน +16

    Apaa pachabura hombe chaiyo haina kumira mushe Mitchel nhumbu yapo gulez havana vakamedza varikuskul kwakupomera vdmwene hazvibudi spaaa😂😂😂

  • @rutendotambu
    @rutendotambu หลายเดือนก่อน +11

    Perfect haaa muno actor tongokumbira mukurumidze chete kutipa mamwe ma epsodes

  • @MonalisaNyamapfeni
    @MonalisaNyamapfeni หลายเดือนก่อน +5

    Bemilda n mama vhovho fans let's gather ❤❤😂

  • @Priscillahgwenzi
    @Priscillahgwenzi หลายเดือนก่อน +3

    Everyone is perfect in his or her role🎉🎉🎉🎉🎉 keep going guys zvirikufaya izvi mutakunanzva❤❤❤❤

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 หลายเดือนก่อน +7

    Vamwena ava ini hangu ndichavatengera sweet ini kkkkkkkk hanzi makhoti varume havarohwe unounzirwa umwe wechitatu😂😂😂😂

  • @stellamangwiro
    @stellamangwiro หลายเดือนก่อน +3

    Kwaaaa Mitchell wekenyenye.. Hanzi chisukai handichabata maplates enyu😂😂😂😂hoyoo, and bamunini Bemudha is cool and playing his role very well... 👌.... Hahahaa maiguru nhasi makuziva kuita hunhu nekutaura namai zvakanaka nhasi😂😂😂😂that second wife Wil humble you big timekotiwo uyu anonzi Ronnie uyu hahahaa muchapinda muforo hako nasisi vako mese😂😂

  • @nyaradzomarozva5715
    @nyaradzomarozva5715 หลายเดือนก่อน +11

    Kkkkkkkkkkkk Ozemwa namai jati Mwari awenemi sorry makoti muchiseka hr

  • @user-lp9qd2ek4m
    @user-lp9qd2ek4m หลายเดือนก่อน +9

    Mitch along side mukadzi wa jati aaa zvaendwa kkkk😂😂

  • @rosemaseva4464
    @rosemaseva4464 หลายเดือนก่อน +1

    Vovo naBermuda 🔥🔥🔥🔥
    Aaah ndaseka, gulez vapinzwa muforo kuzopfugamawo kani

  • @LauraMudzingwa
    @LauraMudzingwa หลายเดือนก่อน +13

    Friday mangwana dai matipawo 2 maEpisides

  • @judithmhondoromhondoro9712
    @judithmhondoromhondoro9712 หลายเดือนก่อน +2

    Culturally, Mother in law has decorum . Bhemudha is so happy

  • @allynpadzinorimwa2312
    @allynpadzinorimwa2312 หลายเดือนก่อน +1

    Aiwa zvirikufamba shem haaa apa makarova basa welldone

  • @faithmhene
    @faithmhene หลายเดือนก่อน +4

    Mu kitchen 😂ma maiguru 😂Vhobho &Bhemudha to the world 😂😂😂😂 u killed me 😂😂😂

  • @LovenessMudzengerere-bb4zb
    @LovenessMudzengerere-bb4zb หลายเดือนก่อน +2

    Haàaa vhovho nabhemudhe marova guys 👏👏👏👏👏

  • @ChipoMakunika
    @ChipoMakunika หลายเดือนก่อน +1

    Ndafara maiguru varikutora manotes kuna mynn I like it

  • @KennethMaunze
    @KennethMaunze หลายเดือนก่อน +2

    Ozemwa kuita kunge sewakabhejerwa kudaro😂😂😂😂😂😂

  • @shiellamachingura9843
    @shiellamachingura9843 หลายเดือนก่อน +13

    Hamusi matinyanyira hr veduwee haaaa kure uko ko nhac wacho totoswera tanenzara chaiyo totizve mangwana tidina chekuona mangwana achonazve tisina haaaaa kureuko itaiplan kn kutotipawo ka2 per day

  • @KeishaZambuko
    @KeishaZambuko หลายเดือนก่อน +1

    Nice guys vasinga rwadziwi na jati na Michelle Siya like pazasi apa

  • @DesterGarande
    @DesterGarande หลายเดือนก่อน +1

    Aaaaah maiguru vakupa respect kuna bmunin naaemwene nekuda kwekty murume aenda

  • @tsitsijichichi398
    @tsitsijichichi398 หลายเดือนก่อน +2

    Asi vovo kaa kuchri kunyararidza Makoti here 😂😂😂😂😂😂

  • @trymorechisepo9669
    @trymorechisepo9669 หลายเดือนก่อน +7

    Kuita kutadza kunyora nekunakirwa hangu Ozemwa shando dzake

  • @TinotendaTynoe
    @TinotendaTynoe หลายเดือนก่อน +2

    Taneta nekumirira veduwe tipeyiwo imwe next ycho

  • @SharonNorah-dt3yx
    @SharonNorah-dt3yx หลายเดือนก่อน +6

    Kkkkk Mitchell vs patients Hoyo haikona apamicth uyo akutoverenga zvigunwe makot achachiona kkkk

  • @ShyletshantyChigwagwa
    @ShyletshantyChigwagwa หลายเดือนก่อน +1

    🤣🤣🤣🤣🤣 vovo statement kkkk nhy mai matrmai varume havarohwi munovivirwa ft mumwe wechitatu

  • @rosemaseva4464
    @rosemaseva4464 หลายเดือนก่อน +1

    Kwaakutongoendawo nemhepo kunge hoto 😂😂😂😂😂 Ozemwa-ka

  • @user-xu5ut1nh1o
    @user-xu5ut1nh1o หลายเดือนก่อน +1

    Kkkkkk haaaa munogona guys manje manje topinda mu 100,000 subscribe

  • @Mimie.mother.of3
    @Mimie.mother.of3 6 วันที่ผ่านมา +1

    Im here for mai matemai first wife 😂😂😂😂

  • @user-ps4os4xl7p
    @user-ps4os4xl7p หลายเดือนก่อน +1

    Hanz mama musandigumhe gumhe kkkkk bhemudha 😅😅😅

  • @deeteemugari4343
    @deeteemugari4343 หลายเดือนก่อน +1

    Ozie 🔥🔥🔥Hanzi Jati wakuitwa masagge nemashoko😅😅

  • @BelieveGwatiringa
    @BelieveGwatiringa หลายเดือนก่อน +1

    Bhemudha na Vovo combination iyo haiko makavabatanidzirei vanhu avo kkkkk vanotiuraya

  • @edmup1959
    @edmup1959 หลายเดือนก่อน

    Guys, you’ve done it again; you keep surpassing yourselves!!! Hats off to 4 seasons, muri vahombe!!! Can’t wait for your next production

  • @esinahladye4089
    @esinahladye4089 หลายเดือนก่อน +1

    Bermuda waita kugona chaiko udza munhu chokwadii urove imbwa wakaviga mpini😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅....Mama mukugona shm.....Mitchy keep it up Mai Matemai usachinje pliz❤❤❤
    Jatii Man up usatolerate mukadzi uyo wekukushayisa peace....Ozizi welcome back now Mitchy apadhuze doro uchaita rekuramwaaa...Netsai hes😢 ....Rony uchaita bhooo....anyway pliz musabatirane mshongaaa😢

  • @AaronMatiza-i6o
    @AaronMatiza-i6o หลายเดือนก่อน +7

    Can't wait kuona muroora akatakura muzukuru wagogo

  • @shannelmatsaure7657
    @shannelmatsaure7657 หลายเดือนก่อน +3

    Haaaaaaaaa nhasi ndaseka bhemudhe naVovo 😂😂😂😂 mandinakidza ndachema zvangu

  • @Munashe.jnr.kingmero
    @Munashe.jnr.kingmero 23 วันที่ผ่านมา +2

    Maimatemaii fans let's gather here❤❤❤

  • @user-dl2my2wn5w
    @user-dl2my2wn5w หลายเดือนก่อน +1

    Vhovho na Bemudha hooyooo🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @danielmurenzi5851
    @danielmurenzi5851 หลายเดือนก่อน +2

    Jatiwero chichangamuka manje,wave free.Ozemwa uritsotsi Mitchell haumuzivi iwe

    • @rosemaseva4464
      @rosemaseva4464 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂

  • @MarykudzaiMajore-mx2lw
    @MarykudzaiMajore-mx2lw หลายเดือนก่อน +6

    Ozemwa adding insult on injury

  • @user-ef6xw6wg8u
    @user-ef6xw6wg8u หลายเดือนก่อน +8

    Wish mukutinonokera Kani guys dkuona maiguru namainini😂😂😂😂

  • @TakudzwaZinatsa
    @TakudzwaZinatsa หลายเดือนก่อน +2

    Rambai makatsika guys. munogona l want to join guys

  • @user-zk6qg2qw1f
    @user-zk6qg2qw1f หลายเดือนก่อน +1

    Tamirira episode 18 kandai anhuwoye zvamurikuita zvirikufamba

  • @WakelodgeMachavira-bb6xt
    @WakelodgeMachavira-bb6xt หลายเดือนก่อน +1

    4 season kandaiwoka next episode nhasi veduwe 😊

  • @shovoraimakado7838
    @shovoraimakado7838 หลายเดือนก่อน +1

    Mese mogona veduwe. keep it up guys

  • @EuniceMaziyofa
    @EuniceMaziyofa หลายเดือนก่อน +5

    Ko madii pa18

  • @gilbertguzha5373
    @gilbertguzha5373 หลายเดือนก่อน +1

    Ozemwaka kwana kkkkkkk ndiwe honzeri chokwadi kushoroposza mukadzi wemumwe kudaro achamwa poison chete kkkk

  • @GwanzuraPrince
    @GwanzuraPrince หลายเดือนก่อน +1

    Amushad kani 🎉🎉 tikunonokerwa

  • @edsonkasokola6756
    @edsonkasokola6756 หลายเดือนก่อน +2

    Mish wacho kkkkk akauya achiziva weakness yagulez

  • @freddymachingura802
    @freddymachingura802 29 วันที่ผ่านมา

    One of the best movie in Zimbabwe so far
    Jatiwero naOzemwa

  • @user-ud5pj8sk8o
    @user-ud5pj8sk8o หลายเดือนก่อน +2

    Ndri kutodzidzawo pano thanks nedzidziso yenyu .

  • @ChristwishMachamacha
    @ChristwishMachamacha หลายเดือนก่อน +3

    Sando dzako Ozzy wakarongera Jatty chimoko chiribho bho. Onai mai Matemai kutopfugamawo pana vamwene.

  • @lanhelihlemoyo2089
    @lanhelihlemoyo2089 หลายเดือนก่อน +1

    Makuyuta kunge muri pa food and eat 😂😂😂😂😂😂

  • @lisachikwati8491
    @lisachikwati8491 หลายเดือนก่อน +3

    Haaaa Vhovjo n Bermuda haaaa l cant😂😂😂😂😂😂mandiuraya nhac

  • @tinashembakureya234
    @tinashembakureya234 หลายเดือนก่อน +1

    Matemai manyanya kutya mukadz I think it’s high time yekut muchiratidza kt you’re the man of the house

  • @vhaivhai7405
    @vhaivhai7405 หลายเดือนก่อน +1

    Chikandayi asara gaiz eyyyy takuda mnjeee

  • @WishesWishley
    @WishesWishley หลายเดือนก่อน +2

    Musiyeyi aende makhoti uyo😂😂😂😂😂

    • @ProgressMafuta
      @ProgressMafuta หลายเดือนก่อน

      Hii veduwe second chance 😂😂😂

  • @rosemaseva4464
    @rosemaseva4464 หลายเดือนก่อน +1

    Chinobhururuka chinomhara 😂😂😂😂😂 haaaa Ozemwa kuwedzera munyu pachironda kkkkkkk ko kuzoenderera achiwanza zvake

  • @shovoraimakado7838
    @shovoraimakado7838 หลายเดือนก่อน +1

    Vanhu imi mogona zvekuti rambai muchitifadza

  • @gloriamadungwe5291
    @gloriamadungwe5291 หลายเดือนก่อน +1

    Vovo na Bhemudha combination yenyu ndaida iyo 😂😂😂😂😂

  • @rosemaseva4464
    @rosemaseva4464 หลายเดือนก่อน +1

    Even tsano vachinjawo 😂😂😂😂😂

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 หลายเดือนก่อน +2

    Magurru vakupfugama vakutedzera hhezvoo mashura ❤❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @ElvisThiago-kf3pr
    @ElvisThiago-kf3pr หลายเดือนก่อน

    🎉🎉🎉Vovo bhemudha nhasi mapedza❤❤❤❤

  • @LeonGarapo-bs6qu
    @LeonGarapo-bs6qu หลายเดือนก่อน +2

    😂😂 vhovho muhombe guys 🔥

  • @admirekwangwa5097
    @admirekwangwa5097 หลายเดือนก่อน

    Mu kitchen Mani maiguru...i love it❤❤❤❤❤

  • @MiriamChiororo-iz4uk
    @MiriamChiororo-iz4uk หลายเดือนก่อน +2

    Gys 18 mukuita cy nayo muricy cy manje

  • @noelsandinga
    @noelsandinga หลายเดือนก่อน +1

    kkkk haa muri huchu, buy tomorrow isai Ep18 tione

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 หลายเดือนก่อน +3

    Four Seasons@90k n road to 100k..Zvinoita🎉🎊🤗❤💖

  • @mylesletang8811
    @mylesletang8811 หลายเดือนก่อน +1

    😂😂😂😂😂 ndazoseka hangu amwene Vovo bhemudha Sando dzanyu

  • @RegretSibanda
    @RegretSibanda หลายเดือนก่อน +4

    Ozemwa 🎉🎉

  • @RhodaMuresherwa
    @RhodaMuresherwa หลายเดือนก่อน

    I salute you guys 4 season media , hats of to you guys especially Bhemudha navamwene

  • @user-zp2ht5id4m
    @user-zp2ht5id4m หลายเดือนก่อน +3

    Vovo and Bhemudha torai sando dzenyu

  • @ChiedzaMudzingwa-vg1ng
    @ChiedzaMudzingwa-vg1ng หลายเดือนก่อน

    Yuwii mashura,ndiani akapfugamira amwene uyoooo 😂😂😂😂