Keep it up guys chandinokumbira ngaparambe Paine mweya wehumwe pasazoita kuzvikudza kana humbimbindoga zvamuri izvi munosvika Kure guys Batai makadaro unite is power
Gore rino ichanakidza gyz aaah MaActors ariserious paakutodadzinodzonza iwasara wasara competition iri paNb nefour szn media maHorror ayooo vese arikupisa kwazvo pozotiwo team pagheto aaah vana vakabva kumhuri imwe arikupisa zvawo ese
I think Netsai is ahead. Dhafu shows that she is acting most of the time, except for specific roles like when shes acting dzisina kukwana. She really hammers it there. Netsai is a trailblazer. All weather - doesnt care what role she is given she nails it.
😂😂😂😂😂😂nhai Jati Matemai zvauchatosvorwa nesipo kumjanyira fon 😂😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 mbuyawasha amusi maakuzvinyanya here imi you guys are very talented
Netsai is a real superstar. Easily the best acting talent in all the team that was once formerly the big team of Naiza Boom. I love her.
Kkkk netsei yoooh
Ye ma blesssor madii nayo ngaiende kaa
Ka amai Kadiki aka iiih😂😂😂
Hajatiwero ka uuuuuummm vadii kusiya achikta votanga vapedza kugeza😊
Ka amai kenyu kadiki aka amana😂😂😂
Kkkkk vane muviri mudiki😂😂
Zvino vanamai vafupi vonzwiiko kkkk
Body shaming and cyber bullying 😔
Amai awo I like it 😂😂😂😂😂😂😂 handei mberi team rangu murikugona
😢oooh finish amai wenyu netsai ma horror
Mwana makabara mega mwana wacho akazosangana nematambudziko anonzi zvoda vekwake munozozvigona here nhy amai
Pafeya Vhovho naJati vanondigonera❤
Jati unowanza sipo ah nhai
hanzi pano pasago hr kkkkkkkk kkkkkkkkk hanza ramba wakapfugai mama ishumbasito kkkkkkkkkk
Mitchell I'm here for you 🎉❤
Mucharambisa mwana mai imi
Keep it up guys chandinokumbira ngaparambe Paine mweya wehumwe pasazoita kuzvikudza kana humbimbindoga zvamuri izvi munosvika Kure guys Batai makadaro unite is power
Tichisimbisa kuti vese vanogona tisataura mazita ndopavanozotanga kuoma musoro 😂😂😂
@@nobertc5984 ichokwadi baba nokuti project haingave project ye munhu 1 kunge chisale ndofunga vese so far hapana ari better kudarika mumwe
Netsai I wish u more blessings my sister ❤ love u and I wish to see you face to face coz of yr beauti smile bt yooo I'm too far, from Jane Capetown
And I'm enjoying to see you,acting there way u are doing.thats great
Mama vechidiki APA wanotaurisa kkkkk I like her very much mama Netsai
Gore rino ichanakidza gyz aaah MaActors ariserious paakutodadzinodzonza iwasara wasara competition iri paNb nefour szn media maHorror ayooo vese arikupisa kwazvo pozotiwo team pagheto aaah vana vakabva kumhuri imwe arikupisa zvawo ese
Keep it up guys munogona wena love u 4 seasons media ❤❤❤🎉
First one to like and comment before seeing what's coming
Ukunyanya kumukirawo iwe 😂
@@jamesmoyo8785 kkkkk ndinenge ndakatomirira
Zvazvinhu manje ❤ but Netsai kaaa😂 mmmm denga uchaita reku gugula mucharambisa mwana nekuda mari. Nyamhanza na Vhovho zvopera mushe here 😂
musagumire futi pamacasira futi iyayia i ngaienda mberi
Ambuya maakutonga kumba kwemkwasha futi, kutoda kudzinga munin’ina wemkwasha, makanyanya 🙌🏽🙌🏽🙌🏽
Netsai is a good actress
Kk ozemwa yaraa uhere
Mai vako vauya mwanangu vhura door kasira it's very egent😂😂😂😂
Amwene ndi marujata chaiye 😂😂😂😂Jati kuita seuchadonha uchimhanyira fon 🙌🙌keep going guyz 💥💥💥💥💥
Netsai ucharambisa mwana 😂😂😂😂😂😂😂🎉😂😂😂😅😅
Amai Azukha aka Netsai😂😂😂
Kkkkj aaaa asi jatiweroka sure kumhanyira fn nesipo yese yawanga uinayo iyooo
Let's Like and Share guys❤❤❤🎉
Keep going 🤜🤛 mkugona gyz
Jatiwero pfeka masokisi ahhhh😂😂😂
Love you Netsai❤❤❤❤❤unogona basa
Kkkkkk ndiko kamai kachona😂😂😂
Guys munondigonera keep it up
😂😂😂❤❤❤❤ jati makuru1
bhemudha anongoekita arisoft pese pese kkkkkk kukaviwa kudai achingoti sory aaa😢
Mish akawanikwa hr ndmutore zvanku
Ukaona waita mbuyawasha vakaita saNetsai haaa unenge waita munyama chaiwo 😂😂😂
Ozemwa i like your Shona
Ndanga ndazviziva kuti ambuya ava ndi Netsai chete😂😂😂😂😂😂😂
Munogona gyz keep it up
netsai arikumberi, aiwa you nailed it
Hakuna Mother in-law vakadai haaa Netsai dzungu😂😂😂😂🙌🙌🙌🙌
😂😂😂😂😂😂😂Kupengereka kwacho manje kunge daughter in law svinurai
@@chipochides7525taura hako 💯 she's like the wicked daughter in law 😂😂😂😂😂😂😂😂.dzungu Netsayi ambulances vanono bvunza hikwereti ceroora😊.
Higher levels now, jato vivo ❤❤❤❤❤ yrrr netsaiii mmmm 😂😂😂😂
I have a good feeling about this one keep it up
Aaah Tsetsai Kambo kawurikuyimbakanonzi aniko
Jatiwero tinokumbirao urge kuactor using t -hirts
Keep it up guys much love❤❤❤❤❤
Jatiwero never disappoint😅
Netsai ambuya manyama weldone amai
Pandonzwa ozemwa ndotombo kanganwa ndotofunga kuti arisi drama 😂
Netsai kusabatika kose uku kanty ayipractiser kupopota 😂😂😂😂😂
Guys muri kupusha!!! Great job!🔥
😂😂😂😂 haaa jatiwero kumhanya kunodaira phone sipo yakazara kumeso
I just love everything you do guys can’t wait to support ❤❤
Pedzai basa 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Vovo💥💥💯
Haaa amai varikugona havo asi vaita vadiki
Haaaaaiboooo Ko Jati kubuda mushower nesipo nekuda kudaira phone bhoo here 😂😂😂😂😂
😂😂 zvauriwe wotosvorwa nhai jatiwero. Keep it up guys❤
Ambuya makuzvinyanya imi mucharohwa nevakwasha michaputsa imba yemwana wenyu imi
Jatiwero ma 1 kkkkkkk pa cell😅😅😅😅😅
Pa cell ndoyakapedza muviri😂😂
Netsai netsai 😂😂well done gys
GUYS KANA MAZOGARA NETSAI CAN ACTIE 😂😂😂😂BUT MESE ZVENYU ASI NETSAI KA HANZI KABIYASIIII 😂😂😂😂😂
Hope hamusi kuzogumira pa5
Ambuya dzungu kani 😂
Kkkklkkkk hanzi ndinogona kudzoka ndikakukwaturira sorry iyoyo
Keep it up Netsei 🥰
Your quality is always on the spot. Keep it up. International standards ❤
Netsai huchi kkkkk❤😂😂😂
Some of these things let's be realistic who bathes akapfeka short,,at least videographer should crop osiya hake the upper body.
Hello guys your movies are so great im enjoying a lot
But the only problem is movie mistakes guys eish i don't know if you taking note of that
keep it up guys🔥
So excited
Four seasons media munondigonera keep it up
Four seasons media to the world ❤
U are improving guys keep it up tosvika chete
give a round of applause to that😂😂😂
Ummm Kure kwese uko takamirira 😮
Maizvara challenge yacho pamusha pemukwasha Bho ere
Mbuyawasha manyama kupinda mubedroom memukwasha makuzvinyanya imi koiko kupengereka chii
Yoweee ambuya vakuda kutsvaga kurohwa nemukuwasha
Boa trabalho
Can't wait❤❤❤❤
Nesipo hre papa matemai 😂😂😂😂😂😂😂
Waiting but kure imatinyanyira
Good work guys❤
Nice one
Netsai naDhafu draw draw 6 na 9 hapana role yavasingagone kkkkkkkll
I think Netsai is ahead. Dhafu shows that she is acting most of the time, except for specific roles like when shes acting dzisina kukwana. She really hammers it there. Netsai is a trailblazer. All weather - doesnt care what role she is given she nails it.
kusarohwa uku😂
Umm ambuya vakadai ma 1..kutonga kwachoa 1
Good job guys ❤
Picture quality is flawless👌🏽
😂😂😂😂 ambuya vanoda yenya awa
Well done ❤
Netsai anondigonera😊
Itai muchikasira kutipa 2 yacho kkk
jati jati siya phoni iyo😂😂😂😂
Waiting ❤❤
Plz ngatichisvikawo July tapinda mu 100k chatova chikumbiro ❤❤🎉🎉
Netsai😅😅😅😅haya
❤❤❤ great job