Mbuya Nehanda woye woye mudzimu woye vana tatambura 😭😭😭. Chokwadi tinotenda, nekuvigwa kwemagamba edu. Sekuru Chaminuka, Sekuru Kaguvi tibatsireiwo, musunungure nyika yedu yeZimbabwe, makatisunungura asi tichiri kutambudzwa. Drewmas Media taking us to the next level. Maita basa kuti ratidza Gamba redu. I salute 🫡🫡🫡
A word of advice to MaNdlovu. Musafambe makapfeka red kunzvimbo dzakadai. Red mixed with another colour is OK if you cant avoid red but Red iri yega is a complete No. Munohakana nezvisirizvo. Ndatenda
Homeboy please next time you need to interview those people muri imi Shumba. Ma Ndlovu vange vave kuita off side mimwe mibvunzo yavo. Otherwise well done keep it up with your programs.
Ndinoshuvira kuti mapfupa ana sekuru kaguvi na mbuya nehanda dai vamuka vese tatambura mu Zimbabwe veduwe vanhu vaye vakafa vachitambura asi nyika ye Zimbabwe yave ya munangagwa nevana vake
Happy to see war veterans becoming less partisan and more zimbabwean. Zimbabwe is mad up of all sorts: different political parties, zimbabwean ancestral worshipers, christians, muslims, blacks, mixed races, indians, whites. The love of zimbabwe unites us all! Let us not turn a blind eye to our hungry neighbours because of these cosmetic differences, we are one zimbabwe we should exercise Ubuntu
I shed a tear. The war was not a stroll in the bush. We need unity in this country. Pasi nèmuchena anoda kutiparadzanisa nanhasi uno. Pasi nevanotipa ma sanctions. Pasi nevanotsigira kuti tipiwe ma sanctions.
Point of correction to that mother beneath that black beret, the war vets did not fight for us to use USD, but they fought for us to use our own currency.
Mawana zororo comrade batanai kwamuri ikoko murwire Zimbabwe futi yatorwa nemuvengi
kkkkk
Salute comrade and maita vanhu venyu vabatane zvisina mhirizhonga totenda nekubatana kwenyu vanhu mose❤
Mbuya Nehanda woye woye mudzimu woye vana tatambura 😭😭😭. Chokwadi tinotenda, nekuvigwa kwemagamba edu. Sekuru Chaminuka, Sekuru Kaguvi tibatsireiwo, musunungure nyika yedu yeZimbabwe, makatisunungura asi tichiri kutambudzwa. Drewmas Media taking us to the next level. Maita basa kuti ratidza Gamba redu. I salute 🫡🫡🫡
Yaaa chivanhu chiriko
Magamba akafira mahara shuwa its so sad. We still far from freedom
Zviri kuitika mu zimbabwe marwadzo ega ega
Beautiful war songs though
❤❤chivanhu chiriko zvesure
A word of advice to MaNdlovu. Musafambe makapfeka red kunzvimbo dzakadai. Red mixed with another colour is OK if you cant avoid red but Red iri yega is a complete No. Munohakana nezvisirizvo. Ndatenda
Mudzimai uyo akuma shure kubata USA ndovakomana ivavo nemagirls we salute you macomrades
Chivanhu chiriko zvechokwadi tingataure zvakawanda 🙏
Chivanhu chiriko hama yangu
Hongu chiriko but its powerless hachina simba to protect its people from oppression
@@MatamboMasau bba kana mukanamata zverudzirupi ukafa we church yenyu vanototungamidza wedzinza pamberi
@@MatamboMasau kuti unzi muporofita (history yake anenge ainine zita redzinza wotomukumbirira kuti achiita chipotofita)
I salute the speaker uyo
Parikuvigwaaa comrade Peter dai varidzirwa pfuti nekuvigwa ne🇿🇼chokwadi ko aMnangagwa naChiwenga muripi nhai
Tinokusalutai comrad zororai zvakanaka ❤
Ndopaunonzwa anamusoro bhangu achiti ma warvet haana Basa
Chivanhu chiriko ndabvuma hangu...❤❤❤❤
Homeboy please next time you need to interview those people muri imi Shumba. Ma Ndlovu vange vave kuita off side mimwe mibvunzo yavo. Otherwise well done keep it up with your programs.
Chokwadi ngatitevedze chivanhu chedu. Takavhiringwa nevachena kusatevera chivanhu chedu. Ngativhure maziso veduwe.
Ini ndaimbosvora. Asi now ndaku ziva kuti mudzimu iriko ende inoona pese patinofamba.
@@rutendomarufu2929 kana neni ndainge ndisingazvinzwisisi asi ndakazobvuma
I salute you mhamha well said
Hama dzedu dzakafira mahara hatina rusununguko rwacho. Tinotenda Mwari Comrade mabuda henyu kut munovigwa kune vamwe venyu. Comrade makukachidzwa ka coz Zimbabwe haina kusununguka, nyika yedu ikurwadza
Ma one zvokaoma
Yoh vaneShamba musasiya vasingagoni kubvunza, imwe mibvunzo haiite
Zvakafira mahara makaitora kubva kuvachena izvezvi yavepi nyika yacho zvayawa kumachina Wani ndiyo irikudya zvayo Mari isu tichitambura
Chivanhu chiriko. Thank you Drewmas media for taking us to the world.
Bishop bho here avo
Iwe mandlovu chiiko newe zvechikoro zvauri kusimbirira zviri kuenderana papi nenyaya yemufi yamafambira ikoko
Tava pa lunch ndiri kuona hangu tnx Drewmas Media
I love chivanhu chedu ❤❤ thank u drewmas media
Good conservation
Bishop musadaro
Inga zvakaoma
Chivanhu chiriko chokwadi,munhu ahangoparari zvenhando
Musoro vabishop bhoo hr
Bishop rinetenge svikiro gurusaaa Rasta iyo
Mmmm makuda tibudirwe songs enyu aondichemedza😭
Ma Ndlovu utikwanire ungabvunze munhu akasvikirwa kt wakadzidza kusvika papi koo Neshamba anga aendepiko uchisiya kasikana aka kega
Nhy zvako pfungwa dzacho adzishandi, kubvunza zvisingait
Muregererei mwana mudiki
@@profqda3464 tozviziwa kt mwana saka tati kasikana ,plus haisi horror
Ipwere iyi aina zvainoziva
Zvimabhareta zvenhema, ndovamwe vaitiza vamwe muhondo. Shuwa magamba akafira Chivhayo, Java, Makandiwa , Magaya , ED , Freddy, Java etc. zvinonzwisa tsitsi shame
Muskana we Dreams haunvunze zvechikoro pamunhu akagarwa wakambozviona kupi nhai kkk haya bvunza zviripa ground nekuti uyo akagarwa nemufi haungabvunze zveupenyu kwake nekuti akagarwa nemufi
Yoweeeee bishop yooooo
Taking us to another level
Tavepo shumba murirudadiso mandlooo ❤❤❤❤❤much love
Maita basa drewmas media nekuttirakidza zvikuitika kuzim kumusha kwedu.😂😂😂😂bye comred Drewmas 🤣🤣🤣🤣🤣
Bishop ichechi ipiko iyo
Yoooo pakaipa
Musoro waBishop bhoo here
Rasta bishop
mhuri dzakafirwa ne ma comrades kana zvadziri kuwana bsa rekutengera ma Chief mota ED usadroo
Midzimu iriko, kusaitevedza hedu
Iriko wangu
We are the custodians of our culture n tradition
Haaaaaa irasta here rina bushop😮
Please viewers, forgive MaDhlovu. Her era doesn't understand our era. Big up MaDhlovu you are learning. Keep it up and keep on keeping
haa vakafira mahara vanhu avo munangagwa akuiita zimbabwe private property
Takaitora zvedu ma cmrade asi Haisi kugarika vana VeZimbabwe vapararira munyiya dzavamwe.RIP comrade Makafira Mahara
Mmm bishop 🙆♂️🙆♂️🙆♂️🙆♂️chech yaMwari chaiyo hr
Dziriko postori dzema rasta like Johane Masowe nyenyedzi nomwe AKA Nguwo tsvuku ndiyo ine mapostori anoita rasta.
Bravo urisei
🤝
It’s sad that our gvt doesn’t care . Some gvts do this in a professional way. 😢
Imi ityai mwari shuwa
Pamberi ne true war veterans pasi nembavha
Mandlovu apa vakanyadzisa apa kuratidza hupwere chaiko
Mabishop enyu aya kana. Maloggs here ?uhm sarendi
Chivanhu chiriko zveshuwa
Ndinoshuvira kuti mapfupa ana sekuru kaguvi na mbuya nehanda dai vamuka vese tatambura mu Zimbabwe veduwe vanhu vaye vakafa vachitambura asi nyika ye Zimbabwe yave ya munangagwa nevana vake
Todii nemusoro wa Bishop🤭🙌
zvazve musangano again here nhaii vakomana
Chokwadi mom mataura henyu vana vakafira nyika yedu
Take us to another level ❤❤❤
Happy to see war veterans becoming less partisan and more zimbabwean. Zimbabwe is mad up of all sorts: different political parties, zimbabwean ancestral worshipers, christians, muslims, blacks, mixed races, indians, whites. The love of zimbabwe unites us all! Let us not turn a blind eye to our hungry neighbours because of these cosmetic differences, we are one zimbabwe we should exercise Ubuntu
Kufira mahara shuwa zvakaoma 😢😢😢😢
Song iyo manyama
Drewmas munenge munopengawo imi, sure mungabvunze munhu abudirwa kuti besides zvekufa muhondo kuchikoro wakaperera papi. Ndanyara ini. It's like everything is staged event.
Chokwadi aresva mupwere uyo maNdlovu kana mweya wemushakabvu cde Peter washungurudzika ukasvimha misodzi ukazodaira mubvunzo neshungu.Iwe maNdlovu,macdes vakatosiya chikoro panzira vachipinda musango kunorwira nyika,ndinoona sewabvunza mubvunzo nhando apo next time dzamisa pfungwa dzako maringe nehudzamu hwesituation usat wabvunza.Zvakakosha izvozvo.
Magamba akafira mahara vachadzoka vowuraya vese vari kutengesa nyika kuma Chinese.Vese vari Corrupt muchapera.
I shed a tear. The war was not a stroll in the bush. We need unity in this country. Pasi nèmuchena anoda kutiparadzanisa nanhasi uno.
Pasi nevanotipa ma sanctions. Pasi nevanotsigira kuti tipiwe ma sanctions.
MaSanctions anei nehondo
@@profqda3464 if you can not relate the two is that my problem
Pasi nembavha ne corruption chete ndizvozvo zvauraya nyika kwete tosh yanataura cde mukai or ndimi mbavha dzacho
Pasi nembavha dze Zanu
@@muzezuru kkkkkk am just patriotic. I am not a sell out muzezuru.
Ngazvivongwe NeShamba 🎉
Bishop rasta uuh zviro
Finally tonderai akadzoka nehari netsvimbo
MaZimbabweans musatengese nyika ndeyeropa.
Bvudzi kuna Bishop bho here 😅😅😅
Siliviya hande kumagobo ndodzaiimba
Avo mai vari kumanikidza vanhu kuchema hanzi zvaita sei kwanai imi
Ko ivo mbuya nehanda ngavaende kumba
Drewmas media taking us to another level
Vekwedu macomrades vakauya vese
Hie good people
Thanks Drewmas Media
Varipi chihera vaneshamba
Murisei
Humende hamusikupa magamba ruremekedzo tengai box not mucheka vatungamiriri musadaro
Saka munhu haarovi nhai.Since 1978
Point of correction to that mother beneath that black beret, the war vets did not fight for us to use USD, but they fought for us to use our own currency.
Inzira yakanaka kuviga mapfupa evakafira musango vachirwa hondo
Mkoma Neshamba dai matora kasong kaTonderai Kane ngoma kanoti nakei kukunda aka kemaoko chete
Nhaimi chii chirimumusoro mabishop yoooo😂
Mhepo ngadzitibatsire panhamo yatakokerwa neZanu iyi mhepo mhanyai kuvana vaDambudzo ndimi mungatotisunungura pamatambudziko aya vana vaMnangagwa vaChiwenga vaMohadhi vese vapambe pfumi vatungamiri veZanu mhepo pindirai purizi
Kare paindependence mmmm taifara tichiona macomrades achibuda.
Vaneshamba koo vaye vaipfeka black varipi
drewmas media tinotenda chaizvo
Saka comrade vakafa ne 20 years marwadzo shem ,Government inofanirwa kuprovider zvese zverufu
Izinwele zikabishop 🤦hayi ke ngeke 🤔 no comment
😅😅😅😅 khuluma
Hezvoo no gloves hey imi chii chakadaro
Ko uyo ane cap ne shirt inetumaruva anenge arikuita kunge akatogarwa wani.
Bvudzi raBishop riri kudiwa ku Guinness Book of records.
Taura zvako, ndaona seRasta ragara nguva yakareba.😅😅😅
Nehanda chiuya ubvise dambudzo munangangwa
Tungamirirai kuti ED afe purizi imi vakarwa hondo