Varume vese vanofanira kugadzirisa vakadzi vavo nevanasikana vavo kuitira kuti kana vakango rara nemurume vanamatirane. Within a month vechihure zvinenge zvapera mu Zim yose!!! Vanasikana vanozosunungurwa kana varoorwa!! Only that way can sanity return to Zim.
@@violetmaluleke183 Agreed. In fact when a couple agree to marry then they must also agree kugadzirana, with each partner keeping the key to the other. Since that may be open to abuse/cruelty, when they separate then they must free each other.
Saka nemafambire aita nyaya iyi mofunga kut pane imwe judgement iri different ipapa? Dont abuse marights. Amwe anotipedzera nguva nechi jah chisina basa. Itai zviri right.
That father, sabhuku must be feared by the chief. How he asserts himself when he was invited to potentially be found complicit and is then allowed to escape these runaway proceedings is amazing. The chief is weak.
I second you munhu hauhure uri pamusha pevanhu kana wads kuhura ibva but the chiefs are biased vese ngavaripe ko akavhura futi vobhadharisa mumwe murume futi
The right to access justice is a fundamental human right that is enshrined in various international and national legal instruments. For example, Article 10 of the Universal Declaration of Human Rights states that “everyone is entitled in full equality to a fair and public hearing by an independent and impartial tribunal, in the determination of his rights and obligations and of any criminal charge against him.” Similarly, Section 69 of the Constitution of Zimbabwe guarantees the right to a fair trial and access to justice for all individuals. What the Chief did is wrong and Crime.
Ndine one question nema traditional courts 1 anyone ever witnessed an appeal ? do they allow appeal ? 2 i find it kuti dare risina appeal rine injustice 3 Mambo ha no right withholding a document that he needs to the higher court. Let the higher court dismiss him based on his own standing
Kana Uchida kuita appeal pa case hausane kubvuma mutongo , unotaura ipapo panopera kupiwa judgement. Ukaisa signature you are agreeing the terms of judgement. It's different from criminal court where you appeal within 14 days . Of which pa 14 days dzacho you give notice to appeal
@tambudzainechiwowe4968 hamuoni here kuti she's way older than chief. That could be his mom. When you get older, you will be doing the same. Remember these words when your sleeping patten changes
This is wrong. Kana munhu aita appeal anobvumirwa ne court. Plus hakuna mutemo wekuti munhu adanana nemarried person anemhosva. This guy must proceed to higher court and recover everything
Thank my chief...I am proud to be your subject
Thanks nekusvikawo kuside kwedu mumbotipawo mambo njelele gokwe please
Mambo nemangwe you are the best,mune respect mambo uye mogona kuita nyaya.ndafarira hunhu hwenyu mambo,kkkkk u are a good chief.
Number.one chief
Thanks mkoma Robert masvika kunashe wamai vangu shuwa.
Well done mambo
Vakadzi vakunyanya kuhura ngaripewo bcz ndovanohura kt varume vavo vazotsvaga pfuma
Varume vese vanofanira kugadzirisa vakadzi vavo nevanasikana vavo kuitira kuti kana vakango rara nemurume vanamatirane. Within a month vechihure zvinenge zvapera mu Zim yose!!! Vanasikana vanozosunungurwa kana varoorwa!! Only that way can sanity return to Zim.
Nevarume ngavagadzirwe kusagutsikana kwavo
@@violetmaluleke183 Agreed. In fact when a couple agree to marry then they must also agree kugadzirana, with each partner keeping the key to the other. Since that may be open to abuse/cruelty, when they separate then they must free each other.
@@rascocky6366manje varume nekuda chihure vanozohura nani manje zvikadaro?
@@muzimbo8659 Havana maoko here ekuti vaite bonyora? Chihure chirikuitwa nekuti vanhu vave kuzvitora se zviri normal.
The Chief must exercise his rights and powers to remove the headman from his duties period!
Chief haabvise headman .headman anotogadzwawo zvinongoitwa chief na district administrator🤔
Ini Lickius handisiini ndakahura maChief mune basa mujolo pandemic 🙌🙌
😅😅😅 - Mudhara Luckius kuseri manje
I'm happy ndaona mai vanhu and brother
Chief ava vanonzi ani Vadhara vebasa
Mambo dai mamurova mombe chaiyo yekunyebera mambo
Good question mdara Lucky usabmvhuma kupusiswa kusheedza vanhu vanogona kunge yakatogarirwa pasi semhuri.
Lackias ijere boy kkkk
best mambo vane muchuchisi kkkkkkkkkkk this is great
Mambo musaudziwe zvekuitaibvai macharger nerunya nesvoto musajaidzazvivanhu zvirimudunhu menyu❤😂😂😂
Chikomba muzukuru, gonha rawakapihwa kuna chiremba rarasika. Kuenda kudare usina kuromba, unobvapo uine chirenerera. Chiremba vakadya pavo, pavasinga kudzorere nokuti kwavari zvakaita zvawaida. Madya angu kwauri mambo Neshangwe
Best chief
Luckius ari smart hake
Maita Mambo🙏
Apa statement yataurwa na mainini ndeye kuroverera chikomba ende hapachabudiki zvachose. Manhu anenge atora mukadzi we munhu ngaripe n, ombe 5 .iyevo atorwa anofanira kuripa n,ombe 2 kudare . Zvikangodaro chete jekaukama pachihure mavharisa
Luckious ,Luckious,Luckious kaaaa kubuda zita nemakuhwa
Vatori venhau ...aaah basa murikugona endai kwese kumamisha uko aaah
Waiting
Totenda Mambo maramba kuitiswa huori nemkomana uyo plus mbudz mbiri dzamamuisira dzaita shoma aifanira kukuripai mombe yekutamba nemi
Yoweee inga nyika inenhubu
murovei nemumwe mutongo
Mambo makarongeka uye hunyoro makanyorova
Mambo chajai benzi iro rinokuzvidzai ndimi madximambo edu imi munhu uyu anokuzvidzai mupamhei
Robert tinodapart 2 apa
Muwedzerei dzimwe mombe
Its high time chikomba zvese nemukadzi varipiswe , rakunge bussiness vakadzi kuhurira varume kt varipirwe
Fambirai nyaya dzacho mambo wañgu mujolo wawanda kumusha kwedu uko
Ndafara kuwonawo vekwedu pamhepo
Ndofunga kutonga kwamambo Seke kuribho vose chikomba nemukadzi wacho ngavaripiswe
Yes vese ngavabhadhare
Fidelis anonyepa
Aaaaah zvamuri vanhu vekuziva nhai paseri pama heji apo masakadza
Nemukadzi wacho ibenzi munhu ane musha nemurume.anoita.zvakadaro. nemurume wacho ibenzi avekuda mombe dzechihure.ngaadzinge munhu aende ķumba kwavo
Luckious itsotsi
Ndekwedu ikoko
Ko vaMuzvaramhaka havasivo mambo here
Vabhichoman kusanyara kuramba mhosva makaenzera newrong type vapindirwa nasister.😢😢
Mbudzi mbiri ishoma
Paida mombe kuripa mambo
Mupei bepa raarikuda aendese nyaya yake mberi. Muri kurambirei kana achiruza anozviona ikoko. Its his right
Saka nemafambire aita nyaya iyi mofunga kut pane imwe judgement iri different ipapa? Dont abuse marights. Amwe anotipedzera nguva nechi jah chisina basa.
Itai zviri right.
@@shingiraitrevormboto2105 Ndozvaari kuda. Ngaapuwe bepa azvionere ega
Gokwe Gokwe Gokwe kungwara nhando mambo isai mbudzi shanu
Dhonga yaingoda tevez netevez yaingodawo Dhonga kkkk saka ngazvitevhane
That father, sabhuku must be feared by the chief. How he asserts himself when he was invited to potentially be found complicit and is then allowed to escape these runaway proceedings is amazing. The chief is weak.
Vatemei nemutongo wavo baba ava varikuramba zvavanoziva achikomba avo
Vatongwa dai vachitsvakirwa pekugara vachigadziriswa mhosva dzavo. Kumira kunorwadza
Kubusa ziya remakuhwa 😂😂😂😅
Kuita muchiuno makaregedzera munopinda busy chete.
Haaa vanhu ava varikushandisa vanhu mhani vachajei zvinemutsindo
Torai mbudzi mudye mambo, nyasire iyo yapara mhaka yoda kuita utsotsi pamberiri penyu mambo mungadai mati mombe chaiyo 🙈🙈🙈
Uuummm varume voita senge vaakuita senge vakuda kudya nevakadzi aaah kuda kuripirwa zvanyanya
Badarisayi vose mukadzi ne chikomba vakadzi vanyanya kuhura
I second you munhu hauhure uri pamusha pevanhu kana wads kuhura ibva but the chiefs are biased vese ngavaripe ko akavhura futi vobhadharisa mumwe murume futi
The right to access justice is a fundamental human right that is enshrined in various international and national legal instruments. For example, Article 10 of the Universal Declaration of Human Rights states that “everyone is entitled in full equality to a fair and public hearing by an independent and impartial tribunal, in the determination of his rights and obligations and of any criminal charge against him.” Similarly, Section 69 of the Constitution of Zimbabwe guarantees the right to a fair trial and access to justice for all individuals. What the Chief did is wrong and Crime.
Baba ava vakutongesa dare kaava
Vakirwai matare chief ndiye muridzi wevanhu nekugara navo
Magona mambo
Unoseka usati wanzwa nyaya yacho 😂😂😂
Ndine one question nema traditional courts 1 anyone ever witnessed an appeal ? do they allow appeal ? 2 i find it kuti dare risina appeal rine injustice 3 Mambo ha no right withholding a document that he needs to the higher court. Let the higher court dismiss him based on his own standing
Wataura chokwadi, Mambo vari kutongera hudzvanyiriri
Kana Uchida kuita appeal pa case hausane kubvuma mutongo , unotaura ipapo panopera kupiwa judgement. Ukaisa signature you are agreeing the terms of judgement. It's different from criminal court where you appeal within 14 days . Of which pa 14 days dzacho you give notice to appeal
Vakadzi ngavamboripawo
Gokwe kupusaa kkkkk Gokwe woyee
Lacto oooooooooooo
Vatongei mambo kuti vadziidzise vamwe vanhu kuti hazviitwe
Mambo imbotinzwisai audio kani 😂😂😂
Kuda kuti mamboaite corruption zimusoro guru 😂😂
Chivanhu hachina mukuru kana masignature ayo enda kun'anga iwe madzimai angwarisa mazuva ano.
😭😭😭😭ngavabhadhare vese kani mambo mkadzi ndiro hure guru mzukuru ihureo
Lackias mubhanditi
Ini umbobo gwandiinago ndegwekutii....... 13:44
Yah ndokut kutonga uku motonga nedare renyu
Fide ane corruption
Waitoda mombe chaiyo
Madhara amambo Aya anoto benefita pamombe dzinobviswa that's. Why they keep pushing quilty verdict
Unoseka nhamo serugare. 😂😂😂😂
Vamwe vakadzi vakuita kuti varume vavo vawane pfuma
But uchizvishaisa hunhu zvakadaro
Mambooo vanotonga zvavoo ava ndatenda hangu 🙏🙏🙏🙏
Chikomba iwe enda undo famba famba pfuma yako inodzoka ita chivanhu chinyararire zvako
ndururani muchinda uyu
Uyo ane sunhat yeblack ari kukotsira ndiye mkadzi wamambo here?
Vakadzi vemadzimambo havauyi kumatare ... same nemukadzi wemusoja nemupurisa newateacher vanouya here kubasa rababa😂
Ummm havasi mai vavo here cz age yamai avo vave vechikuru
Kkkkk
@tambudzainechiwowe4968 hamuoni here kuti she's way older than chief. That could be his mom. When you get older, you will be doing the same. Remember these words when your sleeping patten changes
This is wrong. Kana munhu aita appeal anobvumirwa ne court. Plus hakuna mutemo wekuti munhu adanana nemarried person anemhosva. This guy must proceed to higher court and recover everything
Inongonzi dzokerai kwamambo chaangakwani kuita kuchinja mambo wekurepoter asi azvibatsiri kupedza nguva
Madhara aya ari kuzvinetsereyiko? Yava kutotongwa patsva here or what? I think vanga vatopedza kare pakuti ngaaripe muripo wakatagwa nedare; now chavava kuita chava chii futi? Vava kutoporonga manje. Munhu uyo akabvuma akasaina asingatauri zvose zveapiri izvozvo. Then aenda onofirigwa-furigwa netumagweta mubundo; nhasi odzoka kuzotamba neDare; vakakuswera vachimu entertainer shuwa? Hana nyaya mufana uyo.
Luckious ari rude
Kurasa pfuma yese iyo ,dzoserwa zvese zvako, kutuma mukadzi kuhura brat shit
Ipika yaniko iri pamuti apo🤨
I.know gokwe varikutuma vakadzi kunohura kuti vapiwe fuma shame
Zvirinyika nyose chihure kwete gokwe chete tarisai mamwe madzise muone dzisingatauriki kudarika iyi
Kkkkkkkkkkkkkkkkkk
the boy is very disrespectful
Ndarinyarira hangu zidofo iri, after effort yekubika ma audio abuda ne defeat plus 2 mbucho extra to pay
Mukoma ava vakazungaira chokwadi. Kusvora mambo suwa.
Mupamhei mombe nhatu mambo munhu uyo anoda kukuitisai