Mainini 1st confession mune hutsinye imi. Hapana chatinokubatsirai nacho because muri kutopatadza marriage yenyu nemaoko enyu. Musiyei kune vakadzi vasvinu vari kutodawo murume anenge wenyu iyeye. It's so sad kuti muri kushandiswa na satan chaiko. Auya akasimba Satan. Pray to maintain your marriage. Hamunyariwo Herr nezvamakaitirwa nevabereki vemurume.
1st comment. Muneshave renhamo sisi, saka muda kuenda kumakomba ikoko here. Nhamo yekumusha kwako ishave chairo and raakuda kudealer neve. Pray hard for deliverence. That man is your husband uchazozvidemba
1st confession:hapana chimney chandingakubatsire shaa but kana usingamude usatsvage Malaysia ekunyepa ingogara naye pasi womuudza chokwadi kuti andikude ndoda ex period.Anotozvinzwisisa chaizvo woenda kuna ex wako kwete kuda kuvhurira mwanawevanhu maghost accounts
Mukoma vevoice msg , the fact that you're thinking a lot about your family is the key thing that is going to delay your healing.Focus on this health problem and when by grace is going to be well even the family will be happy too.Give yourself time for health issue 1st
Muninina forget your past and move on with your life ramba mweya wehurombe nenhamo mulife mako ida murume wako usiyane neuyo akakubvisa humhandara demoni chairo iro ratokupfeka risingadi chakanaka
Oh shame like zvandaimboita ndairota vamwe pastor vachindinamatira but kuti ndovatsvikira sei manje ndopanga pane nyaya kutsvika now ndotongoshuvira kuti dai mbambovaonavo but yoooo mari pane nyaya sorry henyu mukoma shame
Awuu sorry my brother hey .Ini nditoriwo nadzo number dzaPastor Muchefa because ndotodawo kuzonovaona so handiziwe ndokupai sei number dzacho ..hanzi vanogara kuWaterfalls uplands
Une demon 😈 mukadzi iwe haufe wakawana murume anokuda kudaro tseki gara pasi unyatsofungisa unomudii munhu akakubvisa umhandara asina kukuroora nxaa dzokera kuna pompi yadonha wako uone kuti achakuitasei you will regret
1st confession uri dhongi mboko stupid. Uka ramba uchi fambidzana nasatani uchafa uchisemesa. Zveku bviswa umhandara zvine basa reyi. Kana Jeso paai temptwa naSatan haana kuona satan wacho amire pamberi pake. Zvimwe chete nekufungidzwa zvezimunhu rakaku bvisa umhandara ndisatan mumwe chete. Block then delete his number and talk to Jesus, tell Him to forget about this dhiabhurosi man. Pray Pray Pray
Ibvai po kana mabva mondiudza ndigouya ini
Mainini 1st confession mune hutsinye imi. Hapana chatinokubatsirai nacho because muri kutopatadza marriage yenyu nemaoko enyu. Musiyei kune vakadzi vasvinu vari kutodawo murume anenge wenyu iyeye. It's so sad kuti muri kushandiswa na satan chaiko. Auya akasimba Satan.
Pray to maintain your marriage. Hamunyariwo Herr nezvamakaitirwa nevabereki vemurume.
Imagine kupa ex 6k, dzakatodambuka chaiko Mwari anopireiko vanhu dzimba vasingadzide nhaimi
1st comment. Muneshave renhamo sisi, saka muda kuenda kumakomba ikoko here. Nhamo yekumusha kwako ishave chairo and raakuda kudealer neve. Pray hard for deliverence. That man is your husband uchazozvidemba
First conf......mainini Ma windward ne Dimoni rehurombe shame mu chazodemba. Zwamurikuita izvi zvinonzi kupenga chaiko
Vanhu vanoshereketa kumusha uku usati waenda kunogadzira makuva endai kune vanobatsira kuti mhepo dzingo dzikama purizi
Sisi vekutanga shayi rechihure neshayi reurombe rakudaidzai
Exactly 💯
Mukoma Nash ndoitasei kuti ndikubatei ndoda hangu kubatsira Mukoma vaneCancer avo
Mukoma avo Dai vagona kuuya kunonzi Ku Everton Kuna Madzibaba Ngoni vanobetsera chaizvo
Postor muchefa vanowanikwa muWaterfalls pana 14 Forbes road Harare. 1on 1 i20usd. Mukaenda pana Bhozhongora latest kuFB munowana information yakazara
Saka urikuitei. Shave rehurombo riya.😢
😂
Sisi ve first confession muchazochema one day
Mune shavi renhamo mainn Dai manamata Kunze uko vamwe vari kushaya varume
1st confession you got a good husband from a good family kupusa kusatenda dzungu shavi rehurombe yoo. Just leave handiti ndozvawada
1st confession:hapana chimney chandingakubatsire shaa but kana usingamude usatsvage Malaysia ekunyepa ingogara naye pasi womuudza chokwadi kuti andikude ndoda ex period.Anotozvinzwisisa chaizvo woenda kuna ex wako kwete kuda kuvhurira mwanawevanhu maghost accounts
Pastor Muchefa variko kuTH-cam ,tarisai munovawana apo
Conf yamukoma vane cancer hamuna munhu wamakaita heartbreak here kana kunetsana naye becos umm chinenge chachivanhu pamwe kugadzirwa
Mkoma avo vanoda rubatsiro cancer yavo inogona ine chivanhu mukati saka zvoda kukasira kubatsirwa . Ndarwadziwa asi Mwari anovaitira zvakanaka
Muchefa anowanika muharare
Sisi vangu mune shavi renhamo shuwa
Sisi vekutangankwanai manzwa kaaaa kukwana chaiko chiy chakadaro nmatirai mweya heeurombonnechihure
Sis ne8 olevels dzenyu nemabusiness siyai murume manzwa..
1st conf mainini hurombe hwabata manje itai mushe kukwana chaiko
First confession. Madarirei nhai Mainini? Kuparadza marriage yenyu nemaoko enyu. Pamucharambwa ndopamuchaona kuti kwamabva ikoko ndokurikishuvirwa nevazhinji vachishaiwa. Dzikamai and pray for zi demon rakugarai iro
Pray it's a spirit
Avo Sisi ngavauye ku inbox ndivape # dzemunhu anobatsira pa phone
Can you please share the number toidawo
Haaaaa taanangudzo dzoburuka asi kuti kundiso iwanikwe pakaoma
Avo mother varikuda kuramba murume wavo namatayi mega muchiti mwari ndibatsireyi ndide murume wangu you also need deliverrence
Nhai first confession ndipe number dzemurume wako tipewo hama dzedu dziri kudawo zvemarriage
1conf wakupenga zvibvunze kuti ndichiri right right hr shuwa kupindwa nemweya we chihure shavi rehurombe wangu dai wazvi namatira wodedza Zita rako katatu kuti dzikama 😂
Dear sister try to love him please...saka munoda munhu wekumakomba hr ...Garai pamurume asikana please 🙏...Tiri kutowa shayawo varume ivavo imi muchida kusiya ummm musadaro try your best dear
Mko. VaneCancer hapaanawo hre zvamakaita zvamakabata bata previous
Cancer doesn’t necessarily correlate to kubatabata.
Voice enda kwa Miracle Paul ubetserwe
Ummm ukupitsa imba yako wega mwanasikana.
Ukutoparadza imba siyana nazvo.
Shavi reurombe😢veduwee uchamukungura semukonde wesadza murume uyu wakugara nerombe rako nxaa repent
Uyu we kutanga sisi ve muri rombe hako hombe hapana chatokupa but tokutarisai hedu taka mirira
Ko munhu mukuru anowudzirwa kuti usaende kuOperation otobvuma?
First confession mafunga kunotamba nhamo nenyaya yekut wakabvisaa humhandara kwana iwe uchaifunga imba iyi yaurikuitira kunge usina kukwana
To the first Confession,uu Ko Hure Muroika Hauzvizive
First confession, anti marriage spirit, pray hard
#1 uchenjere kudonhedza chiri mumaoko nekuda kuombere
And pray against spirit of poverty
Zvakaoma zvehupenyu veduwe
Vane cancer endayi kwa Prophet Miracle Paul
Mweya yesvina please usasiya imba yako myeya kusina kunaka please 😢😢😢
Unenge une shavi renhamo uyo wekuda kuramba murume iyoyo.
Mynn muchademba henyu kunze uku hakuna chiriko matowana anokudai makuvhaira
First confession uri benzi kuwana hama dzemurume dzinokuda pamwe nemurume wacho wototamba zvako nemba mapudzi anowira kusina hari chokwadi isazoyeuka bako waniwa.
First confession ummm mapudzi anowira kune vasina hari.
first confession ,get spiritual help
Muchefa havasi vekuside rekwa Mutare here uye vanobhadharisa.
Kana ari wekwamutare anonzi Mutepfa not Muchefa
And Mutepfa akabva kwamutare awe kuharare
1st con:: unemhepo shavi rehurombe nechihure
Mukoma vevoice msg , the fact that you're thinking a lot about your family is the key thing that is going to delay your healing.Focus on this health problem and when by grace is going to be well even the family will be happy too.Give yourself time for health issue 1st
Muninina forget your past and move on with your life ramba mweya wehurombe nenhamo mulife mako ida murume wako usiyane neuyo akakubvisa humhandara demoni chairo iro ratokupfeka risingadi chakanaka
Mainini vekutengera Ex shuga kaaaa zvakaoma ndiro shavi rine sefa pahuro kuramba tea nekuda masese itai tione vasikana
Ndipe zvangu baba ivavo first nyaya😂.
First confession mapudzi anowira kusina hari. kune hari hakuna mapudzi😂😂
Kuisa matombo hamaiswe musina kufamba nekuti pamhuri vamwe vanozotakudza vamwe kurema
Ooo sekuru vangu vaMatemavi
Tipei zvenyu murume vamurikutambisa uyoo vamusirikuda
You are actually destroying your marriage with your own hands Sisi mweya wenhamoi unewe aaah hauzive zvirikunze uko
Amai wekuda kusiya murume . Mai mwana kunze kuri dry uku muchazvidemba vamwe tirikutoshaya chero kana chigunduru chinokuti my wife . Dai muri mumwe manamatira demon rekusada imba coz machazvidemba
Ngaabatsirwe patiktok
Namatai mainini kana kutsvaga rubatsiro shave renhamo riri kukurondai
Haa you can't do anything to a woman to stop her from cheating
Oh shame like zvandaimboita ndairota vamwe pastor vachindinamatira but kuti ndovatsvikira sei manje ndopanga pane nyaya kutsvika now ndotongoshuvira kuti dai mbambovaonavo but yoooo mari pane nyaya sorry henyu mukoma shame
First ❤❤❤
1st comfession bata hana yako uti ndiri hure,wonamata woti Mwari ndibatsirei ndisiye chipfambi ndigutsikane nekudiwa kwandiri kuitwa.
Dai makwanisa kuyenda ku Zim manonamatirwa na prophet miracle Paul kuchitungwiza zvinopera kuroiwa uku
Imi vamuhure vanopa murume 6k budai mumba ndopauchaona kuti Jeso dombo, zidofo remunhu mazimhepo, tipewo nmbr dzemurume timuudze kuti hausi kumuda, kabenzi
First confession, namata you are demonic possessed,pray Rima riri Kuda kuparadza imba yako ritame. Mainini money is not enough kana usina mrume
Awuu sorry my brother hey .Ini nditoriwo nadzo number dzaPastor Muchefa because ndotodawo kuzonovaona so handiziwe ndokupai sei number dzacho ..hanzi vanogara kuWaterfalls uplands
Namatai mainini demon re anti marriage ribude musati machema
Vanoisa matombo vanhu munotanga mafamba hamungoise chete
Une demon 😈 mukadzi iwe haufe wakawana murume anokuda kudaro tseki gara pasi unyatsofungisa unomudii munhu akakubvisa umhandara asina kukuroora nxaa dzokera kuna pompi yadonha wako uone kuti achakuitasei you will regret
Ikenza shuwa sorry bhudhi muchapora vamwe varikuti mubveye uno shanda
Shame
Bhuddhi endai for operation before its too late
Ve cancer avo mukaenda kuma bhazi ekuzim muno taura nyaya yenyu muno takurwa mahara uye pastor muchefa vakanzwa nyaya yako vanobatsira mahara ngaabate bhozhongora wepa radio
1st confession uri dhongi mboko stupid. Uka ramba uchi fambidzana nasatani uchafa uchisemesa.
Zveku bviswa umhandara zvine basa reyi.
Kana Jeso paai temptwa naSatan haana kuona satan wacho amire pamberi pake. Zvimwe chete nekufungidzwa zvezimunhu rakaku bvisa umhandara ndisatan mumwe chete.
Block then delete his number and talk to Jesus, tell Him to forget about this dhiabhurosi man.
Pray Pray Pray
I am going to give you his number.