CHIMHANDA.....KUBATABATA KOITAKUTI MHURI IPESANE
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 8 ก.ย. 2024
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
ChiMalawi chirudzi chinoshandiswa kubira vabereki
Vabereki vanzwa nekunyeperwa awa haaa zvakaoma hazvo
Tavepo watching from SA
Another level renhema 😢😢😢😢 takarova varume vanenge ava paseke apa vakareurura chokwadi
Vanga vaita sei😂
Kkkkkk
Andrew ndaimbokufarira but zvawavakuita izvi ummm
Dewmas media manyama taking us to another level
Pano panonzi pano sure😂😂😂
Ava ndaana tsikamtanda havàsi anasekuru
Hanzi pamakafamb zvakanzi chii matare ayya panenge panenhem
Mukuchita zamasewera paribe chagwiriwa apo kubela wantu ndarama
Tasvika Drew'smas media taking us to another level 🔥
Hapana nezviripo basa kuchinja mavoice kutyisidzira vanhu bedzi kupedza nguva nekutaura zvisina basa
Tiripo zvedu watching from Capetown
Koooo kuzoshama yoooi izvi zve nyanga itayi henyu.
Ummmmmmmm
Aya anenge anomyepa
😂😂 Kule wangu.The day has finally come.. Ko zvamaipedza nguva, ko nhasi ndeipi iyi?? Ah well life goes on..
Hezvo hezvo nhaimi ko zvavakashamazve hurumende ngaione plan nen'anga idzi dzawandisa plus drewmas izvi hauzvigoni hako ndochokwadi
Vanatsika Mutanda
Tisvikewo pano Drewmas Media taking us to another Level. 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Thank you for educating us Sekuru enlightening us on culture & the works & tools used by the wicked witches 😊
Ko kuzorara pasi varikunzweiko😂torai mari association
Zvachashama
Mkoma Andy
Dai muchimbomira mbichana karwiyo ako kachirira
Kachoro mhiripiri inovava
Sei n'anga dzacho zhinji dzichitaura nechiMalawi.Kureva here kuti dzakarombera kuMalawi dzese.
Heyyyyyy 😂😂😂😂zvakaoma vari pabasa vakomana vacho taneta navo vanhu ava matsotsi
Aaaa ndauya zvngu kt heii vana sekuru ava kuita sevari muhondo imika ko pavanozorarira nhy yoo
Ndavapo zvangu pa USA
Midwest
ndopavakirirawo zidofo ipapo drewmas media ktamba nembavha nekusapedza nyaya chaunenge vafambira
Morning
Hezvo kokubumburuka hanziiko😂
Tauyawo drewmas
Noise yooo
Mwendamberi mkanya zvirikupindirana papi imika
Haaaa Gudo guru rinoona , 💪
Mkoma Andrew muri rudadiso
These guys n'anga yes? Ko what's the difference with ana tsikamutanda?
Why n'anga dzese zvinji dzichibva malawi
Apa vachizviti mukanya
pano pano panani ndaitawo number 3 kusvika
Asi musha uyu hauna varume? Vakadzi ndoo varikudaira
Hoyoooo drewmas
Vanhu ava vawandisa zvakufana kumiswa varikubira vanhu especially ukataura naye pa phone uumm unoudzwa zvimwe
Vanevakadzi hre vanhu ava angada zvakadai ndiyani chinenge ngozi vanhu muchabirwa nembavha idzi
😂😂😂😂😂😂 vakurohwa nezvinhu zvava seter futi
Tavepo
😂😂😂😂😂 iweee
Haaa tinovimba Kuti Mhuri yabatstsirika kana vachiita chokwadi.
Dambuziko nderekuti mugabe akakurasisai ma languages enyu akakutii mudzidze mutauro wake. Mutauro ndewemuzimbabwe uyu kuDande uko
N'anga dzeMalawi dzakatoona kt paZim pakutoreka mari serious chaiko 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂amana for now andisi wekwamudhindo ndochii ichochi
But guys caught me if I'm wrong why is it vabatsiri Ava vese varikungo taura laungege one 😂😂
MuZimbabwe makazara musanganiswa
Andrew kna usina tun'anga twenhema tinofarira ufunge,paunozongoĵoina metwun'anga utwu zvobva zvadhakwa zvese
Anatsika mutanda murimbavha imi musade kuti jairira tseki bvisai twungundu utwo mumusoro tokumamisai
mkoma Andrew Chihera naSoko varipi
😂😂😂😂😂😂mukanya rava gudo
Mukanya votora mari yavo zvavo vachizudza rasta 😂😂😂😂😂 😂😅😅😅😅😅😅😂😂😂😂😂 horomba yamuka zvayo
Mkanya avasi kutivhara hr avo
Makaputirirwa dafi mhenyu😂😂😂😂😂😂😂😂 ko kuumburuka vese.
Fake mbavha idzi .Mukotsanjera chete anoita zviri straight.
Kkkkk ko ma voice asekuru
Mukotsadyera ndiye munhu asingaite feck
Mukonzajera chibaba chiya
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Dacha
Mukoma Andy haaa apa andina kugutsikana hank 😂😂😂kotumabhurukwa hatwo haaa azvina kunyatsonditi dyooo
Koidzo dzabate nyanga yacho mazvionawo ere kuti dzirikutye kuchekwa nebanga
Drama 😢
Ngavasadaro
Taurai zvenyu zvakangooma
My brother Andrew murirudadiso love 💕💕
Wwf
😂😂😂😂😂 dremas ka?
To much drama
𝐭𝐢𝐛𝐮𝐝𝐢𝐬𝐢𝐫𝐞𝐢𝐰𝐚 𝐚𝐫𝐢𝐤𝐮𝐭𝐚𝐮𝐫𝐚 𝐚𝐫𝐢𝐦𝐮𝐦𝐛𝐚 𝐮𝐲𝐨
Fake
Sei zvinhu zvacho zvisingatauri zvivezwa ndizvo zvidoma zvacho zvochinja kana vakuzvibvisa kuita zvivezwa
𝐧𝐠𝐚𝐮𝐲𝐞 𝐩𝐚𝐜𝐡𝐞𝐧𝐚 𝐭𝐢𝐦𝐮𝐨𝐧𝐞 𝐳𝐯𝐚𝐢𝐤𝐮𝐢𝐭𝐚
Dewmas media manyama taking us to another level